but monoziva chii guys munhu uyu haya mwara guys munhu I don't hurt him but but imimi vanhu ve Zimbabwe your treating him like God why why why guys nop mani
mashaya zvimwe zvekutaura here nhai ma cdes . Holy Ten is the god Father Winky anopedzwa naHoly soon soon . HOLY is causing confusion between those people vamukuti the goats which means varikubvuma kupusa Holy is controlling them so shush
Winky d na Chamisa vanorwirwa nemafans mujaya akufarisa
Holy shit not Holy 10. Kkkkk😂😂😂😂. Holy 10 ingirozi 10 here kana kuti. Aitaa mwana pana Bigman. Ngaabvunze Dady D
Wicky D,MuKaranga Midlands and Masvingo ndiyo home ground yake ,usatambe neMakaranga.Usatambe naBigman.
guys wink maone ....avo holy dai vakarohwa kakafa
😂😂😂😂ndokumbirawo kumboseka
Saka ukuti msu zvish atova makorokoza here lol 😂
I'm loving the podcast. Keep it up guys ❤
winky is the father of this nation
Problem ine these other artist they don't respect mdhara avo... Gaffa to da world
Its like trying kupedza Tuku
Volts mudhara kuna Holy 10😅😅😅😂😂😂😂😂😂
The Bigman Winky D chibaba icho
Best podcast I've ever watched🔥🔥🔥🔥💯
KuZvishavane hatide zvisina basa...........unoziva Jah Praizer anorova zvekuti chero akaita 1hr nezvaanenge aita so newe unosara waneta wajambiswa nemkomana ndozvatoda isu
Zvishavane hamudi zvisinabasa shuwa😂
The sound quality is on another level💙
😂 😂 😂 😂 Anokumbira hake kuseka achitoseka hako😂😂😅
anopenga holyten anofunga kuti anopedza winky here
Winky D ndibaba vedu
I personally don't follow Winks music. If u want to ruin your carrier tuka Wink kana Nelson Chamisa hate them in your bedroom
Tese tirima zimba but unoona umwe acht hee uyu ndomupedza ,,guys munodii kungobatana sezvinoita vema skits ma comedian 😢 ,,, kungobatana chnhu chakanaka chokwad semazimba soo,, haaaiii
That’s very true wataura chokwadi ipapo
Pamberi nokubatana
Anopedza anopedza munhu unofanira kuziva kty mukuru ndiyani
Ndicho chiBill gates chemangoma (Gaffa) ndo real zhet ramangoma....
Dnda refuuuuu😂😂😂
Samatama sounds 😂😂
Haasati atanga acharohwa kusvika ati Sorry henyu vaWinky
He tagged the song hakuna baba wasina basa it was a shot. Like Hoky 10 ndibaba asina basa
Zvishavane munomwei zviya 😂
How can your co-host deny bitterness yema baby-mama? Are you a baby mama?
😂😂
Anofanira kukumbira ruregerero coz THE BIGMAN, zvakafanana nekuti unoda kupedza kna kunyaradza TUKU😂
Holy haako unoda ku urawa
😂😂😂😂this is good
Murivekumama 😂😂😂 imimi munorwadziwa
I'm from zvishavane we are not dump headed Y are u cartooning us as makorokoza toda kumumasisa futi
nop nop mhani
Holy ten iyeye wamurikutuka anemari kukudarikai Mese ana mhata
Best Podcast
Kutogara pasi kuita zvinhu zvisina basa ndokuti kupisa mawana nyaya coz of holy ten chbb
💗💗💗
DM DM DM
vaWinky dee a.k.a the Gaffa
gud podcast
Thanks 🙏🏾
Holy 10 relax mufana. Winky haasi wedzungu wangu. Uya anoimba iwe urimushamarari ka iwe
Holy 10 imhata
Gaffer
yoo
Holy igaro
but monoziva chii guys munhu uyu haya mwara guys munhu I don't hurt him but but imimi vanhu ve Zimbabwe your treating him like God why why why guys nop mani
Haaa holly 10 mungataure henyu buh arikupisa mukomana uyaaa aàaa
This is a Holy ten hating fan page😂
And we are here for it cuz haafaririrke
You said the truth why vachida kuhater munh ndokuney
Mashaya
Haaaaa Holy Ten ndibaba venyu mashaya zvimwe zvekuita zvinemusoro kana asina chaanoziva mukutaurirey nezvake, taurai zvevanogona vacho musiyane naye
Haaa guys siyai munhu nyangwe akati akuda kupedza winky zviney nemi let the guy be
Amana musapenge imbosiyanai naHoly Ten please, Holy uripiko vnhu vachitaura zvekumama
ibvaipapo
Haiwawo
Show yenyu ndeyekusvava... Don't act like you're discriminating other artists
Be neutral
mashaya zvimwe zvekutaura here nhai ma cdes . Holy Ten is the god Father Winky anopedzwa naHoly soon soon . HOLY is causing confusion between those people vamukuti the goats which means varikubvuma kupusa Holy is controlling them so shush
Maonero enyuwo munhuwashe, handikwanise kuita nharo ne brain dzenyu coz handina zera nadzo!!
Wuh l noe muri 10 chete saing ths shit bruh
So these guys are tryna create content... this music industry in Zim is trash.
Samatama sounds 😂😂