Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Mai chisamba tinokutendai nedzidziso yenyu mwari ngaakuchengetei
Mhamha tinokutenda murikutidzidzisa hunhu chaihwo kunesu vechidiki tichangopinda mumba ikozvino hakuchina vana vatete vanoraira nyanduri vanobata mashoko akakosha❤
Well done amai
Ndotenda chirongwa ichi chakandikudza ndatove baba ndichingoda kutepfenyura kwenyu💕💕❤❤❤❤❤❤❤❤
Makadiiko maiChisamba ayewa ndafara chaizvo kuona basa renyu richienderera mberi.BaSerious vataura chokwadi vamwe vanhu vakashanya havadzokeri vanogarisa.
❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Love this program it can teach us ende kana Pana bba Serious navaMuchazondida tinonzwa Shona kani❤❤❤
pastor vakadhakwa ava..ihama yemkadzi..havana dzidziso
Manhu ngaaite mutemo kwese kwaanoenda
I think munguvs yatava munhu ngaangogars kumba kwake.. tinosangana paKirimusi kumichato nepandufu!!
Chokwadi munhu nemunhu kumba kwake
Wandipedza zvangu dea thts very tru
Mmmmmm vanhu muno shaisha kugarika
@@kazhinji kenhambo dzemuupenyu hama dzemurume ndidzo dzine matambudziko anowanikwa muwanano.@@kashoma kuti hama dzemurume dzifare panguwa iyo hama yavo inenge yaroora.@@hama dzemurume adzinyanyi kufara nemuono wekuti uyu auya kuroorwa anenge auya kuzokanganisa ugaro hwaivepo pakati pavo nehama yavo.@@hama dzemukadzi ndivo vanhu vanonyanya kufara pakuroorwa kwehama yavo vachifarira kuti uyu aroora hama yavo ane zvaakayemura paari chiri chidadiso chebasa ravakabata mukumukudza nekurera. @@hama dzemukadzi dzinouya nemufaro.@@hama dzemurume dzinouya nekusuwa.@@vakaroorana vanosarudza chakanaka unova mufaro uye kuti wauya nani.@@azvishamisi kuona hama dzemukadzi dziridzo dzinofarirwa.
Potentially good programme , it’s only lacking proper debate and the panel appears to have rehearsed their answers , but there’s still room for improvement keep it up ❤
Time ishoma, vanhu vanofana kunyatsokweshana chaizvo
Ummmmm Shona yababa serious 😂😂😂😂
I'm waiting
😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkk mushonga usatarise chete ita zvawafambira
Kkkkki powerful one
Tinotenda nechidzidzo
🔥💪
Is this recent or it's from back in the day. I can't see and lace fronts so I can't figure it out 😂.
Kkk
Mai chisamba tinokutendai nedzidziso yenyu mwari ngaakuchengetei
Mhamha tinokutenda murikutidzidzisa hunhu chaihwo kunesu vechidiki tichangopinda mumba ikozvino hakuchina vana vatete vanoraira nyanduri vanobata mashoko akakosha❤
Well done amai
Ndotenda chirongwa ichi chakandikudza ndatove baba ndichingoda kutepfenyura kwenyu💕💕❤❤❤❤❤❤❤❤
Makadiiko maiChisamba ayewa ndafara chaizvo kuona basa renyu richienderera mberi.
BaSerious vataura chokwadi vamwe vanhu vakashanya havadzokeri vanogarisa.
❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Love this program it can teach us ende kana Pana bba Serious navaMuchazondida tinonzwa Shona kani❤❤❤
pastor vakadhakwa ava..ihama yemkadzi..havana dzidziso
Manhu ngaaite mutemo kwese kwaanoenda
I think munguvs yatava munhu ngaangogars kumba kwake.. tinosangana paKirimusi kumichato nepandufu!!
Chokwadi munhu nemunhu kumba kwake
Wandipedza zvangu dea thts very tru
Mmmmmm vanhu muno shaisha kugarika
@@kazhinji kenhambo dzemuupenyu hama dzemurume ndidzo dzine matambudziko anowanikwa muwanano.
@@kashoma kuti hama dzemurume dzifare panguwa iyo hama yavo inenge yaroora.
@@hama dzemurume adzinyanyi kufara nemuono wekuti uyu auya kuroorwa anenge auya kuzokanganisa ugaro hwaivepo pakati pavo nehama yavo.
@@hama dzemukadzi ndivo vanhu vanonyanya kufara pakuroorwa kwehama yavo vachifarira kuti uyu aroora hama yavo ane zvaakayemura paari chiri chidadiso chebasa ravakabata mukumukudza nekurera.
@@hama dzemukadzi dzinouya nemufaro.
@@hama dzemurume dzinouya nekusuwa.
@@vakaroorana vanosarudza chakanaka unova mufaro uye kuti wauya nani.
@@azvishamisi kuona hama dzemukadzi dziridzo dzinofarirwa.