It almost made me mad at this freedom of speech yet so honesty woman until i remembered kuti vari ku actor. All im saying is this is on point our typical families in kuDhorobha uko. Mwana anoroorwa katatu at a time. Thanks Tindo and those behind the screen team
It almost made me mad at this freedom of speech yet so honesty woman until i remembered kuti vari ku actor. All im saying is this is on point our typical families in kuDhorobha uko. Mwana anoroorwa katatu at a time. Thanks Tindo and those behind the screen team
Mama Tindo you playing your role very well
Sorry Tindo😅but dont do this again in your next life
Weĺl done tindo unogona zvako acting chte number 1
❤❤❤❤
I thot ndini wukutanga ...anyway do me something i am the second
Please kindly subscribe turn on the motification bell, like and share thank you😊
Kkkkkkkk Tindo Uri pama one yooo vakadzi vako vese zvechihure hure vanozvida
Ambuya va Tindo pakapenga ndovakafanisa mwana zvechihure hakuna Mai vakadaro kkkkkkk
Apa mukadzi wako Kuda madhara ndapera power
Landlady well done Batsirai mwana uyu Ari kutsva padumbu nemusana
Icho
NaPhiri thanks for the support
Tindo must take off hat when speaking to your elders and your parents inlaw
Apa Mari yechimbadzo munhu achita zvakadaro veduwee usafarise kuroora nemari yechimbadzo Tindo chera kakomba kkkkkk
Ko Tindo kudzungairiswa nerudo rwakadai chii nhai what more evidence and advice yawakamirira apo. Heyi heyi heyi vhurika ziso.......
Woti kutoreswa chimbadzo woti kuhurirwa haa URI pama1 Tindo kkkk
Tendai is that a way of talking to Ambuyaaa😂😂😂😂😂😂😂 Ohh my God Ambuya manyama kkkk
Landlady Batsirai mwana Ari kutsva kumusana nepadumbu
Unenge zimwana repabarika ,rinongofunga kuti munhu wese mwana wekwamainini😂😂😂😂😂NAPHIRI
Tete munoona zvri mberi well done tsiurai hanzvadzi yenyu
Thank you guys munogona well done job ini ndadzidza chikwereti hachirore munhu kkkkkkkk
Boss kuti enda unotora grocery Baba Ava vakapenga ndanzwira Tindo Tsitsi
Kurespecta maElders here Tindooo iwo achikudyiea husavi
Tindoo xaa madzimai akaita chipfambi anoyendakumbakwavo
❤❤❤❤ 🔨🔨🔥🔥🔥
Tete vanoonera zvinhu kani😂😂😂😂😂
Tet manyam tindo rambai makatinya ipap dzidziso tikuinzwa shiri ine muririr way haireg uy muroy rovera kur 😂😂
Mhofu vakadzi venhu vese vanoda zvechihure hure Uri pama one Tindo
Kkkk mukadzii anoita chipfambi kumba kwavoo 😂
Haaaa Tindo kahh wotoshinga cz azvisi safe gona ku reader mfana wangu 😅
Landlady varikuuya nazvooo nako improving each and every shoot🔥🔥🔥🔥
Tete Tanya munonyumwa imi munoona kuti something wrong
Ambuya avo ndovakafanisa mwana hakuna amai vakadaro vanoda zvinhu
❤ thank you team tikutodzidzawo
Kkkk and am the third 😂😂😂
Tindo une ruoko rwakaipa pavakadzi apa coz iii vakadzi vako vanoda zvechihule hule
Maboss anoshakura munda ukarara
Rudo ibofu wena tindo akunzwisa tsitsi😂
Tindo wakaka ndirore hako andihure
Naphiri na Madimutsa🔥🔥
Tete wanoona
Haaaa ambhuya ava finish 😢 maone
Tindo uri mhofu rudzii iwewe
Musatipa zvigwishu
Ummm ma1 ayo
Kkk Tindo vakadzi vose vaanorora vanomuhurira why kk
Apa imhofu
Ana mhofu ndovanozvity vane yese but tindo hameno imhofu yehwai here
inyaya yekuda ku Turner mared flags kuita green😂😂😂😂
Pasi pezuva Soo
Ma1 atindo
Ambuuya ava bodo😅
😂😂😂😂😂😂 Hanzi enda unosupportwaaa kwawakayamwa Mhofu
Kikikikikikkkkkkkkk ndanakidzwa
Nyc
Hanzi nditori fit and strong ngatipindei mubedroom bharanzi uyu asipo kubva nhasi Tindo uribharanzi😂😂😂😂😂😂
Well come mai vaTindo
😂😂😂😂😂
Tindo Isa runyoka pamukadzi ndokuti umubate😂😂😂😂❤
MaBoss manyama