Mukanzwa panonzi munhu akasvikirwa aripa stage manyepo hakuna mhepo inosvika pakadaro ,mhepo rudzii inoda kunyadzisa homwe yayo pakazara vanhu kudaro pane magitare 😊
Munoziva kusvikirwa here imi
Kusvikirwa ndekupi apa?