People were used everywhere to fight the oppressors in a hope and believe of retaining land back to people and now there is no land for people they are turned into squatters and told it is not their land and gets evicted which land did we fight for because we do not have it, it is still in the hands of oppressors and it is called private property which is untouchable.
Toswera tichimbirwa matoto chipatata potata nanaRocky. Pindurai Chipanga ari kuimba zvonzwika nemaZimba
Sando kuna Gogo nasekuru Chipanga vakabara Hosiah ,he is a legend
😢
Kkkk 2021 anyone with me here iwhu redu nderipi
Ummm takuvara wangu
Hapana wena vanhu vakafira mahara nyika yaora homeboy vangu vainge vaona Zim yadhakwa
misambo iyi inoita kuti ndikure ndichionera .....sando dzenyu kuti taa mkoma Chipanga
People were used everywhere to fight the oppressors in a hope and believe of retaining land back to people and now there is no land for people they are turned into squatters and told it is not their land and gets evicted which land did we fight for because we do not have it, it is still in the hands of oppressors and it is called private property which is untouchable.
I iiii hero murume uyoo
VaChipanga munogona imi, true messages from your music🙌🙌
Kunzi ndiri Sikwata munyika ya baba kkkkkkkkkk
Manga maona VaChipanga.
Dance yacho is so unique and special. Iyoh!!!
Kunzi ndiri squatter munyika yababa. Pakaipa munorevesa VaChipanga
2021 i'm still in deep love with this song
Amweni ngekupaza dzimba dzaamwe paangobhadhara mutero amwe oti angoda madeeds shuwa shuwa opetuka oti anhu anofanira kugara mahara nemvura yamahara anhu abvuma ne mavoti awo hinde kumazhanje!!
Kupetuka
Chokwadi chemahara icho sando dzako mdhara
MaBODY kudai kushaya pegara....SALUTE👍
Vapange Chipanga👏🏾👏🏾🙏🙏
Chokwadi hachiputsi hukama
Any Zim guy/lady wanna b frnds 2 a Mzansi guy,m from Limpopo in SA closer 2 Zim border and like this sungura music,I m Pedi but cn hear a bit of Shona
A u a venda also
@@tendaimtizva6404 wamuda here
Eta my bro
Am here for friendship
2023 07 07
Still sound strongly 💪
here with you 2023
I like your lyrical prowess
Mudhara iwe ka unogona unogonesa unongozondiuraya pamajaivhi kkkkkk
TheTrueZimbabwean legend
Vaudzei baba
Legend
Ndofarira dance yacho hangu
2020 bhoo here
hona dance iyo😄😄😄
vachipanga isimbi inodya dzimwe anogona zvake mudz
2024 sorry ndaa chiri mudik makanyanya mudhara ivhu redu nderip
vaudzei baba Chipanga mazano
kadance😂😂😂😂
message
I like ur dancing mdala
Kuroja kudai kushaya pekugara😂
kuroja kudai kushaya pekugara
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Ka dance ako kumberi manje
mukuru havaite ava ma boss chaiwo
Chokwadi chemahara
2023 still here
kkkkkk cool dance
Vapange chipanga
Brian ndyp
@@triplemsasa9576 murisei VaMsasa
empty promises ndozvinoita mapoliticians
killer t
CHIPANGA PANGA HAMA YANGU?
Umm nice no backing vocals
rakatogwa ne mhepo
His jive dance is quite cool. The only problem is his recent MAPIPI church project which is fast turning him into a psycho.