Slim and Sekuru Mahuchi vanogara vachinetsana always 😂😂😂😂😂😂 munofanira kumbotipa rimwe rinonzi hondo ya sekuru ne mzukuru and mwana wa Janet always a trouble kkkkkk
How old were u, when u get to know dt double tap is equal to like 😢.... anyway, keep it up for real unto u achieve ur goals my magtom media guys 💪🏿💪🏿💪🏿
Haiwaaa aman ngationesane chokwad mwana wa Janet I problem visitor zvay as chokwad haavanz vanhu takafanan advance America neabva kwa chiadzwa ziyafana vanhu totora zvisizv tichisarudzan kunge tozivaaa rmangwana akuna asina chaanobatsira pakurarama❤ guys
Slimie idhara handidi naye, mahuchi n madam nailing their role sakule nambuya
Today I just want to comment how the whole team protect the legacy when it comes to language. "Ihwe" kuchibvigwa dombo was just outstanding.kkkkkkk
Vasingarwadziwe ne Magtom media isai ma likes pano ❤❤❤
Mwana waJanet mucheno ndokubasa kwake 😂😂🎉❤
Slim and Sekuru Mahuchi vanogara vachinetsana always 😂😂😂😂😂😂 munofanira kumbotipa rimwe rinonzi hondo ya sekuru ne mzukuru and mwana wa Janet always a trouble kkkkkk
Tsuro na gido setrings
(Kkkk ku facebook ndandati tokudzinga but now ndakuona kuti mood iri ryt mzaya haungamwiswe masese kkk ❤❤❤❤❤❤❤❤
Mwana waJanet akurowa Guka dombo kule Mahuchi more fire🎉🎉🎉🎉❤😂😂😂
Chimisikidzooo chepakisimusi chakatirwadza shuwa kkkkk Doro rekufamba iri😀😃😀😀😀John Walker
Baba juju baba juju kaaaaa kkkkkkkkkkkkkkk😂😂😂😂😂😂 Doro rinofamba kkkkk
Taura hako muzukuru vaenzi vanemari vanodiwa fanika veku+44 ava kkkkkkk Tito wakasiya nyonga nyonga mumba mevanhu. Ezi ayiwazi seyin'i😀😀😀😀
Chengeteka muzukuru ahh kuzoita pamuromo. Yako mari unopedzera kutenga ma gadgets 😅😅😅😅
😂😂😂😂😂😂😂Mwana wa Janet surrender 🙌🙌ndkabvisa tie ndohwa se ndashama, sekuru muzukuru mubatei sa Tito 🔥🔥🔥🔥🔥
Ndovera,😂😂 Tito ndi tito😅😅😅😅 hat yaslimy ndati😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂 visitor siyanai naye zvenyu kkkk
Makazodiiko ne Drug Dealer
Mwana wajanet ibasa 😂😂😂
😂😂😂😂😂mwanawa jeny uyu
Mwana waJanet ka😂😂, handina mazwi ini, ndapererwa ndasurrender🙌🙌🙌
❤❤❤❤🎉 tinemi always number one drama
Nhasi mandiburutsa kumaterrace. This is hilarious 😂
Yaaaaa Slimmie hatina zera newe chokwadi kkkkkkkk
😂😂😂😂 Tito ndi Tito
Mwana waJanet wafundumwara
😂😂😂😂😂😂😂😂 tito ndi tito
Baba wangu Zhou iweeee
Am happy today am the frst
Ha ha ha ukaona waita muenzi saSlimmie haaa unenge wapimda pamaone chaiwo
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Simmie ongwadzingwa Tito
🤣🤣🤣🤣🤣🙌 mzukulu salendi
Episode 1 ndaneta nekuidzokorora. Muzukuru akandibaya nekuseka pama bag apa 😂😂😂😂. Baba juju comedy ndoyenyu
"ndibatiwo saTito. Ini ndoda wo kubatwa saTito" 😂😂😂🙌🙌
How old were u, when u get to know dt double tap is equal to like 😢.... anyway, keep it up for real unto u achieve ur goals my magtom media guys 💪🏿💪🏿💪🏿
😂tiri pama25 days please mwana wajanet munotigonera guys I lv u ❤❤❤
Ndimbotaurawo chirunguuu😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂 hanzi ndoda kutaurawo chirungu nekumwa hwetambo, unopombiwa kkkkkkk
9:28 😂😂😂😂😂😂😂 yave yangu na Tito 😂😂😂😂😂😂
😂😂😂 aiwa apa masota maihwee
Mwana waJanet i surrender 😂😂😂😂
Nhai Slimmie netie here 😂😂😂😂😂
The visitor is coming kule Mahuchi. Muzukuru makapuwa nedenga.
Mwana waJanet ashupa ukangooona kahat panenge pakashata 😂😂😂😂😂
Mwana wa Janet anetsa 😅😅😅😅
Sekuru tengerai mwana ataure chirungu 😂😂😂
Muzukuru uyu surrender 😂👐🏽
Haaa Tito akasiya musha une hondo uyu 😂😂😂
Mwana waJenny😅
Kkkkk ummm hanzi huye hwakamonererwa netambo kuti usapunyuke 😂😂😂😂
Ihwe, Dombo, Guka 😂😂😂😂😂😂 mazita acho
Mwana waJanet anokutemesai misana misoro yakanyarara uyu 😅😅😅
😂😂 mwana waJenny ka
Kkkkk hanzi iye Tito ungati handizivi 😢😢😢😢😢
Kkkkk As I was saying 😂😂😂😂 Tito
Kahat aka ka kane hudhenya 😂😂😂
Kk Kkk slimie kana ndaboe newe rekusingwa muhuro netaambo mutengerei
Magtom is the best of the best
My mom vanonzi Janet and my grand mother used to call me mwana wa Janet
Mwana wajenny🤣
Ko iyo srs yemwana wajenny😂😂😂 slim atina zera naye
Kkkk🤣🤣🤣haaa mwana waJanet huye bodo, hanz hwahwa huya hwakasungwa netambo kut husapunyuka 🤣🤣🤣
formal always 😂😂😂🎉
Tauya kumitakunanzva asi haaa ndasuva the Hidden money
Tito ndiTito
Dore rekufamba.. John Walker
Doro retambo😂😂😂
Ndikabvisa tie ndonzwa sendashama😂😂😂😂
Slim chibaba nakule mahuchi
6:55 😂😂😂😂😂 woziwa chirungu
Muzukuru uyu ane basa ❤❤❤ hmm
Titus = Tito 😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 hanzi namauchii ibuwe iro 😂
Magtom makanyanya ma director manyama
kwai vanomwa rinofamba 😀😀😀
Slimie ndiye ane yese handisati ndamboona zvakadaro.😂😂😂 Ukaona washayirwa nemunhu akadai mukasasimba munorambana mumba menyu kana kuti munotoguma makutopenga nezvaanenge achikuitirai 😂😂😂😂🔥🔥🔥🔥🔥
Monditengera mukoka hove Ini 😂😂😂😂😂😂
iyo ndovera haite
Mwana vajanet ane basa 😂😂
10:21 😂😂😂😂😂😂😂 aaa yaaaa swkuru nambuya vaperengwa
😂😂😂😂 zihembe rechiDigong
Slimie ka hat Ako Kane problem 😂😂😂😂
Aiwa muzukuru ngaageze nambuya 😂
Mwana wa Janet pronounced Jeneti
❤thank you gyz
Kumwa jecha
Tito omwa mufambi 😂😂😂😂
Ko the hidden money 😢
Tomorrow
Taura hko takaimirira even iyee drug dealer ndakaerekana isasawanike 😢
@@Bryanbadza they must remember kt vamwe tiri ma loyal followers I was waiting for it also but eish ma1 chaiwo
@@patiencemagadzire737p still waiting nezuro makati tomorow
Slimmie haashaye mhinduro
Slimie unorema kikkkkk haaa wakuseri
Mai mahuchi musagare kunge munhu auya pa nhamo or kunge mashanya avoid zvaunenge makaita maoko and then relix like murimumba menyu kkk
Mwana waJanet akuda kutaudzwa chirungu ne viceroy 😂😂😂
Ndibatei sa tito😂😂😂😅😅😅
Nhai muzukuru, hanti vakushanda vadii vazvitengerawo hwaunoda kana usingadi jecha kkkkkkk
Mwana waJeneti so kkkkkk apa kuita serious yacho seari kutaura zvisvinu
Mwana waJennyyyy😂😂😂
Hayaaa
Ndibatei sa Tito , Zvibhodhoro zvetambo😂😂😂😂
Baba juju mukuda rakasungwa netamboo hre kkk
Doro rekufamba iri. 😂😂😂😂😂
Tito akasvimwa anobva ati "As i was saying😂😂😂😂 dakutaurawo chirungu sekuru
Ndikasasunga tie ndonzwa se ndakashama 😂😂😂😂😂
The hidden money guys matiregerera wena
Haaaa entitlement yacho yanyanya munhu ngaaende kunoroja mhani 😂
Haiwaaa aman ngationesane chokwad mwana wa Janet I problem visitor zvay as chokwad haavanz vanhu takafanan advance America neabva kwa chiadzwa ziyafana vanhu totora zvisizv tichisarudzan kunge tozivaaa rmangwana akuna asina chaanobatsira pakurarama❤ guys
Janet ndi mhamito here😂😂😂
kkkkk motiuraya ne kuseka
Mkokq hove😂😂😂😂😂😂 jechaaa
Kkkkkkkkk 😂😂😂😂 tito
Ino Slimkie ndamutadza mastatement akp so kkkkkk
😂😂😂😂 slimie ka