Dorcas Moyo - Musandisiye baba

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 окт 2024

Комментарии • 105

  • @Perfect-e2z
    @Perfect-e2z 9 месяцев назад +7

    Nyangwe ndakaomerwa kana kuremerwa ndikaridza nziyo dzenyu ndorerukirwa thank you mama❤❤❤

  • @preciousmpofu1410
    @preciousmpofu1410 10 месяцев назад +10

    Thanks sister Dee nziyo dzenyu dzinotipa simba rekunamata pese patinenge tiri, chero urimumatambudziko asi ukaisa Dorcas Moyo's songs unonzwa kudzukunurwa.

  • @edsonmureruswa3761
    @edsonmureruswa3761 7 месяцев назад +4

    Zvaizvezvi zvekuimba zvinobata pamoyo nendangariro muri kupisa mother.Your songs bring people closer to God.Keep up the good work

  • @FionaBeautythu-yp8kg
    @FionaBeautythu-yp8kg 7 месяцев назад +8

    All songs that u sing "they makes me feel like im closer to Jesus"thank you a woman of God and be blessed forever ❤️🙏

    • @jacobmuyambi
      @jacobmuyambi 6 месяцев назад

      You are close to him

    • @ManuelJoaokamba-bx5sq
      @ManuelJoaokamba-bx5sq 6 месяцев назад

      ​@@jacobmuyambihjg gosto

    • @bluevan11
      @bluevan11 3 месяца назад

      Me too, ndinonzwa huvepo hwaMwari through her songs. May the Lord protect you so you may continue preaching the gospel.

    • @NyaraiGwangwara-ic3dh
      @NyaraiGwangwara-ic3dh 24 дня назад

      Amen

  • @anesukapatwa8567
    @anesukapatwa8567 Месяц назад +1

    Anonzi Zvoshamisa, Mutsvene!! Mwari uyu ngaavongwe!!

  • @esnathgumbo8349
    @esnathgumbo8349 Месяц назад +1

    Uuuuuuu this song makes me cry all the time when I think my mummy 😭😭😭😭😭😭😭😭😭

  • @dianaurombo2750
    @dianaurombo2750 2 месяца назад +2

    I always feel heavy presence of holy spirit when I play this song ,😢😢😢

  • @lindachitungo9950
    @lindachitungo9950 7 месяцев назад +4

    I was crying listening to this song. Mwari makanaka munodzikamisa mweya yedu patinoomerwa🙏

  • @MemoryChikozho-d7l
    @MemoryChikozho-d7l 22 дня назад

    I love your songs ssi mamo anondiitira kwazvo Mwari ngavarambe vachikupai muono.

  • @flykasonya7349
    @flykasonya7349 9 месяцев назад +2

    Ndinonzwa kupindwa nechando kuita kumerera nenziyo dzenyu mama Dee ❤❤❤❤❤Amen

  • @NyaraiGwangwara-ic3dh
    @NyaraiGwangwara-ic3dh 24 дня назад

    Mama mwari arambe achikusimudzirai cz of me pandinoneta ndiaridza masongs enyu ndinonzwa kusimudzirika....ndikukunamatiraiwo mama mwari akupfuudzirei mber

  • @ShantelChidimure
    @ShantelChidimure Месяц назад

    Dorcus moyo for me ❤ wesi song yekuti kuda kwenyu ngakuitwe umm thank u Jesus nekutuma dorcus moyo kuzotiimbira zvinotidzora ndangariro

  • @PreciousTendai
    @PreciousTendai 9 месяцев назад +1

    Nziyo iyi inondipa kushinga kana ndapererwa ndikairidza ndinonzwa kuti ndirimukundi rambai muchiti simudzira ne nziyo dzamunotipa l love you sister

  • @RutendoYvonneMadziwanzira
    @RutendoYvonneMadziwanzira 7 месяцев назад

    Mama munondigonera zvangu munondisvitsa kure thank you so much Mwari ndavambe vachikusimudzai long live

  • @JosephMusanga
    @JosephMusanga 8 месяцев назад +1

    But each and every song you do makes me cry .may God add more blessings to you.

  • @TalkmoreMwagura
    @TalkmoreMwagura 7 месяцев назад +2

    Powerful Amen

  • @missmada2324
    @missmada2324 6 месяцев назад +1

    This song makes me cry😢
    Ndoramba ndichinamata chero zvakaoma

  • @patricianyanhongo3736
    @patricianyanhongo3736 4 месяца назад +1

    Ndoita kunge ndatanga kunzwa ichiridzwa nhasi song iyi inondiitira hangu keep it up amai

  • @evangelistdrphilyoungezeki1077
    @evangelistdrphilyoungezeki1077 3 месяца назад +1

    ''AMEN THIS IS, INDEED A POWERFUL MINISTRATION.INDEED!🙏👏

  • @promisegambe2
    @promisegambe2 7 месяцев назад

    Rambai muchitiimbira sisi Dorcas kna usinganamate unotendeuka nemazwi azere zodzo

  • @MargretMudisiKauyani
    @MargretMudisiKauyani 5 месяцев назад +1

    Song yenyu mamha Moyo ndachema ndichiinzwa unobva wafunga zvakadzama..anonzi zvoshamisa Mwari wedu

  • @tabethsusanmasiyambiri9437
    @tabethsusanmasiyambiri9437 5 месяцев назад +1

    Keep going sister, I love this song, uuumm ngavarambe vakatifukidza

  • @SukaiChavingeni
    @SukaiChavingeni 4 месяца назад

    This is a powerfull deep song yandisimudza thank yu so much Dircas

  • @CeliaDambuza
    @CeliaDambuza 7 месяцев назад

    This song makes me cry.....keep the fire burning

  • @VainaMapanga
    @VainaMapanga 7 месяцев назад

    Ameeeen ameeeen my sister munondiimbira zvinondipa simba pandinoda kurasika munondisimbisa ❤❤

  • @alue7459
    @alue7459 7 месяцев назад

    Thank you for preaching Christ be blessed

  • @angelafambi2079
    @angelafambi2079 7 месяцев назад

    A true worshipper thank you mother Dorcas ❤

  • @NomsaNdlela-cy8pw
    @NomsaNdlela-cy8pw 4 месяца назад

    Love u mama Dee dziyo dzako dzinondipa simba rokunamata ❤

  • @DeonalieHowera
    @DeonalieHowera 6 месяцев назад

    Amen and amen, mukandisiya ndinoparara Jesu wangu.powerful

  • @ChikwizoRaymond
    @ChikwizoRaymond 5 месяцев назад

    Ndinofunga zvakadzama mama D nema songs enyu mwari dai akiitira nyasha zvirambe zvakadaro ✨✨🙏🙏🙇

  • @SylviaMareya
    @SylviaMareya 2 месяца назад

    Powerful msg on this song.misodzi yangu inoerera kna ndichiiterera

  • @PortiaChingaira
    @PortiaChingaira 4 месяца назад

    Kana ndakaremerwa dziyo dzenyu dzinondi nyaradza Mwari varambe vachikugonesi kushumira

  • @gracesamkange9056
    @gracesamkange9056 4 месяца назад

    We love you Mama Moyo i love this song ine deep meaning

  • @mapline7380
    @mapline7380 10 месяцев назад +1

    Mhamha Moyo we love you.

  • @ruthmjunda9504
    @ruthmjunda9504 6 месяцев назад

    Amen ,what a power song,spirit filled

  • @LisahDube
    @LisahDube 6 месяцев назад +1

    Amen powerful song 🙏🙏🙏🥰

  • @PhoebeKaisa
    @PhoebeKaisa 4 месяца назад

    Thank you Jesus keep on my sister more more

  • @BhaseraNorman
    @BhaseraNorman 4 месяца назад

    Unotendeuka ukanamata chero usingadi uyu mukadzi uyu aneshavi chairo remashoko akadzika kunge macheso

  • @FalesiMbulawa
    @FalesiMbulawa 8 месяцев назад

    Msandisi ye Jesus Christ

  • @reseniamandimo206
    @reseniamandimo206 8 месяцев назад

    Amen this song give me hope

  • @MadalenadamemoriaMadalenadamem
    @MadalenadamemoriaMadalenadamem 6 месяцев назад

    Munodzikamisa moyo edu kana takaremerwa

  • @collinskwaramba506
    @collinskwaramba506 8 месяцев назад

    ndokudawo collaboration nemi 🤗🤗🤗🤗

  • @nathanmombe5708
    @nathanmombe5708 10 месяцев назад +1

    Song of hope🙏

  • @ChristineChiborise-kf2wl
    @ChristineChiborise-kf2wl 4 месяца назад +1

    Powerful song indeed

  • @tawandasadomba8081
    @tawandasadomba8081 9 месяцев назад

    Amen🙏🙏 mama Dee

  • @EmmaChiome
    @EmmaChiome 4 месяца назад

    This song is so touching

  • @florencemudzviti1310
    @florencemudzviti1310 3 месяца назад

    Powerful Amen and Amen

  • @Michykeay
    @Michykeay 3 месяца назад

    beautiful song🙏

  • @BeaularMaunga
    @BeaularMaunga 5 месяцев назад

    Aunt Docas I love u❤

  • @paulinamajongwe6925
    @paulinamajongwe6925 4 месяца назад

    Beautiful lyrics wow❤😊

    • @propro9957
      @propro9957 4 месяца назад

      Hahahaha lol 😊😂

  • @freemanmunyaradzimukhalela5929
    @freemanmunyaradzimukhalela5929 4 месяца назад

    So touching mamoyo

  • @PraiseworthyDorcas
    @PraiseworthyDorcas 3 месяца назад

    Ayewa am crying ayewa thank uu maaa❤️🔥🫂

  • @chipoellennechibvute8135
    @chipoellennechibvute8135 6 месяцев назад

    This is powerful

  • @paulinamajongwe6925
    @paulinamajongwe6925 4 месяца назад

    Amen Amen 🙏🏾🙏🏾🙏🏾🙏🏾

  • @Fungisaiwenhamo-mx7sk
    @Fungisaiwenhamo-mx7sk 4 месяца назад

    Amen And Amen haatirasi mwari

  • @TY-bt3gy
    @TY-bt3gy 6 месяцев назад

    Beautiful song

  • @kudzanimoyo3088
    @kudzanimoyo3088 7 месяцев назад

    Powerful.Amen

  • @FradreckBanda-T
    @FradreckBanda-T 6 месяцев назад

    Powerful song

  • @alexmtsava9106
    @alexmtsava9106 6 месяцев назад

    Amen Amen all the glory to LORD Almighty ngaavongwe Zvoshamisa

  • @DrepperMushango
    @DrepperMushango 5 месяцев назад

    Thank thank munondikomborera

  • @cadenovasenegal6195
    @cadenovasenegal6195 9 месяцев назад +1

    Amen

  • @portiarwazemba1395
    @portiarwazemba1395 9 месяцев назад

    Amen and Amen ❤

  • @VirginiaSamunda
    @VirginiaSamunda 2 месяца назад

    Amen 🙏

  • @angelinemaguramhende
    @angelinemaguramhende 7 месяцев назад

    Musandisiye Jesu

  • @EllenGandidzanwa
    @EllenGandidzanwa 7 месяцев назад

    Powerful 🙏

  • @EvelynTapfumaneyi
    @EvelynTapfumaneyi 6 месяцев назад

    Amen Amen Amen

  • @ErinaMunorweyi
    @ErinaMunorweyi 4 месяца назад

    Amen and Amen

  • @MercyMutsago-xq3jo
    @MercyMutsago-xq3jo 9 месяцев назад

    amen and amen ❤

  • @ChikwizoRaymond
    @ChikwizoRaymond 5 месяцев назад

    Amen ❤

  • @Carlitosmiquissene
    @Carlitosmiquissene 3 месяца назад

    amen

  • @FortunateMoyo-cd8iz
    @FortunateMoyo-cd8iz 10 месяцев назад

    Amen🙏

  • @TsitsiNdhlovu
    @TsitsiNdhlovu 4 месяца назад

    ❤❤❤❤❤

  • @florencemudzviti1310
    @florencemudzviti1310 3 месяца назад

    ❤❤❤❤❤❤❤❤❤

  • @MelodyMuhwava
    @MelodyMuhwava 8 месяцев назад

    🙏 amen

  • @itamagodo5792
    @itamagodo5792 7 месяцев назад

    Rumbidzwsyi Mutsvene

  • @ladydeebeautyspa
    @ladydeebeautyspa 4 месяца назад

    Hayi manhi the braids are scary especially after the guy cutting his tummy

  • @maybeshumba3787
    @maybeshumba3787 3 месяца назад

    🙏😢

  • @MaryMwihakikibe
    @MaryMwihakikibe 8 месяцев назад

    😢i wish to understand what you mean 😊

    • @angelafambi2079
      @angelafambi2079 7 месяцев назад

      She is saying lord you are my refuge ,you are holy,
      When hard times comes don’t leave me alone to perish

  • @edithnyamapfeni4709
    @edithnyamapfeni4709 5 месяцев назад

    hmm your cover pic is scaring

  • @LindyKudyarawanza-g9h
    @LindyKudyarawanza-g9h 25 дней назад

    🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🤏🤏🇿🇼🌺🌺🌺

  • @Pee-t8t
    @Pee-t8t 4 месяца назад

    musandiye Mwari ,ndimi bako rangu panguva yamazudzo ,murapi wangu ndimi ,musandiye Mwari ,powerful song mama dorcas moyo ,pfudzwai mberi

  • @nyaradzochadamoyo3297
    @nyaradzochadamoyo3297 10 месяцев назад

    Amen amen 🙏

  • @patiencenyagura6836
    @patiencenyagura6836 8 месяцев назад

    Amen and Amen

  • @NicholasMarufu
    @NicholasMarufu 2 месяца назад

    Amen

  • @SivanNduba
    @SivanNduba 9 месяцев назад

    Amen 🙏🙏🙏

  • @TheNaThabs
    @TheNaThabs 6 месяцев назад

    Amen 🙏🏿

  • @patiencemakoni353
    @patiencemakoni353 10 месяцев назад

    Amen 🙏🙏🙏

  • @KlaasNtomane
    @KlaasNtomane 7 месяцев назад

    Amen

  • @phainoschigumbu8336
    @phainoschigumbu8336 5 месяцев назад

    ❤❤❤❤❤❤

  • @PetronellaMusiyiwa
    @PetronellaMusiyiwa 9 месяцев назад

    Amen