Jah Prayzah oti, Oriyano nana Baba Troy ngavatsvakewo maimbiro avo kwete kumutevedzera.

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 4 фев 2025
  • #jahprayzah #holyten #winkydonline

Комментарии • 44

  • @WinnieLAJoya
    @WinnieLAJoya 9 дней назад +7

    Oriyano haatedzere Jah ,voice rake chete ndorakafanana nera Jah

  • @tonymaneger8162
    @tonymaneger8162 2 дня назад

    He mastered voice and style though I like him

  • @rashaidzinoreva-u9n
    @rashaidzinoreva-u9n 3 дня назад

    Oriyano haateedzere pafair asikuti ndo voice rke asi Oriyano chibaba zvakare❤❤🎉🎉😂😂😂😂

  • @NyembesiMutekeri
    @NyembesiMutekeri 2 дня назад

    Anopenga ,ndezvake ngaasiye Mwana

  • @DeBruyneKelvin-n5p
    @DeBruyneKelvin-n5p 8 дней назад +1

    😂😂😂😂😂🔥🔥🔥🔥 Oriyno chibaba from Mozambique 🔥🔥❣️

  • @russelljudah790
    @russelljudah790 9 дней назад +2

    Ngavashandise ma voices avo,they are trying to get recognition same as nana tymore Bande,kunyangwe vakaimba mumwe anoshandisa power rakawanda mumwe it would be natural saka inenge iri kuff kaff

  • @WellingtonNdlovu-wnt96
    @WellingtonNdlovu-wnt96 2 дня назад +1

    JP is right as for me

  • @raymondgamanya9616
    @raymondgamanya9616 3 дня назад +2

    ari kuti pa voice no problem but kusoita kunge Jah wacho pakutamba , macodes or manotes etc zvinozobowa

  • @agiemsharu8892
    @agiemsharu8892 2 дня назад

    oriyano chibaba ndini Agie from Goma

  • @PaigeKumire
    @PaigeKumire 2 дня назад

    ORIYANO IS TOO FORWARD

  • @gamu952
    @gamu952 3 дня назад

    Especially oriano anondibhowa ndatiii

  • @nanikimamaafricamusic902
    @nanikimamaafricamusic902 2 дня назад

    As for me Oriyano he must sing with his original voice the one he's using when he's talking 😢 same as baba Troy fut if they don't want then they must pay big brother JP on each and every song they do😂or JP must change his finish.

  • @zimfunnyfacts287
    @zimfunnyfacts287 9 дней назад +2

    Ma voice kana akafanana ndizvo zviripo

  • @AnesuNhapata-k9g
    @AnesuNhapata-k9g 6 дней назад +1

    I voice rake oriyano iye jah praizer akutya kukurirwa

  • @leonardchaguta9635
    @leonardchaguta9635 4 дня назад +2

    Ko kutevedzer ndokuney ita zvako akuzoit voice iror nhasi

  • @destroyersrecordszw155
    @destroyersrecordszw155 9 дней назад +1

    Jah ndiye akutotedzera Oriyano ,kufanana kwema voice haisi mhosva and maimbiro avo akatosiyana

  • @ShantelFarudhu
    @ShantelFarudhu 4 дня назад

    Jah prayzah wacho ndiye mwari hre anopa vanhu ma voice ngapere zvakanaka asi ye vakuda kupisa😂 vapise nxaaa

  • @LuciaPrince-d9h
    @LuciaPrince-d9h 8 дней назад +1

    Ini ndaitozvitaurawo nevana vangu ah ngavatsvage vhele

  • @belindadzoro-vo2uc
    @belindadzoro-vo2uc 5 дней назад +2

    the ocean is too wide for all to sail

  • @AbrahamChirwa
    @AbrahamChirwa 5 дней назад

    Kune castle ne castle lite kwanga kuna ginimbi now kuna ginimbi lite kuna gwere na gwere lite so dai angozviti jah prayzah lite dai pasina bopoto irori 😂

  • @wilsonnhamo6386
    @wilsonnhamo6386 4 дня назад

    handina pandakambonxwa Oriyano achiimba song ya JP

  • @GENERALKUFA
    @GENERALKUFA 5 дней назад +1

    Imimi cde mune problem chaiyo
    Kutsvaka kurarama hako but analyses dzenyu dzakadhakwa zvodawo kakudzidza mukati sooo

  • @FortunateTipedze
    @FortunateTipedze 5 дней назад

    Ko akadii kuudzawo Andy muridzo ane same voice naye plus haagoone kuimba ngasiye oriyano iye agara akapihwa chimuti

  • @TariroPICK
    @TariroPICK 3 дня назад

    Ndeapii maimbiro acho

  • @RadhiRadhi-o2l
    @RadhiRadhi-o2l 4 дня назад

    Ngasarwadziwa ndioriyano unogona mufana uyu kudarika jah

  • @carolinemhorombe-makoni1328
    @carolinemhorombe-makoni1328 День назад

    Murikutiiko?

  • @wilsonnhamo6386
    @wilsonnhamo6386 4 дня назад +1

    huroyi hakusi kubata mushonga chete. godo neshanje huroyi. munoti kuita voice sera Jah prayzah imhosva here munodini kuti munhu anozvarwa akafanana nemumwe momuti kana wakura chinja zvauri Oriyano anogona instead yekumusimudzira makuda kumuwisira mugomba jah haaana basa uyo

  • @NazarethNjangi
    @NazarethNjangi 5 дней назад

    Ngambomira izvozvo j p ngasiye mwana uyo

  • @JudithShouw
    @JudithShouw 4 дня назад

    Jah praizah ndiye anopenga

  • @micklemphiri313
    @micklemphiri313 6 дней назад +1

    mavoice akangofanana chete chero achitaura Oriyano zvinonginzwika kuti ivoice rake

  • @NyashaMatambo-x6o
    @NyashaMatambo-x6o 9 дней назад +1

    Oriyana agara ndovoice rakafanana nemukuru saka zvonetsa asi ngaasazoteedzera nemo nemo hazvizobude

  • @QueenKarren-ol3vz
    @QueenKarren-ol3vz 4 дня назад

    Voice arina kuipa kufanana naJP asi kana rafanana naMkoma Jp chirega kuimba nechuni yake tsvaga mamwe maimbiro chero voice rakafanana ahazozvitsvage voz ahusi kumutedzera

  • @LydiaNdinda-l3v
    @LydiaNdinda-l3v 5 дней назад +1

    Chokwadi ngavatsvake avo

  • @Hardymandlazei-cr8vl
    @Hardymandlazei-cr8vl 9 дней назад +1

    😂😂😂

  • @hombarumeforget8318
    @hombarumeforget8318 11 часов назад

    JP arikutaura chokwadi kunyangwe mazwi akafanana ASI haungarambi uchiteedzera maimbiro .Izwi nemaimbiro zvinhu 2 zvasiyana

  • @BlaNashie
    @BlaNashie 4 часа назад

    Urikutaura zvekumama.Hanzi find yo identity/style

  • @JoeKay20-c4d
    @JoeKay20-c4d 2 дня назад

    Tongai moyo akatotanga achiimba saDembo akazochinja into his own typ ndipo paakaputika

  • @mrkaplan42
    @mrkaplan42 6 дней назад +1

    Unosvava

  • @Manu_The_Preacher
    @Manu_The_Preacher 8 дней назад +1

    chokwadi chakanaka gyz voice ndera jah prayzah hakuna munhu anonyuka achingoshandisa voice remunhu une uchitotedzera akadii kuimba neremunhu asinga zikanwi ndozvakangofanana nana chipoko,lukko nambida mavoice asauro

  • @user9mrsbvunza
    @user9mrsbvunza 8 дней назад +1

    😂

  • @edithnyamapfeni4709
    @edithnyamapfeni4709 7 дней назад

    chero maface evanhu anofanana.saka unochinja face here