Parizvino MuZimbabwe Hamuna President, Musanyeperwe NaMnangagwa!

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 28 ноя 2024

Комментарии • 51

  • @Vincent-vu4hx
    @Vincent-vu4hx Год назад +3

    Let's organize ma youth tipinde mudondo

  • @doctorliva5824
    @doctorliva5824 Год назад +1

    That's true madala we are suffering because of these zanu enough is enough

  • @allensibanda2441
    @allensibanda2441 Год назад +4

    Since when is voting a technical process??? So much that one needs assistance.

  • @precioussibanda1249
    @precioussibanda1249 Год назад +1

    Kkkk hanzi mubwidi ndiye akatisiira madhaka kuseka Nhamo serugare

  • @PeterMillionAntonio
    @PeterMillionAntonio Год назад

    Well done for a good job

  • @getrudematenga9063
    @getrudematenga9063 Год назад +2

    Uyu angofanana ne bond note hapana boarder raachacrosa .

  • @babrakhules4563
    @babrakhules4563 Год назад

    Kudzosera Kembo mhombwe pahu vice president kunge munyika musina vanhu vakadzidza zanu mauraya nyika.Kembo Yaa hari yofanzirora zvayo tateguru nxaaa

  • @niconkola9314
    @niconkola9314 Год назад

    How is UK old man when are you coming to Zimbabwe uzvorova chiwenga

  • @pearsonmusicYangu
    @pearsonmusicYangu Год назад

    You nailed it mudhara

  • @joycehandreck8356
    @joycehandreck8356 Год назад +2

    Smith regime yaitova nani mdhara pane mhuka dzinozviti ZANU pf idzi dzine utsinye

  • @weshallovercome-dg6si
    @weshallovercome-dg6si Год назад +1

    Zvino kuZambia wamhamirako aida kutenga army commander weko kuti aite coup. Amutsira ana Lungu madofo dhewo ana HH. MUROYI CHAIYE EDIOT

  • @laytonmananga2784
    @laytonmananga2784 Год назад +1

    Yes mudhara

  • @celebrityventure6007
    @celebrityventure6007 Год назад

    Hasha dzenyu soo, dzinosimudza blue gwa

  • @LorrainMatasva
    @LorrainMatasva Год назад

    Hatichade varusike kana kumuona achitaura ndodzima tv kusada nezvake

  • @ktm9853
    @ktm9853 Год назад

    Iwe wapera.Dzimwe 5 years uri madondo.😮😮😮

  • @mbangisenithusi4113
    @mbangisenithusi4113 Год назад

    TELL THEM MDALA THESE DAYS THEY DON'T SLEEP SCARED OF SADC REPORT SAYING THEY CAN'T FORM A GOVERNMENT NO PRESIDENT IN ZIMBABWE

  • @stanley8308
    @stanley8308 Год назад

    Thank u my father

  • @Fairvalues
    @Fairvalues Год назад

    Taurai zvenyu, Ediot Murambwi imbhavha reku Zambia.

    • @cosmasphiri8991
      @cosmasphiri8991 Год назад

      𝑲𝒌𝒌𝒌𝒌𝒌𝒌 𝒆𝒅𝒊𝒐𝒕

  • @charlesmoyo1853
    @charlesmoyo1853 Год назад

    😂😂😂😂😂 yaaaah olendlebe uzwile.

  • @johnmarazani
    @johnmarazani 11 месяцев назад

    Nguruve inozvikanga nemafuta ayo

  • @simontumbare9240
    @simontumbare9240 Год назад +2

    Rambai makabzvanya mudhara
    muchikunda akatiparira 😡😡

  • @marshallpp8971
    @marshallpp8971 Год назад

    Zimba dai tangobatana nyika yese tabvisa mbavha idzi

  • @vurasharhc6775
    @vurasharhc6775 Год назад

    Famba rusike famba iweeeeeee

  • @julijoymasiyemvuramasiyemv7591
    @julijoymasiyemvuramasiyemv7591 Год назад +1

    Makdii varusike taneta todawo government tsva kwete musanganiswa Toda chamisa chete chete

  • @SheronNcube-i3j
    @SheronNcube-i3j Год назад

    Shuwa baba ukhuluma iqiniso ama ambulance atheza inkuni egangeni ngoba akula getsi

  • @sampremi2014
    @sampremi2014 Год назад

    Vana Mucharamba 😂😂😂

  • @davisonzamani5197
    @davisonzamani5197 Год назад

    Huyai utaure uri paground not kungowawata uri kunze kwenyika huyai tirwe tiri pamwe chete

  • @petermakiwa7503
    @petermakiwa7503 Год назад

    Nhasi uno Kembo Mohadi apinzwa zve muhu Vice President.
    Shuwa here mhombwe yaiita hunzenza nevasikana vemu office make, uuuuu.

    • @mabelmadoka7848
      @mabelmadoka7848 Год назад

      Varikuda ma real prophets kuti va perform deliverance,I can assure you those people are demon possessed. That's why it's very easy for them to kill just like that.

  • @weshallovercome-dg6si
    @weshallovercome-dg6si Год назад +2

    Ende zvivanhu zvacho zveZanu hazvina kana nyadzi mudhara. Zviudzei zvigure izvi zvema dunderheads. Vese maBanditi sekuru

  • @OwenMadete
    @OwenMadete Год назад

    Cei wakazvivharira mumba ,ihope dzaunotaura

    • @PortiaNcube-p8o
      @PortiaNcube-p8o Год назад

      Chokwadi chogara chinorwadza...... Tell them baba kusvikira vanzwa

  • @sampremi2014
    @sampremi2014 Год назад

    Amen

  • @OGQMdawini
    @OGQMdawini Год назад

    Treason 😂😂😂

  • @tari2073
    @tari2073 Год назад

    Dai maparidza shoko raMwari

  • @PauloMuyocha-vl8vo
    @PauloMuyocha-vl8vo Год назад +1

    Sanho.mdara.wakanyanya

  • @peterkasaira-zw3zg
    @peterkasaira-zw3zg Год назад

    vvaudze mudara mbavha

  • @huff.puff.productions
    @huff.puff.productions Год назад

    Old man ssid he will legalise weed

  • @letthemshine3015
    @letthemshine3015 Год назад

    MUKOMA RUSIKE PLEASE DONT ADD TO THE NARRATIVE YE ZANU KUTI ITS DR MUMBA SOLE DECISION NO DENO MATI SADC BECAUSE THAT REPORT WAS DRAFTED BY 20 PEOPLE. MUMBA AKANGO VERENGA CHETE . PAKUDA TITAURE NEHAMA DZEDU DZIRI MU ARMY VAITE COUP

  • @harrismagushacharambenichr1154

    Mubwidi is a derogatory term steeped in tribalism. Such language is unbecoming.

  • @davidmnaba1881
    @davidmnaba1881 Год назад

    Rima ku England unopenga mudhara iwewe lazy brain, work for our destiny not to be corralled like cattle and donkeys to further some white skin dream. Ibvapo wakavhota here iwe hauna kana mari wekuuya kuzovhota. Talk is cheap dofo ndiwe buritsa mapepa ako echikoro getaway pfutseki mazigirazi

  • @simbaihove8495
    @simbaihove8495 Год назад

    Duzvi iri Hari vhoti rakahwanda richingo vukura isu tichingotonga

  • @AbsolonRodger
    @AbsolonRodger Год назад +1

    Usarasike! Unofira mahara! Mark my words unotaura chokwadi but Chisina basa! Honestly unongowawata! Mutambo iwoyu ndewe Cash! Chamisa akapihwa slice yake! Unotambisa njere dzako!; Chamisa unonyatsomuziva😮😮

    • @AbsolonRodger
      @AbsolonRodger Год назад

      Ko unofunga Kuti SADC ingadii😮😮 Chamisa ndewavo

  • @owenrukweza489
    @owenrukweza489 Год назад

    Bambo muri kushota shamhu imi magirazi amakapfeka makatenga kunze kwenyika here kwanai siyanayi naye mnangagwa kana muine nharo bvisai magirazi tinatse kkuonai kurai mushe imi