Sekuru Tasvu pachavo vanoita basa nemazvo asi pane vanowondonga basa ipapo especial boys ravo iro rinoita zvisizvo manje tateguri vanofanira kunge varimukati mudare zvino panze apo pagadzirisei order
sekuru vati vchagadzisira ipapo nhau ye mari ayisi nyaya asi mfce mu giant uyo ahabvunziki apo ndiye anotonga panze apo zvkut unozopinda mo varunduka asi sekuru vchapa gadzira ipapo
Ini ndakaenda but ndakanzi enda unouya nevaroyi vako manje ndangendisina mari apa handizivi kuti ndofanira kuenda nemari pandinoenda nevaroyi vacho and since ndakabva ikoko ndirikuita on and off kurwra apa ndakambofamba zvikanzi pedzai zvamakatanga
Vazukuru vangu ndokudai mese
Sekuru tasvu makadii
Chero henyu musati mambondibatsira ndokudai kule munogona
Ndikuuya sekuru Dec
Luv u too Sekuru makadzosa voice rangy🥰
Tokudayi Tateguru venyika 1 ari ega
he's one of the best sekuru in zim vasina ma fake pfiti dzinobenera chete uko . I'm proud kuva munyungwe
Taura hako Joseph havana bvepfe vakadzikama havo
Tateguru Tasvu handina chekutaura ndimi munechimuti chekupedzera varoyi thanks Sekuru
Ndotenda muzukuru wangu
Tataura Tasvu paroyi mutasvura big up vanenya varoyi
Kkkkk muzukuru so
Tasvu pavaroyi chinoradzika ende haanyengerere vanenge vachida kuita nharo nezvinhu zvavo👍
Sekuru tasvu rambai makashinga mukubatsira upenyu hwevazhinji hwakasengedzwa😢
1 chimdhara mnorema sekuru
Sekuru Tasvu makapenga longlive muñebasa kusunungura nyika
Sekuru tasvu amuiiteba
Sekuru toziva muchivhara matare gore rino movhara riini
Takatovhara muzukuru wangu
1 Tasvuu best sekuru
Sekuru kwaziwai ndinodada nemi sekuru
Sekuru anoporofita
Sekuru Tasvu1 i was waiting for this channel🤗Forever..Thank you Tateguru nambuya
Thank you muzukuru wangu
1 tasvu the original sangoma in Zimbabwe pasina doubt
Thanks for the chanel we got intouch direct sekuru Tasvu we❤ you
My fovourate Sekuru
sekuru vane csh zvee asi team ravo arishandi ne vanhu bho like akasimba uyo anoda kuendeswa kumusha
Tichagadzirisa muzukuru wangu
Sure Sekuru zvega vatori rough
Uyu munhu anonzi Tasvu ngaatendwe nenyika uyu. With a very big award chaiyo❤!!!
Ndotenda muzukuru wangu
Sekuru tirimunzira kuuya kuzosunungurwa
Sekuru munogara kupi uye ndinokwanisa kubatsirwa nekudzoka same day here
Harare mebelreign nmbr 7 Anderson road
Sekuru Tasvu iyo dance yemuzukuru wenyu akapfeka heti yemicheka yemidzimu hooo haina kumira zvakanaka kkkkk
Anonzi Shiri kkkk
Manyemwe nemnyama zvinofamba zvese varume vanoda kuvhiringira asekuru zvinhu zvavo nekufarisa zvinhu zvechivanhu hazvidi dambe
Tokutendayi sekuru nebasa mramuno bata kushaya Mari taiboda kuti muuye kwedu kwanetsa
Sekuru tasvu makachena
2023 vanoshereketa vachishungurudza mweya yevamwe honai voTasvurwa zvino. Rina manyanga hariputirwe.
Thank you for support
Sekuru Tasvu igamba !!!
Basa sebasa
Chakachaya hurukuro basa mberi sekuru
1tasvu asingajaidzi varoyi
Tateguru tasvu munhu mukuru
Ndiyo chanel yandoda zvangu iyi chero zvazvo ndisati ndawana mari yekuuya mumatare iyi chanel ndofa nayo iyi ndoida zvangu ndaona zvakawanda pairi
Tasvurai sekuru Tasvu
Panozarisa veduweee shuwa unofa uri mumutsetse paSekuru apo aiwa patova pachipatara kuita kunge pa rally
Sekuru murikuita basa guru panyika murikubatsira vanhu mune moyo wakanaka 😢asi gadzirisai Dhunda uyo agone kurerutsa mutauro wake kuziva zera rekuita kunge pwere chero munhu arimuroyi hazvirevi adzikira makore kana zera nekuti tichauya nehama dzedu dzozobvapo dzakasunga zvigumbu nekuda kwevakomana venyu ndatenda hangu
Taurisa hama dhundu nyangwe ukafona uchida kubvunza anokukata 😢😢😢
Tichapagadzirisa muzukuru ndotenda
Kwazivai Tateguru Tasvu 1
Ndinosimba mzukuru wangu
Baba vanosondosera sekuru chimbodzikira muviri pliz❤
😂😂😂😂😂
pkuvhara gad ndopamakugona sekuru
Kadhara Kane tugirazi kanoda kuonekwa ,ndotu mhombo itotu
❤❤
Kungoti muri kure kule ndaizouya tatambudzika kwedu kuchiredzi
Chidhandanda musabhabha today
Sekuru Tasvu reka kurira vabera wega 😂😂
Sando kuna sekuru tasvu ...🎉
Tateguru Tasvu kaziwai
Hesi muzukuru wangu
Sekuru Tasvu vano Tasvura vsroyi😅
Sekuri vanochena ndapa kutenda nhasi
Hausati wavaona vakarova Louis Vuitton kkkkk
Fist pano kule ndimhoreseiwo ndini ndatanga kusvika
Unosimba hre mupwere wangu unodiwa nasekuru vako
sekuru imimi muribho team repanze iro rovanza hasha ehe hasha dzodiwa but zvotoita kunge ucharohwa zvkakosha kumbotaura ne vazuru imi mbune zvamuri kuita .
Ndazvinzwa vazukuru ini ndinenge ndiri mukati
Sekuru Tasvu pachavo vanoita basa nemazvo asi pane vanowondonga basa ipapo especial boys ravo iro rinoita zvisizvo manje tateguri vanofanira kunge varimukati mudare zvino panze apo pagadzirisei order
Makachena sekuru
Ndinotenda muzukuru
@@SekuruTasvuOfficialsMakadini sekuru Tasvu,takapinda mudare menyu tikabvisa mari yakataurwa kuti tibatsirwe takauya Ku review tikatadza kuzopinda mudare nekuwanda kwevanhu
Tasvu mubodzi
Mafira kureva
Thanks
Tokutendai tateguru tasvu nebasa ramurikuita kupedza nhamo nematambidzo
Zvotendwa muzukuru wangu
Big up tateguru
One Tasvuuu not 2
Number dzenyu sekuru toda kufona
0784614908
Mzumuri dhafu iyo shd act as such nt to despise pple and mistreat them kunge vana vake. Tasvu. haadaro bt iye akukura musoro
Sekuru tasvu makadii henyu tinotenda nebasa renyu chasvika wo ikoko
vanopedz ma sports asi enda une $300 zvichikwira kna usiri kuda stress ne team repanze iro
@@josephnyagona7946 saka pakaipa zvee chatotsvagawo as long zvichiita chete
Zvakanaka svikai kumatare tibatsirane vazukuru vangu
@@SekuruTasvuOfficials sekuru ini hangu ndakauya tikapedza zve matare zvose , mari yacho yakataurwa handina kuiwana dzinza rose kuroya apa ndiri ngori hwani 😢
Long life sekuru
Ndotenda muzukuru wangu
Asi matare enyu modhura sekuru 300 here veduwee
300. Yooo. Asi unobva vapedzerwa zvose
Ndoyandakudzwawo ndavhunza kuinbox Kuti matare mari... ...ndakangonzi 300
Tasvuuuu for the people AK 47
Ndokutenda muzukuru wangu
Saka team rejiti iri are they being paid
Utwo tunounganira sekuru kuda doro nembanje ndotwakuvhiringa huremu wasekuru plus vakuda kuita kakuzvikudza kakuvhaira soo which is wrong
Sekuru Tasvu vanoda vazukuru vavo asi varikubatsira Sekuru umm rough yacho unonga watofambirawo upenyu wosvika wodirwa rough ofwch zvematare unonga uri mudiki totodawo kudzidziswa.chonyanya kundirwadzwa hurombo hwakashata takabhadhara $250 kupinda mumatare sekuru vakataura nemo nemo pobva panzi ngapanodaidzwa mbuya or tibvise $450 vavadane vega tete vatanga taenda nawo vanokwanisa kutaura nawo mbuya Havana kutoshandisa mushonga wacho kuseni vakatomuka vatipandukira zvanzi itai mega ndimi mune nhamo.apa kwakuudza dzimwe hama zvikadzoka munze memuroyi wedu kubva April watakabva kwa Sekuru Tasvu upenyu hwakabva waomesa kutoshaya$450 tisheedzerwe mbuya vacho coz tazorwadziwa kumashure uko taitobatawo mari asi now zvakaoma.mbuya vangu vanoroya zve degree repamusoro
sekuru vati vchagadzisira ipapo nhau ye mari ayisi nyaya asi mfce mu giant uyo ahabvunziki apo ndiye anotonga panze apo zvkut unozopinda mo varunduka asi sekuru vchapa gadzira ipapo
Saka hauna kuzodzokera kwasekuru kwacho
Ini ndakaenda but ndakanzi enda unouya nevaroyi vako manje ndangendisina mari apa handizivi kuti ndofanira kuenda nemari pandinoenda nevaroyi vacho and since ndakabva ikoko ndirikuita on and off kurwra apa ndakambofamba zvikanzi pedzai zvamakatanga
❤❤❤