Haaa lucas ndidevil chaiye akuda kushandisira mwana advantag munya agara anebond namai vake ndasuwa Chippy ini mambozviwonawo kt lucas anekakufanana naChippy here derreck ndasiyane nezvarikuda kuita izvzvi shmm kino akatosungirwa zvasina kuita ko zvakambonge atora bag akuti ndakutiza wani
Tange tagaririra episode iyi mufunge Maita henyu
Lucas kutokuchidzira moto mdhara Mandi arinani but Lucas knows hako boy boy wake akauraya😂
Lucus Lucus Lucus ndadana kangani haaaa position yako unoigona
Vana Derek ndivo vanozoita ma false prophets/pastors for …
Mayor it’s not about sin-forgiveness-sin, there must be accountability and restitution!
The last time I heard about Mya aiva na panashe achida kutenga mwana chii chakaitika Kuti afe
Haaa lucas ndidevil chaiye akuda kushandisira mwana advantag munya agara anebond namai vake ndasuwa Chippy ini mambozviwonawo kt lucas anekakufanana naChippy here derreck ndasiyane nezvarikuda kuita izvzvi shmm kino akatosungirwa zvasina kuita ko zvakambonge atora bag akuti ndakutiza wani
I love Munya ❤he's good
Ndasuwa nhau guys
Me too
Kana wakangwara wotomhanyamhanya kutsvaga lawyer 😂
Panashe stayed with Innocent now Mya all disappear now Panashe akaita sei
Zveshuwa Innocent akango disappear, Panashe apedza vanhu
Mnhu akauraya Maya ndi panashe
.....related to Teboko who is running a bar which is not running well 😂😂😂
Panashe ndiwe wakauraya mya iwewe
Dereck naPanashe 😂😂😂😂
Hanzi zvandiwandira😂😂
Lucas ukati hausi munina wasatan here iwe ndiwe urii kupisa chte
Ivy has met her match
Thing's are getting "nasty", Teboko ajamuka hid now facing reality.😮
Nhai Tebza 😂😂
Lucas killed mya apa oda kupa kino mhosva
Mandimutsa tsitsi unadzo Pana kino bt Lucas mabasa kuwanda
Lucas anotondimara ini
Teboko 🔥
Where is one
Iripo wani
Waiting 😔
i don't like Ivy she's too much like Lucas they way they act is not genuine
Especially Lucas anondisvota ini yoooh
@@conciliachikuyo6763 anotokundwa na munya and even Naphiri chaiye she way better