Zvinosiyana wena, kwangu tete bhoo munhu zvekuti (she is even older than me) asi bamunini 🙌🏼🙌🏼 kutoita setiri pabarika chaipo, from the kitchen chaiko he complains yoh!!!! If roles were reversed I would call him tete ve musha.
Bamudiki vakushandiswa ka the main thing is power ndoikudiwa tete can direct muroora or protect hanzvadzi yavo kubva munezvisina basa but bamunini ha muduku uye if he is not strong anongo mhanyiswa and if he has money anotenga tenga twunhu iye bamunini
Mubvudzo wako Tindo ini maonero angu neekuti tete muroorawo ...muroora nditetewo vevamwe but chodiwa oavanhu 2 ava i reaoect to each other uye isu varoora ngatisaoinda mu family yevanhu ndineka hunhu kekutovenga tete ...uye nekusviko tonga l think ndomaonero angu
Did you pay mari kuti u subscriber ...ndopane point obvious ukufanira kunge uine data or wifi ma benefit eku subscriber unopihwa ma notification e zvatinenge ta poster umwe asat atozviona ndiwe unotanga kuudzwa wobva watotanga kufadzwa ne...😂😂☺️☺️
❤❤❤❤ love you guys mondigonera
Tindo n Alana luv u guyz ❤❤❤
Mabrrrrrrrrri 🔥 🔥 🔥
Ana tete vaneyekuti pamba.pehadzvadzi yangu
Zvinosiyana wena, kwangu tete bhoo munhu zvekuti (she is even older than me) asi bamunini 🙌🏼🙌🏼 kutoita setiri pabarika chaipo, from the kitchen chaiko he complains yoh!!!! If roles were reversed I would call him tete ve musha.
I love Allan's voice neraTindo ❤
Love u guys Tindo na Allana manyama kani ❤❤❤
Nyaya iripo yakadai.
Vanatete vano supporter hanzvanzi dzavo kana zvafamba nepamwe,
Vanabamunini vanomira mira kuita tumabasa twepamba kutsvaga good kuna Gulez
I love the calmness in both their voices, but Tindo does is for me👌
Vatete nemuroora vakangofanana nemajongwe maviri muchikwere chimwe chete,tete ngavasiye nyaya dzekuti zvinhu zvehanzvadzi yangu.
Huye tete ngavazive kuti muroorawo kwavaka roorwa
Babamunini nokuti havapinde mukitchen saka vanokwanisa kugarisqna namaiguru kkkkkkkk
Kkkkk Tindo uri munhamooo nemukadzii uyu wakamuwanepiii anoshusha kudaii haa rega uchizohuraa sure vakadziii ndovanoti driver away
TIMBOKUPAIWO KWESVONDO RIMWE AMBOITAWO WENYU KA
Love you couple ❤
Tete nemuroora inenge yatongova lifestyle inyaya yekuti zvatova mupfungwa yeevery generation it's like a believe let's change timboti tete nemuroora vanokwanisa kugarosana moon zvinotofamba
Haaa munhu akadai ma1 kani iii
Alana unogona shaaa❤❤❤❤
Allana anoyema shemu, anyway keep it up guys we want more videos and drama❤️❤️
Allana and Tindo❤❤❤❤
Etodaku ziyakuti alana chichako 😂😂
Ma subscriber?😂😂😂
Allana ataura vani kuti mugoti muviri mupoto 1 hazviite ndosaKa tete nemuroora vasingagadzirisane
Haaa mukadzi anonetsa kkkkk
Tindo vakamuonepi mukadzi akadai 😂😂😂😂😂
Huyai tichinjane hama or ndoendesa ku auction
@@creationsvsuals😂😂😂😂uchizvida zvekumbopaumwe😂😂😂
This couple maaan.
Tete nemuroora havafaniri kugarisana kwenguva yakareba kuti relationship yavo irambe iri bhoo, vanhu ngavashanyirane nenguva
Manotes tikunyora pasi
@@creationsvsuals kkkkkkkk Ewoni
@@rosemaseva4464 ndozvamanga muchida kutauraka manj nop😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
🎉🎉🎉🎉🎉 Tindo naAlana❤❤❤
I will always be on Alana’s side 😂😂😂 I don’t care she is wrong 🤦🏾♀️
Alana Alana Alana how many times did I call you😂😂😂😂😂 will you kip quet kkkkkkkkkkkkk
Haaa ˢʰᵃᵃ ᵛᵃʳᵒᵒʳᵃ ᵛᵃⁿᵒⁿᵉᵗˢᵃ ʰᵃʷᵃᵈᵉ ʰᵃᵐᵃ dzemurume
Mahuchi
Tindo uno sizer big tyme bt anyway tete ngavaende
Aitasey a sizer how?
@@creationsvsuals wi want to hear more abt relatioship status btwn him and Alana
so mati toti vazvidairire here?@@innocentmash6787😀
Infedelity iri knonoka guys
Ingadai yakabuda nezuro so takangoita challange ye zisa up to nw takamirira
Ndini ndakatobvuunza and ndakasubscriber kaare muchatongotanga guys....
Ahhh Allana kanoyema
vanhu two imimi munondinakidza zvangu rambai makadaro
Thank you
Ahhh mukadzi uyu ma1😂😂
Tikukwereteseiwo here
Zvinornderana ini handina problem nemadzi tete angu kana ana bamunini.kutiita madays tisina kutaura tese pa4n vanototsvaga kuti ndiripi.saka zvornderana nekugarisana kwenyu
At least one kkkkk ziva situation
Haaa tindo uripama 1
Zvakaoma kan hamunawo wamoziva anoda mudzimai here tomupa hedu mahara
Bamudiki vakushandiswa ka the main thing is power ndoikudiwa tete can direct muroora or protect hanzvadzi yavo kubva munezvisina basa but bamunini ha muduku uye if he is not strong anongo mhanyiswa and if he has money anotenga tenga twunhu iye bamunini
Ko landlord yakaperera papi
Iriiku continue haina kuperq
Guys wasu uyo anopedza basa
❤❤❤❤
Bamki murume zvee tete ndimai kana usipo bamnni vanoplayer oo raw yako kkkkkkk
Tindo aya mazayi awa fryer dai ari awa boiliser. Ayo awa boiliser aifanira kunge afryiwa. Iyo cap yawapfeka dai wapfeka iri yeblack
Imagine zvinopera mushe here nhai nhai
Bamunini vanodiwa nkt vanopihwa bota 😂😂😂😂😂
Tindo naAllana 😂
Guys muri kubvira
🤣🤣🤣🤣 ndaka subscriber ka2 Tindo please tell me kuti Allana chii chako
Allana ndiye anotanga tindo bho
Alana 😂😂😂😂😂
You guys makanyanya ❤️❤️
Relationship yenyu ndakaitarisa ndiri kuona muri ……. & ….
Sekuru nemuzukuru here😂😂☺️☺️
@@creationsvsuals 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 hahahahahaha hakuna zvakadaro
@@rosemaseva4464chiripo chawawona chiripo chawawona 🎶🎶🤣🤣🤣
Mubvudzo wako Tindo ini maonero angu neekuti tete muroorawo ...muroora nditetewo vevamwe but chodiwa oavanhu 2 ava i reaoect to each other uye isu varoora ngatisaoinda mu family yevanhu ndineka hunhu kekutovenga tete ...uye nekusviko tonga l think ndomaonero angu
Totenda tikunyora manotes
Haaa Alana naTindo telk me guys are you a couple in real kkkk bcz guys you are a couple shame ❤
😂😂☺️☺️how are you lorine thanks for the support
Hahaha hanz bamunin ngavagare nekut vanoita zvese vanomhanya mhanya😂😂panapa,vanoita basa hahahahah
Pakaipa kan😂😂☺️☺️
Munonzwa nekungon'orana 🤣🤣🤣🤣
😂😂
Kkkkkk hanzi naAlan tte vakutoita matam
KuSubscriber haasi mahara sei kana ndisina data handikwanise kudaro 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Did you pay mari kuti u subscriber ...ndopane point obvious ukufanira kunge uine data or wifi ma benefit eku subscriber unopihwa ma notification e zvatinenge ta poster umwe asat atozviona ndiwe unotanga kuudzwa wobva watotanga kufadzwa ne...😂😂☺️☺️
Muroora iyeye nditete wo saka draw draw 6 na9
Ummmm Tindo na Alana are you a couple in really life kani murikumberi zvenyu
Ma subscriber here 1st tisat tataura zvatikuda kutaura..☺️☺️ thanks for the support