Tete Vakaita Bonde Nemuzukuru Wavo

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 окт 2024

Комментарии • 118

  • @priscillamurenjekwa539
    @priscillamurenjekwa539 Год назад +18

    It's high time vakadzi mabhishu ngavaripiswewo ndokt vasiye, sei kuchizoripiswa murume chete ivo vachisiiwa, it's like dare rikuto promotawo chihure😡

    • @innocenthapazari8699
      @innocenthapazari8699 Год назад

      True. Apa zviri pachena kuti zitete iro rakabata mfana uyo chibharo. (Any way; chibahro panogona kunge pasina zvapo but zviri pachena kuti zitete ndorakadenha mujaya uyo.)

    • @monnietaah9583
      @monnietaah9583 Год назад

      Mamwe madzimambo vari kuvaripisa

    • @fadzaitaderera3929
      @fadzaitaderera3929 Год назад

      pachivanhu murume ndiye anotongwa nedare.mukadzi anotongwa nemurume wake

    • @innocenthapazari8699
      @innocenthapazari8699 Год назад

      Is this really true? Zvino vakadzi vacho zvotovona vachitotongavo wani mumatare macho. Masabhuku nemadzishe echikadzi tiri kumawona mazuvano. Manje mukazoti vakadzi havatongwi futi mumatare macho uuumm makutivhiringa. Havangangotongi mumatare avasinga tongwivoka.

    • @FordManyau
      @FordManyau Год назад

      ​@@monnietaah9583🎉😅😮

  • @brianchimanda1652
    @brianchimanda1652 Год назад +6

    mkoma SLY volume munombotiwachisa henyu

  • @gibsonmutete4060
    @gibsonmutete4060 Год назад +13

    SMTV please tiiitireiwo srs imi mamwe ma TV atawakungooona haaamboita kuona hutsi hwega hwega maaakuita muchiwarairwa here trikuda SMTV chete good quality zvese ne sound kwete zvima zhrooooo zvimwe izvo

  • @jabulanimutasa4267
    @jabulanimutasa4267 Год назад +1

    Sad story. Kana akadyiswa, akaita kupihwa nefoshoro. Zvaida dare ra headman Chigodora

  • @stellamashandudze516
    @stellamashandudze516 Год назад +4

    Mukadzi uyu ihure chairo remakoko kuramba ivo vakadyiwa bota nababamunini

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 Год назад +3

    Younger brother thinks he's exempt from all that's going on here😂😂.This obviously was done to fix the husband. Wife playing victim😮😮. We don't expect this from innocent looking women. Yhoweee kani maiguru 🙆‍♂️🙆‍♂️

  • @cmusarurwa6309
    @cmusarurwa6309 Год назад +1

    KaVoice kako kakanyanya wangu. Mukadzi anenge achidawo murume ane Bass

  • @vusinkosi1837
    @vusinkosi1837 Год назад +5

    Baba vanenge vasingaoni ndoska maiava vachingohura😢

  • @gregorychanyukachimonyo5973
    @gregorychanyukachimonyo5973 Год назад +7

    I feel fo this guy n seems ane problem yeEyesight

  • @dennisjon9340
    @dennisjon9340 Год назад +2

    😅😅😅Ana bamunini soo ndandchtofunga maiguru kasikana ini 😮😮😮ma wife material ava ma potential Bishuu

  • @muchmuleya9651
    @muchmuleya9651 Год назад +1

    It's start in the garden of Eden so no one will stop this ,And it's everywhere not at bishu only .

  • @priscillangwenya208
    @priscillangwenya208 Год назад +2

    zvakaoma veduwe ndarwadziwa kuhurirwa nemukadzi woti ndoda mbudzi mbiri

  • @mishiechirasha7294
    @mishiechirasha7294 Год назад +2

    I have too much pity panamukoma munhu ari softas

  • @goldensomenow737
    @goldensomenow737 Год назад

    Kuripirwa kana mkadzi ahura kubatsira here or kutozvipa hako stress!mkadzi akangonyengesa ngafambe fambe hake

  • @TinotendajNhari
    @TinotendajNhari Год назад +4

    Problem iri pamurume kutadza ku controller hure rake vakapusa zvekuti mukadzi uyu achamuitira zvinobaya moyo

    • @goldensomenow737
      @goldensomenow737 Год назад

      Chero ikoko kunyengesa uri pamrume kunotobaya but ndawona kunge vakatodyiswa ini

  • @ChipoRungano
    @ChipoRungano Год назад

    I'm waiting

  • @nostermarimo5083
    @nostermarimo5083 Год назад +1

    The husband surely needs mental assessment

  • @melissadowe708
    @melissadowe708 Год назад

    😢sad dude is very soft vanodherera sure 😢

  • @juniorfreedom8775
    @juniorfreedom8775 Год назад +3

    Cameraman urikunyatsobudisa zidzoro ramai avo

  • @brainmhaka4634
    @brainmhaka4634 Год назад +1

    Murume anode kurutsiswa uyo,seems njere futi hadzisi panzvimbo,after that vana vese kuma DNA tests.

  • @HardlifeMahowa-pc3fp
    @HardlifeMahowa-pc3fp Год назад +1

    ummmm asi chiii nhasi wanhu hatisisina hunhu kupindwa ne njiwa here ndine hunhu

  • @Chamu73
    @Chamu73 Год назад

    Mukadzi kuhura ka 4 kese iwe wongoti tsikitsiki. Ndokurhyiswa

  • @lindanhumbe258
    @lindanhumbe258 Год назад +1

    Havana kudyiswa here baba ava hanzi handizokwanisi kuchengeta vana ndega saka vari kutoona kt kugara nehure ravo

  • @makuzvamalcolmmunashe6995
    @makuzvamalcolmmunashe6995 Год назад

    mmmhh this is so sad 😢😢

  • @nya974
    @nya974 Год назад

    Madzimai ane vana ngavabude mudare noise too much aaa nezvipepa zvavo zvine manapukeni aaa

  • @blessblessing9181
    @blessblessing9181 Год назад +1

    Vhuza remurume 2 mbudzi😮😢 unoda kurutsiswa

    • @goldensomenow737
      @goldensomenow737 Год назад +1

      That's true akapihwa mafoshoro chaiwo,cz kuhurirwa nemkadzi kunorwadza vakomana

  • @NormanBhasera-v2s
    @NormanBhasera-v2s Год назад

    Asimuchinda uyu hawoni here wekutorerwa mukadzi

  • @stnsml1
    @stnsml1 Год назад

    Cameramen hazive zvaanoita, anoramba akangoita focus panzvimbo imwechete

  • @kumbiraicliffchinodya4661
    @kumbiraicliffchinodya4661 Год назад +2

    Dunhu ramambo ava nezvimina panoda kutsvaga chikuita musoro uteme

    • @prosperplumbers5098
      @prosperplumbers5098 Год назад +1

      Zviriko matunhu ose. I Coverage chete irisiri kusvika kune dzimwe nzvimbo.

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 Год назад

      Reggae is everywhere and no one can stop it

  • @Taku_1824
    @Taku_1824 Год назад +1

    Hanzii takasiwa tese nabamunini

  • @blessblessing9181
    @blessblessing9181 Год назад

    Mambo it high time kubhadharisa vakadzi coz nyika inenzara

  • @DadiraiMuyambo
    @DadiraiMuyambo Год назад

    And murume wekutorerwa mkadzi angochajira pachikama but haaa zvakaoma

  • @williamelia7889
    @williamelia7889 Год назад

    Maybe murume akadyiswa cht mukadzi uyo hadzina kukwana bhishu chairo

  • @tinashegeorgechikadaya1470
    @tinashegeorgechikadaya1470 Год назад +1

    Ko vatete joki nei vasina kuripiswa

  • @DadiraiMuyambo
    @DadiraiMuyambo Год назад

    Baba ava ngsvasiyane nemkadzi uyu anouraisa murume mangwana

  • @veronicamashumba7387
    @veronicamashumba7387 Год назад

    Aaah shame bamunini maziso anorwadza kaaya

  • @Samanyanga3022
    @Samanyanga3022 Год назад

    PaVolume tiitreiwo mushe no need to watch zvinhi zvisinganzwike mhani

  • @Lovemore-m9r
    @Lovemore-m9r Год назад

    Charger mai ava varikubutsa misha yevanhu

  • @takundanashepemhiwa8924
    @takundanashepemhiwa8924 Год назад +2

    Women should pay for being a bhishu as well cause vakutojairA kuita profit nehubhishu

  • @simontumbare9240
    @simontumbare9240 Год назад

    murume akadyiswa nefoshoro chaiyo !!
    mbudzi 2 chete ,atopiwa licence rekuti vanyatsodanana !!
    saka iwe sabhuku waida kuzotaura nyaya dzese idzi riini
    zikadzi hure iro gariripiswe !!

  • @aleally-sw2vj
    @aleally-sw2vj Год назад

    Tete vane dinji mmm nzeve dze Brahman chaidzi gongo

  • @PanasheChilimanzi
    @PanasheChilimanzi Год назад +1

    Kkkkk kwaaaka dhiii negotsi 2 mbudzi

  • @NormanBhasera-v2s
    @NormanBhasera-v2s Год назад

    Wotikuhura kuipa kungenguruve kumeso kunge domborinokwesherwa man'ng kuipa kudaro

  • @killianahchikwekwe6539
    @killianahchikwekwe6539 Год назад

    Mukadzi werudzii anopa bota kimurume wese better aende hake

  • @nathanc1840
    @nathanc1840 Год назад

    Vakadzi varikubatwa nevarume vevamwe ngavaripiswewo coz varikusiya varume mumba vachinoitawo chipfambi,vakadzi making business nekuhura vachiziva havo kuti hapana zvavanoitwa,ngavaripiswe varwadziwewo vasiye tsika yakashata iyi to be fair

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu Год назад

    Zvakaoma haZvo zviro zvacho

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 Год назад +1

    Asi baba avo ibofu hre

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Год назад

    Zvakaoma tete musadaro

  • @judithnyakunuhwa2460
    @judithnyakunuhwa2460 Год назад

    Chokwadi ndinorwadziwa nemurume uyo hameno zvaakatoitwa nemkadzi shuwa kuita mbiri yekuhura kudaro murume achingoti ndinevana hazviite kurambana izvozvi achaenda kunemumwe murume futi shame

  • @josephatmagomo6611
    @josephatmagomo6611 Год назад

    Kungwara kwapera now chaikutuma chahwanda

  • @cmusarurwa6309
    @cmusarurwa6309 Год назад

    KamuFace kakazungaira aka, mbudzi chete

  • @blessblessing9181
    @blessblessing9181 Год назад +2

    Chief Manyama ❤

  • @nyashaaudreymhonde2832
    @nyashaaudreymhonde2832 Год назад

    Vamwe vakadzi soo

  • @DadiraiMuyambo
    @DadiraiMuyambo Год назад

    baba ava vekutorerwa mkadzi vanonzwisa tsitsi ndirini ndaitoti mombe 3 chaidzo cz apa mkadzi haasi kumbovhunduka zvake and murume uyu wekunyengerwa mkadzi anonzwisa tfitsi sure

  • @Samanyanga3022
    @Samanyanga3022 Год назад

    Murume uyu vsna havasi vake cheye. Ksmkadzi ako kane shavi rechihure. Chasara kupihwa chirwere mumba.

  • @veronicamashumba7387
    @veronicamashumba7387 Год назад

    Vana ngava bude mudare noise taabhoo nayo

  • @kudakwashechikwiro3029
    @kudakwashechikwiro3029 Год назад

    Madzimambo anofana kuita majere cz makorekore aya anetsa plus makorekore chihure kumukadzi wemunhu zvirinormal haisi mhosva,,iwo madzimambo anofana kuti munhu akahura vakarambana hapana pfuma inoenda kumba kwavo ngavabvunze pamasvingo apo kana wakaroorwa ukaita chihure vatezvara vanodzosera pfuma

  • @tapiwaartmore5523
    @tapiwaartmore5523 Год назад

    Nxaaa munhu wacho anokuhurira so

  • @aleally-sw2vj
    @aleally-sw2vj Год назад

    Mboro ndomushonga weninyo

  • @veronicamashumba7387
    @veronicamashumba7387 Год назад

    Gulez bhoo here kkkkk

  • @tafadzwamatongwana6148
    @tafadzwamatongwana6148 Год назад

    Mmmmm 2 mbudzi nhai bamkuru

  • @Dzidzaisaizi
    @Dzidzaisaizi Год назад

    2chete mbudzi muregei ndiye adii hake

  • @crispenchifokoyo
    @crispenchifokoyo Год назад

    Bamkuru avo kana vasina kudyiswa pfungwa dzacho hadzina kukwana

  • @ssam1430
    @ssam1430 Год назад

    Bhishu manyama iwe wokumbira nbudzi 2 chete

  • @blessblessing9181
    @blessblessing9181 Год назад

    Varume varikutavakadzi nekuda mari nyika yedj yakukuita seckngo or Moza panguva dzavo dzehohondo mukadzi ainzi hura tione kuraraama

  • @stelladeredzai7792
    @stelladeredzai7792 Год назад +3

    Dai vachiripa vose nemukadzi ndokuti vakadzi vacho vatye kuita gumbo mumba gumbo panze pakadai anoramba achizviita

  • @tafadzwamatongwana6148
    @tafadzwamatongwana6148 Год назад

    Haaa bamkuru itai maDNA pavana vese cz pamwe mukutoshupika kt vana munozotadza kuvachengeta pamwe havasi venyu

  • @aleally-sw2vj
    @aleally-sw2vj Год назад

    Mboro ye Kunze inonakisa

  • @blazionhamo9047
    @blazionhamo9047 Год назад

    Hanzi mutupochii namai avo

  • @NormanBhasera-v2s
    @NormanBhasera-v2s Год назад

    Rakapata zimai iri zifacekunge kunge dendere rekondo kunyangara dendere rekondorowanikwa ndende sora mangenga harina oder ndozvakaita zimai iri kuti uti ibere igava igudo kkkk

    • @RayDartman
      @RayDartman Год назад

      baba Ava ngavasiyane nemarriage iyi .vatete avo Muti weemusango and Vana four Ava vanoda kwaTinashe Mugabe

  • @NormanBhasera-v2s
    @NormanBhasera-v2s Год назад

    Ivo vanhu vacho kunyangara kungezvijerwa kudaro

  • @wellingtondandajena2369
    @wellingtondandajena2369 Год назад

    Shame, mface uyu akadyiswa or anorwara ndosaka akayirwa bindu nabamunini

  • @NormanBhasera-v2s
    @NormanBhasera-v2s Год назад

    Muface uyu anonzwisatsitsi muridzi wemukadzi uyu srs kana zvachaja zvacho mbudzi aifanira kubisa momber

  • @petronellachiyangwa6766
    @petronellachiyangwa6766 Год назад

    Zvakaoma hazvo

  • @tsitsichigoche3347
    @tsitsichigoche3347 Год назад

    Pamwe vana ndeva bamunini

  • @tsitsichigoche3347
    @tsitsichigoche3347 Год назад

    Haaaa bamukuru changamukai

  • @kudakwashemarire851
    @kudakwashemarire851 Год назад

    Bhishu manyama

  • @peterChitera-d8u
    @peterChitera-d8u Год назад

    Kana paçhirema ngaabetserwe kubvisa nechifeve icho

  • @makonidanies7851
    @makonidanies7851 Год назад

    Zvinhu zvacho futi hayiiiii

  • @clevermusara7145
    @clevermusara7145 Год назад

    Chikadzi chidzenga ichi

  • @Teeone07
    @Teeone07 Год назад

    Imwe mitongo yenyu wedzerai neshamhu chaiyo vatete vanoda rumamiso

  • @ibraimoalbertopaunde3843
    @ibraimoalbertopaunde3843 Год назад

    Kkkk apo mukadzi wacho uuuum

  • @petermarashanye1042
    @petermarashanye1042 Год назад

    Ko imi vashe itai muchitaurisa tinzwe ka

  • @ColeenMaposa
    @ColeenMaposa Год назад

    Just 2mbudzi

  • @lindanancymumba
    @lindanancymumba Год назад

    Zvonyadzisa

  • @faraidrapernderezina5192
    @faraidrapernderezina5192 Год назад

    Atete ava hure rechikuru rakayamwira pamukaka chihure chawo

  • @takundanashepemhiwa8924
    @takundanashepemhiwa8924 Год назад +1

    Mbudzi mbiri 😂😂😂😂and ofc the bhishu acharamba angori bhishu,dzimudhara idzi hameno zvaakatoitwa if you look closely at it 👀

  • @aleally-sw2vj
    @aleally-sw2vj Год назад

    Jacket raAmai rakanaka

  • @juniorfreedom8775
    @juniorfreedom8775 Год назад +1

    Ibenzi hure iro

  • @stellamashandudze516
    @stellamashandudze516 Год назад +1

    Satan chaiye mukadzi uyu

  • @josephatmagomo6611
    @josephatmagomo6611 Год назад

    Mai vanojairira ava torai shamhu

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Год назад +2

    Baba ava ibofu here handisi kunzwisisa

    • @leslymatura3526
      @leslymatura3526 Год назад

      Havasi bofu avo kungotaura vakavhara meso chete

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu Год назад

    Ummm

  • @MariaNyika-n1b
    @MariaNyika-n1b Год назад

    Mukadzi uyu anotova neshavi guru rehupfeve kufanana neshavi rekuba kana rehuroyi it's a demon operating on her

  • @gozos1552
    @gozos1552 Год назад

    Siyai munhu arohwe chiweti hant ndechake ndipei# dzake ndimubate ndisvirewo

  • @peterChitera-d8u
    @peterChitera-d8u Год назад

    Mbudzi mbiri ngaape sabhuku,,oripira muridzi wemukadzi mombe2 nembudzi2,mai vorambwa avo,obvisa mombe1 nembudzi1 opa mukadzi wake.

  • @Vincentkamhips4875
    @Vincentkamhips4875 Год назад

    Uyu mukadzi uyu anemakore mangani or ku nyepedzera ku dzungaira