VAROYI KWASEKE VODYA VANHU VAPENYU

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 10 сен 2024
  • VOTIZA MUSHA WAVO NEKUDA KWEZVIDHOMA

Комментарии • 321

  • @blessingziro9587
    @blessingziro9587 2 года назад +22

    Zimbabwe takuda mukombe chaiwo nekuroya apa varoyi vacho vanotiroya ivo vasina chavainacho

    • @mikemlauai4637
      @mikemlauai4637 2 года назад +1

      Apa varoyi vacho varikuroya vanhu vasirivo

  • @marymuzenda8364
    @marymuzenda8364 2 года назад +15

    Vasina kumboroyerwa mwana wako unoti hazviko asi pazvichakusvikira uchanyarara

    • @conniejam5575
      @conniejam5575 2 года назад +2

      Chokwadi vazhinji unonzwa vachiti hazviko inga varungu chaivo vanoziva kuti kune varoyi vaniramba vacho ndoo varoyi vacho

    • @OnyiMoyo
      @OnyiMoyo Месяц назад

      Hanzi azviko meaning zvinotyisa

  • @netsaimusendo8488
    @netsaimusendo8488 2 года назад +15

    Nyakufirwa nemwana amai avo umm kahurwere karipo vari kutoda rubatsiro fut

  • @preciousmartin9502
    @preciousmartin9502 2 года назад +14

    Zvakaoma vamwe vanotsvirwa nedzimba dzavasingaoni moto.vamwe vanodyiwa nezvavasingaoni Mwari pindirai veduwee

  • @witnesschoto2389
    @witnesschoto2389 2 года назад +17

    Pavekuda combination ya sekuru Kanengo and sekuru Tasvu vabate zvinhu izvo

    • @teclakugas140
      @teclakugas140 Год назад +1

      NdoSame n'anga dziri kupa vanhu zvinhu zvikupanduka izvi

  • @prettychimutengo9538
    @prettychimutengo9538 2 года назад +8

    Ngavaende kwasekuru tasvu kana sekuru kanengo weduweee😭😭😭

  • @winnienkata440
    @winnienkata440 Год назад +4

    She is sooo strong but next time mwana akarwara endesa kuchipatara dehydration can kill

  • @mekong7529
    @mekong7529 2 года назад +14

    Kurumwa is another issue... But cause of death is dehydration and medical neglect... Hakuna bute rinopedza dehydration

  • @lillycee5054
    @lillycee5054 2 года назад +11

    Well done Thando! Drewmas murikugona basa. Ndeimwe level iyi. Kubonga mina🏆

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 2 года назад +4

    Madzinza akatakura aya, Mwari sanganai nemhuri iyi 🙏

  • @violetzimba7165
    @violetzimba7165 2 года назад +4

    Mukoma Andrew endesai mhuri iyi kwa sekuru Tasvu

  • @nyaraitapoka9303
    @nyaraitapoka9303 2 года назад +10

    Ko mainini kuzoteerera kunge varikunzwa Ndebele

  • @Mchilowamakhosikazi
    @Mchilowamakhosikazi 2 года назад +3

    Makaenda kwasekuru tasvu💃💃💃💃💃💃💃

  • @placxedissami3792
    @placxedissami3792 2 года назад +13

    Amai vemwana vakafa uyo varight here vanenge vanekamunyabvurira

    • @faithnetone3234
      @faithnetone3234 2 года назад

      Veduwe kkk

    • @valentamushonga6501
      @valentamushonga6501 2 года назад +1

      Hanzi mwana ayidyiwa half half matauriro acho mmmmm ndamashayawo ini

    • @emmahgovera8385
      @emmahgovera8385 2 года назад

      Chokwadi hanzi kuona akarohwa side matauriro acho

    • @newonen9397
      @newonen9397 2 года назад +1

      Yaaa pane zviri kuitika kuna Amai

    • @theophilus6147
      @theophilus6147 2 года назад +6

      Ndaita sendambonzwa tete vacho vachiti akambo Penga paka rwara mwana kana Kuti nda resva kunzwa hangu

  • @felistussengamai8639
    @felistussengamai8639 2 года назад +2

    Drewmas you are taking us to another level , dambudziko ndasuva Chihera itai plan mukoma Andrew

  • @samanthabutau3158
    @samanthabutau3158 2 года назад +3

    Drewmas media makanokorwa tsoka na sly pamakasangana panyaya 1 gore riye cz ndimi maive kumberi paye endesaiwo nyaya yacho kwa Tasvu ikoko

  • @leonleo564
    @leonleo564 2 года назад +11

    sekuru kanengo hero basa nyika yavanemazino hama mwari pindirai🙏🙏🙏🙏

    • @barbragawaneni3363
      @barbragawaneni3363 2 года назад +2

      Sekuru ani 😂 kazen siya maJokes hanty

    • @lindasaruchera2478
      @lindasaruchera2478 2 года назад

      Zvakaoma zvakuda munamato veduwe nyika yaipa zvakuitika zvarema zvakuda munamato pliz mwari pindirai tatambura veduwe zvichitangawo nevanhu vanoda kuromba nenyaya yemari vakungorasa zvinhu zvawo pese pese

    • @tssup649
      @tssup649 Год назад

      Kanengo haagone chinhu just a piece of scumbag Tasvu ndochiking

  • @mrwoods9410
    @mrwoods9410 2 года назад +7

    Ngavaone Sekuru Tasvu kana Kanengo.Looking forward for second episode.

    • @tssup649
      @tssup649 Год назад

      Kanengo it's a scum Tasvu

    • @rosesama9167
      @rosesama9167 Год назад

      its how much to see sekuru tasvu or its just for free

  • @faitheneya6488
    @faitheneya6488 2 месяца назад

    Uyo we Ndebele anobhowa

  • @HKM264
    @HKM264 Год назад +1

    Momz iyi ine kamwe kadzungu sooo zvekty kna iri nguva yekty hapana dambudziko ka mmm vanenge vari ma1

  • @treytroy293
    @treytroy293 Год назад

    Ngavaone prophet madugwe vanobatsirwa

  • @oathofGod410
    @oathofGod410 Месяц назад

    haasi makonzo here

  • @jesslinekashambe4026
    @jesslinekashambe4026 2 года назад +14

    Malikes guys ngati laikei tone😃😃😃😃😃😃

  • @monicanjaikira9602
    @monicanjaikira9602 2 года назад +7

    😁😁😁😁😁😁😁Mai vemwana varikuterera ndebele varikuzvinzwa hre kkkkk apa ndoita kunge dzakurasika

  • @memoestarr
    @memoestarr 2 года назад +7

    Sando dzako Thando, we really missed you 😍

  • @sikholiwenyoni7245
    @sikholiwenyoni7245 2 года назад +3

    Zvakaoma kudyiwa mwana

  • @nyaraitapoka9303
    @nyaraitapoka9303 2 года назад +16

    Zvakaoma varoyi vanetsa paZim ko sei vasingaroye vatungamiriri venyika kuti inake

  • @majachanigodfrey
    @majachanigodfrey 2 года назад +8

    Uyu mkadzi mundebele weDrewmas media anogona kutsanangura kudarika vamwe

    • @drewmasmedia3856
      @drewmasmedia3856  2 года назад

      Thank you ngiyabonga man G

    • @ngezi1943
      @ngezi1943 2 года назад

      @@drewmasmedia3856 can you contact me guys, ndakazama kukufonerai hamuna kudaira fon yngu

  • @manyaramarweyi9989
    @manyaramarweyi9989 2 года назад +1

    Varoyi variko asi apa hwahurombwa uhu ummmm

  • @tomsonshava6992
    @tomsonshava6992 2 года назад +4

    Yaaaaa varoyi vanetsa paZim ndatenda

  • @marcjayden7261
    @marcjayden7261 Год назад +1

    Iyi inyaya yechokwadi ndakanzwa from a reliable source inogara padhuze neipapo

  • @angelinaballerina5203
    @angelinaballerina5203 2 года назад +5

    Drewmas Media is the best 👌

  • @shiyeliainkorea
    @shiyeliainkorea 2 года назад +5

    Haaa pakaipa veduwe. Ngavawane rubatsiro its not normal.

  • @rodneymike8940
    @rodneymike8940 2 года назад

    Mushonga wekusimbisa kubasa kwaBaba wakapanduka. Zvatova zvitukwani zvakutodya vanhu. Havasi varoyi varikudya asi zvitukwani zvirikudya. Kupanduka kwemushonga sekuya kwagogo venyoka vekwamusami. Mufundisi ndivo vakasara nezvinhu zvababa

  • @tiffanybloggs5759
    @tiffanybloggs5759 2 года назад +5

    Neniwo ndine dambudziko rakafanana neravo kudyiwa kwemasofa maspeakers hembe asi gonzo racho hariurayiki rinotiza chero ndikawacha pant ndapedza kugeza ndogona kurishaya

  • @carolinechingosho5457
    @carolinechingosho5457 2 года назад +2

    Ngavaende kwa sekuru tasvu

  • @rebeccatsungai6120
    @rebeccatsungai6120 2 года назад +3

    Mufundisi handivachenesi... vazhinji vane zvibata bata ndivo vanoramba kufamba coz vanoziva kuti zvunhu zvavo zvinobatwa

  • @emmanuelkandoro7192
    @emmanuelkandoro7192 2 года назад +1

    Ndakamboti vaneshamba ndidaidzei ndiuye

  • @thefire3465
    @thefire3465 2 года назад +25

    Everyone needs to leave that place, it’s a death ground--- Sekuru Tasvu is the answer

    • @fortunatedzimati6586
      @fortunatedzimati6586 2 года назад +3

      Vakchema kti havana mari

    • @chihelele5242
      @chihelele5242 2 года назад +2

      @@fortunatedzimati6586 the you contact Robert we Sly Media ndiye anoendesa vano shandirwa vasina mari kwa Tasvu

  • @shoraimasungo1143
    @shoraimasungo1143 2 года назад +4

    Seke tirikuuya naSekuru Tasvu ikoko.

  • @tauraimushango6144
    @tauraimushango6144 2 года назад +3

    Ini zvangu ndapererwa panyaya iyi zvaka ome zvemunyika,

  • @peacedrael400
    @peacedrael400 2 года назад +2

    Clinic maienda here

  • @dorikashalom4293
    @dorikashalom4293 Год назад

    ende zvakaoma sure shamwari muhupenyu zvinowaki asi ummmm ini ndokwandakaroorwa ikoko kwa seke

  • @mikeethan5503
    @mikeethan5503 2 года назад +6

    that pastor ndiye muroii simba rake hurombwa ngavaend kwakule tasvuuuu

    • @ngezi1943
      @ngezi1943 2 года назад

      Akakuudza kuti baba vangu ndiye muroi ndiani,kwana wanzwa haikonai kushandisa one side musina kunzwa another side reFamily

  • @abilitymatopi6654
    @abilitymatopi6654 2 года назад +1

    Gombwe hero basa

    • @truetipps9353
      @truetipps9353 2 года назад

      Taurai henyu ndokunaka kwayo here nyika 🤷‍♂️

  • @annotatedmedicaltutorials858
    @annotatedmedicaltutorials858 2 года назад +7

    Mwana akaita diarrhoea nekurutsa, anoda kuendeswa kuchipatara askana, nekuti inouraya quick quick.Motsvagawo katsi inobata makonzo asingafe nemishonga due to resistence to Rat Poison. Nematambudziko

    • @peacefulttawanda6571
      @peacefulttawanda6571 2 года назад +2

      Mwana akadya achirutsa unobika porridge rite tete wbata mwana wopa mwana mbichana mbichana mbichana

  • @lillianmashava7671
    @lillianmashava7671 Год назад

    Ummm zvakaoma ngavaende kwasekuru Tasvuu kunobatsirwa

  • @carltonphaswana3790
    @carltonphaswana3790 Год назад +4

    In South Africa there and there we sometimes have same challenges of Rat that use to eat human coppeses or maybe zvigunwe when people's sleeping we call them Amagundwane

    • @veliveli6865
      @veliveli6865 Год назад

      Vhele makonzo ukasageza maoko ukarara unodyiwa nemakonzo

  • @user-ix3ij9pg9d
    @user-ix3ij9pg9d 10 месяцев назад

    mfundisi vane tsono mundove ava ndavaiswe pacorner.Izvi zvinoda ana Tasvu izvi vatasvirwe zvakasiiwa izvi zvine mupenyu anazvo

  • @shadreckmhetu5564
    @shadreckmhetu5564 2 года назад +2

    Take me to another level

  • @stellamukoki6663
    @stellamukoki6663 2 года назад +2

    Uko kunoda wakasimba chaiye vakangoona kuti wakuonesa vanokuuraya

  • @larry4976
    @larry4976 Год назад +2

    this lady is tough.

  • @carolinemhandu4980
    @carolinemhandu4980 2 года назад +8

    Drewmas midia taking me to another level

  • @mrwoods9410
    @mrwoods9410 2 года назад +1

    Thando wanga warova,ndava kuda kukuroora manje,how are u doing Drewmas crew.U are doing great things.Bhora mberi.

  • @linahmtasa188
    @linahmtasa188 Год назад

    Isindebele sikaThando aiqondile👏👏

  • @miriambanda1670
    @miriambanda1670 2 года назад +5

    May God have mercy 😭😭😭

  • @meriamkunaka2181
    @meriamkunaka2181 2 года назад

    Ngavaende kwasekuru Tasvu

  • @paulinemckenzie9594
    @paulinemckenzie9594 Год назад

    Hurombwa ndozvaunoita, hunokonzeresa confusion and anti united. Kuti mweya vakaipa iwoyo urambe uchiita basa rawo. Saka anenge agona kuzvifambira anoita obatsirwa nevemasvikiro kuti vabatane.

  • @anymorekamuruko
    @anymorekamuruko 2 года назад +1

    Mahabhurosi

  • @carolinechingosho5457
    @carolinechingosho5457 2 года назад +4

    Kwaseke kunevaroyi guys nzvimbo iya haiite .....

    • @conniejam5575
      @conniejam5575 2 года назад

      Wapedza hakuite haisi nzvimbo yekugara iyi

  • @Elizabeth-on9yg
    @Elizabeth-on9yg Месяц назад

    Kanengo anopedza

  • @graciousmahonde1117
    @graciousmahonde1117 2 года назад

    Zimbabwe takanangepi nevaroyi vakadai nhai beduwee

  • @ChamakuvanguChaporonga
    @ChamakuvanguChaporonga 14 дней назад

    Zvakaoma hazvo

  • @ChengetayiMurwira
    @ChengetayiMurwira 4 месяца назад

    Mufundisi vakaromba hapana kunamata vanoda sekuru tasvu vanovanda ne church

  • @anoldknox8664
    @anoldknox8664 2 года назад

    Skr tasvu hero basa

  • @user-xv6db1mg6v
    @user-xv6db1mg6v Год назад

    Hezvo nhaiwe Anna mungwariri

  • @saymoremapingire3827
    @saymoremapingire3827 Год назад

    mufundisi ngavataure nyaya yavo mushe kuvhara nechechi mhuri ichipera

  • @katemangamela5266
    @katemangamela5266 2 года назад

    Munyika medu makatakura veduwe dai mwari vapindura

  • @mushatimuronzi1638
    @mushatimuronzi1638 Год назад

    Andrew neshamba makonzo angadye munhu zvekudaro here

  • @rumbidzaikawome483
    @rumbidzaikawome483 2 года назад +2

    Sekuru Tasvu hero basa iro

  • @chipompeke4469
    @chipompeke4469 2 года назад

    Amai avo vanoda rubatsiro vari ivo. Maonero angu pane shavi riri kutenderera pamusha apa. Vakaziva seyi kuti igonzo riri kufamba pamusoro pema gumbeze rine makumbo two. Uuuh mai avo yaaa!!!!

  • @misheck442
    @misheck442 2 года назад

    ko baba vemwana varip

  • @sithabilejuweri9186
    @sithabilejuweri9186 Год назад

    Shumba na sokostina mogona basa nemibvunzo munogona chaiko ngavataure chokwadi

  • @sandrazhakata8106
    @sandrazhakata8106 2 года назад

    Mmmmmm hupenyu mutoro, zvakaoma shuwa

  • @EthelBokah
    @EthelBokah Год назад

    Haasi makonzo here

  • @MrBAfrica
    @MrBAfrica 2 года назад

    Ko gombwe zvarakati ranyaradza hurombwa wani. Vanhu vachirikudyiwa sei

  • @cmusarurwa6309
    @cmusarurwa6309 2 года назад +2

    Tisu ana Besa vacho. Love that!!

  • @violachanakira3090
    @violachanakira3090 2 года назад +2

    Zvotyisa mufundisi stand up for your family

  • @MeloNyikadzino
    @MeloNyikadzino 11 месяцев назад

    NdiAnna kauyu wekwaBesa

  • @aishaadetta878
    @aishaadetta878 Год назад

    My best song

  • @royalblency8870
    @royalblency8870 2 года назад +3

    307 watching now Haaah mukupisw

  • @witnesschoto2389
    @witnesschoto2389 2 года назад +2

    Unonzwa mumwe achiti hakuna varoyi iyo nyika yakatakura kurema kudai

  • @hillaryshawn3755
    @hillaryshawn3755 2 года назад

    Sekuru Tasvu vanyanya ngavambopawo mbuya shumba vechiredzi

  • @innocentchiwa1093
    @innocentchiwa1093 2 года назад +2

    Mihabrosi unonzi mumhuruveri nechishona

  • @anastasiechigama9101
    @anastasiechigama9101 Год назад

    Gonzo rofamba vanhu varara zviri pachena kuti mwana akareara kare sezvo aiva asingakure ko vakamboinda naye kuchipatara here akapererwa nenvura mumuviri makonzo anoruma chokwadi

  • @fides5197
    @fides5197 2 года назад +1

    Well done Thando

  • @clariskasango821
    @clariskasango821 2 года назад +1

    Makonzo ehurombwa

  • @debrajemwa526
    @debrajemwa526 2 года назад +3

    l remember sekuru bro yamama pavakafa in less than 30 minutes vanga vadyiwa mhino nemasinhi ese

    • @taniachingandu2266
      @taniachingandu2266 Год назад +1

      Mmmm yooo makunakuna

    • @kudzaichabaya3884
      @kudzaichabaya3884 Год назад +1

      Ihhhhhhh ende varoi soooo vanonokerwa soooo kunge kusingadoke asi nyama yacho yeyakawandirwa kani😂😂

  • @Ben-er4de
    @Ben-er4de 3 месяца назад

    Haunted house or area iyi. Mweya yetsvina iyi. Vanhu vanodireiko mishonga? Huroyi huzere. Vanhu mumhuri variko vanoroya chaizvo! Pastor avo ngavabvise bhachi ravo vagadzirise musha. Ndivo baba vasara. Uri baba unoita zvese zvese kuti mhuri isungunuke

  • @lorainemugebe1046
    @lorainemugebe1046 2 года назад

    Chero mukoma wababa vevana vangu pavakafa vakaonekwa vakadyiwa makumbo

  • @abigailmadzorera6818
    @abigailmadzorera6818 Год назад +1

    Ngavatsvage sekuru Kanengo or Tasvu vagadzirirwe

  • @carolinesibanda7673
    @carolinesibanda7673 Год назад

    Nothando anga atoroorwa rinhi.

  • @nyaraichizuzu8303
    @nyaraichizuzu8303 2 года назад

    Shame veduweee aaaah zviri mudzimhuri zvakaoma

  • @belindakaseke4892
    @belindakaseke4892 2 года назад +3

    Moms iyi vanorova mutoriro chete

    • @ngezi1943
      @ngezi1943 2 года назад

      😂😂😂😂😂you can say that again,chirudziii chinoitwa nemunhu mukuru

    • @bertaraunde4832
      @bertaraunde4832 Год назад

      Kutsanangura kwacho umm hameno zvazviri so

  • @raysaps9014
    @raysaps9014 2 года назад +7

    Mfundisi knows the whole story ndiye man of the match

    • @ngezi1943
      @ngezi1943 2 года назад

      That's a lie,ndiani aneumbowo wekuti mufundisi ndiye anezvikwambo,imiweeee.....pamusha apa ndepedu uyu munhu uyu ndiTete vangu,,,ndoMatuzvi Aya avarikutiitira ava,zvavari N'anga atete ava vakudi kugadzira pamba

  • @takudzwamandizvidza283
    @takudzwamandizvidza283 Год назад +2

    Stance ikurohwa namoms ndomaone manje 😂

  • @oathofGod410
    @oathofGod410 Месяц назад

    gonzo rinodya guys

  • @sheillahchakanyuka1260
    @sheillahchakanyuka1260 2 года назад +1

    Pastor vakushandisa chikwambo chiya ndopanenyaya

  • @emilymbizi1075
    @emilymbizi1075 2 года назад

    Vafimbarai nyaya dzacho

  • @elizabethchikona5166
    @elizabethchikona5166 2 года назад

    Tasvu ka 1