Mai ne mwana vanofanira kunge vaka threatenwa kumba. Musikana Ari kutotambudzika kutaura, clearing her throat, is a sign yekuti she's not comfortable nezvaari kutaura.
maporofita ekutanga mudare anga ari direct asi vari kufamba na mai nyasha vari kutaura pachikuru asi ndizvo zvimwe chete baba ava vanorara nemwana sikana, mai vanozivana nemurume vavo mukuvhuya katiyo
Mwanasikana haubatsirike. Mambo avo vaigona kukubatsira but iwe namai vako mune problem. Mai vako varikutorwadzikana nekubuda pa social media apa vachitsigira baba kutya kunyadzisa kuvanhu. Don't be arrogant kana muchida kubatsirwa. Zvekuti baba vanoshandiswa hazvina basa izvo, vari kukushandisa full stop. Ndo baba vekuuya ne short mu court here zviya. Ndokupfeka kwevanoita zvemubobobo.
Mambo you are right but honestly please find a way and help Nyasha..she needs help coz Mai could be on baba's side or she is being threatened kumba uko. Please musamusiya Nyasha...I wouldn't be surprised kuzonzwa kuti akazvisungirira. Merry Christmas to you all ❤
Kune vakaona first part yenyaya iyi ka pa Tich tv ,,,,,unoona kuti Nyasha akutambudzwa Neva bereki vake hake ,,,,,now she is being controlled,,,,zvorwadza Mdhara Saurombe isa munhu pa joki abve pamwana mhani misodzi iyo mwana achazviuraya especially now murume wake aisa distance
I do like this chief and his words of wisdom but sadly he doesn't have support/backing from his close subordinates inorder to cement his authority compared to other chiefs like Mutasa, Makoni and even headman Chigodora whose cabinet members wouldn't tolerate anyone from the gathering to interrupt their chief whilst he's talking or giving orders. Chief Saurombe's assistants are dull and useless apart from that one on his left but he too is indisciplined he shouldn't just speak while the chief is talking. We understand you're relatively new on social media chief and your court but reshuffle your team for better results.
Please I am totally not happy we have to respect mambo tendai kuti mambo avo vanemoyo munyoro vese vaita noise vanoda kuiswa chain mumaoko kumbonorara vakavharirwa mukati
Ropenga ziSekuru Rombe iro .Kwanzi hatigadzirisi imba kuti imire zvakanaka asi kuenzanisa.What is that The problem we have in Zim is we call these guys vanaMambo. We dont have Mambo (King) in Zimvabwe Madzishe ayo (Chiefs) Tsek
Well said Chief,i like your words of wisdom,mwana uyo is being used and confused by her parents,its unfortunate.
Mai Nyasha nemurume wavo vanozivana
Mai ne mwana vanofanira kunge vaka threatenwa kumba.
Musikana Ari kutotambudzika kutaura, clearing her throat, is a sign yekuti she's not comfortable nezvaari kutaura.
Mambo Saurombe for the people ❤❤❤❤
Mai vanozivana nemurume
musati n'anga yabata mai moti inonyepa 😂😂😂😂😂 mambo avaso
I like your transparency Chief keep it up
I am totally not happy nevanhu vasingaremekedze mambo
I know it’s hard to go against your parents but ishh mwana uyu ane munyama your parents are her worst enemy and she just doesn’t know it yet
Yaaaa ukuona hako
Chokwadi mambo vanhu ngavasakujairirei mudare
maporofita ekutanga mudare anga ari direct asi vari kufamba na mai nyasha vari kutaura pachikuru asi ndizvo zvimwe chete baba ava vanorara nemwana sikana, mai vanozivana nemurume vavo mukuvhuya katiyo
Ivo mai Nyasha anenge vasingazivi chinonzi chibhende😂
Mai avo vanorasika vanorwira murume akatadza ku mhangarira hama dzake dzino mushandisa kana kufambira mwana nhasi mai avo vakutsigira murume wavo sei panzvimbo yotaura nemurume auye. Kudare zvofamba chokwadi cho jekera mwana mukwasha zvapera Ari kushandisa mwana
Mhuri iyi yakadhakwa iyi....Mai avo ibenzi remunhu iri
Kasongo yeye 😂😂mombali nanga
Mwanasikana haubatsirike. Mambo avo vaigona kukubatsira but iwe namai vako mune problem.
Mai vako varikutorwadzikana nekubuda pa social media apa vachitsigira baba kutya kunyadzisa kuvanhu.
Don't be arrogant kana muchida kubatsirwa. Zvekuti baba vanoshandiswa hazvina basa izvo, vari kukushandisa full stop.
Ndo baba vekuuya ne short mu court here zviya. Ndokupfeka kwevanoita zvemubobobo.
Shem I feel sorry for Nyasha kuroiwa nevabereki vko zvakaoma hko nyasha
Mai ava vanozivana nemurume ngavasatinyangadza kupatisa mwana ngavamutore achiita mukadzi wechikwambo chavo nxaaaaa
Mambo you are right but honestly please find a way and help Nyasha..she needs help coz Mai could be on baba's side or she is being threatened kumba uko. Please musamusiya Nyasha...I wouldn't be surprised kuzonzwa kuti akazvisungirira. Merry Christmas to you all ❤
Ukabisa mari kwamambo ukaruza wanyura ...ndochokwadi
Mambo Saurombe for the pipoool statement ndiri Mambo akuna anotonga mambo kunze kwaMwari 😅😅😅😅 chibudai muno ndavhara dare ndini mambo 😅😅😅
Zvakafanana nekuti kana mwana afoira chikoro, moti tipeyi mari yedu. Ffs
😅 voto demanda fees kut dzosai,hazviiiti
He knows and very much intelligent
Kkkkkk mambo uyuka uuuuu pakaipa
Baba vatuma mwana namai kunodhimanda mari ivo vakasara ofwhich zviriwrong ...varegereri kuuya and maporofita avakafamba varegerei kuuya navo
True vasarireyi
@SibandaPatricia vanoziva nyaya yavo ...zvino votukisa mai vasina mhosva
Mai vanozivana nemurume.nyqsha gara pamba urarwe nababa
Iwemambo usajairirwa nevanhu😂😂
Daindaiwana mukana wekunoshanda namambo ava mapenzi ese ayo asirikuremekedza mambo mambo ndomunhubanoremekedzwa kudarika vanhu vese munyika
Zvinoda Gucci wekwa Headman Chigodora
Amai avo vanozivana nemrume wavo or vakuda kurambiwa nababa kunzi hona mwana wako zvaakaita rova pasi
First to comment ❤
Chibaba chine hembe yepurple chinenge chichida kungo cutter vanhu🙌
Kkkkkkkkkkk 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉saurombe nababa atapu
Kune vakaona first part yenyaya iyi ka pa Tich tv ,,,,,unoona kuti Nyasha akutambudzwa Neva bereki vake hake ,,,,,now she is being controlled,,,,zvorwadza Mdhara Saurombe isa munhu pa joki abve pamwana mhani misodzi iyo mwana achazviuraya especially now murume wake aisa distance
Mambo regai kutonga nyaya dzenyu hadzisi kupera mushe dzese
Third ❤❤❤❤❤ tawapo
Dambudziko ngerako mwanga sikana haubatsiriki
Aaaa mari haidzoserwi mambo , uye baba vake uyo ndovaziva muroi bt vafeeder mwana zvekutaura baba vacho vakanyura bt vachida advantage yekusabatwa uye hapana kwamambo kwavari kuda kuenda vaporofit vepi ndavaende kun'anga vari kunyeperwa avo
I do like this chief and his words of wisdom but sadly he doesn't have support/backing from his close subordinates inorder to cement his authority compared to other chiefs like Mutasa, Makoni and even headman Chigodora whose cabinet members wouldn't tolerate anyone from the gathering to interrupt their chief whilst he's talking or giving orders. Chief Saurombe's assistants are dull and useless apart from that one on his left but he too is indisciplined he shouldn't just speak while the chief is talking. We understand you're relatively new on social media chief and your court but reshuffle your team for better results.
Kwanzi silent ngativhare dare ,ndini mambo muno kkkk dzonakidza idzi
Baba Taps ko kwa Mutasa kwakamira sei
Mambo ava vanojairirwa nevanhu strek
Media aidikanwi pama family affairs bcz dzimwe nyaya adzidi kuenda kuvanhu
Pindai muchivanhu
Ndokusaka zvichinzi mukadzi famba nehama dzako becoz mkwasha akavepo maresults can be complicated like this🫣
Mai Nyasha vakapusa stereki... Mofamba kaviri moti atichadi kufamba nokuti panegakava.. Anopedza gakava haasi wechitatu here? Anditi panofambwa katatu? Vavakutya kuti wechitatu anova bata.
Deshe
aah uyu mambo ari low loe
Matangirwa kukanda nyaya nhasi ne tichkach TV baba taps,, mukaita nyaya kandai tiona kare
Please I am totally not happy we have to respect mambo tendai kuti mambo avo vanemoyo munyoro vese vaita noise vanoda kuiswa chain mumaoko kumbonorara vakavharirwa mukati
Mwana uyu ka, anoda refund yei iye akabatsirwa
vakadzi vanouya kudare iri vanotaura zvekuti
Refund yeiko musavapa
Ropenga ziSekuru Rombe iro .Kwanzi hatigadzirisi imba kuti imire zvakanaka asi kuenzanisa.What is that
The problem we have in Zim is we call these guys vanaMambo.
We dont have Mambo (King) in Zimvabwe
Madzishe ayo (Chiefs)
Tsek
Iwewe unoda chief agadzirise imba anoziva zvakavanzika zvirimo here?
He's right. Chiefs, headman nemasabhuku vano yananisa mhuri not kugadzirisa.
Vanogadzira dzimba nemisha, madzibaba emisha iyoyo.
Ukaona mambo kana headman vogadzirisa imba kana musha, it simply means musha iwoyo hauna varume.
Simple.
Hope wabata point yavo.
@@TinTin.232 Yu have a point
Part 1 yacho iripiko yakandipotsa
Mai ava indaa varikununudzira murume wavo
Mambo you waste time for PPO, you know nothing
Haaa iye akaita Tendai mambo ndianiko hapana chinoziikanwa apa
This chief sounds like he drinks too much alcohol