Mambo ndiyo vanotaura kutaura gupuro rinobhadharwa mari here or nyakuramba ndiye anobvisa mari yaanoda,ende gupuro rinoenda kuna chief here or kumunhu arambwa.humbavha huri pachena
@@lorrainenembaware4606 isu toziva kut inopuhwa arambwa ende Anya amount but the biggest amount i$1 chete not mbavha idzo ngavadzidzewo kubva kune mamwe matare
Ndokutonga uku 🎉
Saka kunomborwa ropa nemurume kuripapi😢
Mambo pamari yegupuro boe here
Muri kuitana Seiko mudzima umo😢
Fodya yauraya misha mizhinji vanhu varikuvhunduka mari
Ndokutonga ❤
The shes no one pakurondedzera
KO mari yegupuro inoenda Kuna chef hr or inoenda kunearambwa kubvunzawo hangu
Kune arambwa imbavha idzi
Mambo hudyire
Iri dare handirinzwisise at all mafon evanhu monotora nhas gupuro iro matora pakai?mamwe madzimambo hatizvioni wani
Tsika dzosiyana. Vamwe takatonzwa kuchinzi mombe yemasungiro ndikaita sendichadonha nehana. Kwedu kobviswa mbudzi.
Kutosiyana kwazvo.
Magumo ano akupisa yoh zuva raMwari riripedyo that’s disgusting
gupuro $1 mhani iwe mukadzi.
Zvakaoma hazvo
$50 uwesi? Dai wamupa dhora kana 10 bond
Ko kugoviwa kwezvavakashanda verse plus Mari yakatorwa nemurume😢
This is unacceptable and unfair.
Dare iri nderekurambana kunozoitwa rimwe dare rekugovana zvinhu rimnwe rekuvira pfuma yeroora.
Mambo ndiyo vanotaura kutaura gupuro rinobhadharwa mari here or nyakuramba ndiye anobvisa mari yaanoda,ende gupuro rinoenda kuna chief here or kumunhu arambwa.humbavha huri pachena
Ava mambo ava vanobhowa vakambotora ft phone yaive yatengwa nechikomba .ngavape arambwa $ rake
Mudare rudzii msingamonerwe Zambia
Mashura awo
Iko kuisa chigunwe ikoko ndo problem mozvikwadza
Kuzvikuvadza chii?inga paunonozvara vanoisa chigunwe wani to check maCentimeters,kana nhengo yemurume ichipinda yese yakakura kupfuura chigunwe why not kuisa changu ndichigeza,vamwe varume paromance chaipo vanoisa chigunwe kuzasi,non’onai nyasi musateedzere manurse
Gupuro $50? Rinoenda kuna mambo?
Dare iri rine hundyire uye harigadzirise ma marriages coz rinenge richida ku benefiter iro nxaaah 😡
Vanozonombora riini? Tiuyewo kumabiko
Yuwiiiii 🙈🤦♀️
First mukati
Zvakaoma veduwe 😢
Amaininiregerai baba ava havaite😢
Thats inhuman😮😮
Gogogoi pano
Zvese izvi zvirikuitika muZimbabwe handiti? Ndikunzwei futi muchiti ZiG rinoita simba futi kana kuti economy ichachinja. Haifi yakaita
Muroora ramba rombe iro. He abuses her, anopenga, ngaanotsvage rombe rechikadzi
Mkadzi anotori nemunhu ngapaitwe madna mukadzi ihure nechakare murume wakatambwa
Mari yegupuro inoindepi weduwee
Imi $50 hre nhaimi
@@IrineManyange yakanyanyisa Kani thot inotorwa nemnhu apihwa zveee ndaona sekunge yasara namambo iiiiiii
@@lorrainenembaware4606 isu toziva kut inopuhwa arambwa ende Anya amount but the biggest amount i$1 chete not mbavha idzo ngavadzidzewo kubva kune mamwe matare
50 ziggy ka 😂
Uuuuuuuu