Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Munhu wese arikutii madam vasapinda ma 1 siya like rako tione kutii team Madam takawanda sei
Its ironic now. Nyaya iyi yatoleaker and likely to neutralise fast nekugona kukuita mukomana
Pakashata topabuda ere apo team Jonga
Jonga. Ane plan B 😅😅😅😅
Jonga ngwara sha, ungapasser top muclassi uchifailure kugadzirisa size kamusikana Kaye Here sha?? Sha ukasangwara Kano putsa zvese namadam ukaona nhamo😮😮
Pakaipa guys ummm dai mukomana aia plan bt iyewo akabhaiza kupa lilie bag rine Secret
Dafu ring iyo muchato hr wakachata sei tisingazive asinawo kunzwa nezvemuchato wa dafu isa like
Aaah saka watanga kuiona nhas here ini ndaingoiona kubva kare ini
Mereji
N@@nokuthandamabamu3734taura hko ndeyekare iyoo
Kubva kare ana jedza vachiripo
Kune vese varikuona kuti mudhara Chaps arikungodyiwa Mari pasina zvaarikuwana siya like rako pano
Asi mai Cleo havana tsitsi shuwa
@@missmadas203hanti ndivo vanonzi nema ghetto yuts mabishu ma beef,I mean mabishu manyama 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂. 😊
Ebu so kaa
Vaya vane dzungu seni rekutanga ku liker usati watomboona zviri muvideo racho huyai musiye like apa ndoda kuona kuti tiri vangani 😊😊Naiza neteam rake ayewa varemaaaaaaaaaa
Mademu vanogona dai varamba varimo
Vanoda naiza boom siya like❤
Vanoti Ebbu anopisa isayi malikes❤
It's always good to see Ebu
Jonga will come out ne plan I trust him Lilly is a small fish to fry 😂😂
Kkkkkkk😂
Don't be stressed too much madam Jonga is a master mind ndomutemba .tirivangani tikubvumirana
Svinurai is killing her role Keep it up team Naiza boom
Ndiyani mumwe aisa like asati avhura seni😂
Chero akavhura hombe zvine basa rei iye achigona 😂😂😂😂 Madam Svinurai is underrated vanogonawo acting
I always look forward to seeing her 😂
Haa madam and jonga shouldn’t get in trouble 😢 if yu think so siya like
JOnga Toda imwe plan tokutemba ❤️💪👍
Yes we need new plan haaaa anopabuda chete Anonzi Jonga ka
kkkkkk yah sure ngaite plan mukomana wemaplan hagumirwe
Jonga ngaite plan aagh... mukomana wema plans kaa uyu😂
Love ya madam na Jonga ndaisapera
Eh sure movie ringatobhowe kuona😢
Xua
Ndaridzoke sure Kuda zvinhu kwalili
Today I'm asking your likes guys ❤❤
Had arikudyiva Mari mahara
❤
Haaaa panamadam najonga ndrikurwadziwa zvngu murikundipa heartbreak 💔💔💔💔💔💔💔💔
Ebu mubateyi Boe Uyo anogona
Ndinofarira ebu mubatei zvakanaka chose.
Ebu anovaka zvake guys haadi kuti Cleo adzidzewo zvakaipa asi hamusukuona hre kt Chaps panekudyiwa apo
Ini ndakunzwa kuda Lily Lily manje 😂😂 Thanks Naiza boom ❤❤❤ . Vari ku syd kwa Lily Lily huyai
Ndakambokuudza Cleo kuti usakweretesa dhafu😅😅 keep it up my Naiza boom❤
Iwe kasikana dzosera jonga frame ndozvega zvandavinga pano
Nhai nhai kachingoti kuonda 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😂😂😂
Kandipa hasha
@@MaslineNyakujara-i3e aaaaaa kakutoita kt movie ribhowe kna newewe
😂😂😂😂😂ini newe tiri pamwechete
yah sure haunyepe ngadzose
Kasmile kaEbu ma1 ndokada hangu🎉🎉
Jonga na madam eish nyaya iyi yava kutiipira Jonga ita plan madam vasadzingwa Basa i love you guys ❤❤❤❤
Jonga wauraya madam neBp moyo wawo wawaida kunama wanamanura wakabhaiza
Jonga akabhaiza kuuya neframe kuchikoro apa akaresva chaiko haa
Taura hako😂
Dhafu ipa mwana masweets Lili ndikumiranaye kk
Dhafu ipa mwana mari yake 😢😢
Yaa ipapo ichokwadii ngaape mwana akwanise kusumukirawo Mai vasiyane nechipfambi
💔💔💔
Even me guys chimbondipaiwo ma likes ❤ enyu pliz
Thank u everyone for the likes Mungu awabaliki Asante sana
Naiza boom tiitireivo zvipenyu panoperera episode pamunotanga imwe tangirai ipapo kwete kuita kunge munopenga
Ebu unobherebhedwa nachaps iwe hausikumuziva😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Jonga ndopaya pane tsumo inonzi imbwa nyoro ndotsengi dzema towo
Cleo akapusa angakweretese dhafu
Jonga pabobudika here musafananidze Naiza boom nezvinhu ZVISINA BASA
😂😂😂 Iyi class inemweya yemadzinza
Kkkkkkkkkk wandigura mbabvu
Like kuna solo😂
Ndatokanda like risati ratanga
Let's support naiza boom,,,buh pasina dhafu azvifambe mushe 😂, like this if u support dhafu!
Madam vapama1 manje ,kangoma kanga kanyanya kuririsa najonga 🎉🎉
But head vacho vanedzavowo futika dzavanotya kuna madam destiny
Ndatofunga kt cleo arikuda kt mari yemasweets ndakapihwa naheadmaster 😂😂❤
Naiye jonga aizosiirei bag ,ndochidofo kuguta zvinhu zvamadam
Anoti naiza is the best creater in zim isa like 🎉
Naiza ne #Magtom Media ndovanovharisa ZIMBABWE.
Aaaaaàaaaa these is clever woman don't ever ever play with Dhafu she knows what is doing ❤❤❤❤❤❤❤😂😂😂😂😂
Madam Svinurai is doing the best😂
Kkkkk solo na calture avazvarwi vose hre nzeve idzo 😅😅😅😅
Ebu wakamuwana kupi naiza boom kkkkkk anogona hanzi ndozofenderwa nezibhachi ravakapfeka
Solo,, Dhafu naDhimba murikuita sei kumashure kwamadam😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂
Ebi ndomuda zvekutovharisa chaiko❤❤❤❤❤
Master mind jonga huya neplan imwe
Naiza boom keep it up❤😊🎉
Pamberi nebasa team rang manje manje pfeeee mu600k may god bless you guys
Lily ngamire dzungu😅
Iyi yandinakidza kupfuura dzimwe dzacho kubva kumatofo vanosolo
Plz jonga make a pln utorere lilie pic iro risati raonwa na chaps plz ndapota coz tokuziva tetuma pln jonga
Culture love zveku actor zvichiri kure naye hake, ............but keep on pushing zvichaita
kkkkkk regai zvinzi rudo ibofu ndingatogara hangu ndisina kuroorwa kkk Ebhu kaaa
Proof iri pa frame😂😂😂
Ebu kuseri kunyepa ere kana ndisinga nyepi Kanda tione
Jonga ita plan yeframe idzoke please Lily ngaatidzikamirewo please
Jonga haapererwe atopinda neimwe
Asi Dafuka ne colleague yako😂😂😂 denga muchaita reku googler
❤show some love to Naiza boom director ❤️👍
Endeeee Dhafu usadaro vdweeee
Naiza this movie kana yapera compile it this movie is excellent
Mmm ndaona jonga namadamwapinda busy
. Ndochemaweeee guys mukaramba muchindisiya nenzara kudai kkkkkkkk madam bho here neframe iro Rina Lilly eish. Kandai chimwe guys mangwana
Jonga the master mind itayi plan yeframe
Marry muroyi kushandisa tsvedegu mahara
Kkkkk Daf hanzi uri Kunhuwa weti na madam
Lili haana nzara yemare madam sevana black Nana solo hoyoo lili
Chapepa anakirwa ne love asi dress ma1😂😂
Kasahwira kemukadzi wangu 😂
😂😂😂 hakuna class ykadaro .anywhere well done gys keep the good work
Kkkkkkkk dhafu ma1 😂😂😂😂😂
😅😅😅😅😅hnz vanofenda
Ndapo please handetione madanasvinurai hokoyo umwe anonyura ❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Chero akavhura hombe zvebasa reyi achigona😂😂😂😂❤
Zviende mberi team naiza boom🎉🎉🎉🎉🎉🎉
lili ndewekumama
Jonga well done guys chokwadi ❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Gentleman no weather 😅😅 Mr chaps
Hanzi mudzimai wangu wakashaya mnhu wekutamba naye here 😂😂😂😂😂😂
Epi hausi wakuita jealous hre rasahwira vazvibatira Headmaster wavo
Ndini first kuona ne Ku like but ma stop stop APO matikuwadza rikuita kunge rine mascretch
Jonga Jonga waimboita sewakagwara wani ko chiii nhai 😂
Song iri pa37 yaimbwa nani ndaida thank u Naizaboom
Culture love 😅 keep it up making a good record
Dhafu usadaro sure
Varikuti naiza muhome isai malikes 😊🎉
Riribasa chairo dai madam vabvuta frame vanowirirana nemi isai malikes
Xua haunyepi
Mebhoi wandinakidza kkkkkkkwuuuuuui much btr to stay single kkkkk
Solo ma 1 guys 😂😂
😂😂😂😂😂😂asi dhafu kaaaaaa Mwari ave newe😂😂😂😂😂
Dhafuka ka ipa mwana mari yake iweee😂😂😂😂😂
Jonga akabhaiza
Veduwe regererai madam aaa handidi vasuwe😢
Madam pakaipa ma1 chaiwo
Jonga jonga jonga ndakutoshaya hope nekuda kweframe jonga ka aaa
Mr Naiza thank you so much. Bt pakangobuda mastermind naMadam movie racho rinobva raita pfupi. Apa makachi master Mr Naiza.
Dressing yadafu bhoo here
Hooooooyo 🥰🥰🥰🥰🥰 love you NB 🔥🔥🔥🔥
Jonga Meck another plan please Todakuona medhemu vachifara
Munhu wese arikutii madam vasapinda ma 1 siya like rako tione kutii team Madam takawanda sei
Its ironic now. Nyaya iyi yatoleaker and likely to neutralise fast nekugona kukuita mukomana
Pakashata topabuda ere apo team Jonga
Jonga. Ane plan B 😅😅😅😅
Jonga ngwara sha, ungapasser top muclassi uchifailure kugadzirisa size kamusikana Kaye Here sha?? Sha ukasangwara Kano putsa zvese namadam ukaona nhamo😮😮
Pakaipa guys ummm dai mukomana aia plan bt iyewo akabhaiza kupa lilie bag rine Secret
Dafu ring iyo muchato hr wakachata sei tisingazive asinawo kunzwa nezvemuchato wa dafu isa like
Aaah saka watanga kuiona nhas here ini ndaingoiona kubva kare ini
Mereji
N@@nokuthandamabamu3734taura hko ndeyekare iyoo
Kubva kare ana jedza vachiripo
Kune vese varikuona kuti mudhara Chaps arikungodyiwa Mari pasina zvaarikuwana siya like rako pano
Asi mai Cleo havana tsitsi shuwa
@@missmadas203hanti ndivo vanonzi nema ghetto yuts mabishu ma beef,I mean mabishu manyama 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂. 😊
Ebu so kaa
Vaya vane dzungu seni rekutanga ku liker usati watomboona zviri muvideo racho huyai musiye like apa ndoda kuona kuti tiri vangani 😊😊
Naiza neteam rake ayewa varemaaaaaaaaaa
Mademu vanogona dai varamba varimo
Vanoda naiza boom siya like❤
Vanoti Ebbu anopisa isayi malikes❤
It's always good to see Ebu
Jonga will come out ne plan I trust him Lilly is a small fish to fry 😂😂
Kkkkkkk😂
Don't be stressed too much madam Jonga is a master mind ndomutemba .tirivangani tikubvumirana
Svinurai is killing her role
Keep it up team Naiza boom
Ndiyani mumwe aisa like asati avhura seni😂
Chero akavhura hombe zvine basa rei iye achigona 😂😂😂😂
Madam Svinurai is underrated vanogonawo acting
I always look forward to seeing her 😂
Haa madam and jonga shouldn’t get in trouble 😢 if yu think so siya like
JOnga Toda imwe plan tokutemba ❤️💪👍
Yes we need new plan haaaa anopabuda chete Anonzi Jonga ka
kkkkkk yah sure ngaite plan mukomana wemaplan hagumirwe
Jonga ngaite plan aagh... mukomana wema plans kaa uyu😂
Love ya madam na Jonga ndaisapera
Eh sure movie ringatobhowe kuona😢
Xua
Ndaridzoke sure Kuda zvinhu kwalili
Today I'm asking your likes guys ❤❤
Had arikudyiva Mari mahara
❤
Haaaa panamadam najonga ndrikurwadziwa zvngu murikundipa heartbreak 💔💔💔💔💔💔💔💔
Ebu mubateyi Boe Uyo anogona
Ndinofarira ebu mubatei zvakanaka chose.
Ebu anovaka zvake guys haadi kuti Cleo adzidzewo zvakaipa asi hamusukuona hre kt Chaps panekudyiwa apo
Ini ndakunzwa kuda Lily Lily manje 😂😂 Thanks Naiza boom ❤❤❤ . Vari ku syd kwa Lily Lily huyai
Ndakambokuudza Cleo kuti usakweretesa dhafu😅😅 keep it up my Naiza boom❤
Iwe kasikana dzosera jonga frame ndozvega zvandavinga pano
Nhai nhai kachingoti kuonda 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😂😂😂
Kandipa hasha
@@MaslineNyakujara-i3e aaaaaa kakutoita kt movie ribhowe kna newewe
😂😂😂😂😂ini newe tiri pamwechete
yah sure haunyepe ngadzose
Kasmile kaEbu ma1 ndokada hangu🎉🎉
Jonga na madam eish nyaya iyi yava kutiipira Jonga ita plan madam vasadzingwa Basa i love you guys ❤❤❤❤
Jonga wauraya madam neBp moyo wawo wawaida kunama wanamanura wakabhaiza
Jonga akabhaiza kuuya neframe kuchikoro apa akaresva chaiko haa
Taura hako😂
Dhafu ipa mwana masweets Lili ndikumiranaye kk
Dhafu ipa mwana mari yake 😢😢
Yaa ipapo ichokwadii ngaape mwana akwanise kusumukirawo Mai vasiyane nechipfambi
💔💔💔
Even me guys chimbondipaiwo ma likes ❤ enyu pliz
Thank u everyone for the likes Mungu awabaliki Asante sana
Naiza boom tiitireivo zvipenyu panoperera episode pamunotanga imwe tangirai ipapo kwete kuita kunge munopenga
Ebu unobherebhedwa nachaps iwe hausikumuziva😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Jonga ndopaya pane tsumo inonzi imbwa nyoro ndotsengi dzema towo
Cleo akapusa angakweretese dhafu
Jonga pabobudika here musafananidze Naiza boom nezvinhu ZVISINA BASA
😂😂😂 Iyi class inemweya yemadzinza
Kkkkkkkkkk wandigura mbabvu
Like kuna solo😂
Ndatokanda like risati ratanga
Let's support naiza boom,,,buh pasina dhafu azvifambe mushe 😂,
like this if u support dhafu!
Madam vapama1 manje ,kangoma kanga kanyanya kuririsa najonga 🎉🎉
But head vacho vanedzavowo futika dzavanotya kuna madam destiny
Ndatofunga kt cleo arikuda kt mari yemasweets ndakapihwa naheadmaster 😂😂❤
Naiye jonga aizosiirei bag ,ndochidofo kuguta zvinhu zvamadam
Anoti naiza is the best creater in zim isa like 🎉
Naiza ne #Magtom Media ndovanovharisa ZIMBABWE.
Aaaaaàaaaa these is clever woman don't ever ever play with Dhafu she knows what is doing ❤❤❤❤❤❤❤😂😂😂😂😂
Madam Svinurai is doing the best😂
Kkkkk solo na calture avazvarwi vose hre nzeve idzo 😅😅😅😅
Ebu wakamuwana kupi naiza boom kkkkkk anogona hanzi ndozofenderwa nezibhachi ravakapfeka
Solo,, Dhafu naDhimba murikuita sei kumashure kwamadam😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂
Ebi ndomuda zvekutovharisa chaiko❤❤❤❤❤
Master mind jonga huya neplan imwe
Naiza boom keep it up❤😊🎉
Pamberi nebasa team rang manje manje pfeeee mu600k may god bless you guys
Lily ngamire dzungu😅
Iyi yandinakidza kupfuura dzimwe dzacho kubva kumatofo vanosolo
Plz jonga make a pln utorere lilie pic iro risati raonwa na chaps plz ndapota coz tokuziva tetuma pln jonga
Culture love zveku actor zvichiri kure naye hake, ............but keep on pushing zvichaita
kkkkkk regai zvinzi rudo ibofu ndingatogara hangu ndisina kuroorwa kkk Ebhu kaaa
Proof iri pa frame😂😂😂
Ebu kuseri kunyepa ere kana ndisinga nyepi Kanda tione
Jonga ita plan yeframe idzoke please Lily ngaatidzikamirewo please
Jonga haapererwe atopinda neimwe
Asi Dafuka ne colleague yako😂😂😂 denga muchaita reku googler
❤show some love to Naiza boom director ❤️👍
Endeeee Dhafu usadaro vdweeee
Naiza this movie kana yapera compile it this movie is excellent
Mmm ndaona jonga namadamwapinda busy
. Ndochemaweeee guys mukaramba muchindisiya nenzara kudai kkkkkkkk madam bho here neframe iro Rina Lilly eish. Kandai chimwe guys mangwana
Jonga the master mind itayi plan yeframe
Marry muroyi kushandisa tsvedegu mahara
Kkkkk Daf hanzi uri Kunhuwa weti na madam
Lili haana nzara yemare madam sevana black Nana solo hoyoo lili
Chapepa anakirwa ne love asi dress ma1😂😂
Kasahwira kemukadzi wangu 😂
😂😂😂 hakuna class ykadaro .anywhere well done gys keep the good work
Kkkkkkkk dhafu ma1 😂😂😂😂😂
😅😅😅😅😅hnz vanofenda
Ndapo please handetione madanasvinurai hokoyo umwe anonyura ❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Chero akavhura hombe zvebasa reyi achigona😂😂😂😂❤
Zviende mberi team naiza boom🎉🎉🎉🎉🎉🎉
lili ndewekumama
Jonga well done guys chokwadi ❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Gentleman no weather 😅😅 Mr chaps
Hanzi mudzimai wangu wakashaya mnhu wekutamba naye here 😂😂😂😂😂😂
Epi hausi wakuita jealous hre rasahwira vazvibatira Headmaster wavo
Ndini first kuona ne Ku like but ma stop stop APO matikuwadza rikuita kunge rine mascretch
Jonga Jonga waimboita sewakagwara wani ko chiii nhai 😂
Song iri pa37 yaimbwa nani ndaida thank u Naizaboom
Culture love 😅 keep it up making a good record
Dhafu usadaro sure
Varikuti naiza muhome isai malikes 😊🎉
Riribasa chairo dai madam vabvuta frame vanowirirana nemi isai malikes
Xua haunyepi
Mebhoi wandinakidza kkkkkkkwuuuuuui much btr to stay single kkkkk
Solo ma 1 guys 😂😂
😂😂😂😂😂😂asi dhafu kaaaaaa Mwari ave newe😂😂😂😂😂
Dhafuka ka ipa mwana mari yake iweee😂😂😂😂😂
Jonga akabhaiza
Veduwe regererai madam aaa handidi vasuwe😢
Madam pakaipa ma1 chaiwo
Jonga jonga jonga ndakutoshaya hope nekuda kweframe jonga ka aaa
Mr Naiza thank you so much. Bt pakangobuda mastermind naMadam movie racho rinobva raita pfupi. Apa makachi master Mr Naiza.
Dressing yadafu bhoo here
Hooooooyo 🥰🥰🥰🥰🥰 love you NB 🔥🔥🔥🔥
Jonga Meck another plan please
Todakuona medhemu vachifara