Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Danny boy kasalad murikukanzwa manakiro akarikuita 🎉🎉🎉🎉finhuuuuu
"Imombe yakafa yauri kuda kushungurudza usati wadya rice"😂😂😂that line yoo
“Enda unopihwa mari ye round unondimirira ikoko”😂 haa Lee akaoma
Dzidza kumira panzvimbo 1 in Lee's voice😂
I'm waiting for house keeprs matiregerera
Yakapera
Sure vatiregerera
@@headquartersmusiczw aaahh
Ko yakanzi finale wani😅hakusisina iya
Haa vano actor zvavo asi pa finishing apo havagone kana ariwo maperero acho
Nhasi ahwinhawo mukomana 👏💯🙌💪
its Sosora's face😂 kkk chagona apoo...
My favorite Lee ,Dan ,navasosora
Watched this more than once. Well done!
Same here😂😂😂😂
Mwari havangambokupe vana vakadai usina chawatadza 😂😂😂
Sosora ano support Lee but Lee wacho haaaa ma1
Leee 😂😂😂😂😂 haaa inini ndisirei zvangu 😂😂😂😂😂😂😂😂
Sosora wandipedza nhasi😂😂😂😂
Asi chiii nhy Lee munhu kuita kunge une mhepo😂😂😂 ukwane unoyiwanepi
Kkkkkk kuramba chikafu uchichida. Veduwee ka lee dai wangorambawo
Ndabva ndanzwa nzara ndichiona. Ko kuzoti Sosora hahaha
😂😂munhu ngaamire pachokwadi munhu kuita kunge ane mhepo😂
Iyi yakatambika kakawanda tiri vapfanha😂😂😂
Sorry ndikuita kunge ndikukudzosera kumashure😂😂😂😂
😂😂😂😂 Inini ndiisireyi hangu huuu ndina bmnn vangu vanombodar 😂😂😂 Haa munondiblesser team
Sosora 😂😂😂😂😂😂😂 shame sorry hako. Apa face yakunzwisa tsitsi 😂😂😂😂😂. Lee na Sosora ka😂😂😂.
kana uchida sanakuyenda ndotevera
Hanzi dzidza kutaura chokwadi hauzive kuti kukuuyei
It's Sosora for me hanzi chichiripo here chikafu.
Been watching this repeatedly munogona guyz
😂😂😂😂Lee anopenga shuwa😅😅😅😅 ipawo mumwe iwe
sosora is a legend
Kkkkkk Sosora mabosss
Hanzi dzidza kumira panzvimbo one😅😅😅😅😅
Mombe yamukuda kushungurudza usati wadya rice 😂😂
😂😂
Comic ndiye aifanira kushaya chikafu aizopusa, zvekudaro
😂😂😂😂haaaaa vakomana kaaa
Nhai Eredha❤,,,,,Hanz nini ndiisireyi hngu
Ndachema zvanqu Lee naSosora super takents🎉
Unondita boe mafana😊😊😊keep it up my younger
Haa Comic Elder Pakudiwa House Keepere😂😂
Makadziya boys😁🙌🏽😂
Kkkkkk😂😂 dzidza kutaura chokwadi
kkkkkkkk weduweee lee hausi friendly sahwira kkkkk🔥🔥🔥🔥🔥
Ndabva ndanzwa nzara😂😂😂
Munhu ngamire panzvimbo one 😂😂😂😂
😂😂😂sosora dzidza kutaura chokwadi
Inin ndiisirei hankue😂
inobuda here iyo apa inenge yakukiya nzara
Comic Elder you are talented young man
😂😂😂😂hahaha kugara uri paChokwadi
Kkkkk comic musanyima imi
😂😂😂😂 Lee unenge uchitsenga hr kkkk or ukungomedza
😂😂😂😂😂😂 Yaaah Sosora ndiye agonekwawo nhasi
😂😂😂😂😂 Lee naSosora hahaha zvakaoma andina chekutaura hanzi dzidza kutaura chokwadi kkk
dhunda uyo anonzani anondiita bhoo
Dzidza kutaura chokwadi 😂😂😂😂😂wakudonha rute mnje ❤❤
Eredhaaa 😂😂😂haaa nhasi mapedzaa, the truth shall set you free
We need voice notes in comment section😂😂😂😂
Kkkk
Imombe yakafa yaukuda kushungurudza 😂😂
Patinodzoka unodya😂😂........haaa guys makapenga
Tanaka taura chokwadi iwe aaa😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂imombe ykafa kaiyi
Shuwa next time taurai chokwadai mudzimba
😂😂😂😂 feel sry for sosora
Munhu ngaamire panzvimbo 1
Ipai mumwe chikafu icho😂
Kkkkk kuzviuraya nenzara
Kkkkkk sosora vabondera comic manje ma1
Lee é outro nível,
Na Comic elder even uine stress inopera kuti hwaa 😂😂😂
Kkkkkkk haaa u guy😂😂😂😂😂
Gara uri pachokwadi......woita kunge une mhepo😂😂😂
hahaha Lee.... hanzi munhu ngaamire pa nzvimbo 1😂
😂😂😂chikafu hachisi chrkuramba, hauzive kuti kukuuyei
Sosora sori hko 😂😂😂😂
Hahahaha zvanzi mira pachokwadi 😂😂😂😂
Kana uchida unogona kuenda ndotevera
Lee kutsenga uko bhoo here 😂😂😂😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣 munhu ngaataure chokwadi aaaa
1:20 haaa mukomana aramba chikafu apinda busy
Haaaa chikafu hachiitirwi majokes iwayo
I kikkkkkki ayaaas akuda kuita kunge arikukudzorera kumashure
Ehhhh Lee não quer comer com outro pelo menos, da próxima o Lee deve ser o que nega❤
😂😂mombe yakafa yauri kuda kushungurudza
Kkkkkk lee ma hwani aramba kuenda asin kunja
Kkkkk ndaseka zvangu ini chikafu
Kkkk comic elder chibaba😂
Still amai vangadai vatongopakurira vese, comic pavati vari kuda chikafu
Tanaka sosora azofunga zvakanaka😅😅😅
Haaa Comic Elder unopedza neteam rakio
Mukoma Lee ko housemaids yakazoperera papi
❤❤❤❤ we love you guys
Lee haasi kutsenga chikafu , kungomedza straight lol
Kkkkkk hacker chikafu shamwari
nhai mhamha munhu ngamire panhu one
Ziso raSosora iro🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkk 😂😂😂😂 lee na Sosora
Yah Sosora apinda busy😂😂😂😂
Munhu ngaamire panzvimbo hwani 😂😂😂😂😂😂😂😂
Mombe yakafa yaurikuda kushungurudza😂😂😂😂
haa chimupawo anzwisa tsitsi hahahahaha
Ndabva ndadawo kudya
Ini ndiisirei hangu 😂😂😂
Comic Elder vanondi naka ini