Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/B9XssxrvWoE4VLBIMWlDxo
Its sad story,this woman is in pain.her decision must be upheld.she is very responsible and the husband is irresponsible.
Well said
25years uchichengeta murume asiri responsible haaa zvorwadza izvi zvirinani kuti ukabata mari yako woita zvinoonekwa wozoshaya zvako pamberi uchingodaro but kamukono ako kabenzi but dambudziko remubedroom iro zvokwadi zvorwadza hama kana tichiudzwa maproblems ngatizameiwo kubatsira than kuignoer zvinorwadza then hubby besides bedroom abuse haidiwe nekuva irresponsible hazviite nema threats.
Nomsa ka vakadzi tinorenerwa dzimwe nguva
Chief has a good analysis and very wise.
Vangani vakaurayiwa chero vapihwa counseling kana munhu asisade haamanikidzwe 25years uchichengeta murume mukuru
Hakuna nzvimbo inotemesa Mwari musoro sekwa bushu
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 ha ndaseka zvekuti😂😂😂😂
😂😂😂
Nyaya ndeyekufamba nehama here kana kuti ndeyekudhakwa.Regai mai avo vaende kana vasisade.
KwaBushu kune bsa hama dzangu kurambana kwanyanya mwari ngavapindire
Haaahh surrender 🙌🙌🙌🙌
Noise
Mukadzi ari kuda murumr baba munini ngavapinde mumba avo kana vachida kuti hama yavo ibikirwe
😂😂😂😂😂zvinoda kugarirwa pasi nemhuri
Hupenyu hwakaoma sure i fill pain for this man Kunwa doro i stress Zvakoma kugara nemuladzi 25 years bonde dololo
Saka ukanwa doro zvopedza dambudziko here instead yekuramba uchitsvaga help
Ko vana vakavaita sei. This is an abusive man ngaadzokere kumba kwavo.
Mkoma Robert song iyo ndoiwanawo seyi
Dare racho rinenoise isingayite zvinobhowa uzvì
Ummmmm amai siyayi chokwadi hapana nezwemurume apo ndiyani angada muyume aksdero kudabkuchengetwa nemukadzi bodo soyà spina iyoo
Kamukono ketsambarafuta kekwa bushu ako.
Kamurume ako karombe kasiye
Noise yacho
Kamukoma kacho kauya kakadhakwa hako. 🍻
Haaa zviri kwabushu imiwoye 😂😂😂😂 vanhu Vacho chihure APA vanhu Vacho huchapa
Zvino smart yacho inobvepiko kumusha
Imba iti haifanirwe kuparadzwa
Zvirume zvakadai ndozvinonzi marombe
Problem hakuna mukadzi asingade kukwirwa kana achiti akaroorwa nemurume saka dambudziko raitika apa blambi haisi kumira mumba hamusi kudyiwa bota mukadzi arikuda kudyiwa bota zve
Mune noise mudare umu😩
Mukadzi adii kufamba nemurume wake vana 5 makutorambana
Gara 6 years pasina bota but murume wacho unaye mumba wozotiudza
Hamuna noise cancellation software here nhai
Only God knows
Imba yacho inomira sei pasina bonde
Zvinorwadza
Ko mukadzi uyu akazouraiwa tinozoti takaitei regai mai avo vasununguke 25 years vari pahusungwa
Ini singuru ndine peace izvi puuu
Kunyepa
Koiwo mahobi nhaimiwee
In sickness and in health hapana
Y force that woman kana ati haachada haachada dai ari murume ipapa atonzi tambidza gupuro
Siyai mkadzi anohur uyo ndizvo zvada moyo wake
Tambo yaite pfupi murambi ere or mabattery haana moto
6 yearss of secret socks 🥵
Ngavamupe mumvee mudhara uyo
😂😂😂😂😂😂
Urikuseenza fani
Poor sound
zviriko hr izvo
Siyai this nonsense hanzvadzi ah
Mamukawo sei musha uno
Dambudziko riripo hurombe chete ngarigadziriswe chete ropera iri maiguru musarambe murume nekuda kwaizvozvo Zvino pera izvi fambai
Umm vamwe vanenge vakasotwa kumba kwavo kuti wanano yake inetse mukadzi aende
Bonde ndonyaya hazi sugar level iphezulu
Murume uyu achawuraya mukadzi ozviwuraya
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/B9XssxrvWoE4VLBIMWlDxo
Its sad story,this woman is in pain.her decision must be upheld.she is very responsible and the husband is irresponsible.
Well said
25years uchichengeta murume asiri responsible haaa zvorwadza izvi zvirinani kuti ukabata mari yako woita zvinoonekwa wozoshaya zvako pamberi uchingodaro but kamukono ako kabenzi but dambudziko remubedroom iro zvokwadi zvorwadza hama kana tichiudzwa maproblems ngatizameiwo kubatsira than kuignoer zvinorwadza then hubby besides bedroom abuse haidiwe nekuva irresponsible hazviite nema threats.
Nomsa ka vakadzi tinorenerwa dzimwe nguva
Chief has a good analysis and very wise.
Vangani vakaurayiwa chero vapihwa counseling kana munhu asisade haamanikidzwe 25years uchichengeta murume mukuru
Hakuna nzvimbo inotemesa Mwari musoro sekwa bushu
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 ha ndaseka zvekuti😂😂😂😂
😂😂😂
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
Nyaya ndeyekufamba nehama here kana kuti ndeyekudhakwa.
Regai mai avo vaende kana vasisade.