Gringo tried to lure nyama nenyama kuti azodye nyama last 😂🔥 But anyway, ukuona ndaita kakubatikana pamunhuwiriro wenyama apo, gaya kuti boys ndogara paAmerica amana, but kuti nditi ndakapedzisira kunzwa munhuwi wenyama chaiwo zviya zvekuti yabikwa pamba woinzwa ichinhuwirira yard yese uchiri kughedhi Haa ndezvekudhara zviya boys, ndichiri kuZim. Nyama dzekuno kuti nditi iplastic kana madziro auri kudya kana kubika Haa ndakazvishaya ini. 🤦🏾♂️😭 can’t even smell it. And tastes like hameno kana imwe alien species yauri kudya. Amanaka, count your blessings paZimbabwe apo. Everything is just not about the economy kuti yakadhakwa what what. But pane twumwe twunhu so twuri simple twatinotora for granted but ndiyo life yacho manje iyoyo. Kungoti munhu uri kufema mhepo yakanaka, mvura ine utano yemutsime kana chibhorani, perfect weathers, chikafu chiri organic chaicho chaicho, ka garden kako munhu paden kane ka covo, rape, ma onion what what, tuhuku twako muchikwere bho. Zvakawanda kani. Countless things zvinozadza mabhuku asingazare kkk After thought: Lol! I feel like pane vamwe vaya vaya vachada kundibata paeconomy pandataura apo, wakuudzwa ma perspectives and philosophies kuti Shaa, kana economy yakadhakwa mari yekutenga mhodzi dzekudyara covo yacho unoiwanepi, ziya zvaunotaura what what. Haa amana, kana muripo ziyai kuti munenge matadza kunyatsopinda mupoint yandanga ndichida kudriver, zvekutoti iwewe ukaona wakufunga kudaro then this post wasn’t meant for you respectfully. Munhu wese arikuuya pano anzwisisa my point and agrees with me simple 😂
Makadii hama neshamwari ngatiwanei mukana wekukurukura maringe nemabasa nemararamire edu mu diaspora pa let's talk Zimbabwe uye mu subscribe tikurukure
Nyama ndeyezvirangoooooo kkkkkk
Ndachema zvangu veduweee ...chawagona hapana wadii kutakura poto yako kkkk
😂😂😂😂😂gringo vs chatikobo ma1🔥
Kkkkkk ndaseka zvangu gringo watora hose nyama yezvirango
Kkkkkkkkkkkkkk chandisetsa ichi nyama ndeyezvirango chandanga ndomunyimirawo
Hanzi nyama ndeye zvirango kkkk
Hanzi namudhara zhou kunyima kunoparira 🤸♀️🤸♂️🤔😎
Gringo tried to lure nyama nenyama kuti azodye nyama last 😂🔥
But anyway, ukuona ndaita kakubatikana pamunhuwiriro wenyama apo, gaya kuti boys ndogara paAmerica amana, but kuti nditi ndakapedzisira kunzwa munhuwi wenyama chaiwo zviya zvekuti yabikwa pamba woinzwa ichinhuwirira yard yese uchiri kughedhi Haa ndezvekudhara zviya boys, ndichiri kuZim. Nyama dzekuno kuti nditi iplastic kana madziro auri kudya kana kubika Haa ndakazvishaya ini. 🤦🏾♂️😭 can’t even smell it. And tastes like hameno kana imwe alien species yauri kudya. Amanaka, count your blessings paZimbabwe apo. Everything is just not about the economy kuti yakadhakwa what what. But pane twumwe twunhu so twuri simple twatinotora for granted but ndiyo life yacho manje iyoyo. Kungoti munhu uri kufema mhepo yakanaka, mvura ine utano yemutsime kana chibhorani, perfect weathers, chikafu chiri organic chaicho chaicho, ka garden kako munhu paden kane ka covo, rape, ma onion what what, tuhuku twako muchikwere bho. Zvakawanda kani. Countless things zvinozadza mabhuku asingazare kkk
After thought: Lol! I feel like pane vamwe vaya vaya vachada kundibata paeconomy pandataura apo, wakuudzwa ma perspectives and philosophies kuti Shaa, kana economy yakadhakwa mari yekutenga mhodzi dzekudyara covo yacho unoiwanepi, ziya zvaunotaura what what. Haa amana, kana muripo ziyai kuti munenge matadza kunyatsopinda mupoint yandanga ndichida kudriver, zvekutoti iwewe ukaona wakufunga kudaro then this post wasn’t meant for you respectfully. Munhu wese arikuuya pano anzwisisa my point and agrees with me simple 😂
Point chaiyo
@@pwaaaakaskitsgringojnr 😂🙌🏾
akunyenga mwana nenyama 😂😂😂😂
Hanzi TT wakatamba neni mushe nyama unoidya everyday kkkkk
Great stuff
Kkkkk nyama yave yezvirango manje
Volume ngaiwedzerwe guys
Yesaya famba gringo
Kkkk kunyima nyama wagadzirirwa size
Nyama ndeye zvirango iyi 🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkk ndeyezvirango
Great and amazing acting
Chatikobo maziso bho here pakudya🤣🤣🤣
Guys kandai malikes pano
Gringo uri kudyireiko nyama yezvirango😂
Mudhara chatikobo iweee ka😂😂😂
My favourite kkkkk
Gringo famba
💥💯💯💯💯
my team
😅😅😅😅😅ko watorereiko nyama
Ahhh ndanzwa tsitsi hanzi gringo ko watorereiko nyama. Gringo usadaro😅😅
🤣🤣🤣🤣🤣 homwe kurembera nenyama hre vakomana kkkk
Urikuendera ma ice cream 😹😹😹
🔥🔥🔥
Nyama dzinemazita
Kkkkkkk ko mbudzi aripi
Ziso rachatikobo achiruma nyama bhoo here
Gringo imbavha. kkkkkk Baba vake vaishanda namadhumbe but uyu mfana anowamba umbavha. ngaatsvage basa kwagweshegweshe awane chouviri
Gringo ka iweee kuendera UK ice 😂😂😂😂😂😂😂
Takaenda takaenda homwe yakazara nyama yezvirangokkk
Zvese ne beef 🍖 yacho kkkkkk 😝 i302 pa N1 chaiyo
Wakutora mabby nenyama yaChatikobo kaa 🤣🤣🤣🤣🤣
chatikobo zvanzi kunyima kunoparira ichokwadi gringo kurova plate yose kuchando ndizvo
Makadii hama neshamwari ngatiwanei mukana wekukurukura maringe nemabasa nemararamire edu mu diaspora pa let's talk Zimbabwe uye mu subscribe tikurukure
Mavideo enyu volume shoma
😂😂😂😂🔥🔥🔥🔥
Kkk makaip tichtoitengao
Ndabva ndanzwa kuda kunotenga yangu
Kusvika #Chatikobo ambo winner pana Gringo I won’t laugh 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Hoyo
Ndeyezvirango
Pwaaka 😆😆😆😆
Gringo 😂😂 ndokuwachisa
Kkkkkkl dai hatungamire
Kkkkkk
Ugoslavia kkkk
Chinjai Zita rekuti Tino mumupe rimwe
Pwaaaaaaaaakaaaaaaaaaaah
Gringo urikusimba wena
Munoti kamudyiro kacho bho here kkk
tino kakanaka
Mbudzi is missing.
😅😅😅😅😅
Wedu Chati
Kunyima kunoparira
Kunyenga kunonakidza voimi
Kkkkkk ayas
Kkkkkkk
Gringo vs chatikobo vanema 1 chaiwo kkkk
ruclips.net/video/AGVvQtgiTQA/видео.html
Keep on moving guys kkkkk
Gringo akazvizvara apa
It’s all about eating
🤣🤣🤣🤣😂😂😂
KKKKK
😂😂😂
Gringo kumberi
KKK KKK
Ko mbudziyadhura mamusiyepi
Team inogona iyi kkkkkkkkk
thanks Yu so much
Gringo
Tino arikusimba futi zvinhu
Kwete Tau here
Challenge is your content is all about eating. Try to work on story line not food eating
This one its advert Mr chakadya
Chandaidira gringo madyiro ake same nemface uyu PWAAAAAAKA akasadya pa skit yake andinzwi mushe🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂
Gringo
😅😅😅😅