Hwinza my brother apa wakanganisa zvamai kugadzirisa rudo rwenyu muri tow cos ukatevera vanhu haufe wakaita chinhu please ndakukumbirawo zvako nemukadzi wako gadzirisai muri tow
Malloti akapenga zvekutopfuura tumasongs twawakungoimba utu and she has raw love for you... she's going to live happier than ever before 😅 I love your music though 😂
As for me judging Malot,s side it seems like there waz just a little misunderstanding between you 2 and that little issue led you into a fight, although you used emotions to act what you did you guys were supposed to seat down and talk this matter. I just blame Malot for accusing you for taking mtoriro although she made it clear live on air kuti she was lying for me that's pure love coz she realized kuti zvaakaita hazviite i think you guys should should work things out.
Hunzi chopisa ichiii
Hòyoooooo
Manje tazviramba urichimbwa mupengo 💪🏽
Ibvapa siya madrugs unomuwanepi msakana anenge maloti gara nemroyi wako iyeye
Hunzaaàaaa iweee
Hwinza hunza Mallot paaimbova paye..anokuda mwana uya.
Dzokera Kuna malloti mpfanha true love there don't take it for granted
Anga akakuitira favour
Maloti maloti
Chibaba ichiiiii
That girl loves you wangu
Hwinza is keeping Zimdancehall intact
Aindibhowa but now ndaakumuda sei
Mayedzenga
Baba Lula ma1 aya 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Well done my brother for releasing the pain in your heart
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 ichi chibaba ichooo
Maloti anokuda Hwinza tauriranai
Hot ngoma
Rambai makadaro chibababa chacho
😕😕😕😕🔥🔥but sadaro Malloti shaz
Yesya hwinza wava nemumwe iwewe yesya hauchaende ikoko💥💥💥💥💥💥💥
Hwinza my brother apa wakanganisa zvamai kugadzirisa rudo rwenyu muri tow cos ukatevera vanhu haufe wakaita chinhu please ndakukumbirawo zvako nemukadzi wako gadzirisai muri tow
but hapana kugadzirisa apa after this anopenga mufana uyu i now think kuti that there werent in love it was just a skit
Hkuna love ykadarooo
zveshuwa siya ita zvimwe tuma yellow born 💛 tunonetsa mababy hobho nice song
ChiMaintainer...
Hwinzaa mhaniiii💥💥
maone chibaba ichoo
Baaaaaad
Tevera moyo chibaba
Love yekunzwirana tsitsi ,siyana ne Type iya....kutoenda ku Radio...kkk
This one needs a good video its a hit
Ba Lula I loved Mallot veduwee
Hoyooo 🔥🔥 🔥 Hinzwa !!!mangoma chopinzwa
Chingoma ichi ma1😮
Big up Hwinza👊👊👊👊👊
Baba lulu im going to comfort malloti now❤
Ngoma iroro mupostora Hwinza
Well done Hwinza
🔥🔥🔥💯 chibaba ichi
Keep it up baba lula
.......ohh yeah great tune
Haiwa huchi
Malloti akapenga zvekutopfuura tumasongs twawakungoimba utu and she has raw love for you... she's going to live happier than ever before 😅 I love your music though 😂
Dzokerana na mallot. She love you. Don't let. Third parties control your love life
Baba lula ❤❤❤
Kkkkkkk mufana uyu❤
Beat rakabikwa nani .hapakabatwa beat big tym n zvirikunyatsobuda cwty wena
Chihombe
Hwinza chimbonzwa futi ngoma rako *ndakange ndakuda* on ganyamatope ep
Hoyooo oooo
Father Lula lula he can't stop 🔥🔥🔥
Haiwawo MALOTI MANYAMA
Ngoma manyama.
Baba lula
Haaaa fair ndeyekuti dzokeranai nemwana mupushe maWorks tarisa mafambiro aakuita works namai mupfanha paSide vachiziva each n every lyric resong
Ndakukuterera manje
I stand with Hwinza forever. You are still baba lulu
Mufana hwinza unogona zvako jealous down
Unofadza vnhu kudarika life yko
Hoyoo
Baba lula mava neimwe
Baba lula chopisa
❤🔥❤🔥❤🔥❤🔥
😂😂😂😂😂😂 maheart break songs manyama
To be friendly honest my broe hwinza Yu have to follow your heart cox I do believe kt mallot munoda henyu
🔥🔥🔥🔥🔥💯💯
heart broken song although ichinakikidza ft
mahuchi
Ngoma boe but dzokerana naMalloti wako.
hwinza chogona guys
Ko ndiwe wakarambiwa
💔🔥🔥
Fix tingz pliz
Kkkkkk zvakawoma
That's life
Masong manyama
Kkkkkkk munogona hako
🔥🔥🔥 horror 💯😊
Great song❤
Kuimba unogona hako mafanami bt palove apa hauketi umwe iyeye uchaita the sem futi dzidza kugadzirisa nyaya yako wega zvesoshi izvi munozochema mangwana kutokura kwatiri kuita uku
Everyone learn from mistakes
Ko hamuna kuzodzokerana here
❤❤
manje maloti manyama
😅😅😅😅😅😅huh mutag auye pano
Tuma drama utwu turi unnecessary this molleti girl loves Hwinza zvinotooneka
But deep down zvinenge zvichirwadza kunge chironda chemumunho
Kkk kurealeaser song so tts the pain
ndosaka atoimba ka kkk
Ma songs ekuwachisana manyama
But chaive chimwe chako chiya
This lula should learn from Master H
😢🎉
um sorry hwinza siyana nawo mupengo uyoo
😂😂😂kuda kubelivisa pple repa media
Sorry Maloti
Chibayichi number rakapenga iro
I doesn't make sense if you say akakuramba iye achida and in real life hauna mumwe mashoko esvoteso
Sheem sorry brother but think twice
As for me judging Malot,s side it seems like there waz just a little misunderstanding between you 2 and that little issue led you into a fight, although you used emotions to act what you did you guys were supposed to seat down and talk this matter. I just blame Malot for accusing you for taking mtoriro although she made it clear live on air kuti she was lying for me that's pure love coz she realized kuti zvaakaita hazviite i think you guys should should work things out.
It's true bt vafana vedu ava dzungu rakawandisa chete
but do you think she was lyong kuti mufana ndewe mtoriro here?? i think ot was true mufan uyu he likely takes mutoriro
Father lula lula
Marketing gimmick
❤❤❤❤❤❤
❤❤❤