This is really the guy of lead guitar of which I used to tell people "vafana veku Zim vanogona magitare zvekuti hakuna africa yose vanorova waya kudero". Unogona Donni! I had never seen the face but now I know this is the guy. Unogona mfana!
Don wakapenga mkoma. Ndiwe wega. Iwe na Nicholas Zakaria ndivanhu 2 chete vanogona kubata. Lead. Cheso akarasikirwa. After you left hazvichanikidza kune vanoziva music. After zvakanaka zvakadaro hapana chakuitwa
so far pama lead vanodhonzerana naNowero kngoti ayo ndiye akamaridza saka kana akurohwa neteam rasara hazobudi zvakanaka bt team racho kana richirova aro arakaridza rinongopedza
Donald Gogo was the Messi of this band and he knew it, his lead guitar lines are just out of this world. Now ku band kwaBaba Sharo kwakadzoka kwoita ana Messi voga voga, gaya ana Obert Gomba e.t.c and it now required discipline to operate/work under an equal. So hanzi mukomana akatanga kuti handiuye kuma practice tozosangana pakuenda pa. stage 😂, Macheso akati kwete hambai
Macheso music will never be the same without The best ever lead champion Donald Gogo ,this guys do not get reward for there talents
Gogo kubva zvamakasiya kwa Mukoma macheso, dzimwe song adzicharidzwe Kuma live show kkkkkk muri simbi yebasa ndabvumaaa💯✅
Unmatched for sho rare breed
I wonder why he was smiling throughout but pana mundikumbuke he seized smiling...I'm sure the song brings lots of emotional memories for him
I like the way he smiles though out. You can see he knows what he is doing and also willing to share his experience with people.
Dony ithink he is the best lead guitarist for orchestra mberikwazvo
best melodies on Mberikwazvo.kubva kwaakaita band rakachinja sound...great guitarist
Gogo gogo
Ichokwadi since u ĺeft Macheso music ye Mberikwazi inoice ruzha rwega hapa chicharidzwa
Sure iyoyo
True
This is really the guy of lead guitar of which I used to tell people "vafana veku Zim vanogona magitare zvekuti hakuna africa yose vanorova waya kudero". Unogona Donni! I had never seen the face but now I know this is the guy. Unogona mfana!
This guy is amazing. A guitarist is as good as the composer. What talent
Pana mwana wa amai vangu apo🔥🔥🔥🔥
Chibaba ichi ndochakapa contribution ku ma greatest hits amudhara... Chokwatura
Pana Mundikumbuke madeepisa elder
mundikumbuke was too emotional for you. You are talented.
Regai nditomhanya kunoidownloader Mwanawamai vangu donny waigona shaz, ko taura namudhara udzoke zbako
Very talented
Mkoma Museyamwa...long live the founding member of Orchestra Mberikwazvo!
I salute u dony the best orchestra lead guitarist i miss your hand big brother its my wish and hope that one day u are going to reunite with chesology
Excellent work Donald Gogo
Fingers are communicating.
Wakaipa wakaipa wake. Best lead guitarist so far.
Beautiful! Unfortunately am in Zambia! I wish to learn from you on one on one basis.
These guys should open a music school mhani
Don wakapenga mkoma. Ndiwe wega. Iwe na Nicholas Zakaria ndivanhu 2 chete vanogona kubata. Lead. Cheso akarasikirwa. After you left hazvichanikidza kune vanoziva music. After zvakanaka zvakadaro hapana chakuitwa
But zvakanaka zvakadaroo yakaitwa nanowero hayo
Last album ya Dony it's Simbaradzo!
Mr Rubber Stopper.. Donald Gogo
Uyu aidarika vese ende anodarika
Legend ❤❤❤❤❤❤
so far pama lead vanodhonzerana naNowero kngoti ayo ndiye akamaridza saka kana akurohwa neteam rasara hazobudi zvakanaka bt team racho kana richirova aro arakaridza rinongopedza
Yesaya Guitar munokwenya ,plus kasmile ako ndofanike kangu ,yesaya yesaya
Haaa leade yako ma1 Gogo
Kkkk chibaba chainakirwa nemaguiter ichi kkk chiri kuita kutsinzinyira wena kkk
You are a genius guitarist.
Shediaaaaaaaaaa
Mundikumbuke inokubata moyo i see
Anorema uyo
Kupedza ma sprts uku
Donny uyu musiyamwa lead men
Haaa murume anorova zvake uyo I dont know why Chesology left him achienda. Chesology ahafe akawana anodarika uyu palead guiter
Maybe anenge akudawo bag rakawanda
Donald Gogo was the Messi of this band and he knew it, his lead guitar lines are just out of this world.
Now ku band kwaBaba Sharo kwakadzoka kwoita ana Messi voga voga, gaya ana Obert Gomba e.t.c and it now required discipline to operate/work under an equal.
So hanzi mukomana akatanga kuti handiuye kuma practice tozosangana pakuenda pa. stage 😂, Macheso akati kwete hambai
Paakabva kwabashero hapana achamuona . Ma lead aanototaura nezvawo ndeekumberikwazvo . Ko my question is kwamaari hamusi kuridza hre rovai ka zvitsva
Zvibaba izvi gogo zaka na mujintu vanokwenya varume ava
Open a guitar school, we will come.
Mr Rubber Stopper
❤❤❤
Senior lead guitar
Murume anonakirwa ne kuridza gitare uyu
Makanyanya mukuru
Pana shedia makarova basa mudhara