Twice A Mother Ep 1 "14 Years ndichiri kungopfekedza mwana ma diapers"

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 21 май 2024
  • Twice A Mother Ep 1 "14 Years ndichiri kungopfekedza mwana ma diapers"
  • РазвлеченияРазвлечения

Комментарии • 46

  • @lizzyvellem
    @lizzyvellem Месяц назад +5

    It is well my sister God will surely see you, in a same situation newe but do not lose hope please Destiny Tv ndokumbirawo contact ya mai Taku we can share ma diapers e brother yake irikuno 🙏

  • @TOFFEE.B
    @TOFFEE.B Месяц назад +6

    Mwari varambe vachikupai Simba Mai Taku. Nyika dai ichibatsira vabereki nevana vane dissabitilies as a priority . Pakadai havana support coz mwana uyu needs regular checkups its not affordable esp mai vasikushanda

    • @constanciaropafadzochigove5793
      @constanciaropafadzochigove5793 Месяц назад +2

      Apa zvikoro zvavanonzi vaende zvodhura whilst zvinhu zvakatovaomerawo nechekare bcz of situation yemwana
      Dai nyika yapindira veduwee

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps Месяц назад +4

    Sending u light mai takudzwa

  • @petronelamusiyiwa2960
    @petronelamusiyiwa2960 Месяц назад +2

    My favorite Chanel 🎉🎉

  • @KimyTembo-wx7tv
    @KimyTembo-wx7tv 27 дней назад

    Mwari varambe vachikusimbisai mai taku ❤❤❤❤

  • @TafadzwaMutsaru
    @TafadzwaMutsaru Месяц назад +1

    Komborerwai mai Taku Mwari ngavakupei simba rakawedzerwa ❤❤

  • @annahmoyo9794
    @annahmoyo9794 Месяц назад +3

    Mai Taku komborerwai zvenyu naMwari muwane Simba rekurera Taku

  • @user-xx6do2rc1h
    @user-xx6do2rc1h Месяц назад +1

    Sis stella i just love u,how i wish my parents cud adopt u❤

  • @munyaijanet4893
    @munyaijanet4893 10 дней назад

    Be strong Mai Takudzwa

  • @bensidefilms8973
    @bensidefilms8973 Месяц назад +1

    Good work Mr Simba Mvududu and Team

  • @khristie_02
    @khristie_02 Месяц назад +1

    You are a very strong woman Mwari ngavawedzere makore ekurarama

  • @selomiacochrane8342
    @selomiacochrane8342 Месяц назад +1

    Very touching veduwe

  • @chirekachireka9117
    @chirekachireka9117 Месяц назад

    This is so touching, zvichida pane akashereketa apa. Dai paita mubatsiri anoongorora hurwere hwemwana.

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 Месяц назад +2

    Mwari ngaazadzise zvishuviro zvemoyo wenyu

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 22 дня назад

    God meet my Taku and her kids, change her story 🙏

  • @user-wc7kj5hh7o
    @user-wc7kj5hh7o Месяц назад

    Ndipo paunongoona kuti hama dzakaoma hadzikubatsire pakadai

  • @user-xx6do2rc1h
    @user-xx6do2rc1h Месяц назад

    Ther is light at the end of the tunnel maiTaku❤

  • @MichaelFisher-xl6nh
    @MichaelFisher-xl6nh Месяц назад +2

    Stella muusha 🎤

  • @nyarailapani385
    @nyarailapani385 Месяц назад

    Komborerwai mai taku

  • @JuniorMbiri
    @JuniorMbiri Месяц назад

    Mwari unewe mai Taku zvichaita bhoo ...

  • @violamavhatu6434
    @violamavhatu6434 Месяц назад

    Caring mother

  • @peembano253
    @peembano253 Месяц назад

    😢😢😢😢 ndabatikana veduwee

  • @miriammunikwa6938
    @miriammunikwa6938 Месяц назад

    Mwari pindirai,Amai vari pakurema.hupenyu hwakaoma

  • @user-rw1xu7sc6x
    @user-rw1xu7sc6x Месяц назад

    Zvakaoma hazvo

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu Месяц назад

    Shem zvinorwadza

  • @user-sc3yy6yk4q
    @user-sc3yy6yk4q Месяц назад

    Hello Stella

  • @MelindaHungwe-yo2js
    @MelindaHungwe-yo2js Месяц назад

    Uumm very sorry mai Taku

  • @selinazvanyadza6229
    @selinazvanyadza6229 Месяц назад +1

    I don't know why misodzi yangu iri kubuda 😢😢

  • @mikemagidi5365
    @mikemagidi5365 Месяц назад +4

    MA SATANIST ANA WICKNELL SIKA SIKA KTENGERA ANA JAHPRAIZA NANA MACHESO MOTA DZEKUMA 80THOUSAND DOLLAZ, VANHU VATORI NEMABASA AVO VANOTO KWANISA KUZVTENGERA MOTA DZACHO IYO NYIKA INE NHAMO DZAKADAI.. KDENGA KUCHAROHWA MUNHU

    • @annanyamugudza1327
      @annanyamugudza1327 Месяц назад

      Taura hako dai aita mbiri yekubatsira vanhu vakadai zvaiva nani

  • @marblejori3569
    @marblejori3569 Месяц назад +1

    Makadiiko Aunty Stella. Thank you for bringing these programmes Aunty.

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu Месяц назад

    Shem zvakaoma hazvo dai mwari aribatsirawo iyesu tine vana vanorarama ne disability 😢

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu Месяц назад

    Chokwadi ukabatikana anozvinzwa kuti mama havasi kufara sewangu anobva atambudzika kuti mama maitasei matsamwei so unotofanirwa kugara uchimuratidza kuti ndokuda nomater what

  • @NetsaiMusendo
    @NetsaiMusendo Месяц назад

    Sorry mudikani mwari vanokupai simba

  • @user-zc7lz3we7x
    @user-zc7lz3we7x Месяц назад

    Ana chiremba vati condition iyi inonzii... uye Takudzwa anoda rubatsiro rwakadii kuti apore..

    • @DiasporaInsurance
      @DiasporaInsurance Месяц назад

      They said its celebral pulse there are schools where they can go to become independent and also physiotherapy can help but the mother can not afford

    • @enchiladapatati379
      @enchiladapatati379 Месяц назад

      For xuls yes zvimwe zvacho zvodhura, but physiotherapy at government hospitals mahara. Think challenge iri pakumutakura kuenda naye nekudzoka. And at times caregivers tend to get tired of going to these sessions since in most cases its a life time

  • @chenaibanisi3997
    @chenaibanisi3997 Месяц назад

    Tipeiwo contact yamai Taku

  • @florencezvimba6343
    @florencezvimba6343 Месяц назад

    Ndingawane sei address yamai Taku or number yavo.❤

  • @samanthamapiye7682
    @samanthamapiye7682 Месяц назад

    This is heart breaking 💔

  • @delphinechimuti9908
    @delphinechimuti9908 Месяц назад

    🫂 🤗 🫂 mai Taku it is well mummy