Ti gonz and Noble Stylz Mahwani Guys..... Imagine vakarova Bhama Vese,,, Noble : Ndine moyo wakanaka sa Maria, saMaria kana uya Musamariya (Maria) Ndini bhiza rinohwina bhejai pandiri isai mari iya (Maria) Pamaiti ndapedza kunyora iSummary iya (Maria) Gonz: chamunogona kuuya muchitinhuwira basi Ndokupisa ukafunga kuti urikunana Hell (Haille) - Selassie ndokupondera musoro pasi cz you a snake in the grassi mabby anokuziva urikwako, haubate mabby e classi manje pama baby wangu nditori ne prazi handiite Aids - Mwari vanondi protector Plus maverse andonyora akuparidzwa ku Christ Embassy ndafonera ndichito biggwa na Pstr Chris nhasi
Guys everyone reply to this question ,lets face reality.Who is the best Rapper between T Gonzi and Noble Stylez ? then who is also best rapper between Asaph and Noble Stylez
Rapping can be rated differently. But one thing noble has is used in battle and mainstream is wordplay i aint heard any other rapper with same level besides that Tgonz anorova hake but Noble mudhara wake.
Back here in 2023
Zim hip hop is back ndikunzwei muchiti stunner futi ndomamisa munhu 😂😂😂😂😂
mabars...the lines...the instruments...love it
This was never a battle.....you just wanted to show us two legends on the same Stage chete.....THANK YOU!!!!!!!
thanks mukuru
Exactly
Noble is fast, cat speed❤...... Gonzi vane ma pure bars ❤love u both
I love the visuals in line with the raps on some verses
Nice guys
Imwe mbeu🎉🎉🎉❤
Noble stylz ma 1 ....t gonzi imwe mbewu
Aiwa ndapa respect!! Ma bars aya ari ku bhoila 🔥🔥🎤🎤🌋
the reason Noble is my ICON
Yes yes
Who is here with me # 2024
Epic
Haaa noble mudhara vake🔥
Ana Mambo🔥🔥🔥🔥🔥
🔥 🔥
Noble utori dhara kudarika vanozvti madhara wakaipa for the culture
Iiii ndabvuma zvangu these niggas got lines mazi barz 🔥🔥🔥
Zim finest rappers
This wasn’t a battle bro it’s more like a cypher or collaboration.
A hoyo moment 🔥
Chokwadi mukuchiziva pane one imwe mbeu...........ti gonzi ma one boiz
2024
MaBars 🔥🔥🔥🔥🔥
Mmmm noble stylz moto boyz
haunyepi
Ti gonz and Noble Stylz Mahwani Guys..... Imagine vakarova Bhama Vese,,,
Noble : Ndine moyo wakanaka sa Maria,
saMaria kana uya Musamariya (Maria)
Ndini bhiza rinohwina bhejai pandiri isai mari iya (Maria)
Pamaiti ndapedza kunyora iSummary iya (Maria)
Gonz: chamunogona kuuya muchitinhuwira basi
Ndokupisa ukafunga kuti urikunana Hell (Haille) - Selassie
ndokupondera musoro pasi cz you a snake in the grassi
mabby anokuziva urikwako, haubate mabby e classi
manje pama baby wangu nditori ne prazi
handiite Aids - Mwari vanondi protector Plus
maverse andonyora akuparidzwa ku Christ Embassy
ndafonera ndichito biggwa na Pstr Chris nhasi
wakanyanya
makaipaaaaa!
We should give Noble his flowers when he is still alive.
Gaya chi t gonzi master H ft winky d
Gonzi imwe mbeu
Noble all the way. Muface uyo mabars ake cant be matched by any1.
T gonz anogona. Noble futi anogona ndandisingamuzive chete
these guys 😂😂😂ey on the same level nobody won
ukuziya
so hws this a battle?? click bait
Noble asadaroo mmmm
5 na 9
Guys everyone reply to this question ,lets face reality.Who is the best Rapper between T Gonzi and Noble Stylez ? then who is also best rapper between Asaph and Noble Stylez
Noble z a better rapper
Rapping can be rated differently. But one thing noble has is used in battle and mainstream is wordplay i aint heard any other rapper with same level besides that Tgonz anorova hake but Noble mudhara wake.
Noble styles
T gonz anogona. Noble futi anogona ndandisingamuzive chete