Haàaa vanhu vanoti muropa apera asi mavocals ayo bhoo here ummmmm muropa is the best backing vocals for mberikwazvo since pakabva rodger fatiya uyo wamunoti Barna ane pamwe paanozama kwete zvelevel ramakumuisa iro 😂😂😂
Mudhara anofanirwa kupota achirova ma songs akadai neayo ana 1940, paRudo, baba vaSandy, amunawanga not kungoramba achirova predictable line up yemangoma. Zvinoita kuti ma live show awedzere kufaya
Noweroooo ummmmmm uda vamwe vagoridzei
Keep it up on vocals so much development there It's giving
Nice
True there is improvement, he concentrate too much on instruments forgetting vocals
Haaa Nowero adzosa waya sezvazviri
Mudhara akanyabya uyo uuuuuuu ma1 ❤
Nowerooo achatinetsaa gyz mmm
Haaa... Mdhara 1940 live and direct #Makore a chi fambaaaaaa👏👏👏
Ayaya mberikwazvo number 1
I heard Nowero's lead singing "happy birthday". That guy is very talented
HBD Baba Chisale 5.6 decades. Wish you many more leases of life. AMEN.
king of the Sungura whole world
Chakanyanya ichi ❤🎉❤🎉😊
❤mberikwazvoooooooooo
1940 one of my favorites songs
Bass rikuimba happy birthday
Ayaya ayaya
Haàaa vanhu vanoti muropa apera asi mavocals ayo bhoo here ummmmm muropa is the best backing vocals for mberikwazvo since pakabva rodger fatiya uyo wamunoti Barna ane pamwe paanozama kwete zvelevel ramakumuisa iro 😂😂😂
Barna Barna Barna so ka
Haaa mfesi ari padrum anorova guys ngatimupei maruva ake
Paul Mpofu ma1 anogonesa wena
Barnabas hapasi pese panongonzi siyanai naye macheso pamwe pacho tine tichinakudzwa ne flo yema guitare imi mobva matopinda na siyanai naye musaridaro gyz kunak8dza kunoita ma sub rhythm kwese mynobva mativharira panzee
I agree with you boss
Nowerooo muhombe
Munondipa mufaro nguva dzose mberikwazvo
Mawaya sekuru va rashy Nowero Nyazanda ma1 ayo
Barnabas anogona inzwa last minute iyo
The stage is not the same without Elton muropa's voice guys. That guy can back vocals, evem macheso knows that. Where is him?
He leave the crew when
Ariko but zvekuimba zvakumunetsa
Ariko anomboita achibatika
Elton apera uyo
@@mukomalavhu kkkkkkkk but achirinani
Dhara rakapenga iri hariperi zvekumhanya
Please guys dont compare this group with any group for now, it still early for that.
Twitter haagone ku manager voice rakee rinobhowaa
Barna kah 😢😢😢
Nguva dzinofamba chokwadi
Mudhara acharova magitare apo inzwa sound yacho makeke
Sound yakagadzirwa wanguka
These guys are professionals dai kuri kubhora hameno kuti taiti Man united or City here kkk
@@GreemMuchuMorgan Mapeta Givie Mikana
Nowelo rinonzi Lead anorova hake
haa nhai ITV wakakata ka latest combo ka Nowero naMacheso haa kachanetsa ikako kana recording rikabuda sezvakarohwa ipapo
Sry shamwari
@@iTV_ZW lol usazodaro ndopanonakisa pacho pawakasiya
Band revanhu rinozoita kut song ive nekamwe kataste kana yave live show ameno y
Dzanyanzvi idzi
Mudhara anofanirwa kupota achirova ma songs akadai neayo ana 1940, paRudo, baba vaSandy, amunawanga not kungoramba achirova predictable line up yemangoma. Zvinoita kuti ma live show awedzere kufaya
ma songs enguva ya Mjintu na Lucky Mumiriki ayo anonetsa ma rhythmist aripo mazuvano, paibatwa zvemhando paye
Kkkk vanongofojera fojera seizvi lead ne bass varipo varidzi vazvo@@pharaohlomazolo950
56