I lost my mother in law in 2015 the one person luvs me in the family hazviperi mupfungwa sometimes I cry but your song my sister I feel better at the moment
I lost my mother 2004 when i was form 2 then my dad 2009 but from kubva ipapo handina kubvuma almost everyday ndaitoti ndimbocheme lyk now nhasi ndasangana nesong iyi yandipinda pakadzika dzika ......mai Moyo God bless you after mazikore ese aya ndazobvuma nhasi
l lost my mom(mainini) early this year due to pregnancy complications and by listening to this song i felt comforted. Thank you tete Dorcas. Zveshuwa nguva ndeya mwari
Whenever I miss my father I come here to listen this song ,,,this song is dedicated to everyone who lost their loved ones ,continue to rest in peace daddy we will meet one day in heaven😢
U have done it again n again... This song reminds me of my parents whom l wish l knew.... Nguva ndeya Mwari zveshuwa iye ndiye anoziva ndiye anemhinduro.... Zvinorwadza zvikuru kurasikirwa nevepamoyo... This song gave me strength thank u mama Dorcas moyo indeed you know how to capture our feelings n express them...... May u be blessed...
Bye bye mbuya vaRuva , Mhai tichaonana kana Mwari vatendera. Gone so soon . I deeply miss you mai vangu VaSoko makandirera ndinotenda . Always loving you . Makaenda takarivara tisina kuonekana , hurukuro dzedu amai hatina kupedza
Mwari ndimi mnoziva ndimi mne mhinduro wakaenda ndakarivara mwana wangu life is not easy without my boy miss you a lot sorry my boy ❤mwari ndinyaradzei ndri kutadza kunyarara ndakaremerwa
Thank u mhamha ❤️❤️ this is my song of my life . Song inondinyaradza zvakanyanya munguva yekuchema .ndikafunga my parents ndinonzwa kunyaradzwa nethis song . Thank u so much 🙏🙏
My father was dead in 2019 so hapana Hama kna one ichada kunzwa nezvanku amai vanku handitozive kwavari hupenyu hwakanfiomera kubva kakafa BBA . I'm 16years old now
This song make me cry. Baba vangu vakasiya ndisina kupedza kutaururana . 1 week vachirwara vakandisiya neronda risingapore dai mwari avawanira nzvimbo yakanaka. Rip baba
Everything happens in God's time. Still asking God how, after surviving a horrific road accident. I pray my colleagues rest in eternal peace 😭😭😭. Zveshuwa hurukuro hatipedzi.
I lost my beloved mother September 2019 it still hurts but knowing that it was time for her to join her creator and it was the end of her season it heals my heart. I saw her in pain crying day and night giving her types of medicine but it didn't reduce the pain any less cancer what a strange enemy. This song it heals and calm me knowing nguva ndeyamwari
Knowing that GOD handles his time in his own way and sometimes it's for the best of reasons only known to him though we grief. This song brings peace, understanding & inspires... #RIP to those who are gone already💐❤️💯
I lost my friend last year February she was so close to me l used to share everything naye, eyy we all know umwe neumwe ane nguva yake muridzi weruva akatora zvinondirwadza nanhasi kuti why Lee wakasiya Ronda risingapori but after listening to this song am getting better tiri huruva tese tichadzokera kuhuruva hurukuro Lee hatina kupedza nguva ndeya MWARI zorora murugare 🥺🥺🥺
Special dedication to me chinyarara moyo wangu lost my grandmother in Nov 2020 muridzi weruva akatanha rest in peace my queen can't thank you enough for everything gogo
You are very talented my sister all yr songs are a blessing they always make my day keep on doing the gd work and may God keep annointing you with more songs
I lost my son and friend l still crying nw😭😭😭😭😭😭😭.Mweya wangu bvuma pliz. Its been a month Itai my son ndakarwadziwa. Gombaz my friend taronga tese sha. Ths song makagona ccsta. I hop ndichabvuma nguva ndeya Mwari
Little by little you are penetrating and saturating my heart with powerful message from God. Keep up the good work, we are praying for your protection.
So touching ndafunga Mai wangu baba vangu mukoma vangu varoora vangu murume vasisi vangu 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭 pasi hariguti . thank you Amai Dorcas Nezarah Moyo nesong iyi
I’m listening this song with tears in my eyes l lost my daughter on the 11th of January this is so touching.hurukuro nemwana vangu handina kupedza she didn’t said any word lm in deep pain
A heart-touching song. I don't play this for funny but when I'm in deep thoughts. To you my beloved ones, my lovely dad Herbert, my brother Ziyayi Prayer, muroora Patience you were my flowers 🌺 🌺🌺🌹🌹🌹 I miss you.
Whenever I listen to this song I feel like crying I used not to like it because of that But now I love it even though it makes me emotional..lost my mom sister 4 years ago but the pain still feels like yesterday moyo wangu Dai wachingobvumawo haaa zviri kurwadza kugamuchira😞😭😫💔💔💔
Hapana anesimba sera Jehovha pavazarura hakuna anovhara
Thank you dorcas l lost my mom 1994 but wen ever l think of her l play dis song
Mweya wangu bvuma..thank you mama Dorcas i lost my dear mom 24 Nov 2023 kana kurwara havo kungodonha mama kutisiya zvavo takarivara😭
So touching song l lost my boyfriend last week when l listening to this song l feel a little bit better 😭😭😭😭
eish so sorry dear
Very sorry dear
Very sorry dear
Very sorry dear
So sorry for the loss Brenda
I lost my mother in law in 2015 the one person luvs me in the family hazviperi mupfungwa sometimes I cry but your song my sister I feel better at the moment
Hiiiii😭😭😭Rest in peace mumy dear daughter and bamnn Earnsome all passed away in Jan 2021....so touching hey hey Mwar anoziva😭😭😭
Unongona maMoyo usanyeperwa ndakanda like kare munorova sisi vangu mune 💪💪💪 rambai makatsika ipapo
I lost my mother 2004 when i was form 2 then my dad 2009 but from kubva ipapo handina kubvuma almost everyday ndaitoti ndimbocheme lyk now nhasi ndasangana nesong iyi yandipinda pakadzika dzika ......mai Moyo God bless you after mazikore ese aya ndazobvuma nhasi
Makadzamisa Mai Moyo. The truth pains.Asi ndokutendai Mai Moyo.Yeuchidzo inorwadza.
l lost my mom(mainini) early this year due to pregnancy complications and by listening to this song i felt comforted. Thank you tete Dorcas. Zveshuwa nguva ndeya mwari
What a touching song😢😢we buried my sekuru a( 23year old boy) today,kurwara 3days nemusoro kwakutoenda zvavo sekuru vangu RIP sekuru Nixon😢😢😢
Mai Moyo haaaa mazondibata panyama nhete nemusic yenyu....ndachema ndikapembera ndikaseka zvese at one time💃💃🎤🎤💔💔😭😭😭🔥🔥👌👌
This song was sent to me by my dad after we lost my big bro 💔 😪.....continue to rest in peace zuluboi
Whenever I miss my father I come here to listen this song ,,,this song is dedicated to everyone who lost their loved ones ,continue to rest in peace daddy we will meet one day in heaven😢
I downloaded this song. It's my everyday song since 17 July 2021 when I lost my Dad 💔😭😭😭 . Mweya wangu urikuramba kubvuma ini 😭😭😭😭😭
@@stellahchandavengerwa7088 Mweya Mutsvene akunyaradze mudikanwi. God heals.
I lost my mom 2 weeks ago when l play this song I feel better but my tears can't stop flowing 😢😢
@@stellahchandavengerwa7088 qq
Ndinotenda hama yangu
I lost my mother in 2021 6 August ...this song soothes my soul Rest in peace my dear mother love and miss you......Thank you Dorcas Moyo
U have done it again n again... This song reminds me of my parents whom l wish l knew.... Nguva ndeya Mwari zveshuwa iye ndiye anoziva ndiye anemhinduro.... Zvinorwadza zvikuru kurasikirwa nevepamoyo... This song gave me strength thank u mama Dorcas moyo indeed you know how to capture our feelings n express them...... May u be blessed...
Handi goni ku pedza song iyi asi maka imba song iyi maka zadzwa ne mweya mutsvene Mai vedu thanks a lot ❤
Bye bye mbuya vaRuva , Mhai tichaonana kana Mwari vatendera. Gone so soon . I deeply miss you mai vangu VaSoko makandirera ndinotenda . Always loving you . Makaenda takarivara tisina kuonekana , hurukuro dzedu amai hatina kupedza
Lost my mom today l am here to find comfort 😢
My mother passed ob in 1996 and at times it feels alone in this world. These words brings confort to our poor hearts
I lost my grand dad 2 days ago due to covid 19 thank you soo much 😭😭😭😭
Mai Moyo maita kuti ndishinge mufunge ndikarangarira kuti handichina vabereki ndinochema ndichizvinyaradza ndichiti nguva ndeya mwari .vabereki wangu pamwechete nehanzvadzi yangu 😭😭😭
Thank you 🙏
I don’t how many times am listening to this powerful msg,🥰🥰
Heish,dis voice,rinondiswitsa kure...MaiMoyo ngwari ngapindire
Mwari ndimi mnoziva ndimi mne mhinduro wakaenda ndakarivara mwana wangu life is not easy without my boy miss you a lot sorry my boy ❤mwari ndinyaradzei ndri kutadza kunyarara ndakaremerwa
Mwari achatinyaradza hanzvanzi yangu , vane mhinduro Mwari
Mwari achatinyaradza hanzvanzi yangu , vane mhinduro Mwari
So touching just want to say rest in peace mom,dad,grandma&my husband the father of my children
hugs to you
Hugs
Sry zvorwadza
Yes true there is life after death
Handidi nemi amai. Munozvigonera. May the good Lord continue to bless you
Very Gud song wedzerwai makore akawanda panyika muudze vanhu zvehuMwari
What a song,lost my father in 2002 but now I know rufu murawo waMwari,mweya wangu wabvuma takasvika pamharadzano
We need more of the traditional beats like this mother. You sang this song the Zimbabwean traditional way. Classical
This song is my therapy, when I get upset and stressed.... I come to play it here.......to God be the glory 😤
very true. it heals
Thank u mhamha ❤️❤️ this is my song of my life . Song inondinyaradza zvakanyanya munguva yekuchema .ndikafunga my parents ndinonzwa kunyaradzwa nethis song . Thank u so much 🙏🙏
Eish so so touching, mweya wacho unoda Mwari uyu kuti unyatsobvuma
My father was dead in 2019 so hapana Hama kna one ichada kunzwa nezvanku amai vanku handitozive kwavari hupenyu hwakanfiomera kubva kakafa BBA . I'm 16years old now
May God protect you. Uripi?
Mweya nyarara rufu murawo waMwari ndisashaye kuziva pamusoro pevavete.
I lost my first child 10 Jan 2018
Recently lost my daughter and the wound is still fresh ....will always love you my angel
I lost my aunty today(father's sister) 😢97yrs well lived and this song is just ministering to me well👌👌🙏🙏. Thank you muroora wangu Dorcas Moyo 🥰🥰❤
This song reminds me of my sister,she was like " mainini chitengai mota ndavakugona kudriver",if l ever knew that was a goodbye 😭😭😭
So sad dear may you find comfort in our Christ Jesus.😭😭
I lost my son last Thursday.. ndongoteerera song iyoyi ndinonzwa zviri nani mumoyo
Meaningful song. I cannot stop crying listening to this song. mweya wangu bvuma kuti nguva ndeyaMwari. Hurukuro dzedu hatina kupedza sisi😢. Hurukuro hanzvadzi yangu hatina kupedza😭😭😭
Mweya wangu bvuma muridzi weruva atora “ I lost my friend last Sunday ndirikubaikana, thank you Mama Moyo ndirikunzwa kunyaradzwa nesong iyi 👏🏾
Hurukuro dzedu mhamha hatina kupedza makaenda tarivara tisina kuonekana 😭😭😭😭😭😭💔💔💔💔💔💔💔💔 continue to rest in peace mom 💔💔💔💔💔💔💔💔
Just lost a coworker yesterday. No words to describe but this song says everything
I lost my mom unexpectedly, whenever l listen to this song l end up crying
🙏🙏🙏Mweya wangu bvuma muridzi weruva akatanha amai vangu .ndoitirwa zvakadzama thank u ndaiwanzo player yekutii l miss u mhama .
Lost my Aunt muna August this yr hanzi mweya bvuma nguva ndeyamwari thanks mama nesong inondinyaradza😭😭😭
I lost my soulmate ....asi nguva ndeya Mwari zvayo , muridzi weruva atora
Eish ndobva ndafunga amai vangu
This song make me cry. Baba vangu vakasiya ndisina kupedza kutaururana . 1 week vachirwara vakandisiya neronda risingapore dai mwari avawanira nzvimbo yakanaka. Rip baba
So sorry to those who lost their loved ones.this song remind me of my frend's brother.
This song comforts me very much l lost my father and l now understand that rufu murawu waMwari.
Continue to rest my boi Givhaboi
We miss you 😢
Indeed nguva ndeya Mwari. Saka mweya wangu bvuma kana nguva yakwana
This songs makes me love everyone because tose tichafa hedu
I miss my parents th left me wen I was young but th still hold a special place in my heart
God bless you
Thank you mama Docas Moyo I lost my mom in 2015 shuwa rufu harujairiki.
Am crying 😢😭kufunga vavete haaa mandiitira mama Moyo, you ministered to mweya wangu shuwa👌💃💃🎤🎤🔥🔥🔥
Lost my brother Brett ,23 Nov 2023,since then life has never been the same.i miss you Dhewa.Mwari ndibetserei ndinokundikana
Everything happens in God's time. Still asking God how, after surviving a horrific road accident. I pray my colleagues rest in eternal peace 😭😭😭. Zveshuwa hurukuro hatipedzi.
Mune chipo sisters munogona well done 👌👌👌
I lost my beloved mother September 2019 it still hurts but knowing that it was time for her to join her creator and it was the end of her season it heals my heart. I saw her in pain crying day and night giving her types of medicine but it didn't reduce the pain any less cancer what a strange enemy. This song it heals and calm me knowing nguva ndeyamwari
Knowing that GOD handles his time in his own way and sometimes it's for the best of reasons only known to him though we grief. This song brings peace, understanding & inspires... #RIP to those who are gone already💐❤️💯
I lost my friend last year February she was so close to me l used to share everything naye, eyy we all know umwe neumwe ane nguva yake muridzi weruva akatora zvinondirwadza nanhasi kuti why Lee wakasiya Ronda risingapori but after listening to this song am getting better tiri huruva tese tichadzokera kuhuruva hurukuro Lee hatina kupedza nguva ndeya MWARI zorora murugare 🥺🥺🥺
Special dedication to me chinyarara moyo wangu lost my grandmother in Nov 2020 muridzi weruva akatanha rest in peace my queen can't thank you enough for everything gogo
After listening to this song for the whole day tuday, I felt relieved after my husband left to be with the lord Aug this yr
Sorry my dia
i love your music sis dorcas inondisimudzira zvakanyanya.
Lost my dad 3yrs ago 💔. Mydsctriep.Very touching song. Mweya wangu bvuma....
Thank you Amai for your words of consolation. In this pandemic we have lost many loved ones and this song touches that hurting emotion in many
Well-done my sister. The vocals and beat is excellent
Ummmmmmm ndinonzwa kuzorodzwa pakudzamirwa nezvakawanda vakatisiya. Keep on Dorca Wekwamoyo
thanks Mama nekushumira kunotipa tariro munguva dzekuchema Mwari akuropafadzwei , ichokwadi nguva ndeyamwari amen
You are very talented my sister all yr songs are a blessing they always make my day keep on doing the gd work and may God keep annointing you with more songs
I lost my son and friend l still crying nw😭😭😭😭😭😭😭.Mweya wangu bvuma pliz. Its been a month Itai my son ndakarwadziwa. Gombaz my friend taronga tese sha. Ths song makagona ccsta. I hop ndichabvuma nguva ndeya Mwari
So touching nguva ndeyaMwari sure I lost my 2lil sisters last yr August n another one this yr March😭😭😭😭
Sorry nguva ndeya Mwarii 😭😭
Hugs
So touching l lost my uncle today my heart is broken 💔😭💔😭💔 rest in peace uncle 😭💔😭💔💔🤦
My very best best musician.Munoronga manzwi amai. Nguva ndeyamwari zvechokwadi.
Haaa so soul touching munondigonera mhamha Moyo
Always whn my soul is down l listen to this peacemaker you are the best Tete Manguruve wedu
Little by little you are penetrating and saturating my heart with powerful message from God. Keep up the good work, we are praying for your protection.
So touching
Am here mama Moyo ❤🎤🎤🎤
Awesome music. So comforting for the grieving ❤
Well done mweya wangu wanyarara rest in peace mudhara wangu forever missed
This song got me in tears. I miss my mum😭
So touching ndafunga Mai wangu baba vangu mukoma vangu varoora vangu murume vasisi vangu 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭 pasi hariguti . thank you Amai Dorcas Nezarah Moyo nesong iyi
I'm listening to this song with tears running down my cheecks thinking of my beloved ones😭😭😭💔💔💔.thank you minister Moyo, makandigonera🤲🤲🙌👌
I’m listening this song with tears in my eyes l lost my daughter on the 11th of January this is so touching.hurukuro nemwana vangu handina kupedza she didn’t said any word lm in deep pain
😢this is the message to all of us who lost our beloved ones especial our mothers
A heart-touching song. I don't play this for funny but when I'm in deep thoughts. To you my beloved ones, my lovely dad Herbert, my brother Ziyayi Prayer, muroora Patience you were my flowers 🌺 🌺🌺🌹🌹🌹 I miss you.
I played this song.to my white workmates here in SA & then I translate they were tears ol over their faces..
This album is so touching .thnx mumy
HALLELUJAH !!Powerful ,I connect 🙋♀️🙋♀️🙋♀️🙏👌👍👏💐💔😭R.I.P my Elder ccter.
Thank you for this song sometimes I feel if my mother was alive ummm thank you mama ndisashaiwe kuziva pamusoro pevavete 🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏
This is the best production from DM. Exceptional lyrical and melodi c production
Mhamha Moyo munotidzora Moyo nekti umm rufu anotirwadzisa chkwadi
I lost my mum April 2017 and we on that last when she passed away we last spoke 5 months so painful when I had the news
Whenever I listen to this song I feel like crying I used not to like it because of that But now I love it even though it makes me emotional..lost my mom sister 4 years ago but the pain still feels like yesterday moyo wangu Dai wachingobvumawo haaa zviri kurwadza kugamuchira😞😭😫💔💔💔
Thank you mama this song meant a lot to me l always sung this song now and again
The song got me in tears.Rest in peace My father,my young sister, My elder brother and my niece.
Be comforted in knowing that we shall meet them on the great resurrection's day
I lost a friend last year Xmas,l feel better everytime l listen to this.May your soul rest in peace Hardy Zingwena
This song ini ndibata ndakashaikirwa nasekuru vangu 😢😢😢😢
This song reminds me of my beloved mother my pillar of strength was taken away from me.heartbroken .
I lost my daughter last month eish ndikanzwa song I feel like ronda racho radzindirwa 😭😭
Touching song, God help us to understand kuti nguvai ndeya mwari nyangwe zhichirwadza kudaro, miss you Mum and Dad 💔💔💔😢😢😢
Mweya wangu nyarara ,,,rest in piece mama we will meet one day