Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Mwari nditendereiwo ndikudei ndikuzivei pamazuva mashoma iwaya asara ndiripanyika ..musandirega ndichiidzsa nezvemeso kanakunyengedzwa nemeso asinditei ndigone kunamata 🙏
Powerful song, nguva iri kupera chokwadi zvakuda kutarisa mafambiro ako panyika, rufu anouya uri padivi.
Nguva irikupera ngatitsvage chiso chajehovha nguva ichipo😢😢
Ndafunga mai vangu mazuva avanga vakurwara vakachema vamwe vakadzi vauya kuzovaona vakati "Asikana namatai zvamuchiri kugona kufamba so ini ndatodawo kuuya kuchina asi ndatadza nokuda kwekurwara"😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭.Zororai murugare mai Mufundisi 😢
Mwari vakuitire zvakanaka amai Tino 🙏🙏🙏🙏
This song inondiitira... keep preaching through your music
Bring more song pliz, great job gyz , keep going to preach us
Nguva Ikupera namata iweeee
I can't sleep 😴💤 without listening 🎧🎶 to this song nguva iri kupera
One of my favourite gospel song 😄l feel blessed when listen to this song the lord has be been Good to me😀😀😀🙏🏼🙏🏼🙏🏼
Tibatsirei tizive nguva Baba.... Days r evil huyai titsvage Ishe
Amen ngatinamatei nguva ichiripo tikasanamata tinoparara
Mazvita vanhu vaMwari nekuti zivisa kukosha kwekunamata uye kutarira nguva, nekurangarira kuuya kwa kristu
followers of Christ munondisimudzira with your music, it is so powerful. keeep the fire burning "nguva irikupera"
❤❤❤❤❤❤❤
Keep it up vanhu vashe munondiitira zvisingait
Mwari akanaka nguva dzose
Keep on preaching to us through music
Nguva iri kupera chokwadi 👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾
😭😭I so happy listening to this song. Keep up the good work👏🏾👏🏾👏🏾
This song yaita kundipinda wena so good wena
ndatenda hanguAmen
I follow you masongs enyu anofadza
So touched
I've been looking for this song ,when I heard it on this other clip. Its a great song
Ndakomborerwa hangu Amen
Varume ava vanga vave kugonesa but ndoona kunge vave kurasika varume dzokerai pachipositori nziyo dzaitidzoreredza pamagariro nepakufamba but now ngoma hosho aaaa .....
Munhu wa Mwari mazviita chose ne Comment yenyu tinofara chose kugadziriswa nemi ndepapi patiri kurasika uye ndezvipi zvamunoda basa iri tinoitira imi harisi redu asiwo izotinamatirai nekuti zvese zvatinoita tinouta nemwoyo wese kuti Jesu vakudzwe mazviita
ndakomborerwa after listening to this songkeep on this good work followers of christ
This reminds me of my besthalf 😭I miss you, I love you
Apa vakarova jelousy down christine Maengehama
Awesome song
Ndinorangarira panhamo nepanyaradzo yehanzvadzi yangu mai Nyawata kwa Murewa makabata basa vakomana. VaMatanhike makarova basa nevhangeri, kuimba, hosho zvese. May the Lord almighty richly bless you mo
Tinotenda chose ndihwo hushumiri hwacho mufunge nemiwo tinotenda ne rutsigiro mufunge be blessed hama yangu subscribe and like always
Amen
Like this song
I love this song deeply from my heart
Amen❤
Praise God
Ameni Ameeeni
indeed these are the last days
Haka haka
Nice but imi nema gitare mmm dzokai pachipositori chekutanga🙏
Amen Amen
Mwari nditendereiwo ndikudei ndikuzivei pamazuva mashoma iwaya asara ndiripanyika ..musandirega ndichiidzsa nezvemeso kanakunyengedzwa nemeso asinditei ndigone kunamata 🙏
Powerful song, nguva iri kupera chokwadi zvakuda kutarisa mafambiro ako panyika, rufu anouya uri padivi.
Nguva irikupera ngatitsvage chiso chajehovha nguva ichipo😢😢
Ndafunga mai vangu mazuva avanga vakurwara vakachema vamwe vakadzi vauya kuzovaona vakati "Asikana namatai zvamuchiri kugona kufamba so ini ndatodawo kuuya kuchina asi ndatadza nokuda kwekurwara"😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭.
Zororai murugare mai Mufundisi 😢
Mwari vakuitire zvakanaka amai Tino 🙏🙏🙏🙏
This song inondiitira... keep preaching through your music
Bring more song pliz, great job gyz , keep going to preach us
Nguva Ikupera namata iweeee
I can't sleep 😴💤 without listening 🎧🎶 to this song nguva iri kupera
One of my favourite gospel song 😄l feel blessed when listen to this song the lord has be been Good to me😀😀😀🙏🏼🙏🏼🙏🏼
Tibatsirei tizive nguva Baba.... Days r evil huyai titsvage Ishe
Amen ngatinamatei nguva ichiripo tikasanamata tinoparara
Mazvita vanhu vaMwari nekuti zivisa kukosha kwekunamata uye kutarira nguva, nekurangarira kuuya kwa kristu
followers of Christ munondisimudzira with your music, it is so powerful. keeep the fire burning "nguva irikupera"
❤❤❤❤❤❤❤
Keep it up vanhu vashe munondiitira zvisingait
Mwari akanaka nguva dzose
Keep on preaching to us through music
Nguva iri kupera chokwadi 👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾
😭😭I so happy listening to this song. Keep up the good work👏🏾👏🏾👏🏾
This song yaita kundipinda wena so good wena
ndatenda hangu
Amen
I follow you masongs enyu anofadza
So touched
I've been looking for this song ,when I heard it on this other clip. Its a great song
Ndakomborerwa hangu Amen
Varume ava vanga vave kugonesa but ndoona kunge vave kurasika varume dzokerai pachipositori nziyo dzaitidzoreredza pamagariro nepakufamba but now ngoma hosho aaaa .....
Munhu wa Mwari mazviita chose ne Comment yenyu tinofara chose kugadziriswa nemi ndepapi patiri kurasika uye ndezvipi zvamunoda basa iri tinoitira imi harisi redu asiwo izotinamatirai nekuti zvese zvatinoita tinouta nemwoyo wese kuti Jesu vakudzwe mazviita
ndakomborerwa after listening to this song
keep on this good work followers of christ