WATCH YAPROPHET IRIPI

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 9 сен 2024
  • www.wigatap.co.zw
    FOR ALL YOUR BOREHOLE DRILLING AND SOLAR INSTALLATION
    FOLLOW NIGEL @NIGEL THA SLICK PASTOR RUclips CHANNEL

Комментарии • 371

  • @zimchic
    @zimchic 4 года назад +132

    Vanhu vanogadzira maputi bhadharai Nigel anoadvertisa 😂😂😂

  • @simz5912
    @simz5912 4 года назад +26

    "maputi ndosiya, ndinenge ndakungoita chete after work" Nigel ilegend, mupei ma likes ake.

  • @makarotsi
    @makarotsi 4 года назад +6

    But seriously Nigel hameno zvaangori soo... Ane ka that ❤️

  • @kaygee_st1322
    @kaygee_st1322 4 года назад +38

    Kkk m here fr prophet Nigel 😂😂😃isai like fr mufundisi

  • @angelinam6654
    @angelinam6654 4 года назад +27

    I'm in the UK and salivating over those maputi you guys take for granted😂

  • @tafa2681
    @tafa2681 4 года назад +44

    1st to view... malove nemalikes guys 🤗

  • @waynemarimo1630
    @waynemarimo1630 4 года назад +6

    Good combination there is mch talent there. John Banda naGringo....kkkkk i love it.

  • @lewislisita1761
    @lewislisita1761 4 года назад +8

    Nigel u so natural,... I love u maaaaan😍😍😍

  • @ishmaelrupanga9354
    @ishmaelrupanga9354 4 года назад +5

    These days kungoona this combination, like first, comment and watch. Nigel maputi

  • @tanatswamagunda559
    @tanatswamagunda559 4 года назад +1

    ASI Nigel kaa be blessed unonakidza as well as Comic imwe serious yenyu so

  • @sifubongz8197
    @sifubongz8197 4 года назад +19

    Nyika yaNigel yakanaka munhu anogona kutanga business ne 30 bond

  • @joemachokoto5399
    @joemachokoto5399 4 года назад +20

    4:14 hanzi maputi ndendakungoita after work ,😂

  • @killianchidzambwa6728
    @killianchidzambwa6728 4 года назад

    Nigel muface wangu... paakasvika nepabasa pangu ndakatomuti haubve tisina kumbotorwa photo kkkk i like this guy

  • @styledbymazi3363
    @styledbymazi3363 4 года назад +4

    Well done guys, another great skit

  • @sharaimachando5708
    @sharaimachando5708 4 года назад +8

    Hanzi ndanga ndauya nebusiness idea😂😂😂😂😂♥️

  • @tatendam.shonhiwa8939
    @tatendam.shonhiwa8939 4 года назад +1

    uuum gyz maputi munorova henyu mkoma Nigel 😅😅😅😘😅😆😆😆😆😆😆😆

  • @collinsmujocho4877
    @collinsmujocho4877 4 года назад +13

    Katsi irikutengesa makonzo same group naNaijero

  • @kineranganai2698
    @kineranganai2698 4 года назад +13

    Kkkkkkk Nigel anoramba achingobaya intercom kkkkk

  • @kattieNcube
    @kattieNcube 4 года назад +7

    Perfect combination 😘❤❤

  • @blackmufasa4931
    @blackmufasa4931 4 года назад +11

    Jena Maputi i dont blame you for having 5 packets in your hands rinonaka

    • @molineshonhiwa107
      @molineshonhiwa107 4 года назад

      Taura hako...handigone kupedza day ndisina kumadya

    • @TatendaChipo
      @TatendaChipo 4 года назад

      Jenaaa kaaaa🤗🤗🤗🤗❤️

  • @kudzaimud6886
    @kudzaimud6886 4 года назад

    Maputi vanomada zvekuti he is just natural keep it up

  • @confidencecharlie8926
    @confidencecharlie8926 4 года назад

    Slick Pastor makanyanya mukuru munondiinspire bug tym

  • @humphreymanana5020
    @humphreymanana5020 4 года назад +33

    Nigel ungafamba nemaputi uchitadza kufamba ne CV kkkkkk

  • @rue3630
    @rue3630 4 года назад

    Hiii Nigel ndokumbirawo maputi ndamasuwa

  • @admirebetera3760
    @admirebetera3760 4 года назад

    Vakomana mave shasha dzekushambadza mabhizimusi. Rambai makadaro.

  • @gabrielmazingaizo1279
    @gabrielmazingaizo1279 4 года назад +5

    Kuita maputi after work.
    Nigel usadaro.

  • @goingtawandamujakachi5100
    @goingtawandamujakachi5100 3 года назад +2

    Revisiting zvangu
    🔥🔥🔥⚡

  • @tombichirau7851
    @tombichirau7851 4 года назад +1

    The way he innocently munches maputi kkkk. Nigel it means uri mbavha as per comic pastor’s words , you guys are funny 😄

  • @evesamantha9810
    @evesamantha9810 4 года назад +1

    Nigel to the world 🥰❤️❤️💃🏽💃🏽

  • @tsungayifurayi1677
    @tsungayifurayi1677 4 года назад +8

    Nigel maputi wanyanya hey kkkkkkkkkkkkkkkkkkk

  • @tauraichimbima1596
    @tauraichimbima1596 4 года назад

    Nigel wakazoriwana basa here kuma Borehole ikoko

  • @Maria-yx5bm
    @Maria-yx5bm 4 года назад

    Kkkkkk nigel ndipowo maputi nigel mal i love yu guys

  • @kudzaidzvairo4363
    @kudzaidzvairo4363 4 года назад

    Maputi after wrk.Nigel wakanyanya👌

  • @tamaryandritta6268
    @tamaryandritta6268 4 года назад +1

    Notification squad gather around for a selfie 1st ........ Nigel ndipoooo maputi😁

  • @1968whoistendai_
    @1968whoistendai_ 4 года назад +6

    Nigel ne maputi ka!! more like ED ne scarf chaiyo hahahaha ndakutadza.

  • @playgirl7305
    @playgirl7305 4 года назад +71

    Face yaPastor is naturally born funny. I bet even if he tries to be serious with his wife or a naughty child, they will still find it funny, until he starts beating them of course.

  • @takudzwanyarumwe5663
    @takudzwanyarumwe5663 4 года назад +1

    Kkkkkkk what a performance it is boyz....

  • @ednamutengwa8155
    @ednamutengwa8155 4 года назад

    NigeI akazowana basa here

  • @Takue_Milton_Kate
    @Takue_Milton_Kate 4 года назад +1

    Nigel has got talent

  • @missyolanda
    @missyolanda 4 года назад +2

    Hahaha Nigel shaya hadzirwadzi here nemaputi 😂😂 .

  • @macyarie
    @macyarie 4 года назад

    Aaah Nigel dai wanditumirawo maputi.
    Ndomafarira kunge iwewe

  • @blackcherry9344
    @blackcherry9344 4 года назад +2

    You have just reminded me ndichiri mudiki ndaimabaya maintercom kkkk

    • @wadzanaichinyundo274
      @wadzanaichinyundo274 4 года назад

      Hahahaha zvainakidza sei

    • @blackcherry9344
      @blackcherry9344 4 года назад

      @@wadzanaichinyundo274 taura hako ndakazombomhanyiswa ndairidza pandakabatwa hama ndakarohwa size

  • @dennischideya3388
    @dennischideya3388 4 года назад +10

    Hanzi zvemaputi ndinenge ndakutosiya ndozoita after work 😂😂😂😂😂😂

  • @blessingmkudu5727
    @blessingmkudu5727 4 года назад

    Shuwa hamheno Nigel zvaangori soo

  • @geezim8098
    @geezim8098 4 года назад +1

    Nigel haana chaasingagone,pese pane mari anokwana kikiki

  • @trevasanyatwe7796
    @trevasanyatwe7796 4 года назад

    i enjoyed the advert. Thumbs up to Wigatap

  • @elizahmazuva4486
    @elizahmazuva4486 4 года назад

    Please chitipaiwo pastor munhuwo

  • @tapiwamutizwa9930
    @tapiwamutizwa9930 4 года назад +22

    Hanzi kana iri us kana iripo ya30😂😂 Nigel akuda kutanga something ne30 bond, apa akatohodha maputi kudhara

    • @kattieNcube
      @kattieNcube 4 года назад +2

      Akuda kuhodha maputi achidya hake profit aina basa 😂😂

  • @agnesmagumbe5438
    @agnesmagumbe5438 4 года назад +3

    who else came for Nigel

  • @ruvimbokadungure4462
    @ruvimbokadungure4462 4 года назад

    kkkkkkkkk nigel maputi kkkkk yohweee ndaseka lkkkkkkkthank you nekutisekesa

  • @faithmaphosa1610
    @faithmaphosa1610 4 года назад +1

    Kkkkkkkkkk maputi Nigel unomada shame I have to coment ndisati ndaterera

  • @cynthiamutyoramwendo9615
    @cynthiamutyoramwendo9615 4 года назад

    Nigel kan kokuzogukuchira maputi kan kkkkk apo akungoramba achingot hallloooooo pa intercom kkkkkkk. Love u guys

  • @talentpitikanye2796
    @talentpitikanye2796 4 года назад +1

    Kkkkk ndimi mega manga masara comic pastor vamwe vese vanga vaburitsa😂😂😂😂

  • @sokomurehwa3812
    @sokomurehwa3812 4 года назад

    zvino maputi muhapwa here amana kkkk

  • @styledbymazi3363
    @styledbymazi3363 4 года назад +2

    Kkkk Nigel unodenha kkkkk 30rtgs yekutanga business lol. I remember nyaya yacho 😂😂😂

  • @runyararopriscilla4555
    @runyararopriscilla4555 4 года назад

    Nigel ndipewo maputi ,love yu gyz

  • @milidzindlovu962
    @milidzindlovu962 4 года назад +11

    Kamuridziro kako intercom aka Ma1 kkkkkkkkkkkkk

  • @tinotendamaveneka2764
    @tinotendamaveneka2764 4 года назад

    Nigel you are great

  • @slengbee5056
    @slengbee5056 4 года назад +5

    Hameno zvaungori 😂😂😂 am telling you that's me all the time

  • @GeorgeChitsike
    @GeorgeChitsike 4 года назад +4

    kkk Ayas @ 4:44 hanzi Nigel hameno zvaangori so..

  • @denheredenhere7204
    @denheredenhere7204 4 года назад

    Kkkkk katsi kutengesa makonzo kkkkk ndokutyira Nigel hameno zvaungori

  • @vongaiblessing622
    @vongaiblessing622 4 года назад

    Kutsenga kwako Nigel kkkkkk ndiwe uneyese

  • @anniendhluli2790
    @anniendhluli2790 4 года назад

    Amaputi sehluphisile bantu Nigel am sure imihlathi awukwanisi

  • @testtest181
    @testtest181 4 года назад +1

    kkk hanzi maputi ari"RIGHT zvawo

  • @charlesmukusha7761
    @charlesmukusha7761 4 года назад +2

    Kkkkkkk wafambirei ndiri pabasa

  • @n.noleenmoyo6475
    @n.noleenmoyo6475 4 года назад

    Nigel maputi hanziiiiiiiiiiii everyday hre mana

  • @preciousmafuta4349
    @preciousmafuta4349 4 года назад

    Kkkkk anopfekedza Nigel Mwari Ave newe

  • @blackcherry9344
    @blackcherry9344 4 года назад

    Nigel Nigel ayayayayaya

  • @tafaliciuosmazy9260
    @tafaliciuosmazy9260 4 года назад

    Kkkk gud

  • @lisahnyachengwa2454
    @lisahnyachengwa2454 4 года назад

    Kkkk gango yhooo shaya dzingasarwadza her

  • @dorcusmuvimi3487
    @dorcusmuvimi3487 4 года назад

    Mufana wangu ndokutyira 😂😂😂😂😂😂😂

  • @forgofire5583
    @forgofire5583 4 года назад

    Nigel ma business ideas ake haaperi...paye aida kuita zveshwa futi

  • @memecuthbertscuthbert7748
    @memecuthbertscuthbert7748 4 года назад +1

    Comic naNigel👌❤❤❤

  • @laidanyaoda3517
    @laidanyaoda3517 4 года назад

    Maputi manje,heyy!!

  • @trevorvirima5756
    @trevorvirima5756 4 года назад

    nigel anozoda maputi

  • @noleenmillion2403
    @noleenmillion2403 4 года назад

    Apo arikudya Jena maputi😋😋

  • @tafadzwachimwaza3283
    @tafadzwachimwaza3283 4 года назад

    mudiro wandoita Jena maputi ayo,Nigel ndipoo hahahahaha

  • @tichakundachinyemba4599
    @tichakundachinyemba4599 4 года назад

    Kkkkkk hanzi wakafanana ne katsi ikunzi ikuda kutengesa makonzo, Nigel kutengesa maputi anodya ese kkk

  • @ninjaboyninja4069
    @ninjaboyninja4069 3 года назад +1

    Nijel chibaba chekunyepera kuzungaira nekuvhara 🤣🤣🤣🤣🤣 nikuya kuzokutora tinotora chikwereti changu

  • @chntymnemo3964
    @chntymnemo3964 4 года назад

    Kkkkkk Nigel unotoseka chete
    But ndipoo maputi eish ndamasuwa

  • @vimbaifeya4318
    @vimbaifeya4318 4 года назад

    komaputi kwaaa nigel

  • @tadiwanashegadaga1000
    @tadiwanashegadaga1000 4 года назад

    Nigel anodya maputy guys 😁

  • @proupgradebranding1719
    @proupgradebranding1719 4 года назад

    Maputi vanogaisa

  • @robertkudzai4705
    @robertkudzai4705 4 года назад +8

    Maputi ESE aya volume bho here Nigel

  • @jacquelinezimunya664
    @jacquelinezimunya664 4 года назад

    Pane amboonawo Shena iri mumakumbo aNigel

  • @sithulisiwedube2875
    @sithulisiwedube2875 4 года назад +1

    Kkkkk Nigel ndipoo maputi

  • @coovadianyoka2262
    @coovadianyoka2262 4 года назад

    Team iri riri serious pa comedy
    #great_stuff

  • @rosemary-wb7mi
    @rosemary-wb7mi 4 года назад

    nayijeroooo unondityora😅😅😅😅😅

  • @sharaimachando5708
    @sharaimachando5708 4 года назад +1

    Ndabva ndavhurawo 5 packets dzangu dzemaputi 😂😂😂🥂

  • @simbaraishehunie8052
    @simbaraishehunie8052 3 года назад

    Maputi unomada shaa

  • @jairosmakonese
    @jairosmakonese 4 года назад

    Nigel maputi wandisa awo

  • @dinajay7678
    @dinajay7678 4 года назад +2

    I stay looking forward to his videos😂😂

    • @bendavids303
      @bendavids303 3 года назад

      That makes the two of us💃🏻

  • @dionne2213
    @dionne2213 4 года назад +2

    Hanzi maputi ndenge ndakuita after work 😹

  • @maradee4446
    @maradee4446 4 года назад +1

    Kkkkk😂😂😂😂hanzi Maputi after work

  • @rubatsirobure7704
    @rubatsirobure7704 4 года назад

    Maputi wakangomanzwisisa zvinoenda kure Nigel.Ko unoramba uchingobaya intercom chiko amana apawaudzwa kunzi varikuuya.Hahahahahhada huyebodo wafunga zvekutengesa maputi apamanje ndopakuzopera maputi ese achingodyiwa

  • @arnoldmugonda1562
    @arnoldmugonda1562 4 года назад +2

    Kkkkkk Nigel hanzi hameno zvaungori so

  • @tapiwadenzel4064
    @tapiwadenzel4064 Год назад

    😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂ukudeiiiii comic kaaa

  • @fariraimazhawidza2238
    @fariraimazhawidza2238 4 года назад +2

    kkkkk nhaiiwe Nigel ko maJena ayo hanzii

  • @user-nf9yt4uj4m
    @user-nf9yt4uj4m 10 месяцев назад

    Kkkkkk ungafambe nemaputi uchitadza kufamba neCV

  • @angellahmaponga6391
    @angellahmaponga6391 4 года назад

    Kkkkkkkkkk ndaseka ndichingoona Nigel