Huyai Munzwe Zvakaitika Mushure Mekunge Ndabira Muroyi Mari Yake Mu Train

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 2 фев 2025

Комментарии • 12

  • @beemabee80
    @beemabee80 12 дней назад +6

    Yes Bhudwami l love your show Braazo!

  • @wadzanai1992
    @wadzanai1992 11 дней назад

    Kune vanhu vanonamata kunze uko sis.murijusangana nevasingazive mwari thts why mukuita zvamada navo.Siyai mabasa akaipa nguva ichipoi mugamuchire Ishe Jesu Kristu mupobesi wedu.Tese tirikuvavarira denfa hakuna mutsvene

  • @tatendagwata9768
    @tatendagwata9768 12 дней назад

    Maswera cy Mkoma Nashy nemi vedare mose ❤💞

  • @DelightAnesuDzimbanhete
    @DelightAnesuDzimbanhete 11 дней назад

    Hie Mukoma maswera sei

  • @rayandria2722
    @rayandria2722 10 дней назад

    Mukoma itaiwo muchibvunzawo kuti vanoroya todiiko kuti vasatiroyewo

  • @rosezulu-ng6jn
    @rosezulu-ng6jn 11 дней назад +1

    Mmm inga zvakaoma mahwindi vachinyanyawo rough rough yavanoita vanhu haisi right

    • @JamiaSamu
      @JamiaSamu 11 дней назад

      Ko kuzouraisa vasina mhosva

  • @MoreBlessingBrenda
    @MoreBlessingBrenda 11 дней назад +1

    Vatete mwari ngakubatsireyi

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 10 дней назад

    Varoyi munodherera ko bus rakaita accident vanhu vakafa vasina mhosva wakawana chii nhai indai munogeza mashavi enyu aya muve vanhu .

  • @PerfectMdza-jm1no
    @PerfectMdza-jm1no 12 дней назад +1

    Hi mkoma Nashy

  • @rassielast2056
    @rassielast2056 12 дней назад +1

    First one mukoma Nashe maswera sei