Music zvairi Mari yese Ina promoter ñdakaenda kunema promoters ukanzwa zvawarikutaura zvakaoma like now ndakaenda naye kwa mutare hanzi visa 700 ye stage then 100 rekujusa magetsi then 20 litres yekuzodira fuel maybe magetsi anoenda ...iwewe Uchida Mari yetransport from Harare yewanotamba newanoridza çhindiudza kuti mopinda vanhu wangani mukapedxa show waimbi wanoda kubhadharwa imagine Wana macheso wakaita mhanza pawamukaa
Guys kuimba ibasa zvinoda ma promoter ndakambomuzamira murume uyu kuti awane promoter asi vanhu waya ma conditions awanopa kuvanhu ummm zvakaoma kana muine wanokwanisawo kuona ma promoter wamutsei.....promoter akuti ndogona kukupa stage saka ino ndoda 700usd ma gate ndeako saka unoźosara nei
Shuga shuga is begging money from the same people he called "vana msorobhangu". He also wants the same government that he applauds to assist. Nhamo yekusaziva 😂😂😂
I begin to wonder what democracy people will be talking about when you're not allowed to exercise your freedom of choice.Ko asingadi Zanu ngaangotsigira yaanoda zve kwete kuda kutoti munhu wese aite mafingiro ako.Zanu chiwororo.Tsigira yaunoda asi usingatuki vanhu!
Iiiiiiiiiiiiii Zvandinoona!!!! Thats my favourite
Nhayi mayirosi ahusi chirema chinoda kupihwa zvinhu iwe une talent rekuyimba , yimba zvinofadza vanhu Mari unouya ngwavhangwavha usapemhe zvinonyadzisa izvi haaa.
Nhy plus ngabatsirwe nezanu hant ati anosupporter zanu
Life is about ups and downs part of life one day you will make it
🎉❤My guiter teacher tiri pabudiriro pacharehwa murisei mudara
Kuwanza madrz nhasi makushupika ah
Thanks for bring mkoma sugar on show
Pawakaita Mari naMairosi wakaisepi iwe ndiwe musoro bhangu
😂
Mari haidyiwi kunge matomatoes
So sad, a legend begging for help. What a spilled talent
Amen, very true
He is talented,sugar sugar tichikura pacharehwa taivaona varipo from school ..
I will keep following Zim 👁️
Ñdinoshuwira uende kumberi ndaidya newe ndichiswera newe zvinoita wangu
Nhaiwe mari yamunoita from shows hamugoni kuzvitengera mota here
Inodyiwa nemaPromoters
Music zvairi Mari yese Ina promoter ñdakaenda kunema promoters ukanzwa zvawarikutaura zvakaoma like now ndakaenda naye kwa mutare hanzi visa 700 ye stage then 100 rekujusa magetsi then 20 litres yekuzodira fuel maybe magetsi anoenda ...iwewe Uchida Mari yetransport from Harare yewanotamba newanoridza çhindiudza kuti mopinda vanhu wangani mukapedxa show waimbi wanoda kubhadharwa imagine Wana macheso wakaita mhanza pawamukaa
This guy deserves another chance, despite what happened before let's support him, otherwise zviri zve talent zvaro rakadira.
Keep it up
Dzemitsara❤
Legend Sugar sugar
Dj sparks imbotsvagai muimbi anonzi Taso ku zaka uko . I heard things are not well for him.
Aripama one munhu iyeye hachina dhiri arikunonzi kwamatara
Song iyi ma1 Miros
Chogona amana
Kwamurambinda Mangamakabatwa
Hoo zvedu
Cheziya sugar kufamba neshoka bhoo
Siya maDrugs Sugar Sugar. Une mkana iwe
Sugar sugar pamuromo 😂😂😂😂
Hoyoo
Wagona sparks
Thanks bro
He's a good man
Zimbabwe zvakaoma tirikubva kuSly Media Marabha arikukumbirawo rubetsero😢
Dzoka Suga suga Mashurugwi achirikukuda paDhewa Muchemwa
Ask guys ndaigara naye murume uyu pa beitbridge uyu na Jacob moyana azvibhadhare kn usina promoter na manager
Iiiiii Dj mupenyu hre mukuru uyu aripi anogona
Yah ariko he need yr help
Needs...... chirungu chonetsa chokwadi @@djsparkszw
@@djsparkszwNdokumbirawo mkomo mumbotsvaga Taso power. Makuhwa arikuti hazvina kumira mushe.
Kkkkkk Shamwari urikukumbira Mota iwe wakapera Basa kare
Sir varipo ndinovimba vazvinzwa
Guys vanhu ngati Shandwick plis
Pamuzokomba basa mberi samaita
Poverty is upon Zimbabwe biz running after one persons money
Tsvigiri aidya Mari kunge maonde
Tenga wega mota 26 years dzawairidza mari yacho waiisepi murimarombe nxa dzidzai kutenga bhasikoro nemariyako kwete kupemha fuck man
Haaa anogona mukuru uyu
Guys kuimba ibasa zvinoda ma promoter ndakambomuzamira murume uyu kuti awane promoter asi vanhu waya ma conditions awanopa kuvanhu ummm zvakaoma kana muine wanokwanisawo kuona ma promoter wamutsei.....promoter akuti ndogona kukupa stage saka ino ndoda 700usd ma gate ndeako saka unoźosara nei
He made a lot of money uyu akatadza kushandisa mari yake zvakanaka achidyiwa nevakadzi ndiye akazviits rombe ega nema drugs ne doro
Acharangirirawo msirosi uchiiridza msadal yaibaka baka mumaside soo haaaa gyz
Isu tozobatsirwa nani kana imi vana sugar sugar muchizhamba
Unonyanyozvifonera.Usatuka vanhu iwe uchida rubatsiro.You are full of vanity!!!
Rambai muchiita ma shows akawanda zvinoita pasina kuita ma shows hakuna kwaunoenda. Kuimba this days kunobhadhara nema shows chete
Unogona
Marabha anosiririsa than sugar sugar but uuuu mudhara chipindaiwo much uni yekare iya
Kana aine mukadzi hanzi na Apostole Chiwenga ubve waudza mudzimai wake kuti Uri Chirikadzi
Anonyepa aiforoma zvidhina zvedhaka muvenda umo zvendege ndezvenhema
Usanyebe ndaigara naye kuduliwadzimu by that time na bla Josh usanyebere vanhu every wknd Taiping mumabar
Usanyebe ndaigara naye kuduliwadzimu by that time na bla Josh usanyebere vanhu every wknd Taiping mumabar
Haa music ine chirombe hayo soo
Sei Macheso asiri rombe ? Akaita mari uyu akatadza kushandisa mukana akadyiwa nevakadzi
Go and see Victor😂mkuru
Shuga shuga is begging money from the same people he called "vana msorobhangu". He also wants the same government that he applauds to assist.
Nhamo yekusaziva 😂😂😂
I begin to wonder what democracy people will be talking about when you're not allowed to exercise your freedom of choice.Ko asingadi Zanu ngaangotsigira yaanoda zve kwete kuda kutoti munhu wese aite mafingiro ako.Zanu chiwororo.Tsigira yaunoda asi usingatuki vanhu!
One day is one day homie be patient
But urikungozhamba wani Tsano Sugar sugar🤷♀️🤷♀️🤷♀️😂😂🧐🧐
Aqar
Tenga yako wega iwe kuzviregerera uri rombe rombe iwe
He must get help from zanu pf
Vanhu zvavachaiswa kudhodho nekuda muchovha
Pamukku pakakupedza
Marosi uri Gurwe iwe ini garden boy ndi ne mota iwe bsa kukururira vakadzi mabhurugwa dai uri pa dhuze ndaikumamisa wakaita ma hit aityisa iwe
Auna kana chunhu kuda kushors chete
Type of a promotion 🤔
Ko musambo waunotsikisa mari haisi buda err.ndokuziva uine mkurumbira man..try again movha unoitenga
Mudhara chifambiso kumbirai Mwari not chivhayo haana chaanacho, siyai kuimba zvezanu ,mukadaro zvinodhakwa, mucharamba muchizhamba
Political affiliation divide fans, kusada kushanda kunouraya basa
Asi Wonky D nekuti I opposition.Zimbabweans lack respect for individual decisions and are badly screwed upstairs!