Mukwasha Akaudza Tevara Kuti Chiri Mubrugwa Menyu Chinotodawo Mukadzi Mwana Wemumwewo Munhu

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 10 сен 2024
  • By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Комментарии • 61

  • @mamoyopee8246
    @mamoyopee8246 5 месяцев назад +1

    Ndaona mkwasha adzosa mwanaskana wababa avo vanehudyire fani

  • @blessingmashandureblessing9650
    @blessingmashandureblessing9650 6 месяцев назад +5

    Mambo vanogona kutonga ava❤❤❤❤❤❤❤❤❤

  • @nicholasgeza2224
    @nicholasgeza2224 6 месяцев назад +1

    Thanks mukuma Robert for visiting kumusha kwedu. Mozombopindawo kwa Mambo Chireya timbonzwa zvirikuitika ikoko.

  • @chikarashumba-cy1pt
    @chikarashumba-cy1pt 6 месяцев назад +1

    Vatezvara ava ukazvitarisa havana chavakabvisa kwavo basa kupemha kuvakwasha imbiti atezvara avo mashoko haangotaurwe kunekwazvakabvira

  • @annamercytigere3038
    @annamercytigere3038 6 месяцев назад +2

    Tumwe tumhosva plss muziveo kuti mwana wenyu nemukwasha wenyu vachagara vese hupenyu hwese vachifara here????? Mungwarire kuti musaparadza imba yemwana pls🙏🙏🙏🙏🙏kusvika mkwasha adaro its means tsano vadiki ava vanematauriro akaipa akaita

  • @BvaruJoker-bg6zl
    @BvaruJoker-bg6zl 6 месяцев назад +2

    Ndakuudzai mambo baba iyi Inoda zvinhu yauya yakananga mombe

  • @beautysbongilesawana8776
    @beautysbongilesawana8776 6 месяцев назад +1

    Ko zvamuchaparadza musha wemwana
    Asi kazhinji kacho mwanasikana anenge wakaitwa mukadzi wechikwambo saka vanenge vasingadi kuti vabve pamba
    Dai ndirini murume uyo ndamusiya
    Kadhara aka kanenyaya. Musazozvinzwa pamberi apo madhara ekare akabta

  • @BvaruJoker-bg6zl
    @BvaruJoker-bg6zl 6 месяцев назад +1

    Baba ava Havana kugutsikana nepfuma yakauya varikuda Mari yekuwanda Saka vavekumutsvakira mhosva itsotsi baba ava tezvara

  • @wellingtonmutsambi3627
    @wellingtonmutsambi3627 6 месяцев назад +1

    Tezvara vane udyire ava. Vava kuda mombe kumukwasha. Kwakadai hakudi kuroorerwa

  • @waltermakwasha
    @waltermakwasha 5 месяцев назад

    baba havagone kuumba hukama ne mukuwasha ava ,murume anozogara sei nemurume kana maendesa tsano ku court iye mwana achigara ne murume.

  • @gibsontawabarira7394
    @gibsontawabarira7394 6 месяцев назад

    Mambo uyu hapana zvozikanwa. Inyaya ingade kubhadharwa here iyi. 100usd kanyaya kasina basa ikaka. Udyire uripachena. Vanhu wese vakataura mashoko akaipa apana kaOne asina kutaura zvakashata. 1 munhu ndiye akunzi ngaabhadhare. Makamboonepi tezvara anotuma munhu kumba kwemukwasha kunobvunza pfuma. Iye akapedza kuroora here. Tezvara uyo Dai ndirini aisvika mwana vake aripaDoor pavo. Kuita semwana asiri vake.

  • @tinashesauriri6834
    @tinashesauriri6834 6 месяцев назад

    Tezvara vanokara, vangachaje mombe kanyaya kembudzi

  • @shakundrazhantel
    @shakundrazhantel 6 месяцев назад +1

    Tezvara vnehudyire ava

  • @user-du3bc9lp6p
    @user-du3bc9lp6p 6 месяцев назад

    Midlands

  • @BvaruJoker-bg6zl
    @BvaruJoker-bg6zl 6 месяцев назад +6

    Uribenzi mdara iwe . Apa wakutouraya imba yemwana wako uridako .

  • @dominiquemdawini9796
    @dominiquemdawini9796 6 месяцев назад +1

    Mambo vanogona ava

  • @user-cf9bu3di1t
    @user-cf9bu3di1t 6 месяцев назад +2

    Vatongi vepi ava kana musingagoni nyaya siyai

  • @BvaruJoker-bg6zl
    @BvaruJoker-bg6zl 6 месяцев назад +2

    Unopenga tezvara iwe unonyepa mbudzi chero ikava diki sei mbudzi imbdzi

  • @user-qq4eo8cg6q
    @user-qq4eo8cg6q 6 месяцев назад

    Mombeeeee 😢😢😢😢 zibaba irisooo richarambisa mwana iri

  • @paulinegwati8782
    @paulinegwati8782 6 месяцев назад

    Aghhhh shuwa kuswero gariswa pasina tunyaya tenhando

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 6 месяцев назад

    Mkoma Robert i like your work can u improve pacamera tiite tichiona anenge achitaura panguva yacho. Thank you.

  • @tapiwachiguvare2605
    @tapiwachiguvare2605 6 месяцев назад +1

    Kamdhara aka kakuda kupedzera nhamo kumukwasha

  • @afronews7034
    @afronews7034 5 месяцев назад

    Ndovadii vanachivhayo varikubanyika regai machief s vashande wo 😂😂😂😂😂😂❤

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 6 месяцев назад +2

    Saka mashoko anonyadzisa here ayoooo 😅😅😅😅😅😅😅😅😅 ndozvamungatoendera paside here

  • @eliaschuma5897
    @eliaschuma5897 6 месяцев назад

    100 yooh zvakaoma yemakuku here

  • @user-mt7gj9qf3l
    @user-mt7gj9qf3l 6 месяцев назад

    Waiting

  • @annamercytigere3038
    @annamercytigere3038 6 месяцев назад +1

    Big up Chief ndokuremekedzai zvangu 🙏🙏🙏🙏

  • @user-be6uu1ii9l
    @user-be6uu1ii9l 6 месяцев назад +1

    Mukwasha arikutotadza kuroora nemombe moda mombe yekutukwa haaa mdara uyu

  • @gladyschivanga2017
    @gladyschivanga2017 6 месяцев назад

    I now understand the importance of the importance of qualifications, imagine machinda nemapurisa emadzimabo varivo malawyer or pp😂😂 ungatwist zvataurwa nemunhu zvine meaninf iri pachena kudaro

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 6 месяцев назад +2

    Court haina mashoko anomboenda kunze ingotii gaa gaa ipapo time is money 🤦🤣🤣

  • @user-qq4eo8cg6q
    @user-qq4eo8cg6q 6 месяцев назад

    Vaizotaura zvekuti urikunakirwa nemwana wangu ko kana asinganaki mwana wenyu 😢😢😢ko dai akapindura kuti haanaki uyu baba ndirikungoshinga hangu asi hapana taste 😢😢😢kuvhiringira mwana kudaiso dai muri daddy vangu taisimudzana chaiko how dare you😮

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 6 месяцев назад

    Chi Tutsi kaichi

  • @BlessingSithole-my9cm
    @BlessingSithole-my9cm 6 месяцев назад

    Tezvara iduzvi iro kuda kufumira pavana vevamwe rombe romunhu

  • @apoloniamachona7055
    @apoloniamachona7055 6 месяцев назад +1

    Dei kuri kwaMakoni wainzwa mambo vachiti mkuwasha wakati mboro iri mubhurugwa menyu inoda mukadzi😅😅😅😅

  • @afronews7034
    @afronews7034 5 месяцев назад

    Vachangotangabussiness ka sakavotoramari ye.start kuvaka tikwanire😂😂😂😂

  • @ArtwellMashangana-mm3un
    @ArtwellMashangana-mm3un 6 месяцев назад

    Huku it's normal

  • @BvaruJoker-bg6zl
    @BvaruJoker-bg6zl 6 месяцев назад +2

    Imi vadare murikuisa mashhoko mumukanwa memukqasha . Uyezve Ivo tezvara ndovane mvumo yekutuka mkwasha ere ???? .Mkwasha akataurira tsanoz kut murimurumewo mucharoorawo

  • @user-tt1zt5xg1n
    @user-tt1zt5xg1n 6 месяцев назад

    Mdhara adhakwa uyu

  • @rascocky6366
    @rascocky6366 6 месяцев назад +2

    Vatezvara is lucky that it wasn't me. He would get his daughter back and see my backside!!

  • @juniorfreedom8775
    @juniorfreedom8775 6 месяцев назад

    Musatanyoko imi vatongi vesumha

  • @takesure9579
    @takesure9579 6 месяцев назад

    Why are you filming all the people

  • @takesure9579
    @takesure9579 6 месяцев назад

    Ko usiri kuburitsa arikutaura mutongi wacho????

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 6 месяцев назад

    Apa hapana nyaya...hadzisi nyaya dzedare idzi....😅😅😅😅😅😅kutipedzera nguva

  • @shingimunjoma7088
    @shingimunjoma7088 6 месяцев назад

    This courts are being presided over by people who have not been professionally trained to judge thus in most cases giving verdicts that are biased & illogical.

    • @user-qq4eo8cg6q
      @user-qq4eo8cg6q 6 месяцев назад

      Traditional courts always maintains Ubuntu so Ubuntu highlights respecting elders above everything else it has to reflect Traditional morals cultural values haisi criminal court or civil court 😅😅😅

  • @SheilaMazuru
    @SheilaMazuru 6 месяцев назад

    Munoti munhu anopomherwa Zvaasina kuita here disrespect mukwasha

  • @walternyika4555
    @walternyika4555 6 месяцев назад

    Dare repanze harina noise than remu class

  • @hellendhodho4651
    @hellendhodho4651 6 месяцев назад

    Dai kuri kwachief Makoni😂

  • @elmenciatapfumaneyi5393
    @elmenciatapfumaneyi5393 6 месяцев назад

    Kumashangwe uko 😂

  • @ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb
    @ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb 5 месяцев назад

    😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @simbarashelloydgonye
    @simbarashelloydgonye 6 месяцев назад

    Tezvara vasingatende nonsense kusagutsikana kana ndirini handaizombokupai futi

  • @BvaruJoker-bg6zl
    @BvaruJoker-bg6zl 6 месяцев назад +1

    $100 imbudxi 4 ka idzo

  • @nessiemanyadza7652
    @nessiemanyadza7652 6 месяцев назад

    😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 mkwasha uyu hadzipanani moto mushe

  • @brucemakoni8065
    @brucemakoni8065 6 месяцев назад

    Kkkkkķk mukwasha anotaura shit