BADZA RAKANAMIRA PADOMBO KWAMUTOKO

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 28 сен 2024
  • NHOROONDO YAMAKATE UYE VAERA SHUMBA NYAMUZIHWA

Комментарии • 85

  • @greenpeace7380
    @greenpeace7380 3 года назад +6

    Thanks Andrew. This confirms that most of us in present day Zim are foreigners. Quite insightful

  • @owenkakono9333
    @owenkakono9333 3 года назад +5

    Nguva yatakapinda maMutoko paiva pasina mazita ekuti moza kana Zim. Yaiva nyika yaMutapa year kusvika kugungwa. Asi iye Mutota tateguru aiva abva Dzimbabwe. Imerry go round yaiitika. VanaNohoreka vaitodzoka kumusha

  • @cindympofu942
    @cindympofu942 3 года назад +4

    Big up vaneshamba ini hangu i like nyaya yekuti isu vatema tinehistory yekwatakabva very informative

  • @georgematambanadzo6370
    @georgematambanadzo6370 3 года назад +5

    Thanks Andrew watisvitsa paneimwe Level. Ramba uchikwira nawo MaLevels

  • @claramanyeruke7857
    @claramanyeruke7857 3 года назад +3

    Thanks mkoma Andrew tinodzifarira nyaya ndemadzinza idzi kuti tizive kwatakabva thanks

  • @cleopaschariga3306
    @cleopaschariga3306 3 года назад +8

    Ana shumba havana kubva kuMozambique asi kuti vakapfuura nemuMozambique vachibva kuGuruuswa. Zita rekuti Mozambique rakabva pakuti Mazambuko zvichireva kuti ndiko kwaiyambukwa nako.

    • @rhodamusimwa1538
      @rhodamusimwa1538 3 года назад +1

      Ndozvatoziva mhondoro benhura ichitirondedzera va chariga zvamatsananguro

  • @shiyeliainkorea
    @shiyeliainkorea 3 года назад +4

    Zvinoera shuwa. This is another level.

  • @patiencechimhanda3734
    @patiencechimhanda3734 2 года назад

    Murikumusha mhanduwee tisu anaashumba vacho tinobva kunorira pfene

  • @aaronguri8777
    @aaronguri8777 3 года назад +13

    40:18 in a book called "Akanyangira Yaona" by Eric Mavengere, Shumba Murambwi totem was adopted after a son had taken his father's younger wife. As a result of that, the son was disowned by his father so literally, akarambwa. After being disowned and banished from his father the son and his descendants became known nechidawo chekuti Murambwi, hence Shumba murambwi.

  • @tinashemafemera1505
    @tinashemafemera1505 3 года назад +2

    thanks drewmas next artist hosiah chipanga please

  • @tichaonagwese4502
    @tichaonagwese4502 3 года назад

    Thanks Mukoma Andrew been looking for this info, Ndiri muera Shumba

  • @mosesnyakabau6514
    @mosesnyakabau6514 3 года назад +4

    Tisubakani wana Shumba Nyamuzihwa wanoraripa pa binde rouswa...zvikara zvasongo. Vanodzova zvinozunguza mimi oooooooh manje manja mhanduwe 👏👏👏👏👏👏

  • @sinosmajayaya1112
    @sinosmajayaya1112 3 года назад

    What an interesting story. Thanks Neshamba.

  • @pouringgaga2562
    @pouringgaga2562 3 года назад

    Big up nyamakwere makaipa marryba

  • @elascomunamati9743
    @elascomunamati9743 3 года назад +1

    Patasvika pese tinotonga tichingotonga ndokuti Shumba, tinozvideedza nenzvimbo dzatiri

  • @lucybrokenbro7565
    @lucybrokenbro7565 3 года назад

    As always thank you mukoma Andrew and team

  • @alfredmarire2294
    @alfredmarire2294 3 года назад +1

    Thanx Andrew

  • @middydube3219
    @middydube3219 3 года назад +1

    Pamuri ipapo Thando you are 2km away nepana Tinashe

  • @KM-sl9ww
    @KM-sl9ww 3 года назад +1

    Mazambuko is the right name of Mozambique.Southern Afrika is the Kingdom of Judah if you go by the scriptures. I can break down this peace by peace and link this history to the scriptures. Time does not permit I end here.

    • @Beaa4431
      @Beaa4431 2 года назад

      Ko tsanangudzi tinzwe zvese

    • @mbizi4573
      @mbizi4573 2 года назад

      Uuu iwe huya pano! 😀 Who named it Mazambuko? When exactly? Was it under a kingdom? Which one? Which tribes lived there? Kingdom of Judah? Since when? Who are the descendents of Judah? The San people or the Bantu? Why and how are we even related to Hebrews/Jews? Imika

    • @KM-sl9ww
      @KM-sl9ww 2 года назад

      @@mbizi4573 hamuna chamunoziva Changamire. Mozambique in the scriptures was once The Kingdom of Gaza up Harare Zimbabwe look up the word Gerera being their Capital present day Harare. Check the story of Isaka or Isaac.The San people are the Canaanites and Bantus are from Akobi going back to Abram the chosen seed with his 12 sons which make up the 12 Kingdoms or now tribes of Judah. Canaanites are descendants of Japheth and the Bantus from Shem. The two are the children of Noah - Shem and Japheth who will dwell in the same tent meaning place or continent.If you are a Christian you will struggle to understand the scriptures because of the way they were twisted by those who brought the Bible to us Bantu.

    • @KM-sl9ww
      @KM-sl9ww 2 года назад

      @@mbizi4573 during the Bantu migration some of the Bantu people came through Malawi passing huge bodies of water like lake Malawi,mighty rivers like the Zambezi etc hence the Word Mazambuko (places were to cross) the fact that they crossed many water bodies coming down they named that place Mazambuko. Go to your ancestral spirits and ask you’ll here it my friend.

  • @mrwoods9410
    @mrwoods9410 3 года назад +1

    Ko,Chihera wamusiireyi?kwaMutoko

  • @ashelmasendu1562
    @ashelmasendu1562 3 года назад

    Andrew Neshamba

  • @Ensea80
    @Ensea80 3 года назад

    Useless mambo Mutoko anodzvinyirira vakadzi padare

  • @maiwalee
    @maiwalee 3 года назад +7

    Haa murikudzifambira nyaya dzacho. Thank you guys 😊

  • @brunotichazmpofumuzhanje4094
    @brunotichazmpofumuzhanje4094 3 года назад +4

    Zvaoneka mhondoro

  • @tafadzwainnocentkhamu2991
    @tafadzwainnocentkhamu2991 3 года назад +4

    Zvakanaka chose zvamuri kuita kuti tizive even vana varikudzidza zvekare..

  • @munyaradzinherera3383
    @munyaradzinherera3383 3 года назад +2

    Ava vanhu vakarongeka pakugadza Madzimambo. Respect haifi yakashunika baba vachagara vari pachinzvimbo chokuremekedzwa nekusingaperi?

  • @Simbadavid
    @Simbadavid 3 года назад +5

    Insightful program

  • @Atlantas7
    @Atlantas7 3 года назад +3

    Chibaba-baba Neshamba wakadini naChihera?tiri kukuterera tiri kuNebraska.Ndakakutiza ikoko

  • @williamndinde
    @williamndinde 3 года назад +5

    Thanks Andrew....I now know my lineage Shumba Nyamuzihwa

  • @tichaonagwese4502
    @tichaonagwese4502 3 года назад +3

    I love the way you ask questions, full of wisdom........

  • @rosemushambahwedza765
    @rosemushambahwedza765 3 года назад +5

    Mazotigonera Drummers, kudzidza rangu pfacha. This is is reach history not found in written text. Nehoreka mhondoro huru👏🏿👏🏿👏🏿

    • @rosemushambahwedza765
      @rosemushambahwedza765 3 года назад +2

      Nyakumimirihwa tsoka, vari hana yanjovha, muera bonga 💃💃💃💃the list goes on and on

    • @rosemushambahwedza765
      @rosemushambahwedza765 3 года назад +3

      Hanzi ewo njapa, I feel so happy to listen to my tribe being narrated, thank once again Drummers Media,

  • @herbertmhangami
    @herbertmhangami 3 года назад +5

    Thanks Andrew for the program

  • @trymoremutandwa8317
    @trymoremutandwa8317 3 года назад +5

    Andrew Neshamba U re doing a good job

  • @omahnyamhamba9152
    @omahnyamhamba9152 3 года назад +1

    A descendant of Nehoreka i am. Thanx for the info. Ndukutoitsvaga

  • @williamjogo2573
    @williamjogo2573 Год назад

    NEHOREKA CHIROMBO CHIURAYI NYAMUZIHWA 😊

  • @tendaimugurazuva8613
    @tendaimugurazuva8613 3 года назад +2

    Mukoma Andrew ndinokutewerai ndinodawo group re Whatsapp

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 3 года назад +4

    Ndokutendayi vaNeshamba! Keep it up

  • @williammuringayi1190
    @williammuringayi1190 3 года назад +1

    now l know my roots shumba Nyamuzhiwa. surname Muringai l had our village is in Mtuko

  • @donaldikomo4932
    @donaldikomo4932 3 года назад +2

    Navo ndevakato pamba nokuti havasi vemuno ka vakabuda neku Moza vachitotizawo Hondo Ku Mozambique

  • @donaldikomo4932
    @donaldikomo4932 3 года назад +3

    Thank you Drewmas media

  • @portiahill5991
    @portiahill5991 2 года назад

    Ndichiona hangu Emmanuel TV 📺 ndirikuuyako kwamutoko

  • @nyashagrace11
    @nyashagrace11 3 года назад +1

    Ko tiudzireiwo ka umwe wenyu uyu ED kuti asiyane nesu hatimude isu
    ngaasiye apinde hake mukomana

  • @mosesnyakabau6514
    @mosesnyakabau6514 3 года назад +2

    Mtoko ndokumusha

  • @takuramangwana4749
    @takuramangwana4749 Год назад

    Nehoreka naMakate

  • @geekg3011
    @geekg3011 3 года назад +1

    VaRozvi ndovaridzi venyika. You can’t be a foreigner munyika yevaridzi then claim kuti ndiwe muridzi. Ndomahumbwe ekupenga chaiwo.

  • @crazyafricanbinaryscalperb9309
    @crazyafricanbinaryscalperb9309 2 года назад

    We are real sons of makate vana wachikurupata

  • @williamjogo2573
    @williamjogo2573 Год назад

    Kwangu kuTokyo ❤❤

  • @NTM308
    @NTM308 2 года назад

    Mutoko ndokumusha

  • @kossoffmukuze7192
    @kossoffmukuze7192 3 года назад +1

    Vamwene vanojairira ivavo, even daindirini ndaivarovawo . Amai vakagona kurova back vamwene

  • @donaldikomo4932
    @donaldikomo4932 3 года назад +1

    Ndambonzwa vachida kuzvisanganisa nna mbuya Nehanda saka vakabvawo hr ne Ku Moza?

  • @donaldikomo4932
    @donaldikomo4932 3 года назад +1

    Tsoka kunzwimbo yandinotogarawo inotooneka paruware asi haitooneki zvekumhanya

  • @donaldikomo4932
    @donaldikomo4932 3 года назад +1

    Kana pasina anosvikirwa na Nehoreka zvinoreva kuti Havana hukama naye nokuti haasai tafza kusvika pane vedzinza ravo ka!!

  • @cleopaschariga3306
    @cleopaschariga3306 3 года назад +1

    Nhohoreka iMhondoro ane nguva yekunge aine Svikiro koita nguva yekunge asina kuturuka.

  • @douglassithole9760
    @douglassithole9760 3 года назад +1

    Zvekudya mabhara here apo neshamba taakutouya

  • @jamesmartinphiri3724
    @jamesmartinphiri3724 3 года назад +1

    Mukoma Andrew you are so obsessed nenyaya yemutupo hanty kkkkkk

  • @KM-sl9ww
    @KM-sl9ww 3 года назад

    Makate was a Levi good at the secrets from the Most High or Mwari or Musikavanhu

  • @vhenekai9448
    @vhenekai9448 3 года назад +1

    tisu veMasvingo kwaChivi takakura tichinzi vakaranga aah nhasi mibvunzo yapindurwa navakuru.Tinotenda Shumba muri kugona basa.pane mabuja ari ku Congo tibvunzireiwo kuti tiri vamwe here.

    • @Boomslang1
      @Boomslang1 2 года назад

      Takabva ku Tanzania maBuja ndiko kunonzi Guruuswa

  • @74tawa
    @74tawa 3 года назад +1

    Mutasa zvaari mbizi wani nhai Neshamba 🙄

    • @johannesjohannesj.m9061
      @johannesjohannesj.m9061 3 года назад

      Mutasa imbizi tembo Zebra asi vanonzi shumba nekuti tateguru wavo imbizi yakairaya shumba achibva anzi shumba Mutasa

  • @watsonjocho6358
    @watsonjocho6358 2 года назад

    Badza rakanyura padombo ,akatorwa neNjuzu akadzoka , Nyoka dzirikupisa dzimba etc zvese zvakangofanana.ne diesel pachinhoi azvibatike i belief chete azviko in real life kunyeberana .

  • @thabangmofokeng9116
    @thabangmofokeng9116 2 года назад

    Very sweet program but kunzwika tasikunzwa hedu maspraker akuda plan

  • @sheillarazao12
    @sheillarazao12 3 года назад

    Ndafara zvikuru ndichinzwa kwatakabva waera Shumba ndakambonzi ndichikura zvikanzi Zengeni uri muSena ndikachema Ini ndiri Shumba yekwa Mutasa mwazvita rambai muchitidzidzisa

  • @linetygambura6672
    @linetygambura6672 2 года назад

    Mambo Mutoko kufanana zvisingaite nemwana komana wavo

  • @Ensea80
    @Ensea80 3 года назад

    He must be prosecuted

  • @primrosempofu9775
    @primrosempofu9775 3 года назад +1

    Maswera sei ikoko varisei vachihera

  • @donaldikomo4932
    @donaldikomo4932 3 года назад +1

    Ko zva vanoti ndizvo varidzi ve Nyika ko Varozvi?

    • @lamecknicodemusmawelankomo2724
      @lamecknicodemusmawelankomo2724 3 года назад

      Ko abelozwi not varozvi

    • @Valucuhz
      @Valucuhz 2 года назад

      @@lamecknicodemusmawelankomo2724 well Shona say VaRozvi.So what's your point?

    • @lamecknicodemusmawelankomo2724
      @lamecknicodemusmawelankomo2724 2 года назад

      @@Valucuhz Hie it's abelozwi not varozvi. Same as Luswingo is now Masvingo, Gwelo now Gweru, Ngayi now Nkayi and so on

  • @dambudzotambara8974
    @dambudzotambara8974 3 года назад +2

    Mukoma neshamba .abo havasi Mukoma 've mengo here

  • @mavisdzvuke4453
    @mavisdzvuke4453 3 года назад

    Uuu katumbu ako hamuna mwana imomo