Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Iyi song yakabikwa chaiko iyi i can repeat again and again ichingotapira Well done Givie Muchemwa keep the 🔥 burning
I agree ndainzwawo somewhere but ndiri kunarirwa nayo now now
I came from Facebook🎉
I was looking for this song for a long time but I'm very grateful today guys plz keep it up you are the best
Been looking for it for quite a while now,
Same here, ndakainzwawo mukaVideo kepaTiktok mubhazi so.
Kana ini ndaitsvaga iyi nziyo yakagonekwa ngavarambe akatsika ipapo
Great standard sungura bro i greatly appreciate your project well done.....
Madzibaba kuti havasirivo mentor wacho ndonzwa sekudaro apa
Mface uyu anorowa Ngoma sungura chaiyo kwete zvekutenderera... uye anoyimba ....... well done Givie Ngoma unobata zvako🎤🎧 🔨🔨🔨🔨......mbopindawo Joza shaaz
we have soo many talents in Zim what a song and good vibe of sungura music musaneta bamunini
Great music with a message. ❤ keep it up
Well done bra keep the wolf burning thumbs up 😂ndachema zvangu
Magitare and vocals on point, anogona uyu, all guitars, lead, sub rhythm and bass well organised
This guy is brilliant keep it up
Ndavanenguva yakati rebei ndichiitsvaga song iyi. Finally ndazoiona
Same here
Well done , one of the best 💯
Special thanks to Ruben Yuda, I never knew we have such a blessing in the music industry, the lyrics and the instrumentation is all on point
Indandi yengoma . Keep the ball rolling
Well-done my bro kundizodza mafuta enyama yandisina kudya hoyooooo
Was looking for this song eish
Weldone Givi
Bata Lyric ❤❤Munoita hama mashura, kundizodza mafuta enyama yandisina kudya mhosva ndeyeiko pamwe mandiona kushata chiso pamwe mandiona hutema zvaita musvotwe mooooyoVakanuna miromo varipo kuratidza vadya asika nangananga neni daka ndereiko pamwe mandiona kushata chiso pamwe mandiona hutema zvaita musvotwe moyooooGore riye makamhanya kudare muchindipomera mhosva inini yandisina kupara daka ndeyeiko pamwe mandiona kushata chiso pamwe mandiona hutema zvaita musvotwe moyo🔥🔥🔥Well done Givie🇿🇼
What's the meaning of this song in english
Marvelousy, Keep the standard higher💥
Magetsi Aya bwana ❤❤❤❤❤❤
My favorite artist uyu ndomira naye uyu ko Chamupidigori haisi kubatika sei
Dzodambura idzi kwete mafunnies
Vagoni tavawana.pliz upload the whole album Mabasa ezvipo tizvikuvadze nzeve
🇰🇪🇰🇪🇰🇪Best of all tyms
Beautiful song indeed Give .Push harder
Well done
Maiweeeeeee ndafara kani song iya ndaiwana 💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃can't wait kuyedze ndise paspeaker
Ummmmm since ndrikuitsvaga iyiii mhani huchi give uyu mwana waani Kani anobika kunge cheso power soo zvakati chechetere ummm fambaaaaa mwana wamai nababa ipaaapo
Super nice
Thanks very much eyi song inonaka iyi wedzerai dzimwe
Blaz uyu Anoziva zvake
Tiktok brings me here
Well done Givie ramba wakadaro
you have got a gift in music bra
nditori munhuwo ari kurarama mukati merima ishe wangu ndokumbirawo chiedza chivhenekere
Finally i have found it
2024 👌👌🤸💃🕺💃🕺 keep it up Wezhira
Best of the rest mdara mopedza graft 💥💥Big tune mkuru wangu 🤛
Guys ricogonasim give muchemwa nechipo chake well done
❤ voice#
Awesome massage Give keep it up
Uyu huchi
Aiwa ndapa kutenda bro Givie chipo chigere pamuridzi wacho keep it 👆
Magitare akada kuenda kwaSystem Tazvida
Talented! Well done!!
Sungura will never die bra
Anorova Jeketera mufana uyu! Well done Givie. Wandifungisa pedu pa Chivi.
Hoyoooooooooooo
Ngoma chamboko ❤
kakaoma ka song aka ............................................ aaaaaaaaaah
Sazita.... Panzvimbe apo
One of my best song from him haaa yakaipa
haaaa uyu munhu anoriva ngoma uyu mmmmm
well done ipapo Give
baba muri huchi kudhara ndichatsvaka song iyi ndaiiti ndi takesure ndakutobaya follow
his guys .. song yake kutii mveva kudambura musongo anotsamwa muteyi
chokwadi unoiripa yausina kupara
Sando
This guy is hot🎉🎉🎉🎉🎉
Chibaba chinogona zvekudaro
Which does he come from?
Nicer gibo
Urichibaba wanku
Who is here 2023
Andidi nemashoko angu
Iyi song yakabikwa chaiko iyi i can repeat again and again ichingotapira Well done Givie Muchemwa keep the 🔥 burning
I agree ndainzwawo somewhere but ndiri kunarirwa nayo now now
I came from Facebook🎉
I was looking for this song for a long time but I'm very grateful today guys plz keep it up you are the best
Been looking for it for quite a while now,
Same here, ndakainzwawo mukaVideo kepaTiktok mubhazi so.
Kana ini ndaitsvaga iyi nziyo yakagonekwa ngavarambe akatsika ipapo
Great standard sungura bro i greatly appreciate your project well done.....
Madzibaba kuti havasirivo mentor wacho ndonzwa sekudaro apa
Mface uyu anorowa Ngoma sungura chaiyo kwete zvekutenderera... uye anoyimba ....... well done Givie Ngoma unobata zvako🎤🎧 🔨🔨🔨🔨......mbopindawo Joza shaaz
we have soo many talents in Zim what a song and good vibe of sungura music musaneta bamunini
Great music with a message. ❤ keep it up
Well done bra keep the wolf burning thumbs up 😂ndachema zvangu
Magitare and vocals on point, anogona uyu, all guitars, lead, sub rhythm and bass well organised
This guy is brilliant keep it up
Ndavanenguva yakati rebei ndichiitsvaga song iyi. Finally ndazoiona
Same here
Well done , one of the best 💯
Special thanks to Ruben Yuda, I never knew we have such a blessing in the music industry, the lyrics and the instrumentation is all on point
Indandi yengoma . Keep the ball rolling
Well-done my bro kundizodza mafuta enyama yandisina kudya hoyooooo
Was looking for this song eish
Weldone Givi
Bata Lyric ❤❤
Munoita hama mashura, kundizodza mafuta enyama yandisina kudya mhosva ndeyeiko pamwe mandiona kushata chiso pamwe mandiona hutema zvaita musvotwe mooooyo
Vakanuna miromo varipo kuratidza vadya asika nangananga neni daka ndereiko pamwe mandiona kushata chiso pamwe mandiona hutema zvaita musvotwe moyoooo
Gore riye makamhanya kudare muchindipomera mhosva inini yandisina kupara daka ndeyeiko pamwe mandiona kushata chiso pamwe mandiona hutema zvaita musvotwe moyo
🔥🔥🔥
Well done Givie🇿🇼
What's the meaning of this song in english
Marvelousy, Keep the standard higher💥
Magetsi Aya bwana ❤❤❤❤❤❤
My favorite artist uyu ndomira naye uyu ko Chamupidigori haisi kubatika sei
Dzodambura idzi kwete mafunnies
Vagoni tavawana.pliz upload the whole album Mabasa ezvipo tizvikuvadze nzeve
🇰🇪🇰🇪🇰🇪Best of all tyms
Beautiful song indeed Give .Push harder
Well done
Maiweeeeeee ndafara kani song iya ndaiwana 💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃can't wait kuyedze ndise paspeaker
Ummmmm since ndrikuitsvaga iyiii mhani huchi give uyu mwana waani Kani anobika kunge cheso power soo zvakati chechetere ummm fambaaaaa mwana wamai nababa ipaaapo
Super nice
Thanks very much eyi song inonaka iyi wedzerai dzimwe
Blaz uyu Anoziva zvake
Tiktok brings me here
Well done Givie ramba wakadaro
you have got a gift in music bra
nditori munhuwo ari kurarama mukati merima ishe wangu ndokumbirawo chiedza chivhenekere
Finally i have found it
2024 👌👌🤸💃🕺💃🕺 keep it up Wezhira
Best of the rest mdara mopedza graft 💥💥
Big tune mkuru wangu 🤛