Underestimate this tune to your detriment. Once played it is so catchy that you find yourself singing or playing it in your mind. Well done Killer, your style is so distinct
Ngwere na Dj inno ngavasungiswe chiii chavanenge vachiita mu studio ichochi😂ayehwa Ngwere vemudhuze make muudzeyiwo achinyorawo ma songs kwete izvi zvima tichiti vachiti nekuti
Tsano makaipa 🎉
Mupengo Roby
Zvimwe ndizvemwe mupengo Roby aka marketa silent killer. Big up mupengo Roby❤❤😊
Very true
Haa akamira naye
Did u here the last part yanx Ndaona mface wako akanda kaEmoji kaGeorge Achiwira muGorge 😮😢😢 ngwere is a Prophetic singer really
Ah ahunyepe hko🎉❤
Ehe🎉
Kasi iwewe babe uri hanzvadzi yamupengo robbieee😂😂
Friday garai mune data pakubuda maSilent Killer manew💥mavideos🔥
Theres no argument....after so many years in the industry silent is truly now going mainstream. He deserves it. This is a banger😂
Underestimate this tune to your detriment. Once played it is so catchy that you find yourself singing or playing it in your mind. Well done Killer, your style is so distinct
Aaah akaipa uyu mmmmm
💯 True 😂
Who believe that Silent Killer akunakidza kunge Soul Jah Love??
But haadarike
Yah zviri obvious 🥱🥱🤣
He has inherited the crown from the king and has become a king in his own unique way.
when l am stressed by anything l just listen to silent killer. I just find myself laughing.
Silent killer mupei sando dzake achiri mupenyu😂😂😂
Mangoma aya bhoeeee!!!
Baby akatizira mumapapiro engirozi kkkk
Ungaindepi ukaendepi but dj ino usarega kushanda naye combination boo zvkuti
Love song manyama 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Trophy 🏆..taku sponswa ne coffee ☕ 😅😅😅😅😅
Hoyo wakanyanya🎉🎉🎉🎉
😂😂😂😂😂 asi urihanzvadzi yamupengo Robby coz inini murume wako handimbobi. What a punchline😅
❤
Somebody arikuwaster somebody😂😂🔥🔥🔥
Bonnie, Bonnie Bonnie iwe haugone
uyu aenda uyu
Energy Mutodi🔥😊
Ndafarira pa Bonie apo
Bbie Uri Hot like koffe
Yeah ngwere ❤😂 haudererwe
Vaye vane chibrain chakadhakwa hamuzvioni
Ndikati oh my Godhi😂😂😂😂😂
Love song
Yazongoita diss
Inno anoda kurohwa😢
hatichina zera newe wangu haagoni kurova prone 😂😂😂😂
Somebody arikuwesta Somebody
Ndakajambiwa neichi seiko ini
Best love song wow. Chris brown can never
Ngwere ndorida zvekuto daro ❤️ ❤🔥🔥🔥🔥🔥😂😂😂😂
NdiTsano vangu ivavo 🔥🔥🔥👏👏
Bonie awugoni, bonie, bonie, bonie iwee awugoni haa this punchline am dead Ngwere chibaba
Hahahahah🤣🤣🤣🤣🤣 Kas uri hanzvadziii yamu...Pengo Roby
Ngwere yemashuwa
Ndambozama kubata dingindira asi mmmmm hapana hapana
mkuru wemangoma vasiyarembera
ngirozi 🔥🔥🔥🔥
Ngwere yaku replacer jah love amana aaa ikupisaa iyii😂😂😂😂
I like part ye kti bvunza Ex muface wako bonny😅😅
Haaa horrah ndati
Ngwere ndokuLava eyee ndazvitauraa, ❤😂
Akatizira mumapapiro engirozi
ngirozi yehondo
Kkķk ngweree😂😂😂
😅😅😅love song yoguma yaDiss song😅😅😅😅
Ngwere mahwambi😅😅😅😅😅😅
Now I understand why Zimbabweans we are struggling in our country we don’t know what’s good
Kkkkkkkk
Yeah muzim makazara team rinenge imimi
At least he is making money 😅
Babe akuda kutoseka zvake
Uyu akushaya
Andione kunakidza kwayo
ngwere makanyanya love song unodhizeva coz munopisa
NKWERE ICHIMHUPUKA ZVAYO🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Silent killer wenyu anenge achitaura
Anotaura zvinonakidza
Kababe katadza kuzvibata pasetswa apo kkk
🎉 ngirozi haibatwi baphiro
Ngwere inopedza
Love you song 🎵
Hwereshende . Dendegwere
Mavideo achi shootwa na drift❤
uyu anogona zvekunakidza Zim dancell hoyo
Ngwere ikubvira
Zvekuimba zvaramba
Ndirozi yehondo zvinhu
Ngwere
Nhai Ngwere😂😂 chii ichii😂😂😂
Huh itai srs mheni
Ichi chibaba
Ngwere yemulundukwa
Haaa Silent wanyanya, mukurira
Babe uyo anenge achitoti ndakabuda pa video ye song ya Silent Killer😂😂😂,hayikona kkkk
loving the song
Vana bonny vagara havagone kurova iyo prone
Iwewe Boni haugoni
huru gwere inozipa iyi kugona kwacho so
more love Ngwere, you are at the heart of the pple
Haungazvinzwisise
Kakanyorovera zvekty kani kachitapira
Ngwere yemulonyeni 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Asi uri hanzvadzi ya mupengo robbg
More fire more🔥🔥🔥
the beat is 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Mkomana achangopinda hake mrudo ndokpererwa nemashoko akazongoti unoziva ndogona kutaura😂
Killer anooondigonera
What a banger 😂😂
❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤The greatest angel 😇 angel of War, you're the true Singer man
one ngwere hahaha
😢Ka emoji kaGeorge achiwira muGorge 😢eish ngwere what a Prophetic song again
🔥🔥
Mupengo Roby
Hoyo love song manyama❤❤❤❤
😂😂😂Kasi uri hanzvadzi yamupengo Robhi 🤣🤣🔥🔥🔥🔥🔥
Lol ndikaty oh my God
ahhhhhhhhh bho hre
Ngwere🤗
Tsvina ndoizivabini 😂😂😂
Roby huya unzwe 😂😂😂😂😂😂😂
nekuti polony haasi mastone kkkk
Ngwere na Dj inno ngavasungiswe chiii chavanenge vachiita mu studio ichochi😂ayehwa Ngwere vemudhuze make muudzeyiwo achinyorawo ma songs kwete izvi zvima tichiti vachiti nekuti
Bonny haugoni.. iwe Bonny..🤦♂
Bonny haugoni..kurova prony 😂
Idady iri goat kuf kaf