I think there is a Generational curse in the family...sins of iniquity...alot of deliverance needed in this family..only Jesus can save this family from more destruction 🙏
Necrotizing fasciitis A serious bacterial infection that destroys tissue under the skin. Flesh-eating disease occurs when bacteria enter the body through a break in the skin. People with a weakened immune system can be at greater risk of developing this condition.
Well done ndiwo makorokoto, kana kudenga makabvunzwa kuti chii chamakagona muchiri muupenyu wako munoti I was once first to commenter pa video yagogo tilda
Tilda ukutaura zvemakonzo kune gonzo rakamboruma munhu zvekudaro here kana ndiwewo?Vana mese chitongobatanai kwete vemba iyi chete mese zvenyu nekuti chikapedza vemba iyi chirikunhanhira dzimwe dzimba mungapere nechamusingazive zvitsvagei semhuri
it's flesh eating bacteria. kubayiwa nemunzwa kana huni dzakavadonhera pane yaiva vabacteria yakavabaya. just a small prick sometimes you do not feel it then the infection travels through blood vessels. it is fatal. usually there is 34% chance but usually you are dead within 48 hours of infection. if taken to hospital the wold have removed the leg before vital organs were infected. the bacteria quickly attacks soft tissue all over the body. Dai mascientis vaenda munzvimbo yakatsvagwa huni in vayizobatsira vagari venharaunda iyi nekuti kukasangana ne bacteria iyi usina open skin you are safe. but one day someone is going to be unfortunate
Oaustromelitis does like that l had it on my left leg haidi kunonokerwa ndakangodonha gumbo kuzvimba in 15 minutes the next day ratone black blood it's an infection inofamba nemabhonzo
This is just so scary and unacceptable. Who does that to a living human being 😢imi. Kurwadzisa munhu achirikurarama😮. Aaaa veduwe chii what is the root cause of all this.
Saka zvese zvavasangana nazvo izvo mukungokahadzika mozorora zvenyu fambai mega vana munopiwa rubatsiro zvikavadzokera vachasimudzawo musoro vana baba avo
I think there is a Generational curse in the family...sins of iniquity...alot of deliverance needed in this family..only Jesus can save this family from more destruction 🙏
Vanhu tsvagai Jesu, veduwe mazuva otorara ave ekupedzisira,
Asi tete tilda gonzo ringadya munhu kusvika ipapo here
Mwari akubatsireiwo muwane rubatsiro 🙏🏽
Luv u tete Tilder
Necrotizing fasciitis
A serious bacterial infection that destroys tissue under the skin.
Flesh-eating disease occurs when bacteria enter the body through a break in the skin. People with a weakened immune system can be at greater risk of developing this condition.
Ngozi, zvikwambo ndizvo zvakabata musha wavo...batai mashoko angu aya. very sad and scary
Tete zvimwe zvamunobvunzawo shame makonzo sure
Apa kwakaroorwa mufana wangu
Zvikwambo chaizvo izvi
First pano
Second 😂
3rd
4th
Well done ndiwo makorokoto, kana kudenga makabvunzwa kuti chii chamakagona muchiri muupenyu wako munoti I was once first to commenter pa video yagogo tilda
Tilda ukutaura zvemakonzo kune gonzo rakamboruma munhu zvekudaro here kana ndiwewo?Vana mese chitongobatanai kwete vemba iyi chete mese zvenyu nekuti chikapedza vemba iyi chirikunhanhira dzimwe dzimba mungapere nechamusingazive zvitsvagei semhuri
Nhai nhaimi gonzo rakambotya munhu zvekudaro here gonzo kana ratodya munhu rinoruma tsoka kana mawoko
Pamwe aya ekutumwa nakonzo zvinodaro
Ummm inga zvakaoma chero akanetsana nemunhu aidyirwei varoi avo zvoda kutofambirwa chaiko
Zvakawoma izvi
😂 chinchilla here iro tete?
Ndinikwi
Kushaya mari chete, maybe she acquired some flesh eating bacteria kusango kwaanga ari. They could have had her taken to private hospitals.
Creepy 😢😢
Ummmm nyika inorema
Umm mumusha umu mune chakaitw a nevakuru chakutambudza nevasina mhaka, apa hatingati vavakidzani vari kukonzera but imo mumusha imomo munotoda kuchenurwa otherwise zvicharamba zvichingouraya nevachazozvarwa kumberi uko
Haa kunze uku kune vanhu vanoshereketa
So sad
Mwari pindirayi huyayi nguva ichiripo Mwari wemarudzi batsira 😭😭😭😭😭
it's flesh eating bacteria. kubayiwa nemunzwa kana huni dzakavadonhera pane yaiva vabacteria yakavabaya. just a small prick sometimes you do not feel it then the infection travels through blood vessels. it is fatal. usually there is 34% chance but usually you are dead within 48 hours of infection. if taken to hospital the wold have removed the leg before vital organs were infected. the bacteria quickly attacks soft tissue all over the body. Dai mascientis vaenda munzvimbo yakatsvagwa huni in vayizobatsira vagari venharaunda iyi nekuti kukasangana ne bacteria iyi usina open skin you are safe. but one day someone is going to be unfortunate
Oaustromelitis does like that l had it on my left leg haidi kunonokerwa ndakangodonha gumbo kuzvimba in 15 minutes the next day ratone black blood it's an infection inofamba nemabhonzo
Yoh achidyiwa
neyi. Ndezvarinhi 😮
Ummm mune ngozi mumusha umu ngavazvitsvage
Necrotizing fasciitis that's all none of this juju nhozi bullsht in yhis case
Aunt wabantu salibonani