Prophecy by Mrt Tapiwa Bosha kuma Bishop. Chemhanza grounds dzivarasekwa

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 янв 2025

Комментарии •

  • @PreviousTakawira
    @PreviousTakawira 7 месяцев назад +1

    Akapuhwa mwana uyu chiporofita chekudenga Amen
    Vanhu musasvora zvinenge zvapihwa umwe bcoz kupihwa nedenga kunosiyana sure kunyadzisa munhu Kudaro vanhu kuuchirira zvisina basa devakangoita sowe zvakataurwa nemuporofita

  • @faraikufakunesu710
    @faraikufakunesu710 6 месяцев назад

    Kkkkkk akaona bt akataura zvisingataurwe

  • @RonaChinenge
    @RonaChinenge 7 месяцев назад

    Apa akaona

  • @Antony2909
    @Antony2909 7 месяцев назад

    Chokwadi ndozvakaita vabvise chimwe chikamu chechi porofita paakati ndaona marohwa netsvimbo dzenyu

  • @tblo9107
    @tblo9107 7 месяцев назад

    Chakanakira chiporofita ndechekuti chinozoonekwa zvokwadi zvacho nekufamba kwenguva

  • @NgonidzasheMarinde
    @NgonidzasheMarinde 7 месяцев назад

    Ummm mwanauyo akapuwa hake mweya mutsvene vanhuvakamushora

  • @PrinceMatope-f1u
    @PrinceMatope-f1u 6 месяцев назад

    Prophecy yoku blasphemy mweya yakataurwa neakadyiwa netsanangura