God of Abraham, God of lsaac, and God of Jacob l really actually declared more prosperity for all prophecy and dreamers in the mighty name of Jesus who commissioned EPMMwazha of Africa to give rest to those that believe 🕊🕊🕊🕊🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🙏❤️
kwete matoto avakaits kuno kuhercules zvechioko muhomwe kudai vakaita izvi manje vaiti iwe unobvepi woti pitori iwe unobvepi woti cape town voti iwe wepitori porofita uyu wecape town. segumano redu kwakasara kisina varoti. vanoda kuramba veipiwa tuma R1500 veihaiwa kuuya koporofita manje vachamama as for me andichabvisi mari yekukwidza vaporofita🤞
Ko magedhi akuitwa futi?This is against real teachings of Paul Mwazha.Makabe(the late) akarambirwa izvi.Chadhakwa chinhu ichi. Ndiwe Ani unotonga muranda wemumwe munhu?

Africa forward never backwards powerful thank you Holy Spirit for wonderful sermon about screening all the dreamers of God.🔥🔥🔥🔥🙏🕊👏❤️
Hakuna munhuwamwari anonzi madombi😊
Kkkkkkkkkkkkkkkkk wandiuraya maihweeee
Imhombwe iyo
Usapusa iwe so munhu wamwari anonzi ani
Mese muri kungoti Madombi ko vamwevose hamusi kuvaona hre vanhu vanoda kuporofitwa
😅Haa ndokucresha kwacho here vakomana, vaprofita vakare chech ichakabatana panguva yaana Bishop Mushoriwa nana Mprt Chiwandika ndovataiziva vaicresha.. Uku hakuziriko kucresha.. Mprt anofanirwa kutaura nevaroti 1 by 1 nendimi chete chete, achivabvunza kuti ndimi dzako dzirikubva kupi, kana kuri kudenga, denga ripi racho, uchibva munumber ipi.
Moiswa something mubucket rakavharika wonzi profita kuti munei..
Kana uine ndimi dzakadambuka dambuka dzakazara ma darkish, or dzemashavi unogadzirwa kusvika wakuprofita nemweya unobva mudenga,
Vamwe ndovanoprofita nemisoro yemagora.. Vamwe nekuhakira zvese izvozvo zvofanirwa kuonekwa nemuprofita..
Dambudziko rakazoitika pakudambuka kwechech both sides kwakagadzwa vafana pachiprofita vasati vaane hana, uye vasati vakwanisika pakuwe vaprofita.
Vese ava vana madombi vanotomboda panel beating yakati simbei kuti vakwanisike pakunzi muprofita chaiye akakwana.. Pane zvakasarira zvakati wandei paari
Haaa chokwadi wena hapana zvakambo itwa APA APA madombi mhombwe yema ndirir
@@tanakalorraine3749asi wakamboita naye kahi ukuramba uchidzokorora zveupombwe nhaiwe
Amen Amen
Recreation of Africa
kwete matoto avakaits kuno kuhercules zvechioko muhomwe kudai vakaita izvi manje vaiti iwe unobvepi woti pitori iwe unobvepi woti cape town voti iwe wepitori porofita uyu wecape town. segumano redu kwakasara kisina varoti. vanoda kuramba veipiwa tuma R1500 veihaiwa kuuya koporofita manje vachamama as for me andichabvisi mari yekukwidza vaporofita🤞
😂😂😂😂😂😂😂😂 asi zvakamba kwamuri asi , kumbirirai zvipo zvinouya kana mwari atendera ,anokiresha anokiresha sekuitwa kwazvinofanira kuitwa nazvo ,regai kuvasvora😅
@@lbrahimzhou8619Haaa kuno vaimamira mp vamwe varikupasa apo nezvizaru zvavataura zvetsikidzi kuno ainzi usasaporofita unozoporofita kwauya vaporofita kana kunzi uyu ngaambonyarara🤌🏿
Rambai muchiwedzerwa simba prophet madombi ishe ngaagare nemi amen
@@TalentMujuru ko iwe mukumbirire utsvene kwete simba angazvikudza akasapinda denga
@@lbrahimzhou8619what language is kukirewsha, zvinorevai?
Tokumbirawo kaa prophecy time after vapedza kukresha
Ndombosiona hangu vanhu vachiCreshwa haaaaa handisat ndakamboona kudai
Koiye muprofita arikutsvakei pafoni😢
Kutarisa mazita hanty munoona arikubva pafne
😂😂😂😂😂😂 vanhu kutya here
Ko magedhi akuitwa futi?This is against real teachings of Paul Mwazha.Makabe(the late) akarambirwa izvi.Chadhakwa chinhu ichi. Ndiwe Ani unotonga muranda wemumwe munhu?
This is all fake,,,Iye Muporofita wacho ndiani arikuziva kuti wake Mweya ndewechokwadi
zvekukukresha zvine zvipo plus hauzvinzwisisi kana usiri mazviri... plus vamwe avo vakabva kare vari pabasa iroro
kkkkkkkk aaaah vobatana kumeso zvino