Это видео недоступно.
Сожалеем об этом.
Ndaidanana Nemwana Wa Minister Huyai Munzwe Zvandakaona Pamba Pa Minister
HTML-код
- Опубликовано: 27 май 2024
- Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions
Siyana naye haakudi anoda zvinhu since mune marriage in community of property uye mune vana 2 then u can let her have the 50% rather than being in hell for ever. The choice is yours
Hanzvadzi dzedu dzekumusha hamunzwe nyaya yekuda masasko ndine hama 2 dzese dzakapinda mujeri nekuda vakadzi vemuno ini hangu vakadzi vemuno mm havaite kuroora ndiri mkadzi hangu
Kana zvichinzi roorai vematongo havapenge vakuru
Nhy hako
Chokwadi varume vekuZim vakaona zvidya zvema SAns vanoita dzungu honai manje
Kkkkk rorayi vematongo saka kupera kwebasa rako ndokupera kwerudo rwenyu 😅😅 uchaenda kumba uri musvo kunze kwehembe chete 😅😅😅 kumba ukuvaka here uzowana pekupindira
Rambanai muchiri vadiki mugovane nhumbi. It's worth it. Uchazowana mukadzi wekumusha kwako.uchawana rugare
1st confession. Kurai baba imi. Chili chinonzi body structure chamuti structure yake ykanaka. Munopindira muMarriage chimiro chemunhu shuwa. Mupfidze kuroora vanhu vasina rudzi nemi. Garai negandanga renyu
😂😂😂😂😂😂😂😂😅
Imagine
Fst confession bhudhi vangu ma mistakes anowanikwa asi munofanira kukoshesha hupenyu hwenyu sezvamataura kuti you live once… mari inotsvaga imwe kna zvichiita divorce kna makaita half half hapana kuipa chero muchine basa renyu munowana zvimwe pane kugara mumoto.
Ndofunga chidzidzo chakanaka coz vakarwadzisa an innocent girl aive akakumirira
Imagine kumirirwa for years munhu akavimbika uri tsuro then boom waita kamari wobva watokanganwa
Taura hako....Karma is at work
Sad indeed but don't break up with sasko rako iro munevana already inbox mkoma Nash ndavapa number ya mbuya vanokwanisa kumukotamisa uso mogarisana zvenyu
Varume vekuzim vakadzungungaira zvinobhowa haaa munoda shamu first confession
Isu tine mupfanha akatora mukadzi muSasko, achiRegister mabusiness muzita rebhebhi. Akazongodzingwa sembwa, kumba akadzoka neLaptop chete.
Ahaaaaa muchazvirega muchinyanya ....suffer my brother munedzungu mazimba
Muchinyanya ,body structure ine basa rei
Makakaura mkoma itswai,ko wamakarasisa kumusha,chasara kudzingwa netumadhende muchangani bag,potse potse nevana havasi vako,tswaru
#1ndiwe wakazvi parira wega nyaya yako yekuzviedza Gamba hezvo unozvi sekesa nenyika kkkk chingoita zviripo
😂😂confession 1 leave that woman there is no future there .Beauty is not all that makes a woman a worthy wife u should have seen from the satrt that she was after money.what u can do start changing ownership of some things secretly .
Ndaseka zvangu nhasi, ndanakirwa. Wakaona icho chuuno chinenge chedzabhara pfuta. Wakada chimuro kwete pfungwa nemoyo wemunhu.
Mofira kunaka here mkoma lyf is too short. mai vemba chaiwo havait kudaro last thing chasara muchaurawa most of our brother they don't learn vazhinj vafa nevakadz ve S.A
Tinokuudzai hamunzwe. Masasko haaite, they control you kusvika wati baba. Your happiness comes first, siyana naye and move on.
That is what U wanted handiti wakamupfimba nemari haadi iwe anoda shagi plus wakamutora zveginya U will live to regret hausati watanga
My brother gwadama namabvi ucheme ku namwari, mwari vanokunzwira, kana ukada zvemaporofita, maporofita apanduka vanoita zvinorova, iwewe unezvaunofunga tora nzira iyeyo yaunayo mupfungwa dzako, uye uchiri mudidiki, pamuguruvho mwana wemuno ndiko ku church kwavo ndiko kwadzinorohwa matumbu, pamberi apo ucharwadziwa kudarika nhasi uye zvine makuva kana kupika jere
Haa haadzikame wamai.uyo zvakatovharana.plus rudzi rwawakaroora nderekupenga iroo haaa siya wangu.ukufudza nyathi
Ndian achaita zvivindi zvekugadzirisa benzi iroro chingoshingai blaz
It's better to lose everything and have peace of mind. You rebuild again
Vakuru vakati rooranai vematongo moti vaipenga here
Kutochata nemuSasko nhai tswatu wenyu basa kutitiza kuno kuzim muchiti hatina kuumbwaka garai nevakanasoumbwa
Mmm vamwe varume vakazungaira how do you flash mari kumukadzi
Vanakomana vezim surrender nenhau yevakadzi vemuno uchaenda zim usina kn chinhu including vana ndevake mukai nguva ichipo n plan ahead neupenyu
The best kuita 50/50 mosiyana zvakanaka than kugadzira munhu wosiyana nemunhu wako
Ist confession pakaipa mukoma muchabvuma mapera hamusati mukoma
Hanzvadzi dzedu idzi hadzidzidze i don't knw y masasko vakadzi pakuzvarwa asi pahunhu imhuka
#1: lt was satan who opened your eyes.
Your destiny has been manipulated and twisted
You are regretting dropping the Zim-girl.
You walked by sight and got carried by the power of flesh!
May God show you mercy.
She clearly said: You are NOT my TYPE!
You went ahead and and married her
Charming her is very dangerous
Proverbs 31
Whenever a person speaks, you must analyse words!
In life, be careful!
😂😂😂😂😂ndakabva ndatiza ndikati rutsoka ndibereke #mukoma Nashe to the world 🤗
# confession 1 mukoma mukaona manzi hamusi type yangu zivai type iyi vanoda mari sei kumanikidzira to control munhu madii kuita 50/50 yacho pane kupikiswa jeri nekuchiva kunaka face ne structure mwoyo uri totally opposite
Yooo first confession zvakaoma hazvoo musiye utange new life
😂😂 zviripapiko nhai iwe muBible shame...ummm yaa tea iyoyo inosuka chibereko plus vane mushonga
Ummm muri kufirei nhai vakomana? Kuda mapepa here nhai? Mukadzi uyo never loved you, akada mari obva akushora because she thinks that you are beneath her simply because you are a good foreigner. Anotoona kunge akakuitira favour kukuda. Plan your way out kuitira kuzosiya but ubude une zvaunazvo.
Ndizvo zvaingoitawo ma Zimbabwean ladies kuvarume weku malawi wani
Hanzvadzi usamanikidze rudo,iwewe gadzirisa kumusha zvaasingazive vaka ita mabusiness ako kuZim zvinokosha endesa kumba mkadzi uyu asingazive onoroora mkadzi kumusha zvemasasko osiyana nazvo hazvina mberi neshure
Last confession haa makange makutora mukadzi wechikwambo. Ndosaka makadzingidziwa nebanga😂😂😂
Mombe nenyati zvakasiyana
Rooranai vematongo vakuru vakakanga vasingapengi shem
Uyo wemusasko dai wato kwora gomo kitsanyira sasko rako iri bocoz ukasafa ne bp uchakuurayisa even ne guna chaio
Uyo wekurora musasko ndaona at the end aurawa.Anodzokera kuZim akatarisa mudenga.
My own brother was very close after ashandiswa kuroora kuchata kubhadhara zvese zvekuti mukadzi ayende overseas then boom munhu akutengerwa ma hitman na ambhuya. Kusateerera
😂😂😂😂😂
wadii ku gotta half half yacho nhai hanzvadzi ehe wakadzungara siya chi marriage Chenango icho muchinyanya kuda zvinhu confession #3
Divorce her simba hariperi my brother mucha rora mukadzi ane tsika😢
And pay serious maintenance after giving 50%. Tsvatu makazvitsvakira mega nyaya yekuzviyedza gamba.
Mwari vano revenger minamato ye x girlfriend Yako yekuzim yakupindurwa asi vadzidza kuti masasko havasi vakadzi vekuroora mati madii bhudhi muchamuona henyu akavata nechikomba pa matrimonial bed yenyu.plz my idea leave this lady and move on
First conf mazvokuda mavanga enyora musacheme mukoma ndosaka vakuru vakati rooranai vematongo ndimi muchaudza vanhu lesson kuti vanhu vekuZim vakakosha
Pfidza urimo hausat watanga hant munoti isu hatigezi gara naye vakadzi venyu vamunoda ava umwe mu xhosa akauraya hanzvadzi yemurume nebanga mavhiki apera aya kuunzira banh ngozi mumusha
Tinogaro zvitaura, vanhu vangateera😮
F you are clever invest back home and find ways to get rid of the loopholes ari mu marriage tinema cousins ariko ku SA vari kushaya varume vasvinu imi muchimhanyisana nemasasko
Lol😅
Ndopaya vanhu pavanozofambirwa...eish
tsve kudzidzisa vana vamai vako tsve kusimudzira vedzinza rako kuzungaira here i think u should save money asingazive somewhere kana yawadna opt for a dirvoce miota 50/50but uuchziov uitkkusdide kwako unemamwe masavings ako u go and start a new life
Structure yeiko Kkkk izvozvi hauvati ne structure iyoyi bp ndoichakumamisa.... kumusha ukudzokera ne hovhorosi chete hama unotamba ne sasko iwe mamanje anokupa slow poison unofa agotora zvese
Vakadzi vemu Joni ngeve mjolo bhudi jairai ma system ndozvamakada
Last confessions ndaseka hangu,munhu achiedza kuzvibhabhayisa 😂😂😂😂😂😂😂😂
First confession enjoy mukoma enjoy marriage is hard 😂alikhuzeki Lina yazi
Mirror victim: That family are ritualists
Go for deliverance from premature death
And build a relationship with Jesus Christ
He will surely take over your battles
We have the LION of JUDAH!
Psalm 50:15
huya hako kuno,ndikuratidze chonz love,yes um beautiful & body😂&ndiriwekwenyu
Mucharohwa nenyere zvenyu avo vemukadzi muSasko kana anyatso svotwa nemi ..makanyengedzwa nebody structure
Huya kuno ndikupedze marwadzo siya musasko kkkk.Masouth african muchero wemusango kwete zvenyu izvi zvekuzoda kutora.Mari inowanikwa imwe.Peace of mind yakanaka.Let her take half uwane zororo
Nyaya yemukomana wemirror kana iriyechokwadi umm inotyisa but l saw this from horror movies called "mirrors"
Hapana zvawakaita mulife vanoti rooranai vematongo havapenge dai marambana zvichiripedy utotange new life type iyo haidzikame
Wakadyiswa. Wakada body nxa tibvire apo. Don't waste time yaMkoma Nashe
last confession ma1🥺
Vakanyenga munhu nemari, akabva angokudirawo mari. Hapana rudo apa
Mkoma nakirwai nerunako hamusati matanga kkkk
Shame mukoma wemukadzi wemujoni ava.. better to find a wife kuzim kwete mahumbwe amuri kuitiswa aya...she loves your money not you...handiti makanzi your not my type of poor for that time.. now you're rich you're her type ...runako hausiriwo hunhu dear brother
😢 ummm zvotyisa nhai imi mirror
Sell the property mbichana mbichana or borrow money against your property and buy another property in a family trust and you appoint yourself as the administrator of the trust .Doing that you wouid have shielded yourself from Delila
Pakaipa
Tanhai dzamusvikira tanhai dzamunosvikira hamudi hezvooo
Varume hamunzwe masasko aya siyanai nawo apo wakarwadzisa wawakasiya hona nhasi ndoshamhu yawakapihwa naMwari chasara achakuuraya nekuda mari nezvinhu . Dai wabatsirwa kuti akurambe iye asina kukuuraya
This one anotukwa nemuSouth African wife wake you used to hire cars to impress showing her money and bank account. Iwewe uri benzi asi wakashata kumeso 😂. Iwewe you don’t know kuti South African or Zimbabwean ladies are now like that. You know what you married this woman arikutokwirwa kudhara. Why are man. Desparate !
Brother Nashy even though i'm South African but i can hear Shona,the second confession was once posted in African confessions 😂
1st confession ndizvo zvawaida varume veZim makatsumwaira
First confession kuda zviro muchapfidza😂😂😂
First confesion its better usiyane naye usati wanyanyoungaidza upfumi hwakawanda morambana mosheyana zvishoma izvozvo you move on nelife yako unowana aribhoo.Because now you are delaying uku upfumi uchiunganidza huchiwanda achakunganidzira izvozvo.Masasko mukange makachata anongoita vana 2 hadarike two anobva atotanga kukuitir mashura,arikutongoda kuti uunganidze upfumi hwakawanda achakuuraya
Ava bhudi varikurumwa nechekuchera....plus brother wedu is not ready to leave this woman, kana ava ready hahafunge zve 50 50 property. Unobuda usina kana cent
Takazvida haa fara nazvo. Hausati wati baba ne moyo . Apa hama wakabva wakanda muna Limpopo . Was too late
Mukadzi akagara akuudza you not his type
Zvakaoma chasara kuurawa nemuSasko better divorce pachiri padhuze
Dyiwa mwanangu pauchazodzokera kuZim usina chinhu uchaziva kuti painzi rooranayi vematongo was not a joke
Shame chete waisaziva zviri mberi just pray to God he has the solution at the end
Vakadzi vemuno ndozvavakapirwa body yakanaka asi mumusoro hamuna chirimo makangozara hamo bhawa nechihure chete
Chapihwa chirwere wotengerwa maysotsi wouraiwa
I know alot of Zimbabwe guys in the situation in the 1st confession
First mkoma, makanyatsoona kuti musikana akakudirai mari, coz at first akakuti hausi type yake, wazoenda wava nemari, akazoti you're now my type.....izvozvo zvega zvaifanira kukuratidza kuti she's not marriage material veduweeka, chiiko nemi vanakoma
Saka makada body structure Kaa nhai hanzwadzi...Hezvo izvo Kaa nayo structure yenyu iyoyo muchatsvukira henyu..asi dai urimumwe leave that structure uchirimudiki
Garai mose ndomene haichemedzi ASI unodzokera kumusha usina chinhu
Wakapusa iwe unorora vakadzi vakadai shuwa inindakarorera muno mu SA but ndakatora bby wangu wekumusha wandai danana naye ndisati ndauya kuno ndichiri kumusha iwe wakarasisa bby wako ukatora ava zvinoreva kuti haunei nekunaka kwemoyo unongoda chiso nemagaro garanaye kusvika akuuraya nekuti vanouraya ava kana vasichakudi wakaroora mwana wenyoka sorry zvako ndataura newe neshungu vanhu veSA ndovaziva mwana wangu akatora mukadzi wemuno ndotogona kutanga mapiritsi
Mutaimire ayenda kumjolo wotora zvese woshaikwa panzvimbo kana wava ne certificate unonotsvaga basa somewhere or ita transfer asingazive chasara kuurawa
It better kusiyana naye nekuti achakuuraisa
Zcc tea aaa inogeza family kuita clean my dear
Same here my brother was screwed big time!! Ndinovavenga zvekurevesa
Kubva nhasi usatenga zvino dura better utengebmusha ku zim kungwe akaita munhu kwaye hama dzake dzouya kotonga zvinhu zvako
Mukoma ve first confession vanoda kumborohwa two vanoda kurapwa njere varikufunga nemagaro vanotinyadzisa vanotaura zvekunaka pfutsek
Simping will destroy you!!!
Shadaya Knight
First confession siyanai nezvekugadzirisa munhu hanzvadzi mazuvano kunze kwaipa uku munozo gadzirirwa mwana wevanhu zvisiri rizvo mukazozvidemba , ita divorce and move on , uye mudzidze kunamata kuna Mwari kuti vakuratidzei gwara muupenyu .
Ist confession. Mkoma makatoirasa masasko haachinjike ende this wife shows kty haachina rudo she is with u just because of what u have
!st Conf, why dont you move your assets to Zim and just accept kuti awudiwe. Our brothers you dont learn. 2nd please leave that home before you are you have million of children. Get Jadelle.
First story minamato yemusikana wawakatambisira nguva kuZim ,zvinozikanwa kuti vanhu vekusouth havaroorwi.