The sound is very poor, but Chief Mutasa vanotonga saMutongi gava chaiye. The Chief is an educator, teacher, mediator, mufundisisi, muyananisi, guardian of tsika nemagariro edu and fair in his judgements. RESPECT TO MAMBO MUTASA. I also need to state special mention to his Makurukota, especially the man sitting to his left. Chief is well read in both our customary and state laws.
Apa Mambo hamusikiona what this young woman went through nefamily iyi. Sakamiri kuti munhu arembe achigara pamurume achishungurudzwa here ? Kana munhu asisade regai ayende nekuti ndiye agere panyoro.
Dj T-one i think you need to tell chief Mutasa to communicate with the other chief who handled this case before. Mambo Mutasa vavharwa maziso apa , vamwene ndiyo nyoka mumba
Mutasa definite this one yu ddnt do justice One thing i have noticed with these kangaroo courts is that the people are never heard let alone given yime to speak
James dai ari mwana wako atyorwa mbabvu 2 how do u take it? Uyo mfesi ari paside pako anongodaira zvenhando , I will not tolerate and leave my daughter being beaten
Baba namai kana mwana wenyu ati hachade torai henyu mwana wenyu cz vana vari kufa nadzo dzimba idzi kuzochema mwana afa nekurohwa hakuite better kunzi imvana zvayo ari mupenyu mkomana uyu anozivana namai vke uyo asi nemiwo vakomana idai vakadzi venyu kwete kuterera mai
Mambo murikubhowa problem yekuterera side 1 renyaya motofa naro 1 munhu akatsanangura next person amuchaterera haaaa no mhni itai kuti mambo uyu amboverenga macomments achinje matongere akutsikirira vanhu
Abuse yemwana sikana uyo it's criminal and mambo pa ari vakuside re customary so don't mix the two coz iri criminal kumapurisa then zvetsika dzedu kwamambo
God bless chief Mutasa murikurwa kuti imba imire iyi
Chief he is more than a Chief but a teacher, father and a mentor to our nation.😊
Agree with you 100%
The sound is very poor, but Chief Mutasa vanotonga saMutongi gava chaiye. The Chief is an educator, teacher, mediator, mufundisisi, muyananisi, guardian of tsika nemagariro edu and fair in his judgements. RESPECT TO MAMBO MUTASA. I also need to state special mention to his Makurukota, especially the man sitting to his left. Chief is well read in both our customary and state laws.
Her eyes says it all, deep down she is still in love with the guy.
Mambo mutsa ndiko kuti baba thank you I watching from mz beira tichibva pahonde
❤❤❤❤ Mutasa ndibaba zvaMwari chaizvo ,,haaa munogona kutonga henyu
Apa Mambo hamusikiona what this young woman went through nefamily iyi. Sakamiri kuti munhu arembe achigara pamurume achishungurudzwa here ? Kana munhu asisade regai ayende nekuti ndiye agere panyoro.
Dare ririkudzvanyirira tezvara mubereki haambofare mwana wake achiitwa ill treatment
Iwe mukadzi ngaendese gupuro kana asisadi murume kuda kudya kaviri
Tru
Date hatina kutsikirira munhu domestic violence issues ano reporter ...vanhu havarambaniswi
Chief this week nyaya dzenyu aah dzakubhowa cz dzimwe nyaya tinenge tadziwana kwadzakatangira regai mwana ataure kushungurudzwa kwake mozotangira ipapo cz hakuna munhu anoramba murume wake achimuda
True, this week vari kubika mbwezhu baba ava.
Vabereki ngavasapindira
But Chief is clear wani. Kushungurudzwa kwake icriminal ndosaka anzi sungisa vanhu. Kana asisade murume obvisa gupuro zvapera. Vanogara vakataura kuti criminal case haisi yavo
Think marasika but bho
bomama bako mambo Mutasa liyageza shem keep it up❤❤❤
I am sending my cv, abuse is wrong and never tolerate abuse in the name of love.
Mambo Mutasa hamufaniri kumiririra dunhu renyu chete asìkuti munofanira kumiririra nyika zvirinani mutonge madzishe nokuti matongero arikuita mamwe madzishe arikukanganisa tsika nemagariro dai zvichibvira madzishe ngayende kuchikoro sezvamakaita imi mambo Mutasa kunyangwe ndisingazivi kuti makadzidza kusvika papi ipapo pamakasvika Chivai munotonga mamwe madzishe
Vahanzvadzi imba muchazoidemba mangwana. Kumba kwecabereki hakusisiri kwenyu. Takuranai nemurume muende mese Joni.
Mambo hamusikutonga zvakanaka ba
nhasi ini semvana ndapera strong .Ndaona remangwana rakasviba kuti ndooo
Chief mataura problem yangu chaiyo,,,uuum regai ndigare mumba mangu mataura chokwadi
Ndingavhunzawo zvngu i part 2 hre iyi
Mai musafirire mwana muchazoona mangwana
Mambo ndokubigger ayiwa munotonga nyaya sezvairi God bless you
Vabereki vemukadzi vanoda zvinhu avo kunyanya mai vemukadzi murume wacho hapana zvozikanwapo
Chivindi chenyu chekuenda panodiwa vana Baba ngechenyi imi mbuya imi ❤😂😂😂
Mambo mutasa number 1
Mmmmm family iyi yose mmmm maone plus vabereki vemukadzi vane pride
Vanoda kudya tunonaka ku dakuti mwana ashande vachidya Mari uye kuripisa mukuwasha ndakazviitwa but ndakajamuka
Mambo mutasa is my best Chief ever matonga nyaya apa Chief ✅💯🏋️🔥
Girl enpower yourself mwana anongokura pasinq chinombouya
Chipopi 😂😂😂 kuyamwa zamu
Mamboo imi ka ndaseka hangu
Manbo Mutasa. Vakadzi munova nyanyira muri kukuridzira chihure kuvarume
Ndonyaya yekwama Richera here
Dai vaviri avo vaita ziso rinoona kuti mambo haadi imba iyi iputsike....
Mwana sikana wake up kana murume achikuda anogara newe kana kuri kurara nenzara rarai muri mese unoroorwa wonzi gara naamwene apo worumwa zamu aaa
Shumba makanyanya kkkkkk ndaseka hangu pazamu apo
Mambo monogona kutonga pachena God bless you i wish many years to come
But nyaya yemufundisi akatora mukadzi wemunhu haana kuitonga mushe hake
@@netsietumu7767taura hako ndakanzwira murume uya tsitsi
@@netsietumu7767yakandirwadza neyemafwere
Future president of Zimbabwe you are a true leader my chief
Nyayaiyi tezvara na ambuya warikudakuchengetya nemukwasha ndo pane problem
She is so beautiful but love shouldn't hurt and anawasu mkadzi anogarwa naye not kusiirwa vabereki. In this age and time mkadzi anoroverwei?
Mambo mutasa apa mazora madhaka apa.Usually munopa vanhu nguva yekutsanagura asi nhasi you like to hear the sound of your voice.
Zvimwe zvavarikutsanangura hazvinei nenyaya
Chief manyma,vanotonga zvisina favour uye vanodzidzisa.
Nyika ikaita vanhu vakadai intended uye sevanhu vatema hatirase hunhu hwedu sevanhu vatema
Mwanasikana haana dambudziko, mai vemurume natete ndivo vane dambudziko, mupfana uyu ngaagare nemkadzi wake
Dare ratonga zvisizvo
Mambo mutasa havapo pakurambanisa vanhu chero vakarembana vanogona kugadzirisa vanhu vayanane sezvo hakuna munhu asina kubvira atadza shuwa haaa uyo murume Mambo Mutasa.shuwa kuita vanhu nherera vabereki muri vapenyu hakuna kunaka bvumayi kuregererana nekugadziriswa nevamwe vana vasa kure dzave nherera
Kuda kuhura mobatwa nezvirwere.uuummm ndaitodawo kuramba wangu hino iiii regayi ndife zvengu tiritose nevana vedu zvenhamo hayitizwe zvirikwese
Dj T-one i think you need to tell chief Mutasa to communicate with the other chief who handled this case before. Mambo Mutasa vavharwa maziso apa , vamwene ndiyo nyoka mumba
Baba vemskana uyu ndavanyarira ini
Mamambo aya vakangoombererwa maoko vanotofunga kuti varikugona ,apa makanganisa mambo aiwa matadza nei kusheedza tete vakaruma munhu kudare
Better safe than sorry, tezvara torai mwana wenyu achiri mupenyu cause Family Iyo vanoita mazvokuda yake.... Mambo pakurai zviri fair, musamanikidza munhu kugara nemunhu ari kumurova
Kuzima emshadwen kufuna umuntu ikhululile not abalalela Zonke bonke lamadoda Akhona khulan pliz
Mambo Mutasa ndokufarirai kut munoudza munhu chokwadi mudhara mune dzidziso yakanaka ane Nzeve dzekunzwa arikunzwa
Inga Mati umwe mambo akatonga Mwana musingazive Inga imi murikuvatongawani
Mambo 😂😂😂😂😂😂nhasi mandisetsa hanzi kuda kuita chipopi kuyamwa kkkkkkkkkk....haaaaa ndaseka
Vanhu musangodaro henyu family yemurume iyi muroora uyo ritoriwo dzvatsvatsva
The girl is so beautiful
Long live Mambo Mutasa
Mambo mutasa tinotenda kutonga kwenyu uku hakusi kutonga ndingangoti asi ndokutungamirira vanhu nekuti mazwi enyu ndekuvaka kuti misha nehukama zvikure nekuenderera mberi mune hungwaru
Vabereki ndovarikunyanya kutonga imba iyi 😮😮😮😮😮very sad 😔
Vanhu mukuti mambo vatadza but vagona kutonga vataura chikwadi
Tirikudawo kuziva nhau yekulodge pliz mambo kuEconet zvakapera sei
Mutasa definite this one yu ddnt do justice
One thing i have noticed with these kangaroo courts is that the people are never heard let alone given yime to speak
Chief mutasa vanofanira kugadzwa kuita mukuru wema chief munyika yese
Idzi nyaya dzinogonekwa na Chigodora. Mambo nyaya maitonga nepadumbu. Pane nyaya iripo pasi pesadza
No mambo vari right apa ndakamboiwona nyaya iyi kamuroora ako kakatanga kurova vatete iko kanepamuromo
Mambo vatonga.Vaonesa musikana kunofanira kuenda nyaya dzake dzose dzeabuse kuitira kuti uyu mkomana asungwe zvekare pane chaaona vaviri vachiri kudada asi vabereki vapindira.Kurorwa kurikuitwa mwanasikana vamwene natete ndivo honzeri.Proof yekwadoctor ichamubatsira kuti mhondi idzi dzisungwe kumatare ekumberi.Chief varikutya kuipedza vega nekuti mwana uyo anogona maronda aripaari achimutambudza upenyu rwake rwose.Mambo varikutsvaga justice yemwana sikana asi nekuda kwekuti ruzhinji tinenge takatarisira kuti ngavaripise ipapo ipapo asi mombe haikundi upenyu rwemhunhu.Vabereki vemusikana vakatevedzera zvataurwa namambo mangwana muchazosekerera muchiona mkomana uyo nemhuri yake vasungwa neabuse.
Chief Mutasa nhasi vazondinakidza 😂😂😂😂
Hey bakithi ubaba wentombie umntwana ngowakho pliz thatha umntwana wakho omzukulu uphume kulendaba coz akusela sound coz ama chief. 2 In one case
Mambo apa matonga zvakanaka vabereki ndovane nyaya ngavasiye vana vana vanodanana
Chamusikuxiva vabereki vemurume havamudi muroora ndimusame village neni
Mutasa let these people speak , please. Siyayi musikana na baba vataure, please!
Baba havafani kurambanisa vana ..vana ngavaite decision yavo vega ...mdara uyo arikuda kumanikidza.. domestic violence yaakaitwa anongo reporter... decision yekuramba murume ndeyake
Mwanasikana uyo ihure saka wabereki warikuda kudya mari dzechihure....Mambo Mutasa sando dzenyu.....Chief Mutasa makazodzwa Shumba....Mwari ngawawandudze mutanha wenyu
But chief kutaura chokwadi movaraidza here nhasi ndaseka pakuti munhu rume ombodawo kuita chi popi 😅
Saka mukadzi ongoshingirira iye achipondwa vanozoda kutonga mukadzi uyo rava guva here
Mambo mazuvano zviri kufamba sei? Imi torai mwana venyu memuzukuru muchengete ,uyo mkomana atori kuside namai vake havadii muroora takasangana nazvo
Fight for your daughter mhamha imhondi idzi zvawaitauro mudare musi uya vakanganwa akafa nekupondwa haadzoke
Maibata nemazvo Mambo Mutasa
Good chife mutasa nanda 1
Musikana akashungurudzwa uyu Mutasa haana zvaanoziva. Part 1 takaiona mwana uyu chero vamwene vake havatomudi
Where is the first part dear
Arikuudzwa chokwadi chaachasangana nacho. It mght sounds rude bt thts the truth. Yes akasangana nehondo bt aifaira kuenda kwavo vega nemurume wake
Chief 🔥 😂😂😂
Chief : Vari kuda zvinhu zvavo kunani?
Mumomana : Kwandiri.
Chief : Iwe ndiwe wakaruma munhu here?
Mukomana: Ayewa.
😂😂😂😂😂
Dai ndrini anditoidii ne damage yacho cozy is wasting time chengetai mwana venyu siyanai namambo Mutasa endai kumba
Mombe yavari kuti yemwana ndeyedanga pabarwa mwana. Mombe yamai ndeye umai
Anga avakunyengesa zvikaonekwa natete ndoska akazorohwa chifambi
Mambo mutasa takukubvisai mu100 Perce takudzkisaitai zvamachiita makare makuita chiiko muhomwe
Mambo munogona chaizvo asi panyaya yamufundisi vekulodge makabhaiza
😂😂😂😂😂😂
Mambo wangihlekisa yoooooo
Musamanikidze munhu kugara mu abusive relationship mambo.
Mambo maka chenjera munotonga pa feya
James dai ari mwana wako atyorwa mbabvu 2 how do u take it? Uyo mfesi ari paside pako anongodaira zvenhando , I will not tolerate and leave my daughter being beaten
Part two irikudzokorora zve part one ngenyi
Baba vemukadzi ndiko vakanya nyaya dai casita mwana at aura ega
Mai vedhuku dema muri kuputsa imba yemwana munotonga murume
Mmmm pain yemwana inorwadza ma1
Baba namai kana mwana wenyu ati hachade torai henyu mwana wenyu cz vana vari kufa nadzo dzimba idzi kuzochema mwana afa nekurohwa hakuite better kunzi imvana zvayo ari mupenyu mkomana uyu anozivana namai vke uyo asi nemiwo vakomana idai vakadzi venyu kwete kuterera mai
Please tell this Tichtach kuti ngaende kure nechiwashawasha chake,
Mambo munhu anogona kutadza kutsanangura asi asina mhosva family yemurume ma1
Maedza kuvaka mambo vakai vana ava
😢Vamwene na tete havadi muroora
Long live mambo Mutasa God bless you
Murume anosiya mukadzi achigara newamwene ngawabve wanogara wega
Volume next time plz 🙏
Problem chaiyo ndiMai vemurume havadi muroora
Mambo murikubhowa problem yekuterera side 1 renyaya motofa naro 1 munhu akatsanangura next person amuchaterera haaaa no mhni itai kuti mambo uyu amboverenga macomments achinje matongere akutsikirira vanhu
Tichkach thank you for the coverage its quite enjoyable but please improve on sound quality dzimwe nguva zvirikutaurwa hazvinzwike
Muchazochema mangwana sisis
Varume dzidzai kuti mkadzi haarohwe. Ana tete toziva kuti hapana asiri muroora tisashungurudze varoora. Ko murume arikudii kutora mkadzi wake agare naye pasina tete.
Kana neni ndakatogara hangu ndichiteerera mambo Mutasa 😂
Matonga chinyakare mambo. Uye madherera mambo vakatonga kare. Madii maona mapic emkadzi Uyo ayipondwa. Makuda kut Vana vamitiswe vachisiiwa. Varume vamwe vanoshungurudza munhu kut ayende oga sezvirikuitwa panyaya iyi
Abuse yemwana sikana uyo it's criminal and mambo pa ari vakuside re customary so don't mix the two coz iri criminal kumapurisa then zvetsika dzedu kwamambo
Chitete chacho chichaona moto kwachicharoorwa
Mbavha dzevanhu mombe 4 imi mune ngani?