Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Wool what a beautiful 😍 song 🎵 inokomborera song iyi
Amen
Batai ruoko rwemhuri yangu yose mufambe nayo ishe muponesi ...kurongeka kwenyu baba kubva pakutanga kusvkka nanhasi ndiko kwatinoshuvirawo muropa redu.... kudzwai jesu...amen nd amen
@@alexhomela5526 Amen thank u hama munashe nesupport yenyu
Regera kundisiya muponesi wangu nyika inorema iyi hondo dzemadzinza dzinotitevera Mwari ndibatsirei 😭😭😭🙏🙏
@@HappyBasket-fh6ih Amen komborerwai imi
😭🙏Regera kundisiya muponesi makuseni ano😭😭 ooh nkos yam
@@ThandekaMoyo-y1i thank you hama
Fambai vavhengere wenyasha
Kuimba kunodzikisa nyasha mutungamiriri wangu.mwari varambe vachikushandisai
Song inokomborera iyi
Ndatenda hangu mambo 🙏. Ishe wangu musandisiya
❤❤MWARI MUSATISIYA AMEN AND AMENI
Alleluia ,bata ruoko rwangu tenzi ufambe neni ,soo powerful 🙏👏🏻
Amen ❤️
Regera kundisiya muponesi wangu 🎉🎉🎉🎉hanzi pamunogadza vamwe regera kundisiya wow powerful ❤
Shoko ngariende ps
This is my favorite song on this Album, inondibata song iyi😢
Waal thank you
Weldone my brother 👏👏👏, aka kanoburutsa nyasha aka
Glory🙌🏽 ndirikukomborerwa Was on repeat kuseni haaa yataura neni song iyi🌹🙏🏽
@@tariromusademba2183 woooo thank you be blsd hama makakosha imi support yenyu yakakura
Madzibaba makaimba,ndotenda hangu, God bless you and your family and all the church members
Ndinogamuchira chose
I❤ this song 🎉🎉🎉🎉
Amen and Amen powerful song heeey
Amen nziyo dzenyu dzinokomborera.
@@JoshuaMukwemu ndinogamuchira chose support yenyu
Kudya kwemweya baba
Amen amen regera kundisiya muponesi🙏🙏🙏 ndrmufambi muneinonyika ❤
Amen and amen 🙏
Oooh yes
Amen amen Mwari ngaavongwe shuwa.. Mashoko anosimbisa wena
Amen yesss
Regera kundisiya muponesi 😢😢😢
Mai vangu thank u
Powerful amen 🙏 🙏
Ndakakutadzira regera kundisiya muponesi wangu. 🙏
GloooGlooGloryyy
Regera kundisiya Muponesi Amen
Yaaa izvi ndezvechipo chaizvo 🙏
Ndinogamuchira chose Father
Well done baba vhengere
Amen Nyasha dziwanzwe kwamuri naMwari murambe muchitiparidzira Pastor🙏
Ndinokutendai chose imi
Regera kundisiya muponesi wangu 🎉🎉🎉
In the name of Jesus amen
@@alexhomela5526 Amen
Ndanzwa nyasha kuwanzwa, thank you Pastor, munoimba zvinodzisa nyasha dzose. I found myself crying. Mwari regerai kundisiya mneino nyika ndakakutadzirai
@@busiemoyo1184 komborerwai chose imi nesupport iyi
Basa ramuri kuita munyika rakakura. Nei ndadaro? Nziyo dzenyu dzinotendeusa vazhinji. Saka Mwari vanofanira kuita zvakakura pamuri nevamunobata navo basa. Ini ndaitirwa nyasha manhero ano!
@@MasungaMediaOfficial I receive munhu waMwari nekutsigirwawo nemi my wish tinofanira kuonana ndirikudzidza zvakawanda kwamuri mufunge
Ps this tym uuuuu makatigonera kani
Thank you Father
Never disappoint you Pst wangu munondigonera
Fambai neni mwari regai kundisiya
@@BrendaPangirai Amen 🙏
Munhu washe munonamatira kupi
@@BenhildaMufungi-f5f kuZvapupu ZvaJesu Apostolic Church makadii munhu waMwari
Amen amen regera kundisiya Mwari wangu
Jehovha kudzwai Musatisiya Mwari ....Mazviita matigonera nhasi komborerwai naShe🙏
Regera kundisiya muponesi❤
Regera kundisiyao muponesi wangu😢
Yeah pakaimbwa apa well done great work
Regera kundisiya muponesi😭🙏,,,,ha mukati gore rino harichaperi tongotaura nendimi♥️🙏well done Ps
Yah zvave zveDenga izvi - - Amen Mufundisi wangu
Makaimba zvinetsitsi vanhu vashe,,,,, very beautiful song ❤
Areruya ❤musandisiya muponisi aiwa refers kundisiya Messiah AMEEN
Amen Amen powerful musatisiya
Amen and Amen
Thank you so much, powerful baba❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤Amen amen amen, this is so so so powerful,🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏
❤❤❤❤This one is the top one ❤❤❤❤❤
Kodzimwe dziripi
Well done Pastor Vhengere🙏🙏🙏
Amen 🙏🏻
Well done my dearest brother
Amen regera kundisaya
Muponesi wangu regere kundisiya ❤❤❤❤❤❤❤ munamato wakatokwana wakadaro 🙏🙏🙏
Amen,powerful song
❤❤ mabviriiiii
Zvaonekwa 👏👏👏👏👏👏
Amen. Havatisiye Mwari
Congratulations Father🎉🎉🎉
Big up bruv this is beautiful ❤
@@tabithancube1585 thank you my sister
Amen baba
Amen amen .
Powerful
Munoino nyika regera kundisiya muponesi amen
Yes this is powerful
@@NgonidzasheTshuma thank you very much
Amen 🙏
Eish this is deep
@@PrimroseChikoko Amen n Amen
Ooh Jesus
Ngazviende mberi PS
❤❤❤
🔥🔥🔥🔥
Basa basa
❤❤❤❤❤❤
Pa 1:25 panonzi ndirimuchii wako?Great song.
Ndiri mufambi wako
Ndakatora paye panoti nditungamire Jehovha ndirimufambi wako
@castervhengere2170 oh ok, thank you so much.
Tipeivo link ye WhatsApp group renyu rema fans
@@MarlonRusvava 0772325930
@@MarlonRusvava ndibatei ipapa panumber dzandakupai
Muponesi wangu regera kundisiya 🔥🔥🔥🔥
Amen and Amen ❤
Regera kundisiya muponesi 😭😭
@@MutadziEmmaculata Amen Amen
Amen inondiitira nziyo iyi 🙏🙏🙏
@@ChipoMadenga-t4l komborerwai chose imi
Amen & amen
Amen 🙏🙏
Amen amen
Wool what a beautiful 😍 song 🎵 inokomborera song iyi
Amen
Batai ruoko rwemhuri yangu yose mufambe nayo ishe muponesi ...kurongeka kwenyu baba kubva pakutanga kusvkka nanhasi ndiko kwatinoshuvirawo muropa redu.... kudzwai jesu...amen nd amen
@@alexhomela5526 Amen thank u hama munashe nesupport yenyu
Regera kundisiya muponesi wangu nyika inorema iyi hondo dzemadzinza dzinotitevera Mwari ndibatsirei 😭😭😭🙏🙏
@@HappyBasket-fh6ih Amen komborerwai imi
😭🙏Regera kundisiya muponesi makuseni ano😭😭 ooh nkos yam
@@ThandekaMoyo-y1i thank you hama
Fambai vavhengere wenyasha
Kuimba kunodzikisa nyasha mutungamiriri wangu.mwari varambe vachikushandisai
Song inokomborera iyi
Ndatenda hangu mambo 🙏. Ishe wangu musandisiya
❤❤MWARI MUSATISIYA AMEN AND AMENI
Alleluia ,bata ruoko rwangu tenzi ufambe neni ,soo powerful 🙏👏🏻
Amen ❤️
Regera kundisiya muponesi wangu 🎉🎉🎉🎉hanzi pamunogadza vamwe regera kundisiya wow powerful ❤
Shoko ngariende ps
This is my favorite song on this Album, inondibata song iyi😢
Waal thank you
Weldone my brother 👏👏👏, aka kanoburutsa nyasha aka
Glory🙌🏽 ndirikukomborerwa
Was on repeat kuseni haaa yataura neni song iyi🌹🙏🏽
@@tariromusademba2183 woooo thank you be blsd hama makakosha imi support yenyu yakakura
Madzibaba makaimba,ndotenda hangu, God bless you and your family and all the church members
Ndinogamuchira chose
I❤ this song 🎉🎉🎉🎉
Amen and Amen powerful song heeey
Amen nziyo dzenyu dzinokomborera.
@@JoshuaMukwemu ndinogamuchira chose support yenyu
Kudya kwemweya baba
Amen amen regera kundisiya muponesi🙏🙏🙏 ndrmufambi muneinonyika ❤
Amen and amen 🙏
Oooh yes
Amen
Amen amen Mwari ngaavongwe shuwa.. Mashoko anosimbisa wena
Amen yesss
Regera kundisiya muponesi 😢😢😢
Mai vangu thank u
Powerful amen 🙏 🙏
Ndakakutadzira regera kundisiya muponesi wangu. 🙏
Glooo
Gloo
Gloryyy
Regera kundisiya Muponesi Amen
Yaaa izvi ndezvechipo chaizvo 🙏
Ndinogamuchira chose Father
Well done baba vhengere
Amen
Nyasha dziwanzwe kwamuri naMwari murambe muchitiparidzira Pastor🙏
Ndinokutendai chose imi
Regera kundisiya muponesi wangu 🎉🎉🎉
In the name of Jesus amen
@@alexhomela5526 Amen
Ndanzwa nyasha kuwanzwa, thank you Pastor, munoimba zvinodzisa nyasha dzose. I found myself crying. Mwari regerai kundisiya mneino nyika ndakakutadzirai
@@busiemoyo1184 komborerwai chose imi nesupport iyi
Basa ramuri kuita munyika rakakura. Nei ndadaro? Nziyo dzenyu dzinotendeusa vazhinji. Saka Mwari vanofanira kuita zvakakura pamuri nevamunobata navo basa. Ini ndaitirwa nyasha manhero ano!
@@MasungaMediaOfficial I receive munhu waMwari nekutsigirwawo nemi my wish tinofanira kuonana ndirikudzidza zvakawanda kwamuri mufunge
Ps this tym uuuuu makatigonera kani
Thank you Father
Never disappoint you Pst wangu munondigonera
Fambai neni mwari regai kundisiya
@@BrendaPangirai Amen 🙏
Munhu washe munonamatira kupi
@@BenhildaMufungi-f5f kuZvapupu ZvaJesu Apostolic Church makadii munhu waMwari
Amen amen regera kundisiya Mwari wangu
Jehovha kudzwai
Musatisiya Mwari ....Mazviita matigonera nhasi komborerwai naShe🙏
Regera kundisiya muponesi❤
Regera kundisiyao muponesi wangu😢
Yeah pakaimbwa apa well done great work
Regera kundisiya muponesi😭🙏,,,,ha mukati gore rino harichaperi tongotaura nendimi♥️🙏well done Ps
Yah zvave zveDenga izvi - - Amen Mufundisi wangu
Makaimba zvinetsitsi vanhu vashe,,,,, very beautiful song ❤
Areruya ❤musandisiya muponisi aiwa refers kundisiya Messiah AMEEN
Amen Amen powerful musatisiya
Amen and Amen
Thank you so much, powerful baba❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Amen amen amen, this is so so so powerful,
🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏
❤❤❤❤This one is the top one ❤❤❤❤❤
Kodzimwe dziripi
Well done Pastor Vhengere🙏🙏🙏
Amen 🙏🏻
Well done my dearest brother
Amen regera kundisaya
Muponesi wangu regere kundisiya ❤❤❤❤❤❤❤ munamato wakatokwana wakadaro 🙏🙏🙏
Amen,powerful song
❤❤ mabviriiiii
Zvaonekwa 👏👏👏👏👏👏
Amen. Havatisiye Mwari
Congratulations Father🎉🎉🎉
Big up bruv this is beautiful ❤
@@tabithancube1585 thank you my sister
Amen baba
Amen amen .
Powerful
Munoino nyika regera kundisiya muponesi amen
Yes this is powerful
@@NgonidzasheTshuma thank you very much
Amen 🙏
Amen
Eish this is deep
@@PrimroseChikoko Amen n Amen
Ooh Jesus
Ngazviende mberi PS
❤❤❤
🔥🔥🔥🔥
Basa basa
❤❤❤❤❤❤
Pa 1:25 panonzi ndirimuchii wako?
Great song.