Комментарии •

  • @jesslinekashambe4026
    @jesslinekashambe4026 2 года назад +17

    Achamufunga hake murume uyu he is very humble and anoratidza kuti anonzwisisa nekufara baba varikushandisa Mwana wavo kuita mukadzi wezvikwambo ndopanenyaya

    • @hipposave2573
      @hipposave2573 2 года назад +1

      I agree 100%

    • @Ladypradaful
      @Ladypradaful 2 года назад +1

      Very humble face front but indoors we all head zvaiita ko kuzotsimbiriraunhu huro ndokudii, life gies on ukaina wongofunha kwawakabva mmmh

    • @briggette7925
      @briggette7925 2 года назад +1

      @@Ladypradaful thank you wanted to say the same. Mkadzi akamanikidzirwa kana azopondwa afa vanhu votanga kiti akadii kuusiya. Innocent face what- idiot.

    • @rukudzomugomezi18
      @rukudzomugomezi18 2 года назад

      True

    • @Mchilowamakhosikazi
      @Mchilowamakhosikazi Год назад

      Imbwa nyoro

  • @samanthabutau3158
    @samanthabutau3158 2 года назад +16

    Murume arambirwa mahara ari humble wani,kuita varume vekutambisa kudai Ivo vachinetsa kuwana

  • @safeguardsecurity2351
    @safeguardsecurity2351 2 года назад +12

    Haaa mukadzi arwadzisa uyo, Chihure chapinda guys regai aende hake, munin'ina don't worry unowana munhu, hapana kana chikonzero chaataura mukadzi uyu chinobatika

    • @clevermwatsa271
      @clevermwatsa271 Год назад

      Taura hako from the way irikutaura mukadzi uyu anechikomba chirikumu believisa chaasingazivi ndechekuti chikomba chinokuda urikumurume wako .

  • @divinecomputers2789
    @divinecomputers2789 Год назад +5

    I am a new follower to this program and I don't want to miss an episode. Pls welcome me 😇😇😇

    • @sifundilemhlanga1755
      @sifundilemhlanga1755 Год назад

      we welcome you,iam an old follower but i understand shona though my first language is Ndebele,but I like these programes

    • @stellamashandudze516
      @stellamashandudze516 Год назад

      Well come to this program

  • @mitchy3608
    @mitchy3608 2 года назад +8

    Oh poor guy his hurting 😭😭😭😭 I feel sorry for him.

  • @oskydmuje5129
    @oskydmuje5129 2 года назад +11

    Mukadzi akatoenda kare uyu ndosaka airamba ne phone yake ane zvaari kuziva why kuita nharo ne phone,, anoziva chokwadi mukadzi uyu

  • @greymamela4313
    @greymamela4313 2 года назад +7

    Opening remarks kkkk Madzimayi musa bleache

  • @eniakaduwe3554
    @eniakaduwe3554 2 года назад +9

    Ummm mukadzi uri wrong hapana nyaya yawarambira murume...wave nekumwe chete famba hako nerugare mark my words

  • @tafadzwatafadzwa8845
    @tafadzwatafadzwa8845 2 года назад +1

    #Slymedia ndipeiwo henyu murume arambwa uyo 😘😘😘😘😘 mukadzi uyo ibenzi

  • @lydiat7636
    @lydiat7636 2 года назад +6

    A tezvara dai vambomira kubvunza pfuma pakadai iye mwana wenyu achiramba murume .zvimwe nyaraio😖😖

  • @tafimutekwe2855
    @tafimutekwe2855 2 года назад +1

    The King is a very straight forward man who knows that you cannot force love if it has gone away. Forcing a person who no longer loves you to be with you can cause very serious problems that may end in tragic circumstances. Vakamboonana hava shayane and one day MAYBE they will try to grow their love back again and if not they should co-exist peacefully for the sake of their child. Well done Mambo and your advisers.

  • @jimjames9305
    @jimjames9305 2 года назад +3

    Some parents are very toxic mfunge.vabereki ava ndivo vakati dzoka kumba haana chinhu mrume.I have seen such happening , mkadzi akabva anzi UK nevabereki but before she went akati kumurume vake ngatichate so that ndokutora uuye UK. Akati vabereki vake are very toxic and vanoda kuputsa imba yake.so mrume akatoenda UK .texvara naambuya vakungoti nyaru nyaru ungati varoyi vabatwa

    • @progressnhamoyebonde7609
      @progressnhamoyebonde7609 Год назад

      Pazimbotaurwa zvakadzama😂 anogara asina bhurungwa hanzi nhengo yangu inoomarara, uye anoburitsa rurimi panze semunhu arikuita bonde pese panenge Ari . Totimukadzi arikushandiswa nechikwambo here kana kuti chihure chete.

  • @edsonmoyo7437
    @edsonmoyo7437 2 года назад +3

    What a painful ending for the man, we should not take marriages for granted like this

  • @amosmasunda6531
    @amosmasunda6531 2 года назад +2

    SMTV tipeiwo chief wekwa Murewa tinzwewo matongero aano itawo kwaMurewa

  • @sailaskwangware240
    @sailaskwangware240 2 года назад +3

    Aaaaaah mutemo unongosunga varume chete zvorwadza izvi dai ari mukadzi arambiwa murume atoripiswa🙉

  • @divinecomputers2789
    @divinecomputers2789 Год назад +1

    Marriage shld be held with honor. Shuwa imba ingaparare nekuda kwe foni, haibo izvi tazvishora.

  • @gozos1552
    @gozos1552 2 года назад +2

    Iwe Chief unoti putesidhendi chiiko siyana nazvo tonga nyaya chete

  • @eunicezimunya3991
    @eunicezimunya3991 2 года назад +4

    Ndineurombo zvikuru veduwe, 💔,mwana haana chaanoziva hake, aaah vamwe vakadzi vanosasikirwa nezvikomborero chaizvo

    • @jamesmakundidze3319
      @jamesmakundidze3319 2 года назад +1

      mukadzi pakutanga aida imba asi.ikozvino.ohura hake airambirei.nefoni

  • @marshaldodzo1260
    @marshaldodzo1260 2 года назад +2

    Mwanamai let her go don't take it for granted depression is gonna kill someone one day

  • @mcdthedev
    @mcdthedev Год назад

    saka pachiwanhu semunhu wechirume haukwanise kuramba mudzimai kusiya kwekuti ahura asi mudzimai anokusiya paanoda ?

  • @Dylan-lo6yd
    @Dylan-lo6yd Год назад

    Iyi phone yacho yairambiwa nayo yaimbova nei?muchamufunga henyu murume uyu sisi

  • @lynch5205
    @lynch5205 2 года назад +4

    Hunhu muridzi wahwo ,i like this statement.

  • @stellamukoki6663
    @stellamukoki6663 2 года назад +2

    Yaaaaa iyo nyaya yemafoni iyi yakaoma wakadii kungomupa foni yacho asi iwe waibata yake haaaa hausi feya muninina wangu

  • @albertmaronga2610
    @albertmaronga2610 Год назад

    Kkkkk introduction ya mambo ndoinopedza masports

  • @tindomtambira4409
    @tindomtambira4409 2 года назад +2

    Vaka court chief Nyamaropa regera kungozaza homwe

  • @lancelottsoroma2591
    @lancelottsoroma2591 Год назад

    Ini handingambonzwisetsitsi kudaro kunzwira mukadzi vamwe varume so vanodyisa team sure

  • @safeguardsecurity2351
    @safeguardsecurity2351 2 года назад

    Chief ripisayi vanhu wanovhiringidza dare wachiramba wachiita noise

  • @mitchy3608
    @mitchy3608 2 года назад +3

    Mambo pihwai licence yekurovaa dzimwe mbiti dzirikupedza nguva yevana vevanhu.

  • @conniejam5575
    @conniejam5575 Год назад +1

    Pamwe mfana uyo ari week pa bonde apo kkkkk

  • @sifundilemhlanga1755
    @sifundilemhlanga1755 Год назад

    thus chief is a religious leader 👏

  • @oskydmuje5129
    @oskydmuje5129 2 года назад +1

    Murume anoda Mkdzi wake asi kusarongeka ndiko kuri kuita vatadze kuwirirana phone inoputsa musha, asi mukadzi uyu anenge ane something chiri kuita adaro,, bcz kurambana zviri nyore so ,, next week anenge ave nemumwe

    • @shazia2643
      @shazia2643 Год назад +1

      Uyu ane chikomba chaari kutemba coz ayirambirei nephone

  • @edmoremtisi8541
    @edmoremtisi8541 2 года назад

    The guy is not violent at all and handina kumbonzwawo mkadzi achiti akarohwa
    Honest speaking kuramba murume nokuda kunoita girlfriend yevarume vevamwe vakadzi shame

  • @bryconchuk3219
    @bryconchuk3219 Год назад

    Kana patina zviripo aigorambirei ne phone,ihure

  • @safeguardsecurity2351
    @safeguardsecurity2351 2 года назад +1

    Mukadzi abatwa neChihure uyo sei kurambira phone

  • @tawandamj2421
    @tawandamj2421 2 года назад

    So is it OK for chiefs to start with reading the bible..Aren't we contradicting ourselves,,chinyakare chedu chaiva chisina bhai bhaibheri hama ..wats Yr tek

  • @petronellachiyangwa6766
    @petronellachiyangwa6766 2 года назад +1

    Mukadzi ashaya kana chikonzero chaarambira murume veduwe vamwe tiri busy kunamatira varume vamwe busy kuvaramba

  • @josephnyagona7946
    @josephnyagona7946 2 года назад +1

    Ini kwangu mukadzi akanyepedzera kuenda kumba kwavo kana kuyenda andi tewere andimushandi inenge itori game over

  • @sarathielmunyanyi5062
    @sarathielmunyanyi5062 2 года назад

    Aaaaah mukadzi uyu Ummm anofunga kuti kune Murume ari 100% aaa

  • @mariagadaga1590
    @mariagadaga1590 2 года назад

    Very humble I wish he was ma guy mapudzi anowira kune vasina hari chokwadi

  • @comdaltrading2135
    @comdaltrading2135 Год назад

    Saka foni chete ndiyo yakonzeresa kuti vanhu ava varambane here. Mai vainge vane ma secrets avo avakazoisira pin code. Kana vanhu varoorana hapachina ma secrets, ma fon anoisirwei pin code? Anyway, murume ngaabvume kurambwa. He can start all over again.

  • @mazivisatibugare8732
    @mazivisatibugare8732 2 года назад +1

    As innocent as a child. Ari kutosvitsa baba gupuro. Haambozivi kuti baba namai vari kutoparadzana

  • @gushungowezvimba2986
    @gushungowezvimba2986 2 года назад

    Ndokumbirawo number dza chief bushu kana paine anadzo guys

  • @edithdhlamini3452
    @edithdhlamini3452 2 года назад +2

    Kkkkkk unofa wakaibata foni haipiwe mnhu

    • @frankmoyo7001
      @frankmoyo7001 2 года назад

      Kkkkkkkkk inenge yakazara zvipande.

    • @edithdhlamini3452
      @edithdhlamini3452 2 года назад

      @@frankmoyo7001 kkkkkkk taura hko kusvika wodonhera kwese wakangoibata chte

  • @moleenmupfurutsa8827
    @moleenmupfurutsa8827 Год назад

    Chief nyamaropa vanogona kutonga

  • @nomusamurima6326
    @nomusamurima6326 Год назад

    Ko ane 2 colors kumeso, maoko hazvifanane

  • @thembinkosimananga1455
    @thembinkosimananga1455 Год назад

    Kuda kunyengetedzwa kuti wakosheyi?

  • @linnetbhasvi8115
    @linnetbhasvi8115 2 года назад +1

    Apa atezvara vanoda pfuma yeyi iye mwana wavo ndiye aramba murume

  • @thembinkosimananga1455
    @thembinkosimananga1455 Год назад

    Mwana uyo akusvitsa gupuro😅😅😅😅😂😂😂😂

  • @muchanetamakosa4243
    @muchanetamakosa4243 Год назад +2

    Uuuummm i feel pity for my brother but only God knows, in every situation there is a solution. I pray God will grant you a good wife who is going to love you and cherishing you as who you are. Murombo munhu haavigwe asina kufa. Parents they should exercise caution not to pumper your children, teach them to depend on what is present tomorrow is mystery. And also don't break relationships beyond repair you will live a regretting life. Mwari ndewe munhu wese.

  • @georgemupedzi8883
    @georgemupedzi8883 2 года назад +8

    Next time don't include pictures of innocent children. I don't feel ok for that kid

  • @tannychipiti1265
    @tannychipiti1265 2 года назад

    Ndarwadziwa hangu

  • @lijahmamvura86
    @lijahmamvura86 Год назад

    Vakaramba Mukwasha nemazano achiti murombo haana chinhu

  • @luciahwenha7615
    @luciahwenha7615 Год назад

    Inga zvavo vane vabereki, vanongonzi dzoka kumba. Nhamo yacho uchaiona mwanasikana kuramba murume kudai dzungu richapera iri. Uchamufunga murume uyu.

  • @carolinesibanda7673
    @carolinesibanda7673 2 года назад +1

    Zvidhara izvi zvondi bhowa zvino saluta

  • @nyashamurandu2116
    @nyashamurandu2116 Год назад

    Baba munopenga imi makuda kubvunza mombe dzei

  • @BabylonMasara
    @BabylonMasara Год назад

    Ndanzwa tsitsi😢

  • @tanakawesley8
    @tanakawesley8 2 года назад

    Shem murume uyu mwari wachamukomborera ndanzwa tsitsi bt this court was unfair sei nyaya ye phone isina kumbotaurwa iye mukadzi ayirambirei nayo

    • @perpetuaziyera750
      @perpetuaziyera750 Год назад

      Mambo akangwara uyu amunyaradza murume paazama kutaura kuti kana mukadzi akarwara anodya rurimi Altoona kuti apa panenyaya murume ngaasatsamwa kurambwa mukadzi wechikwambo uyo

  • @monicanjaikira9602
    @monicanjaikira9602 2 года назад

    Uuum mambo musaite utsinye apo iye apuwa gupuro re10 bond Imi momubvisisa 5$

  • @Fayrwa06
    @Fayrwa06 2 года назад +4

    Fake beauty, denying your own skin colour to look like an orange
    This is absolutely sad
    Black is Beautiful
    Preach Chief l support you 💯 % mafuta ANOKONZERESA
    Boyz chengatai smart paBvudzi kwete kurega rakati NYANDANU-NYANDANU

  • @Ladypradaful
    @Ladypradaful 2 года назад

    Ivo vabereki vanoti kuvana garako vanakwana coz ndizvo zvosakisa vakadzi vakawanda vari kuoera kuurayiwa mumamisha umo

  • @alicemaho5605
    @alicemaho5605 2 года назад

    Mambo vanhu avo vachada fuma yeyi mwana wavo ndiye aramba munhu paoneivo asi dai asina kuroora akatombobvisa . Ende airambirei ne4ni mukadzi vanhu vacho vaitaura navo vaimbova vanani ende vaitaura nezvei mambo itai muchibvunzisisa varume vanonzvinyirirwa tariraivo kuzvininipisa kwaaita baba vakutoda kutoronda fuma uuummmm ngagochegeta mwana wake chte akatobvisa fuma zvakakwana izvezvo

  • @tanakamutete6548
    @tanakamutete6548 2 года назад +1

    Vamwe vari kutoramba varume isu tichivatsvaga , sure kurambira munhu Fon usina kurohwa nxaaa

  • @simonmatiki4621
    @simonmatiki4621 2 года назад

    Mukadzì ariwrong , murume uyu ngasarwadziwa nehure iri airambirei nemaphone nxaa biech

  • @vanesahgavaza3106
    @vanesahgavaza3106 Год назад +1

    Shame poor child haasi kutomboziva zviri kuitika

  • @anywaychavi2066
    @anywaychavi2066 2 года назад +6

    Kkkkkkkk kamfana karikutorambanisaa vabereki wenaaa

  • @morgenkanonge8638
    @morgenkanonge8638 Год назад

    Vatezvara vanoda chimanda chei iye mwana wavo ariye aramba murume.kana atoramba murume zvavharana

  • @monallisachikura3394
    @monallisachikura3394 2 года назад

    Vabereki varikushandisa mwana avo

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 2 года назад +3

    Huyai tinzwe zviri pano zvechi hwai hwai kkkkk

  • @mercymasunda8395
    @mercymasunda8395 2 года назад +1

    Mmmm mambo matadza

  • @stellamukoki6663
    @stellamukoki6663 2 года назад +2

    Ahiwa mkdzi uyo haana hunhu

  • @itaiemmanuel5270
    @itaiemmanuel5270 2 года назад

    Zvakaomaaa kanii hapana nyaya apaaa

  • @thembinkosimananga1455
    @thembinkosimananga1455 Год назад

    Akudanana nemukorokoza mukadzi uyo

  • @mitchy3608
    @mitchy3608 2 года назад

    But ichokwadi kune vanhu vasingade kurambwa zvekudaro but it's makes everything worse it's not fair

  • @tannychipiti1265
    @tannychipiti1265 2 года назад +2

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣KO mfanha uyu arikuramba mudhara

  • @samanthabutau3158
    @samanthabutau3158 2 года назад +1

    Statement iri kudhara chitipaiwo rimwe mambo

  • @janempofu4798
    @janempofu4798 2 года назад

    Uh achamudemba hake achanowana anonyatsorova

  • @mavhimamugova5467
    @mavhimamugova5467 2 года назад

    Mukadzi anofurirwa neva bereki .kuita sekuti mukadzi we chikwambo sekutaurwa kwazvaitwa.

  • @evidencemoxie2560
    @evidencemoxie2560 Год назад

    mukadzi uyo chihure chakamubata, chaarambira murume chii uye vabereki vabatsira kuputsa imba yemwana apo, mfesi haana mhosva uyo atori innocent apo, Mai vakawana vapfana vedrip chete

  • @christineyonas8407
    @christineyonas8407 2 года назад

    Ndo mafiro Ako,mukadzi ava nemumwe uyo zvimwe zvacho nakidza vo munhu kana uchigara naye unosara wega ma1

  • @sarahblessingmpofu3223
    @sarahblessingmpofu3223 2 года назад

    Apo mambo mukuwasha oramba achidyirwa mari ariye arambwa asina chaatadza sandizvo apo iye ndiye anofanira kutokwira dare adzoserwe pfuma yake

  • @stellamukoki6663
    @stellamukoki6663 2 года назад

    Ehe kana maitiro emukadzi wacho ndizvo zvinoitwa here anga ane magame mukadzi uyo

  • @ibraimoalbertopaunde3843
    @ibraimoalbertopaunde3843 Год назад

    Vabereki vemukadzi problem

  • @ngonidzashemukunyadze1433
    @ngonidzashemukunyadze1433 Год назад

    All the best bro rega zviende ihure ihure

  • @parseechanzenza9083
    @parseechanzenza9083 2 года назад

    Sorry henyu my brother muchawana wenyu chaiye

  • @fadzosadiki4364
    @fadzosadiki4364 2 года назад

    Mwana ati baba tambirai Mari tiite move on Ini Na mama to be honest madam vakaona zvitsva thts all cz kana iriyekukuvara vachirwira fn haina mutsindo

  • @tinashetembo1628
    @tinashetembo1628 2 года назад

    Mkadzi ane chikomba haufe wakamudzora

  • @chambachola5716
    @chambachola5716 Год назад

    ULIHULE,,IWE,,,SISI

  • @lloydchigodora4534
    @lloydchigodora4534 Год назад

    Chimambo ichi chine powet

  • @hillarychareka9429
    @hillarychareka9429 2 года назад

    Mwana paacha kura achizoona this video ndipo paacha nzwisisa kuti mai vake ndiro dambudziko for now anenge achiti baba vano bhaiza sorry zvako my guy mwari vanoona ende vanoziva

  • @Bvanyangu352
    @Bvanyangu352 Год назад

    Dei rikashaya anoriwana

  • @LasieJ
    @LasieJ Год назад

    This lady ava nechikomba chete. Chief vatodambura marriage so easily ummm something 🎣

  • @titusgodyo1675
    @titusgodyo1675 Год назад

    Kkkkkk police ndomanyama kkkkkk

  • @anywaychavi2066
    @anywaychavi2066 2 года назад

    Kohazvisi kuplayer wanii kkkkk

  • @gogokazima3547
    @gogokazima3547 2 года назад +1

    You are going to be a girlfriend and you are running away because of a girlfriend

  • @gandangatv1146
    @gandangatv1146 2 года назад +4

    Isu kwedu mukadzi akaramba murume pasina mhosva svinu, mukwasha anotokwira dare rekudzoserwa pfuma yake not kuti tezvara vakutoda apedze kuroora iye mwana wake ariye aramba munhu

    • @beularmukozho7839
      @beularmukozho7839 2 года назад

      Kana Paine vana anodzosorerwei pfuma vana vanozoroorwa nani cz it's their own good

    • @desirekangara5325
      @desirekangara5325 2 года назад

      Mukadz apindwa ne chihure uchaifunga imba iyoyo

  • @bernardmakusha2491
    @bernardmakusha2491 2 года назад

    Orambwa obhadhariswa futi haa abatirirwa apo

  • @petrospeyasi8547
    @petrospeyasi8547 2 года назад

    Vakadzi ava atova nezvimwe uyo

  • @cathycharuma4423
    @cathycharuma4423 2 года назад

    Mkadzi uyu anechokwadi nezvaaita izvi

  • @sharonkwadiwa4459
    @sharonkwadiwa4459 2 года назад

    Mafoni aparadza dzimba asi mai awa dai wasina ma game wakapa murume wawo foni

    • @evabanhu738
      @evabanhu738 2 года назад

      Kumujaidzireiko ndosaka ichinzi cellphone,turume tunoshusha

  • @preciousthenjisiwe8753
    @preciousthenjisiwe8753 Год назад

    Varume nevakadzi dananai mudzimba umu veduwe motambudza vana + divorce ayina kunaka