Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Kkkkk inini Lazaro ndozara nacho
Matsanga soo ka,hanzi angapamire here ipapa atiza competition,hanzi chero karoni ndaseka hnku
Kkkkk keep going gyz
Tikuda kuona maperero ekurohwa kwemunhu kklkkk..... Thank you guys for bringing smiling faces on us👏👏👏
Good quality of a video
Kkkkkkk I wasn't expecting the last part parohwa stepmother neboys. Good acting Team Paghetto
Matsanga mondigonera hangu
Kkkkk hanzi mwana we mbeva aziva kwake aziva kwakwe
Haaa Mai ndodza zvekuchema havagone
Basa mberi👌
🤣🤣🤣Pane awonawo guna rarohwa kamusikana ako kweupedzisira
Uuuum ndaita reply 5 tyms iyo yanga yatova personal 😂😂😂😂
What a great movie bt we need subtitles so that these vedios go internationally keep on going guys we support you
One munhu anopinda pakati petown ne ndandi ko mungamudii😂😂
Team pagetto like kana usina kagodo Kaya katinobuka . Mr Matsanga to the world
Fashani raDovi naMabhosvo ndagara ndaona hapana nyaya inogadzirisika apa 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Matsanga never disappoint keep on doing the good work zvoita
that guy aneTIE yeSCHOOL anogona uyoooo!
Mwana vedu agona❤❤ swty❤❤
Ha munonditira guys keep on guys
Kkkkkk kupera kwe film ma 1 kkkkkkk
matsanga just can't disappoint 😀😃😄
Kkkkkk vakanzwa butter Mai vasinganyare😜😜😜
Bossy matsanga to the world
Pa 3:11 apo😂😂😂👐🏾👐🏾
Ndodza wakuvadza mwana chete uuum
Badza ngarirohwe😂😂😂😂
Kkkkkkk haaa boiz mavhiri amapa mwana pekupedzisira bhoo here mmmmm mupei mari yakawanda apedza masports
Ndodza hauna kubayisa mwana nemudhoro hr uyo pawarova vhiri kkkkkkk
Kkkkk haaa good action apo
Yaaae Matsanga in acting mood now weldone
Munhu akwara adonha uyoo🙆🏾♂️
Matsanga matsanga wakanyanya
Makanyanya boss matsanga from Tafman artist kukwekwe
Aaaah ndodza kubleecher havasikumira 😂 😂
Waiting for part 2
🤣🤣🤣🤣🤣 munhu ngarowe boyZ
Ndodzaa 😂😂😂
Vana vembeva aziva kwake aziva kwake 🤣🤣🤣🤣🤣
Matsanga muhombe 🔥🔥🔥🔥
Kavhiri karohwa munhu pekupedzisira ako ma1🤣🤣
Thank you gayz munogona kudzidzis bora mbery musacheuka shure
Ha ha ha munogona zvinobhowa
Matsanga waenda nenyika saToky kkkkk
Legend
Kkkk boss drama murikugona dai maita mamwe plz
Tatomirira imi vamatsanga kana kuti ambassador vedu tichiti Haiwa Mwari WaDavita Mwari WaJona Mwari WeStephani uyo wekufa achitakwa nematombo
Hoyoooo
Mmmmmmm Andisati ndambotapirirwa naMatsanga Zvakadai mmmmmm hei ndigasataura ndinenge ndaita Godo ringandipinze Gehena ChIyo mwanawevanhu mmmmmmm kkkkkkkkkk kuzoti keganda remvura kewakanhonga kanogarotamba nemvura sehove kkkkkkkkkkk maiweeeee wandibaya I salute all of you Guys
🤣🤣🤣🤣😀😀😀😀 sanzu nemashizha aro
Great and amazing acting 🎭
Ndodza ndare ndaida mhani iyo😅
Matsanga wakaipa kkkk thanks brother
Legends makaipa guyz
Ma1 ayoo, vavhuri vehombe💥
Lazarus and Ndodza
zviriko futi izvooo mudzimba
Waiting for episode 2 please
wangu unogona
Kkkkkkkk rovai mai avo guys kkkk
ahhhh pakazokuvadziwa munhu ne Shamhu apo guyzz kkkkkkkkkk thnks Team Pa Getto
🤣🤣🤣🤣rovai munhu boyz
Team pageto big app
Time mawisiro amakaita musikana pekupedzisira bhorere
Ichi chiri kubvira kkk
Kkkkkk asi zvinopimiwa 😂😂
Take road and make dust ✨️ 🤪
We are waiting
vamamisiwa kkk
Tipeiwo part2 yacho munhu achidamburwa size chaiyo chaiyo
Take road and make dust for me lol 😆 🙃
Good acting
Bamnn kuseri
Real acots
lets hope adonhera pamakonje haanakukuvara
yeah sure coz anovera pakamuti i hope aana kukuvara
ehe eish
LAZARO
Matsanga ibhuru😂😂😂😂
Kana neni ndafara gyz musaitambisa nguva rovaibenzi
28 hours ndakuzojemamajhe zhakawandisa hour ijo
Musikana adonha uyo haana kukwara here? A concerned fan
Good question
Lets hope mwana ahana kukuvara apo
shuwa
Thanks bro matsanga
Thank you team pageto❤❤❤
Kkkkkk chjirikupisa ichi
Haana kukwara here musikana uyo arowera 😮
But ako karohwa vhiri remashuwa 😭😭😭😭
ndofunga akana kukwara
Kkkkkkk
Pekupedzeserasera pevideo l hope that girl haana kukuvara.🙄
ndare yazorohwa apo ma1 haidi kumusikana kugona munogona picture quality nevolume chero urimuchigayo unonzwa so far muripa panumber 1
Kkkk volume bhoe here
Magona boys taka pfambi kkkkkklkk
kkkkkkk mbeva
Matsanga
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 take road and make dust Boe er matsanga ma1 gyz
But ndare yamapa mussikana ka
muskana awira mumudhorofiya uyo maiweee ku end uko
Kkkkkkkkkkkk
But Tabeth haana kukuvadzwa paawira padhorofia apo here kkk
Kkkkk
Did that girl get hate because the way she landed
Matsanga to the word
eheka Tabeth kkkkkkkk
mabhosvo is sick haha the scene he locked the door deserves credit. Camera presence.
excellent picture quality