Problem Mazimbaweans thinks mwari muporofita or mudzimu ,as long as rely on humans and spirits or the dead people in form of the saw called vadzimu{ancestors) uchifa uchirwadziwa nenhamo
The way you have expressed it really shows that you hate maZimbabweans at all cost.its unfair and un acceptable to hate any nation without any reason.Leave us with our belief s that has been there centuries ago and they still kip on going
More life to lovely adorable Gogo❤❤❤❤❤❤
Mbuya mwazidzamisa, I felt gogo's pain💔 in my heart, God bless you
Very intelligent Gogo, zvinorwadza kuurayirwa mwanakomana nemuzukuru.
Thats my sister Ellah. Kugona kubhuya kuti de de de zvaida mhamha Chitenderu. I know she is happy seeing you doing well kubasa. Weldone my love
Maporofita vanhuwo vanototaura kwevasina kuswera,mukati zvese zvese moteedzera munofira mumajeri
Manje wakagonei,zvawakaponda zvagadzirika hr manje 😢
😮vanhu isaiwo ma likes
Mashoko ambuya anoda kutendwa nekuti vataura zviri mumoyo mavo vakawedzera futi vachiti zvandataura pano chero zvakutsamwisa ngazvisare pano 👏👏👏 kwaunoendayo zvikunakire
Wise words from the old lady.❤
Listening to n'anga and prophets telling you kuti baba ndovarikuroya ana headman chigodora vachitsigira
Gogo I truly love mazwi enyu❤
Ndini nani tabatikana nemashoko agogo ,all the best gogo mwari akuchengetei
Vataura zviri pasi pemoyo wawo without faking
I thank God for everything I have in my life. I appreciate
Gogo is the best,,,vane moyo wekubereka💔😢
Stop listening to these Fake prophets. They are destroying families and munofira mujeri 😢🇿🇼
Mbuya avo vandifungisa mbuya vangu, MHSRIP 🙏🙏🙏
Denhe reruzivo mbuya awo esh😊
Could you add subtitles 😊
Gogo much love
Mbuya avo munovaka saka murichengetwa naMwari
Amen
Iwoma porofita ayaka, muchapedzana muchipondana, chiwonayi manje wavemujeri wakawura.
I can feel it.....gogo vadhipisa 😢
Chembere dzinoziva mwari kudai ..ndinonqmata dai dzawedzerwa upenyu shame😢😢
Amen
Family iyi inonamata mwari mupenyu babamunini na mbuya mataura mashoko ane humwarii
Ndaona Kurwaisimba shops
There’s no justice in this cursed country smfh
Yaas zvinoreadza mwari pindiraryi
Problem Mazimbaweans thinks mwari muporofita or mudzimu ,as long as rely on humans and spirits or the dead people in form of the saw called vadzimu{ancestors) uchifa uchirwadziwa nenhamo
The way you have expressed it really shows that you hate maZimbabweans at all cost.its unfair and un acceptable to hate any nation without any reason.Leave us with our belief s that has been there centuries ago and they still kip on going
@tendaimichaelsakarombe6100 poverty will eat you until you find Jesus, those spirits of the dead that you worship will block everything you try to do
Musha une zvakawanda zviri kushupa uyu
Uuuuuuum
Lazy man kutadza kukanya zvidhina uchigara muchimba chakadaro kunge mhuka
Nzvimbo yacho ndizvo zvakaoma dzimba zhinji. Village yese. Dzimba dzemazenge ishoma🤦♀️🤦♀️🤦♀️