He might have said chokwadi, but the burning question is - Does Chillspot Records have influence on music promotion around the players that promote music? Iye is an artist also anofana kuva ne view on what is on the industry he belongs to. Not kuti ndopindura zvangu. Ngirozi yehondo akabva uku akati ndapangu ndikuita zvangu. But he feels kuti pakuita zvangu pacho vakumuvharira ma works, so he just been asked kuti iwe urimo mu industry wakazvionawo here. Uchibuditsa zvacho u say hazvisi zviri kunzi tingaridze ne radio. Imbai izvi tokupa air play. The Recording Academy kudhara yaibatirira ma artistes of Motown Records because of color. Michael Jackson is one of those. When he had his first "grammy" havana kumupa same treatment savamwe uyezve his works ahana kupushwa seevamwe. Zvoitika mu industry. But munhu akange abva uyu ku Motown nekuti ivo vaida kuti vaimbe zvavanoda. Vaidawo zvavo. Ende vachitoita control the music business. Uyu chete Platinum pane basa. But chii sekutaura kwake it's his interview. Tingadii hedu?
Platinum was being a little bit immature and somewhat arrogant in his responses and lacking in perspective. He is being asked a mere question on the fairness of radio airplay in Zim and says Chillspot doesn't or rather shouldnt affect your own hustle😏 To some extent true, but still as an artist you cannot be ignorant to such things. You can put really good content and it will be ignored simply because its not a Chillspot production. Those things matter!
He has js spoken my mind...munhu ngaaite yaari kuita kwete kupa blame kune vamwe
wise words from Platinum Prince
yeah man mi home boy Platinum Prince wataura apa zvine sense
Blessed ras platinum prince mogona kuhandler interview makaipa
I jus lyk Platnum prince
Ichiiiii chofunga... Wise words Platty wema pratty
real talk😂😂😂
Perfect said!
Ndochokwadi wangu munhungamire ne lf yake
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂🙌🙌🙌🙌 Ndururani indururani hakuna irirani
He might have said chokwadi, but the burning question is - Does Chillspot Records have influence on music promotion around the players that promote music? Iye is an artist also anofana kuva ne view on what is on the industry he belongs to. Not kuti ndopindura zvangu. Ngirozi yehondo akabva uku akati ndapangu ndikuita zvangu. But he feels kuti pakuita zvangu pacho vakumuvharira ma works, so he just been asked kuti iwe urimo mu industry wakazvionawo here. Uchibuditsa zvacho u say hazvisi zviri kunzi tingaridze ne radio. Imbai izvi tokupa air play. The Recording Academy kudhara yaibatirira ma artistes of Motown Records because of color. Michael Jackson is one of those. When he had his first "grammy" havana kumupa same treatment savamwe uyezve his works ahana kupushwa seevamwe. Zvoitika mu industry. But munhu akange abva uyu ku Motown nekuti ivo vaida kuti vaimbe zvavanoda. Vaidawo zvavo. Ende vachitoita control the music business. Uyu chete Platinum pane basa. But chii sekutaura kwake it's his interview. Tingadii hedu?
Well said bredda
Platty Ngwarangwanda...zvawataura zviri clear on my behalf ameno vamwe
Platinum kuseri anotaura feya
Kkkkkk mashura aya so platinum wacho anembiri here boiz aaaaaaaaaaaa 😕😕😕😕😕😕😕😕😕😞😞😞😞😞shem 4 u
Platinum prince,,, Wakaipa mmmmmm
kkk kuvhurika kwako kwakanyanya
Platinum was being a little bit immature and somewhat arrogant in his responses and lacking in perspective. He is being asked a mere question on the fairness of radio airplay in Zim and says Chillspot doesn't or rather shouldnt affect your own hustle😏
To some extent true, but still as an artist you cannot be ignorant to such things. You can put really good content and it will be ignored simply because its not a Chillspot production. Those things matter!
Don't forget to click subscibe
Platnum prince wakura manje,,,,munhu ngaazvishandire amana!!
Thus facts platty nyanya
Wataura idii.. apa Platinum
Yesaya platnyanya wakanyanya
ava vakuru vechokwadi.true zvaarikutaura
This guy ataura zvandada. Ndakumbonoteerera musik yako
yoooh plat ngwarangwanda
PANOTI CHILSPORT WATAURA CHOKWADI PLAT NGWARANGWARA AND FOR SURE MAKASIMUDZANA PA.....ZIMBO RIDDIM
Haaaa mufec ataura chokwadi uyu boiz
chero zvukaita basa zvine basa rei
Platty wakanyny
silent killer anokupedzerai
chillspot chiiko choshamira.... ini kana love nayo handina T man is better chillspot
Anofunga muface uyu
apa wasasa chokwadi wena
Haaaaaaaah iyiii inhubu iyii........ Bt mataura mafacts
Ok chimudhara
Ndururani yeku tafara Mabvuku
haaa chillspot pakuda kudya mari yevafana apa...
Raster mkaisep plat
Prince idofo ririnani
uyu mfana haana direction... music yake haitonakidze haagone fut nxaaa
zinduru rani iri
Iri dofo chairo mxxm
UYU NDOEGA AKAGARISA PLAT PASI
SEH CALAZ YUT
ruclips.net/video/TMPZIamgX50/видео.html
RAS BEE BANDIT
Platinum asina prince zvese nemari kkkkk
Chinese wake up
PLATY NGWARA NGANDA ICHII CHAKAIPA
Anotaura zvaanoda uyoo kkkkkkkkkkkkakanyanya
haa iro igaro kk
Panebasa apa😂😂
Kkkkkkkk plat ngwarangwanda
Kkkkk Chinese wake up kkkk
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Haa vakuru idofo ava!
Haaaa hauna chaunoziva
vanoshaya blazz ava.varikutsvaga relevance chete but talent 0%
kanopenga aka
Panebasa apa😂😂