Ko mapics a Leah aya ekunyepa…..zvichamuwomera. Did Teboko pay champs for these pics because Jae never wanted to hurt Leah? Panashe dhiri radhakwa 😅 ko apa bodyguard knows everything and trying to make her talk and make her feel so bad about chidhiri chake panashe. Thanks guys
Kino kaaa wawan Chippy asipo innocent akarohwa akarasa memory😂😂😂
Hanzi katanga😂😂katotanga
Panashe dhiri rake rakuzivikanwa l can't wait Dereck😂😂kuti azvibuditse
Keep it up guys 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Haaa madimutsa nanaphiri munenge muchingotukana chte
Ndiko kubasa kwavo vanhu vacho tavajaira😅
Naphiri are you Fantan's sister 😂😂😂
Naphir anoseka 😂😂
Ko mapics a Leah aya ekunyepa…..zvichamuwomera. Did Teboko pay champs for these pics because Jae never wanted to hurt Leah?
Panashe dhiri radhakwa 😅 ko apa bodyguard knows everything and trying to make her talk and make her feel so bad about chidhiri chake panashe. Thanks guys
Wow 😮
Kino kuwoma musoro kwako uchakurira zvisipo ukadzokerako apa uchifira mwana asiwako
Leah ijoki😂😂😂
Umm lucas live munya in this case just deal with Getty ahhh anyway I miss Getty,Vimbayi, Chippy.
Shame kino APA mwana wacho ahasi wako
Waiting
Lucas is monster guys ..🎉🎉 I'm scared bcz arikupa naphiri interview inotyisa uum uum😢
Lucas Lucas😢
Panashe apedyo kuchema uyu 😊
Kino dzungu rakawanda
Kino unobhowa ahh
Kino unobhowa iwe
Lucas is a sad person always 😂
Very sad Kani kkkkkkk
Hoyoooo
Lucas nezuda iro kuit baba vko Mayar
Lucas anondimara ini
Haaa character ya Lucas bodo
Lucas siya Munya pedzerana nagetty
Panashe ma 1 atanga
Panashe zvadhaqwa