DOTITO: Munhu Wese Aita Chipfambi Taidzingisisa Pamusha Pedu

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 16 дек 2024

Комментарии • 20

  • @Dragonstarfilm
    @Dragonstarfilm День назад +2

    Aaaa vabereki zivai nyaya kana vanoura vangadai vachafamba munyika here, munhu akahura nemukadzi wemunhu anodzingirwei wapedza yoti mhuri yese ko mukadzi akahura wacho wakadiii naye

  • @rodmuza9619
    @rodmuza9619 День назад

    Mr Kubunga looking good. Smart as usual

  • @lyfechiwa
    @lyfechiwa День назад

    Haaa iyi nyaya inoda mambo Mutasa ….Ana Dorito brain dzavo dziri padhuze ….dzinonzwa husimbe hwekufunga bcz hey panenge patadziwa kutonga apa…
    Let’s wait fo part 2 …

  • @frankkaraga7523
    @frankkaraga7523 День назад

    This is my family yoo Sabhuku hapana

  • @AnnaChauke-co1em
    @AnnaChauke-co1em День назад

    Sabhuku ava something is wrong upstairs,makazviona kupi kuti munhu akahura anodzingwa,sabhuku kwanayi.

  • @AlbertDlamini-x6o
    @AlbertDlamini-x6o День назад

    Imi sabhuku muchirima munda iwoyo makawupuwa nani ndomubvundzo wamofanira kuwubvunza sabhuku iwoyo

  • @b1nice923
    @b1nice923 День назад

    Kudzimgirwa hupombwe ? Dai muvillage muchine vanhu here😅😅😅

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 День назад

    Kana wabva pamunda unotorwa nasabhuku. Chidare chinevanhu vasingazive chivanhu.

  • @PardyQibiDziya
    @PardyQibiDziya День назад

    All these land disputes can be minimised by a new land tenure system consistent with global land ownership and development systems. Zimbabwe is still backward. What the heck is communal land ownership in this day and era?

  • @AlbertDlamini-x6o
    @AlbertDlamini-x6o День назад

    Munda uyo vakawutorereyi nokuti avo vakadzingwa avasi varidzi vemunda saka munda ndewecana avo dzpserayi vanhu munda wavo

  • @WinfildaGopfa
    @WinfildaGopfa 21 час назад

    Sabuku vanonyepa vamboti 30years vachoshandisà Munda

  • @margarettakundwa6333
    @margarettakundwa6333 День назад

    Gomba une vhavhu

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 День назад

    Vakaita Chohupombwe 😂

  • @faithmapiro2277
    @faithmapiro2277 День назад +1

    Sabhuku kutaurisa hakusi kungwara

  • @b1nice923
    @b1nice923 День назад

    Asi mambo tsiurayi masabhuku this is unacceptable

  • @PhillipChindendere
    @PhillipChindendere День назад

    Sabhuku you are too emotional

  • @TheChekas
    @TheChekas День назад

    Mutongi haagoni nyaya, very immature

  • @AlbertDlamini-x6o
    @AlbertDlamini-x6o День назад

    Ummmm apa matadza kutonga nyaya kana vakadzinga bba avo munda vanowutorereyi nokuti dzindza rakakura rinekodzero yekutora munda iwoyo ende futi mhosva yabba ayisi yemwana debba avo vakasungwa nemapurisa vana vayizvosungwavo hre kuti imhosva yabba akuna zvakadaro tongayi mushe sabhuku idyiredyire yasabhuku mbavha chayiyo

  • @LindaMaradzika-ik8po
    @LindaMaradzika-ik8po День назад

    Sabhuku maitiro ako aya

  • @WinfildaGopfa
    @WinfildaGopfa 21 час назад

    Havagone kutonga sabuku avo