Makuva Matatu Ateedzana, Mumwe Abaiwa Vachibva Kuita Nyaradzo

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 окт 2024

Комментарии • 41

  • @faraimusakuro9090
    @faraimusakuro9090 3 месяца назад +27

    Who else is getting bored nemaadverts

    • @pearlmambinge451
      @pearlmambinge451 3 месяца назад +2

      Ma adverts anovapa mari saka arikuwanda pobva papinda futi epa RUclips 😢

    • @Nunec
      @Nunec 3 месяца назад

      Yes they are annoying but that is how they make money

    • @chenaimuzanenhamo8292
      @chenaimuzanenhamo8292 3 месяца назад

      Back noise is more boring

    • @Angylngumashupa-gt3yz
      @Angylngumashupa-gt3yz 3 месяца назад

      Data roperazve

  • @WalterMutandi
    @WalterMutandi 3 месяца назад +14

    37:02 your adverts are tooooooo much aaaaaah

  • @FaithDhori-sw8hu
    @FaithDhori-sw8hu 3 месяца назад +8

    uuuuum hamusi makuzvinyanya here zve ma adverts izvi chiiko vanhu ve sly mee

  • @gilbertguzha5373
    @gilbertguzha5373 3 месяца назад +6

    Tangai mataura kuti nhasi tiri kwakati kwaika zvakadai kwete kungo tumbura nepakati uye maAdvert enyu mave kuzviwanza data please

  • @tafadzwamazivanhanga555
    @tafadzwamazivanhanga555 3 месяца назад +4

    Ummm ma adverts acho awandisa

  • @sibongilemunyoro2315
    @sibongilemunyoro2315 3 месяца назад +2

    Nyika yedu yaora dai mukoma vakashaika avo dai vakabatsirwa kuchipatara in time dai arimupenyu izvezvi hino iiii ma hospitals 🏥 doctors ne hurumende murikutiregerera

  • @TsitsiNyamapanda
    @TsitsiNyamapanda 3 месяца назад +3

    Shame akafa rufu runorwadza murume uyu😢

  • @NomsaMaseko-kq8ht
    @NomsaMaseko-kq8ht 3 месяца назад

    😢😢oh my gosh mweya wasathani ngauite mushoma plz koita sekuno kuSA kunotongwa nesatanism ne America hmmm god plz hawukela izwe lakithi limoshekile haaaa😢😢

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 3 месяца назад +2

    Zimbabwe yaa mweya yagara muvanhu ndatya zvangu wamubairei zvakaoma mugabe arimupenyu zvaisaitika izvi

    • @pearlmambinge451
      @pearlmambinge451 3 месяца назад

      Taura zvako 😮

    • @mildredmharira8764
      @mildredmharira8764 3 месяца назад

      Imi Mugabe akafa before all the medias. Because Mugabe aisabvumidza freedom ye Media saka zvimwe taisazvinzwa. But kuurayana kwaivako

    • @honestrufu5354
      @honestrufu5354 3 месяца назад

      ​@@mildredmharira8764aaaah unogara kumachonyonyo kani

  • @CarolineKahota
    @CarolineKahota 3 месяца назад

    Ndatadza kuona nyaya yacho maAdvetise enyu akubhowa

  • @dorothymoyana13
    @dorothymoyana13 3 месяца назад +3

    Nyika yedu hapachina uum

  • @chingombedaries
    @chingombedaries 3 месяца назад +3

    Drugs netumbwa turikumwiwa nevanhu

  • @vusamadubeko
    @vusamadubeko 3 месяца назад

    Nxaaa mhani nema adverts enyu

  • @tracychiumba1436
    @tracychiumba1436 3 месяца назад

    MA adverts enyu anobhohwa and haana ka that

  • @tafadzwangamurani3468
    @tafadzwangamurani3468 3 месяца назад +1

    Handei kuhondo mukomana enda unokanda matombo kusvika varipa

  • @tafadzwamazivanhanga555
    @tafadzwamazivanhanga555 3 месяца назад +1

    Papolice apo haa musavamhanyise henyu cz vanenzira dzavo dzavanoshandisa vanobata chete,ipapo police yepazim toitemba pakutsvaga munhu

  • @reginamapangah4708
    @reginamapangah4708 3 месяца назад

    Ko ma adverts madiiko zvava kubhowa serious

  • @Charity-e5p
    @Charity-e5p 3 месяца назад

    So sad and painful

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 3 месяца назад

    Mukomana akafa zvinorwadza hey. Mukomana rwisa hondo yako saMunyaradzi

  • @leobadingiswayo8408
    @leobadingiswayo8408 3 месяца назад

    Hmmmm your adverts are jus too many tinoona Seiko nhai,aah next time pple will pass and you will luz ma subscribers

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 3 месяца назад

    Vari kuviga munhu akauraya ngachenjere nekuti mufi akazenge akuya achaparadzisa mhuri yese yemhuri

  • @sophiatamayi8728
    @sophiatamayi8728 3 месяца назад

    Nxaaa zvima updates zvenyu zvakubhowa mnje haiwaaa

  • @KeresenciaKubiku
    @KeresenciaKubiku 3 месяца назад

    Haa maadvests hàa anotibhowa ayo nekutivhiringa panyaya dzedu,ko nyaya yemusikana uya wekurohwa yavepapi

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 3 месяца назад

    Adverts makuwanza

  • @TsitsiNyamapanda
    @TsitsiNyamapanda 3 месяца назад

    Umm umm ma adverts awandisa woye

  • @Vincentkamhips4875
    @Vincentkamhips4875 3 месяца назад +4

    Kare kufamba nebanga kwaisungisa, why ma okapi nema colombian akungotengeswa pose pose achitengeswa. Problem iyoyi ikasiwa yakadaro ichanetsa, kupedza yakafanana nema drugs.

  • @RebeccaRebs-v3x
    @RebeccaRebs-v3x 3 месяца назад

    Inga zvakaoma nhym😢😢😢😢
    Tamirira update yemusikan wekurohwa

    • @Smoyo
      @Smoyo 3 месяца назад

      Vananyakurova vakasungwa, musikana mupenyu

    • @lovenessphiri5285
      @lovenessphiri5285 3 месяца назад

      Msikana mupenyu asi dambudziko achriku bleeder nechimut chaakabaiwa nacho kunhengo😢😢😢

    • @constancebriella-me6lk
      @constancebriella-me6lk 3 месяца назад

      ​@@lovenessphiri5285 Virginity yemwana yakatoenda

    • @pearlmambinge451
      @pearlmambinge451 3 месяца назад

      ​@@lovenessphiri5285akakuvadzwa wena

  • @MafiosHlaluka
    @MafiosHlaluka 3 месяца назад

    Ungati police ibatsire vari ivo vasingaite basa ravo