its high time people get to appreciate the role men play in this life. Men do the most and go through the most to provide but its sad kuti most go unappreciated, pashoma ipapo, misi haifanane and they all can not be the same. Thank you for this Jah
I can't get enough of this song. Hubaba hausi nyore asi unoreruka if you have an appreciating woman. #Garai pasi tibike shewe.... #Nhaka yenyu vanangu, irimo muziya rangu.... #Chero ichocho chamauya nacho touchira. Munonyorera paiko nhai Zichangamire rinosimudza mureza ??
kufa kwemurume kubuda hura.. a man must provide for his family ndo musoro weimba nhy... Jah haaa mukatsvaga nzira dzake mungadzungaira asi iyemi mose gachirai kuti mwana wedare ane vari paari vanobata matare nenzira isina kujairika nhy... kungozvirerutsa asi maito fanira kunge kuchidzoka mokanda yematendo mundiro yevakuru.. mhaka vari kubata ririkuyemhurwa ne Dzimbahwe uye ne pasi rose.. titende
@Masimba-b2iwiki ari kutikandira l understand kn une zviri pauri zvoda kutendwa isu hatina mari but wiki ari kutibvisira...pamari yedu yaanoba opa mhondoro yetsika iyi
@tsitsi852 anoba marii yenyu sei? zvisinei kuzvida dai kuzviramba the lad is super blessed both physically and spiritually... isu hedu vana va Tovela tinotyora muzura tichikudza mhepo hurusa igere pamafudze a Mwendamberi ndizvo nhy
This is my favourite of all times🎉🎉❤❤because i appreciate my dear husband...Samanyanga..gweta redu😊❤,,,i love you my dear husband,thank you very much for caring,loving and taking care of me and the kids..munotendwa mhukahuru..hatina kana 1 chekushoora...my priest of the house...chamaona baba tinouchira❤
My soul can’t handle this anymore, every time I listen to this song I get extremely emotional and it’s not fun at all. This wasn’t necessary at all and I don’t see any reason behind putting so much greatness on one song , moyo wangu chinyarara
I will dedicate to my future husband Ngoni Madzviti I the father of my five kids two boys and three girls if God wills Tawananyasha Noah, Nokutenda Nathaniel, Minana Shammah and the twins girls Makanaka Shalom n Matifadza Sarah we have a happy family we will take care n raise our lovely precious children together Samanyanga and mamoyo saint Joseph and Saint Anne
best song in the album, feel like people underated this one, this is a masterpiece😅🔥
Haurevi nhema!
10000000%%%%
My favorite too
Best indeed
Real
I will leave my coment here so that when someone likes it l'll come and listen to this song again
🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Come back😅
Tererai Ngoma renyu chibaba mhhhh Hubaba
Come back brother
Dzoka pano
2026 register is here...
So we can safely say Album hapana song isiri kunakidza 😭😭😭♥️unoda tiite sei nhai mukudzei
My best Ibvo ikunaka
yes 🔥🔥🔥🔥❤️
Dzese dzikunakidza kani ❤
My best Ruzhowa
Uyu igombwe kwete mhondoro ❤
2026 anyone ❤
To us who enjoys both Jah and Winky songs 💯💯🙌
Yaa l like them both .l enjoy their different art.
These two guys are gifted.
Ini winky na macheso haàa ndakatadza kunakirwa bt vanogona
@bulemandera181me too ndakatadza kunakirwa nawinky macheso ndotombozununguka
Vakapasa A level avarasi 😂❤
❤❤❤❤❤ men let's gather here Jp appreciating us enough
Ana baba being appreciated here🎉🎉🎉 we now live in a society which doesn’t appreciate the role of men enough
True
How many people are saying Jah prayzah is the goat💯
Not debatable (everyone)
Who remembers traditional dance 💃🏽 in primary school .
Havo ndibaba
even today we still sing the song
kkkkkk i remember those days.
I remember this well ....traditional dancemy mum used to say hameno hako uchasvikirwa...😅😅😅
the song went like, 'taiona Edzi mkondombera taiona...daidza babaaa Edzi mkondombera taiona
I remember too!!
Who else is here this morning listening to this masterpiece. May the lord see this man through , isa Like if you agree
Im here
Handina hope mukadzi wangu hhummmm hubaba
Ndoshanda ndisati ndakwegura hhummm hubaba
Inombobuda misodzi yangu hhummm hubaba
Ko ramangwana rimboriangu hhummm hubaba
Jara Jara munorida here
(Chiro ichocho chamauya nacho touchira)
Kanyama kadoko doko
(Chiro ichocho chamauya nacho touchira)
Mabumbe kana maburwe
(Chiro ichocho chamauya nacho touchira)
Kanyama kadoko doko
(Chiro ichocho chamauya nacho touchira)
Toti avo ndibaba
Chavaona avo ndibaba vedu chavaona 3x
Garai pasi ndibike shewe
Chavaona avo ndibaba vedu chavaona
( Avo ndibaba)
Chavaona avo ndibaba vedu chavaona
( Avo ndibaba)
Chavaona ndibaba vedu ndibaba vedu chavaona
Baba musoro wemba
Chavaona ndibaba vedu ndibaba vedu chavaona
Garai pasi ndibike shewe
Chavaona ndibaba vedu ndibaba vedu chavaona
Hubaba kufa wabuda ura2x
Chingwa chenyu chezuva rino chirimo munhava yangu
Nhaka yenyu yamangwana irimo muziva rangu
Dondipa mvura ndafambakq chinhambo
Ndipe mvura ndibvise huruva
Rimwe zuva masango matemba
Chiro ichocho chamauya nacho touchira
Rimwe zuva machena
Chiro ichocho chamauya nacho touchira
Toti avo ndibaba
Chavaona avo ndibaba vedu chavaona 3x
Garai pasi ndibike shewe
Chavaona avo ndibaba vedu chavaona
( Avo ndibaba)
Chavaona avo ndibaba vedu chavaona
( Avo ndibaba)
Chavaona ndibaba vedu ndibaba vedu chavaona
Baba musoro wemba
Chavaona ndibaba vedu ndibaba vedu chavaona
Garai pasi ndibike shewe
Chavaona ndibaba vedu ndibaba vedu chavaona
Hubaba kufa wabuda ura2x
Nhaka yenyu yamangwana iri muziya rangu. Else on point
Thank you !
Muchavaona ndibaba vedu
Ko ramamangwana remhuri yangu
Hubaba kufa wabuda hura
My dad would have been 78 today .Happy Heavenly birthday we love you .❤❤❤❤🎉
Haa DJ Tamuka ndaisa maoko👏👏👏
Imagine having a wife that appreciates you that much ❤
Song dedicated to all fathers out there who work hard to provide for their families 🔥🔥🔥🔥🔥🔥💯💯💯.... Thank you so much Wagwizi 🐐🐐🐐
Chirandu
Nhai vanhu vasingaterere jah prayzah vanorarama sei😂
This question is so deep kkkk
Tinorarama cuz😂😂
I wonder 😂😂😂
Bvunzawo😂😂😂
Best song on the album, some real life lyrics here
its high time people get to appreciate the role men play in this life. Men do the most and go through the most to provide but its sad kuti most go unappreciated, pashoma ipapo, misi haifanane and they all can not be the same. Thank you for this Jah
You can say that again
We appreciate you but kuzohura manje
Happy father's day if you listen 🎶 this today siya like 👍
Appreciating all Man for our efforts 👌 lets keep grinding, a society where we are looked down upon 💪
It makes you to be a proud Shona ... best Melody ...
Pakabatwa basa apa
I can't get enough of this song. Hubaba hausi nyore asi unoreruka if you have an appreciating woman. #Garai pasi tibike shewe.... #Nhaka yenyu vanangu, irimo muziya rangu.... #Chero ichocho chamauya nacho touchira.
Munonyorera paiko nhai Zichangamire rinosimudza mureza ??
kufa kwemurume kubuda hura.. a man must provide for his family ndo musoro weimba nhy... Jah haaa mukatsvaga nzira dzake mungadzungaira asi iyemi mose gachirai kuti mwana wedare ane vari paari vanobata matare nenzira isina kujairika nhy... kungozvirerutsa asi maito fanira kunge kuchidzoka mokanda yematendo mundiro yevakuru.. mhaka vari kubata ririkuyemhurwa ne Dzimbahwe uye ne pasi rose.. titende
@Masimba-b2iwiki ari kutikandira l understand kn une zviri pauri zvoda kutendwa isu hatina mari but wiki ari kutibvisira...pamari yedu yaanoba opa mhondoro yetsika iyi
@tsitsi852 anoba marii yenyu sei? zvisinei kuzvida dai kuzviramba the lad is super blessed both physically and spiritually... isu hedu vana va Tovela tinotyora muzura tichikudza mhepo hurusa igere pamafudze a Mwendamberi ndizvo nhy
@Masimba-b2i Vachononga-nonga zvinyorwa zviviri-zvitatu kubva mundima yamanyora nerurumi rwakaurungana kudai 😂😂😂😂
@nobertchinowaita6969 titende mupwere, ikoko kutoziva mazwi ataurwa ati dzame ndokutanga kwezivo revakayenda kare , kunodudza ivo vari mugomba ndizvo nhy... pano tiri kupembedza chakanaka uye chakachena chasundaidzwa na Mwendamberi, chakanaka chakanaka mukaka haurungwe munyu... ndaisawo angu manja
HERE 11 MARCH TO LISTEN TO THE BEST ALBUM OF ALL TIME
This tune got me feeling like I'm not appreciating my man as well as my dad enough.
Jah Prayzah ndiye watakagarira MuZimbambwe🐐🇿🇼
😂😂😂wapedza iwew
Kkkk finish ndiye watakagarira sure
😂😂😂😂😂😂
😂😂
zvedii kudai ...he really is the reason shem
Munenge muchinyorera pai Mwendamberi
Ndiro Shavi rehu Gwenyambira chairo chairo chairo - Ma 1
Mumvura😂😂
Muninga😂😂😂
BIG UP DJ TAMUKA
This is the definition of Zimbabwean sound. Our tradition our pride..
From Zambia and Visit Zimbabwe for business time to time and I can say this guy's the GOAT in Zim. He is a god.
🇿🇲🇿🇲🇿🇲🇿🇲
we need a video for this one
I do enjoy Jah prayzah’s songs am from Zambia 🇿🇲 ❤️❤️🦋🦋
I'm sorry I used to underate JP, he is the GOAT 🎉🎉🎉
Welcome
This song makes me think of my dad ....he was a hardworking man and a great dad provider ,protector and respected in the community. ❤🎉🎉🎉🎉🎉
People are sleeping on this song...
Tipeiwo video for this one mukoma button>>>
Video please
Eish...this is very emotional to me guys😢🥺
Ndoudza seiko mdhara wangu kuti Jah Prayzer ndibaba vedu tese😂
For Mukudzei my son and my Wife .I love you guys
Lets gather her for DJ TAMUKA WOYEEEEEEEE🔥🔥🔥🔥
boy doesn't disappoint
You are so talented broe🎉
Oliver Mtukudzi would be so proud of this song. Well done.
This is my favourite of all times🎉🎉❤❤because i appreciate my dear husband...Samanyanga..gweta redu😊❤,,,i love you my dear husband,thank you very much for caring,loving and taking care of me and the kids..munotendwa mhukahuru..hatina kana 1 chekushoora...my priest of the house...chamaona baba tinouchira❤
Huh aya ma1 ayaaa
I am not married yet, i understand, this song is deep.
Vana baba muriko hre uko
To us who listens to the song everyday 10 times Aiwa imbudzi iyi
Overwhelmed by the appreciation of being “baba” we go through the most….for the goodwill of the families we head. hats off to misoro yemba 🎉!!!!!
Ini hangu iyi inindiitira🎉
Rest in Peace Dad you will always be my hero♥️
Whenever I see a comment mentioning Winky D's name in JP's work ndonzwa kusvotwa ini, it's not necessary
Me too ndototukira kure vanoda winky asheye grace yajp hre..ndakamirira bhama rawinky I'm going to comment on every song ndichiisa jp
Me too ndototukira kure vanoda winky asheye grace yajp hre..ndakamirira bhama rawinky I'm going to comment on every song ndichiisa jp
And hazvitozi neccesary cz vanoimba zviri totally different henyu
nhasi um busy tukuteerera nziyo kwadzo
Woman should respect hardworking husbands for sure
Beautiful song
🎉🎉🎉🎉🎉
My soul can’t handle this anymore, every time I listen to this song I get extremely emotional and it’s not fun at all. This wasn’t necessary at all and I don’t see any reason behind putting so much greatness on one song , moyo wangu chinyarara
Jah prayzah DJ Tamuka maone ayoooo
I remember ndr kuprimary
To all responsible fathers out there well done we see you and we appreciate you🎉🎉
Tamuka never disappoint
never-you can feel it
Ndiyo Mhande here iyi.?
Beautiful
🔊🔞 perfect song for vanaDad vanoshanda nesimba kuti mhuri dzirare dzakaguta, thank you for appreciating our efforts 😢. Tofira mukuzama
Varume chaivo muriko here uko???
I will dedicate to my future husband Ngoni Madzviti I the father of my five kids two boys and three girls if God wills Tawananyasha Noah, Nokutenda Nathaniel, Minana Shammah and the twins girls Makanaka Shalom n Matifadza Sarah we have a happy family we will take care n raise our lovely precious children together Samanyanga and mamoyo saint Joseph and Saint Anne
this man is talented 👏🙌👌😍
Such a beautiful song ,thank you ❤
This song is dedicated for my late father, he was the best dad ever. May his soul continue to rest in peace.
This guy is unstoppable ❤
Song hits hard....
I like the havo ndibaba part❤❤
When a men finally get recognized,,,, let's give flowers to our goat
😂😂😂 traditional dance back to primary school
Well said .... this is primary level
Exactly i remember this song when i was at Chidiya primary school in Murwhwa rural back in 2001
we dont give enough credit to fathers. Thank you JP for this one
I literally play this song everyday ❤ Thank you JP for this masterpiece
DJ Tamuka muhombe
This is music
Aaah. Why am I only getting here today
Inoyi ndiTamuka achigadzira
🔥🔥🔥
I’m currently in uganda the people here approved this masterpiece 🫡🫡🔥🔥
A very beautiful song it keeps me going through tough times
Handina hope mkadzi wangu😂😂😂
Every man can relate
Beat ..hauudzirwi kuti ndi Tamuka
Mature music Mwari ini ndine problem yekushora sorry chihwa kubva nhasi mava baba zvishoma izvozvo 🎉🎉🎉🎉
This song is underated ❤
Dedicating this song to my dad, hubby and brothers❤❤❤
Dad's don't have it easy respect your fathers and husbands 👏 ❤❤❤❤🎉
mmmmm uyu mudhara
Lyrics +beat=perfect 🎉
Zimcelebs inonyara apa, mbudzi yenyika inodadisa iyi❤
My dad was an exceptional man. May my dad rest in peace. He was a man amongst vana baba varehwa JP #hubaba
Mhande ndoozvoo ❤
Wow!
I now have a song to play for my dad thanks JP💃
Appreciating all the men out there that are trying to put smiles on their families ❤
Ita kuti wagwizi
Its always good if your wife appreciates your hustle 🎉
For my husband ❤. I love this song
Aya ndoma1 e song, wakaimbirwa song iyi unodzoka ne nyama kumba everyday
This is a good song remind of son lookinf up to his dad
chero chavauya nacho ndibaba