𝐂𝐇𝐈𝐌𝐔𝐓𝐈-𝐂𝐇𝐄𝐃𝐀𝐑𝐄: arikuona Panty padesk uye nekumba
HTML-код
- Опубликовано: 4 фев 2025
- : 3 feb 2025
CHANGING THE WORLD 🌎🌎🌎 ONE CONFESSION AT A TIME. Through Animation
This is the Official Channel Of CHIMUTI CHEDARE
Welcome To My Channel. In most Cases People Need Help and Advice but are Afraid to Speak Out, Thus why i Have Created This Platform. I will be reading letters written to me by Anonymous People Across The World Revealing Their Underground Deepest Secrets
Do not forget to like and Subscribe for more ,,
/ @chimuti-chedare
Tipeiwo mwenje piyoo pasi pane rima pooooooooo rikiti bvuuuuu mapindira papi pfapfaidzai 🎉
VaBhozho makasimba here Aiwa ndokutendai nekutiunzira chirongwa chinotizivisa zvinoitika munyika medu. Mwari awedzere makore😊
Mazuvaano ndanzwa nezvimunya
@@giregrace317 chimunya chogutisa manje 🤣🤣🤣
@CHIMUTI-CHEDARE 🤣🤣😂😂ehe and ndochiwana chichiri kudziya wena
Mai avo vane miyedzo vahurirei mberi kwemwana kana vachida kuyera pamberi pake 😢😢😢😢😢 vakatadza kuzviyeresa vega mberi kwemwana saka akazovaudza nhunha dzake face to face nekuti kuhura mwana achiona kuzvipfekenuraka mberi kwake kufumura chiyera year chohumai hwavo voga ngavasiye mwana uko zihure remai😢😢😢😢
Kumasowe kunezvakawanda
Mai vakafira chokwadi chavakawudzva nemwana, Mwana Hana mosva
Ndimi idzo dzino nakidza murungu wandino shandira kuno kuCape Town 😅.
Mummy Nguva yavo yanga yakwana
Bhozho ndakachibata ndiri paCapetwn ndipe sando
❤
Mwana uyu akajoyina satanism baba ndiye akauraya namai vake