Zvatinobvuma ndizvo zvinotiwira .kvarungu kana wakachengeta mhuka dzako zvakanaka ,ukafa they feel it .ukatoona vamwe vachiti unzai bhiza rake kuchipatara votonda naro munhu obva afa zvakanaka .imbwa dzinonorara paguva remufi anga ari muridzi nekuti dzinoiyawo bond nemuridzi .but kana tagara tichibvuma kti kune zbkwambo thats how we see it
If by Matoki you mean Turkeys yes kuno Ku US we have wild turkeys and there are plenty of videos of them doing body viewing of other dead turkeys. It’s normal.
I'm not gonna say they are lies cz I wasn't there when it happened...but people these panoitika accident chaipo bfre they save lives they reach for cameras so apa how come no one thought of taking videos
@@abigailsaunyama5250 l saw it with my own eyes 2 days after ndaudzwa neumwe mudhara wandaishanda naye kuti jira rinogona kusanduka rikaita nyoka and a day after that ndakasangana nenyoka yakada kurova gumbo rangu we jumbed nemuchinda wandaishanda naye yakandipotsa ikabva yachinja kuita chichira
This is nonsense. Journalism to the dogs for sure. No comment from a relative or permission to take pics of our homestead. Rest in peace my old man. I miss u. U were lucky that I missed u. Ubuntu lesson was necessary on this journalist
Sahwira anogona kudzanangura well done ✅ Asahwira
Zvatinobvuma ndizvo zvinotiwira .kvarungu kana wakachengeta mhuka dzako zvakanaka ,ukafa they feel it .ukatoona vamwe vachiti unzai bhiza rake kuchipatara votonda naro munhu obva afa zvakanaka .imbwa dzinonorara paguva remufi anga ari muridzi nekuti dzinoiyawo bond nemuridzi .but kana tagara tichibvuma kti kune zbkwambo thats how we see it
Aaaa hoo, manje kuchibhoyi tototi kuromba kkkkk
Very true
Zvechirungu they humanise animals isu hatidaro pane musiyano. Pa RUclips pane nyaya yevanhu vakatiza hondo ukraine vakanga votodza kugarisana nabritish ayivapa hupoteri. Chikonzero vayipokana pakuchengetwa kwembwa mudzimba sekuti ve ukraine vavochengetera dzavo imbwa panze. So mawonero anosiyana pasi rose.
@@chiyenyumba7135 but ukqchengeta imbwa dzako zvakanaka panze ipapo .musi wadzinokushaya dzinoita stress
@@joinahmukanangana2993 kikkkkk 🤣 chirungu imbwa, yakazotaura riini kuti yaita stress
You taking us to another level
Taking us to another level
I am loving the Mwales.
Dzaiwe shungu idzi dzekufidha matoki semunhu anga ajaira kuya fidha
Vanhu vanonyepa varume
Happy new year drewmas madia
Matoki anotevera vanhu imi musanyepa kunyanya zviri zvidiki mogona kutozvishaya zvatevera vanhu
Andrew Neshamba never disappointed
Havana kufa neBP , vakaita head injury mukati
Shumba makadii totenda nenyaya mukudzifambira 👏
⁶60rand
9.Tea
Vnga vne hushereketwa bba vkufa avo
Straight outa Nguzh
Taking us to another level
I dont think kuti matoki. Matokoloshi emufi. Isu maziso edu toona sematoki
kkkkkk DREWMAS media kufambira makuhwa
Eh apa kure
Ngavapfukirwe sterek vnhu vachadzidza kt ukaita zvkaipa mira cz hauna kuita nekuda
What is “matoki”?
Turkey 🦃
Daughter in law
@@melodyndlovu9858 turkey 🦃
Garakuni
I think I group rinoimba zim dancehall
Pfeeee
Muchaita nhodzera yemapenzi imi muchitaura izvi
Ko pakashayawosei akatora vedio or pic zvaro rematoki achiita body view yacho uuummm tirimuZimbabwe shuwa
Doororwa ASI unobva kumasvingo kanhie ewe
Pane akatora mufananidzo ne phone here matoki achiita body viewing?
ngoro ye tructor iyo vakasiirwa nemurungo here?
Volume?
Apa Drewmas matambiswa chikweshe chemvura😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣😂😂😂😂🤣ehe
Caption iri kutiiko handisi kunzwisisa???
It should be kudongorera muguva .
asiwo matoki hadi kuona pachegwa habvi asi haite zvekurongana kuita line
Kkkkkkkk hanzi kurongana
Matoki here or ,,
Yes turkey
Hai matoki aya hazvisi zvegaba zvikwambo coz vana nevazukuru vaifeeder matokizve ivo vachi recover, kule vaive mushereketi
Imba yabuda pekutanga apo ndiyo here yakaimbwa nachimbetu kut haina window?
KKKKK
Drewmas Media never dissapoints
ANDREW ASKS KWESHENZI KUDA KUNGO SAPOTA ZVECHIVANHU VANHU KUMANIKIDZA VANHU KUTI VABVUME ZVEMANYEPO. YOU BHILIVH IN NONSES ANDREW
But Andrew ku feeder ma turkey nehuku kunoshamisa here?
Asi matoki sometimes kuita kwawoo ndezvehuroi imagine anongokudzingirira otozvishaya
😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣Toki rinotoita sembwa pamba rinokudzingirira zvaro kkkkk
Machinda msadaro😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂🤣
Yoo zvakaoma
Andrew kkkkk haaa pakaipa
Zvotyisa izvi
Haiwa kaishereketa kamudhara Ako matoki iwaya pane nyaya
Hantiti dzinongori zvipfuwo zviripamba here aaah KO vaida Kuti matoki iwayo aendepi
Haaa pamatoki apa panogona kuri kunyepa cz matoki anoda mujuru so myb paicherwa paibuda mujuru so anotevera achonodya mujuru uchibuda pachuru chepaguva
Dreams ikufambira makuhwa chaiwo
😂😂😂😂😂
Pane ma rumors anoti vanhu veku Mhangura vanoita kuchinjana vakadzi. Ichokwadi here
Kunyepa
Ichokwadi
Kkkk seyi
Kkkkkkkk
@@ropafadzokwangware1941 kutonzwa kuti mhamha vave kugara pa next door
What is MATOKI
A Turkey
Garikuni
Turkeys...mangarikuni.
Guruve ine minana shuwa ummmm kunotyisa.
Drewmas media taking you to another level
In this day and age, surely someone would have taken a video of such happenings. Loads of money to be paid for such footage.
Kkkkkk
Sei musinga davirai foni tine dambudziko kuno Gokwe
Vazodaira
Ummmmm vairoya baba ivava kkkk
Hapana Normal yamotaura .....Toki kuita body view pedzo oenda kumakuva Moti normal
Thank you Drewmas
Nyika yaoma veduvee
If by Matoki you mean Turkeys yes kuno Ku US we have wild turkeys and there are plenty of videos of them doing body viewing of other dead turkeys. It’s normal.
kkkk inga urikuti rimwe toki wani ....uyu munhu
This body viewing talked about is not for turkeys but a human body viwewing so here in zimbabwe its not known
Zvava kutyisa veduweeeee kuti matoki akuita body view yatenzi wawo yaaa zvakaoma.
Koo ngavatiratidze vedio racho rebody viewing
Eeeee nyika yakatakura
Scary
Sahwira haangabvumi pamwe vanoziva na patunhu twavo
I'm not gonna say they are lies cz I wasn't there when it happened...but people these panoitika accident chaipo bfre they save lives they reach for cameras so apa how come no one thought of taking videos
Nonsense Drewmas
Pamatoki apa pane nyaya hombesa iiiii murume wekufa uya ayivewo nemushonga
Murisei zvenyu Mr Neshamba
Sahwira ataura zvatanzwa umm ma1 sorry
Kkkkk kudongorera muguwa
Ehe nhai not body viewing
nguzhi ma1 l stayed in this place 2006 l will never go back to such a place witchcraft yeko ma1
Mapurazi ane mushonga imi kwete zvekutamba
@@abigailsaunyama5250 l saw it with my own eyes 2 days after ndaudzwa neumwe mudhara wandaishanda naye kuti jira rinogona kusanduka rikaita nyoka and a day after that ndakasangana nenyoka yakada kurova gumbo rangu we jumbed nemuchinda wandaishanda naye yakandipotsa ikabva yachinja kuita chichira
@@tinashewilson8432 😮😮😮😮
Yeah Nyika ino yakaoma
Ok matock chiii nhayi help us ka tiri ana sawirw❤
Vamwe vanomati magarikuni
Turkey 🦃
Izvo zvinenge huku zvokufamba pa video
Turkey
🦃🦃🦃🦃🦃🦃🦃Awa
Zvakawoma zvepasirino
Matoki chii🤦
Turkey
Garikuni
Mangarakuni.
A country
Pakaipaaa
Shame
Sahwira neuniform yekuspar manje
This is nonsense. Journalism to the dogs for sure. No comment from a relative or permission to take pics of our homestead. Rest in peace my old man. I miss u. U were lucky that I missed u. Ubuntu lesson was necessary on this journalist
May his soul rest in peace .sorry bro
hazvina uMbowo izvi musataure kwamusina kuswera
Magakuni kunoona body view
Thanks! Have a good day!!! Do what the pros do = *promosm* !!!